To all the pastors out there hero basa.This is your time to shine itai mudeme..mudeme mubvise umwe wenyu mustreet.Vakawana pekufano gara long term vanozoonawo kuti voita sei.
Ko chii chinonzi muKristu, ma Church aya handikunamata uku, mweya wa baba ava nechando icho varikurara panze pa road hamuone kuti Church yenyu yaakutoshorwa here, vakatadzei baba avo 😢
Church iyi makamboita zvibhakera yemaFactions Mai ne Mwana. Boxing mukati meChurch. Denga tinoriona kana takokwirawo ndege otherwise yararama pasi muHell. Videos paYou Tube aripo or Google paInternet dzenya dzacho , some few years ago😊
A true Christian haadaro.Unodzinga munhu sembwa zvimwe zvacho unoitira kuprotector image yechurch.Vanemari vechechi iyo vangadai vavaka katwo rooms keseke mufundisi vopinda.There are two sides of the coin asi zvandawona apa ndirini ndagutsikana kuti church ine maproblems iyi.
I am grateful that l have encouraged some pastors I worked with in the past not to be dependent to the church. Vakanditeerera vavepakanaka nokuti church dzimwe dzinongomuka dzichiti mufundisi hatichavadi sezvizvi. May God send some people to go out of their way to assist
Ndo saka ini ndichinamata mumba mangu nekuti kunamata hapachina chii chakadai ichochi apa vanhu ava vanochengetwa ne church muchazvirega henyu vanhu ngati shandei time nezvedu kwete kuti church ichandichengeta zvibude
One thing i learnt in life is to hear both sides of the story in-spite disability but as a church its you duties to take care of their members of things go bad.Apart from being a Pastor who served he deserves better treatment
Can somebody please give us the other side of the story why vasvika pakudzingwa sembwa kudai coz what I know is haungokanda zvinhu zvemunhu panze manga muchiwirirana
Until as a people we understand kuti hufundisi harisi basa rekuitisa mari or kupfumisa munhu. As a pastor one needs to have their own businesses to avoid these situations. Ticharamba tichiona zvakadai mumachurch mazvinji.
Apo Apostle John vakanyora book Ra Revelation vatushurwa ma ziso. these idiots think they know it all kudzinga munhu aita bofu. Apostle Paul had problems with his eyes he did not stop preaching to the Gentiles. These idiots worship God for money. They are cursed!
I want to hear both sides of the story. Because kushingirira kwaPastor for years vachiwana $3 per month iku ummm. Uncle Saint get us the other side to respond please .
Its a sad story but mudhara uyu akarara nezamu mumukamwa. It seems he had made the church his life and livehood but forgot that the church is not his, hence he got caught up between the fight in church. He forgot that the mother and son are for more entitled than him
Uncle we Saint tv dinokupira kunzwa the other side of the story to the people who chased him...bcoz panenyaya apa...akuna munhu akagarira kupihwa $3 the whole of his life...pador avho havati wudzwe chokwadi
Allowance yakadaro for a church that gets thousands and thousands, nyaraiwo vanhu ve Christ Ministries. You are not people of God. Munonyadzisa. We all know you are fighting for the money, not the word of God
Even tikanzwa the other side of the story church yaMwari chaiyo haiise munhu panze nevana never.
Ngatitsvagei Jehovah achawanika.
Ndopaunoona rimwe benzi richiramba richienda kuchurch ye christ ministries..mazimba mane hudzenga hunorwadza moyo
Mazimba ari selfish saka once adya nemhuri yake he doesn't care about anything else
To all the pastors out there hero basa.This is your time to shine itai mudeme..mudeme mubvise umwe wenyu mustreet.Vakawana pekufano gara long term vanozoonawo kuti voita sei.
Mwari tibatsireiwo. May God help this family.
Asiwo chidzidzo kwatiri kana tiri pamabasa tifunge ramangwana
Agree
Plus ngatizivei tichakura zvongoda kuva nepako chero kurikumusha unonogara kana zvadai
Nekuvaka❤ kumusha weduwee
Asi ne 3usd yavayitambira chokwadi ingakwanisa kuti munhu zvake nyange kumusha here?
@@tendayichingosho7768 Chokwadi hachizobudi kana zvaipa nekuti vanenge voda rubatsiro vakavaraigwa chete havo zvowanikwa chidzidzowo kune vasina panoti Pavo uchazvihwa munhu tsvaka panoti Pako chero iri yematanda
What an honesty servant of the lord that is your trial you must overcome it .
