Ini yangu experience na Landlord.... ndirikuto experiencer now... ndakatorerwa tv 50" Toshiba zvese ne remote andizive ndizvo hr ndaifunga kuti achatora tv chete kkk but ma1 because andina kubhadhara Rent ya December na January ....haaaa ma1
Haaaa ziwig iro kanaaaa Yahya that frontal yakusemesa weduwe for a girl who claims to be getting money from her exes hazvidi kudaro can you please represent us well
REPRESENT YOURSELF!!!YAHYA AKAZVIMIRIRIRA, ZVAANOITA OR ZVAANOPFEKA WONT EVER AFFECT YOU IN ANY WAY!!!! STOP BRINGING DOWN OTHER HARD WORKING WOMEN FOR NO REASON AT ALL,gosh!!
1:06:46 the moment when Shelly trapped Ollah and YahYah😂😂😂😂😂 anyways ndauya ne rigister redu week 3🎉
6:13 I'm also happy for allen🎉🎉 I remember last year paakambobatwa nematsotsi😢
Ollah and Yaya... I love your combination
Ngazvigare zvakadero
2:41 welcome sisi we aqua🎉🎉hoyoo🎉🎉congratulations
MaLandlord anotoverenga mafruits mumuti ukutii ko iwee😂
Zvosiririsa RIP. Pamwe anga apihwa shura matongo anheno. Haana kuzvi batà pamoyo. Pamwe pane zvimwewo. Varume ngavazvi batewo
Bachelor murume mukadzi anonzi Spinster
Yes it's spinster
True
Kkkk maronjawoka pamwe muno zviwanza. Musa shora vane nzimba dzavo. Wauya wava kuvaudza pawasvika zvaunoda iwewe or mada zvake aiwa. Vamwe havana rukudzo its 50/50 . Unoda imba ava vanoda $$. Yes vose vanoita zvisina kunaka hazvisi mushe. Respect inodiwa
Ini yangu experience na Landlord.... ndirikuto experiencer now... ndakatorerwa tv 50" Toshiba zvese ne remote andizive ndizvo hr ndaifunga kuti achatora tv chete kkk but ma1 because andina kubhadhara Rent ya December na January ....haaaa ma1
😂😂😂😂hanzi munhu anenge atoriboe mukati Yaya 2025😅
10:50 no no male voice atidi maface 😂😂😂
shelli ndi bhachi raletti
Good people ❤
Ko why tisingaone the other girl
Anodanna na Allen hre
ollah apa panoda calz wachoo achitaura egaa
Ko ya DJ Tamuka takaimirira
haaaaaaaaaaa guys its a spinster kkkkkkkkkk
Haa sure 😂
chimbodedza nox ku podcast ambotaura aboit his wife
Kuda nyaya kwenyu 😂😂😂😂
❤❤❤🎉
🔥🔥🔥mapisarema
INI IMBA YESE YANDOPINDA NDOCHINJA PADLOCK BABA
Haaaa ziwig iro kanaaaa Yahya that frontal yakusemesa weduwe for a girl who claims to be getting money from her exes hazvidi kudaro can you please represent us well
She should represent you nemusoro WAKE kuti zvadii?
its nice wan
REPRESENT YOURSELF!!!YAHYA AKAZVIMIRIRIRA, ZVAANOITA OR ZVAANOPFEKA WONT EVER AFFECT YOU IN ANY WAY!!!!
STOP BRINGING DOWN OTHER HARD WORKING WOMEN FOR NO REASON AT ALL,gosh!!