Vanhu vechurch iyi murivana satan chaicho ko kubvisa munhu munezvakanaka haaa denga muchaita reku gugular chaiko moyo wangu warwadziwa
Ko chii chinonzi muKristu, ma Church aya handikunamata uku, mweya wa baba ava nechando icho varikurara panze pa road hamuone kuti Church yenyu yaakutoshorwa here, vakatadzei baba avo 😢
Vataura wani mufundisi kuti vanotanga machurch anenge ari maproject avo nemhuri dzavo. Kunamata ndokwavari kushandisa kuti vawane chouviri
From my years of experience, I will judge after hearing the other side
Church iyi makamboita zvibhakera yemaFactions Mai ne Mwana. Boxing mukati meChurch. Denga tinoriona kana takokwirawo ndege otherwise yararama pasi muHell. Videos paYou Tube aripo or Google paInternet dzenya dzacho , some few years ago😊
Exactly there two sides to a coin
A true Christian haadaro.Unodzinga munhu sembwa zvimwe zvacho unoitira kuprotector image yechurch.Vanemari vechechi iyo vangadai vavaka katwo rooms keseke mufundisi vopinda.There are two sides of the coin asi zvandawona apa ndirini ndagutsikana kuti church ine maproblems iyi.
@@archiefordsikoti5848 Haurevi hako nhema pane zvese zvawataura asi l still stand my ground, I will judge after hearing the other side.Ndiniwo hangu
He believes in his daughter....may the good lord be his light
Church kudzinga vanhu vamwari, ha saka nyika inotove nani kunyanya timhu rekubhawa rine one love manje
Yes ❤
Ndafarira Dzidziso yavazopa vamwe vafundisi kuti Dzidzai pandiri
Zvoguma zvosiririsa kani.
I am grateful that l have encouraged some pastors I worked with in the past not to be dependent to the church. Vakanditeerera vavepakanaka nokuti church dzimwe dzinongomuka dzichiti mufundisi hatichavadi sezvizvi. May God send some people to go out of their way to assist
Ndo saka ini ndichinamata mumba mangu nekuti kunamata hapachina chii chakadai ichochi apa vanhu ava vanochengetwa ne church muchazvirega henyu vanhu ngati shandei time nezvedu kwete kuti church ichandichengeta zvibude
😅😅😅😅😅😅😅
Taura hako ini ndozvinamatira Mumba handidi zvondinetsa
Totally agree with you, kunamata urimumba ndizvo nekuti Mwari wacho ari mauri kwete mukereki 🙏🙏🙏mumachechi unotobirwa ropafadzo tsvene uchifundisva zvinopesana neshoko rake remwanakomana
@@shepherdmuchenje5929 chokwadi ndine rimwe zuva randakati regai ndimbo Shinya kune imwe church futi huye ka pa 30 minutes ndakange ndazaririrwa kusvika pandakaona kuti nooo chinamato chechokwadi ndachisiya mumba mangu mandibulara unotoona kuti vanoparidzana kutukira munhu kuti haabise mari vamwe vschinzi vanayo mari havadi nayo vamwe vachisekwa mapfekero zvakaoma dear
Taura hako tese tiri kunamatira
Uncle help mufundisi ava
Handina hangu mari asi 2cents will share with u pastor
Passed by thus school this morning and saw zvinhu zviripanze and wondered why .. zvakaoma hazvo. May the Lord intervene for this family
Hutsinye of the highest order. May the Lord bless 🙌
One thing i learnt in life is to hear both sides of the story in-spite disability but as a church its you duties to take care of their members of things go bad.Apart from being a Pastor who served he deserves better treatment
MaChurch enyu aya vanhu vakudzingirana zvigaro nekudya mari dzeChurch haaa Zvakawoma
Kunamata kwacho kuri payi kusvika pakubudisa munhu.iri kusvika kure nyaya iyi.ndakaiona hangu kune rimwe group.baba ava vachinzu vanoda kurapwa maziso.yaa zvakaoma
mhmm ,God will not keep silence in this isue,feel for the pastor
Let the grace of God be with you!
Pedzezvo voparidza rudo pakadai
Mwari tibatsireivo mweya vamwari ubate muvanhu
Church ivai moyo ipaiwo mufundisi mudyandigere migone kunamata Mwari a chikunzwai.
Mukaziva chokwadi nemunhu wenyu uyu vaMagochera munonyara imi.
Vanhu ngati ratidzei kuti tonamata veduwe kudzinga munhu asinga one muchurch
Mrng mrng ndokumbirao # dza Saint we duwee shamwari yangunari muhospital right now
God have mercy on this humble paster
And Sunday they're coming to church and will say we're being blessed
Makambobvepi muchiuya kunoita mufundisi ndimi munoti kana mamafundisi makuti hama dzisinganamate dzinoroya kumusha hakusi kuendeka manje zera renyu iroro mungashaya ruzevha baba kurai mumhu nepfungwa zvese imi aaaaa mandibhowa
Waifa vavake ne 3usd
Kuchiri kutete Faith. Kana usingakwanise kubatsira hazvina kushata kumbonyarara hama. This can happen to anyone ndosaka zvichinzi seka urema wafa
@@AbigailPikayi hayiwa uhu hausi hurema wena pauri ipapo kurudzira vana vako kuvaka musha hama kuvanemba hazvirevi muharare chete chero ari kumusha ane imba musada kungonepera kuda kunzwisa tsitsi iko kuri kusarongeka vakuti ndaipihwa 3us pamwedzi chero mwana we grade 4 angabvume kushandira mari iyoyo kushaya nzero chete uku inga bhaibheri ravanoverenga pane rimwe verse rinototaura nezvekuvaka musha zvichinzi neshiri dzine matendere wani
Jehova tshengisa ubukhulu.bakho awehlulwa yilutho.
Kana maiita basa raMwari zvirokwazvo achanzva chikumbiro chenyu , nokuti iye ndiye anoziva nekuwona basa ramakaita , sirayi iye mupi weupenyu 🙏🙏🙏
Amen
Nhai Mwari tinzwirei tsitsi mumba maMwari makudzingwa vanhu
Mukawana pekugara mfundisi chitotangai sangano renyu🙏🏼
Now vanhu vave ne hutsinye ma pastors
19 years kubva mashayawo ruzevha kwamakabva here kumusha
Remember 3 dollars for the past l don’t know years
Komufundisi havana kumusha here ?
Asi church ndeya Dambudzo here??
Hakuna chechi yakadaro. Hapana zvavaiparidza pastor ava becoz hapana chavaidzidzisa vanhu vavo
Can somebody please give us the other side of the story why vasvika pakudzingwa sembwa kudai coz what I know is haungokanda zvinhu zvemunhu panze manga muchiwirirana
Vakuru vanoti Chisi chako masimba mashoma uye mombe yekuronzerwa igama wakaringa nzira
Vafundisi kana muchishandira church dzidzai kubatirana futi NEMA families yenyu muchivaka misha kumadzidza enyu.Hamufanirwi kushinguridzwa ne church.dzokerai kufamily inokudai nomoyo wese
Sekuru vazukuru varikuda kuziva Zita re Church iyiii
Dai makavakisa imbakumusha henyu😮 pakaipa pastor iyoyaive company house
Mwari we kudenga wonaiwo muranda wenyu. Ari kuchema.
Zvazvakaoma hazvo hanzi mukristu usanete chokwadi ndizvo hr ndinotobvunzawo kuna Mambo Paul
Zim Council of Churches can u help or comment
Mwari pindirai pana baba ava tarirai vane hurema zvakare itai kuda kwenyu mwari
Vana vachiri vadiki, it's unfortunate but mototsvaga imwe plan Baba.
Vatendi mnotenda nomoyo wese here kana zvodaiso......ngatisaitai ma church ari maprojects indisguize
Ko chifundisi I business hr, nhai imi vanhu kan wapinda chifundisi wotozorora zvekutadza kufunga hr, zvakangofanana nemupurisa anogara mudzimba dzebsa asi bsa richaperaka ozodzokera kumba kwake kunogara saka worambira muimba ye bsa irio bsa rapera hr
Exactly my thoughts
Yhh bsa ropera not maperro akadai even kupolice kwacho havadero kna basa rapera
Rastsa raUncle saints ririkukura wena
Business zvimwchumm?
Zvinorwadza vasingazive Baba Ava.nhasi vadzingwa nhasi asi vakanganwa 2006 vakaramba body ya Amai vangu.i was young bt handife ndakanganwa mashoko avakataura.icho chikoro chavaida kuti Mwna wavo adzidze mahara Havana kuramba kuti isu tiende here tanga tiri nherera vaizviziva.
Dai pane button re Audio ndaikuudzai mashoko avo even ndimi dzavaishimanda ndikudzinzwa ndichi typer
Learn to forgive.. no1 is perfect
B4 u comment remember he is blind...he myt be yr father
Kana kuvaka kwacho ne 3 dollars here
Anonyepa uyu 3 dollars boys obvuma
Thats sad, where’s the love
Aah kuma Church uku Mwari chaiye hakuna but kurowana mari chete muchadzoka henyu kumudzimu yenyu
Until as a people we understand kuti hufundisi harisi basa rekuitisa mari or kupfumisa munhu. As a pastor one needs to have their own businesses to avoid these situations. Ticharamba tichiona zvakadai mumachurch mazvinji.
Church yenasatan ingovharai
Mwari idzwai munamato wamufundisi
Church iyi ndeye kupenga satan ndovawana papi mufundisi ava
Mdara uyu haana kumusha here?
Saka bofu haritenderwi kunamata here
Apo Apostle John vakanyora book Ra Revelation vatushurwa ma ziso. these idiots think they know it all kudzinga munhu aita bofu. Apostle Paul had problems with his eyes he did not stop preaching to the Gentiles. These idiots worship God for money. They are cursed!
Sorry henyu Baba 😢 any news Uncle
Ngozi here or chii ichi😢😢😢😢
Munenge maikonzeresa mhirizhonga pakati pamai nemwana wawo imi
Pastor kana vasaver makore avo vanobudaka mumba ye church mopindawo vamwe
I want to hear both sides of the story. Because kushingirira kwaPastor for years vachiwana $3 per month iku ummm. Uncle Saint get us the other side to respond please .
Saka maida kubhadharirwa fees yemwana uye kutengerwa chikafu? Naani guys tsvagai mabasa
Its a sad story but mudhara uyu akarara nezamu mumukamwa. It seems
he had made the church his life and livehood but forgot that the church is not his, hence he got caught up between the fight in church. He forgot that the mother and son are for more
entitled than him
Uuuuuuum zvakaoma hazvo saka kuchitonhora kudai voenda kupi vanhuwe pakaipa apa
That’s where a karuzhevha comes in. This is so sad
Haa ende fut ,chii chakadaro nhai veduwe manje kumanamata kwacho kuripapi?
Uncle we Saint tv dinokupira kunzwa the other side of the story to the people who chased him...bcoz panenyaya apa...akuna munhu akagarira kupihwa $3 the whole of his life...pador avho havati wudzwe chokwadi
Whatever he said z true,I was born in this Church my dad is in commitee of founding members..
Dai ndanga ndine mari dzinenge ndzana chivhayo ndaimutengera core house zvayo mu high density mudhara uyo.
Vanhu regai zvenyu kuenda kuma church imi murivaroyi
Haaa ama business aya ndakadzidza pachikoro apa mmmm ngawasadaro hazvisi zvekunamata
Saka vanhu vakubudisai muchurch imomo vatosara vachinamata here
But pa19 years dzese idzo makatadzawo kuvaka karuzevha hre nhai baba vangu dai izvezvi murikutsvaga mari ye transport
Church yakagara isina kumbodzi ndeyemunhu , ana Peter havana kumbovhera vavhura machurch ane mazita evanhu , chionai zvino zvakukunetsai !!
Shoko racho rinoti munhuwese ngaashande kwete kumirira kupihwa nevanhu ,
Paul chaiye aikaka ma tende kuti awane cheuviri , its sad !!!!
saint hwahwa hwurikuwandisa ah mfana you cant grow older than me in a few years
Vafundisi ngavapote vachishanda.sunday vouyawo kuchurch
Namatayi mega henyu kumachechi enyu
Mmmmmmmmmveduweeeee😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Baba $3 Zimbabwe guys it's not fair
Namatai Mwari kwete Satanism hakuna kuita kwaMwari kwakadai is business iri 😅😅😅😅
True ndazviona
Makabva maramba muriloyal for 4yrs kuvanhu vasiri loyal kwamuri😢😢😢😢
Refer him for deliverance of poor sight at Prophet Kudakwashe Jose and is for free. Please!
zvinorwadza izvi mwari pindirai pamunhu wenyu nguva yakapera achishumira basa renyu
Church here iyi, denga vachaita rekugugula
Kurivara ndokunoita madhara edu.....shuwa mubhedha wamfundisi here uyo..ko mai mfundisi vaidzidzisei vanhu kuchina nhymi.....mmmmm ngativake misha
Vaitei ne $3 ivo vaa bofu
I don't like it when people are taking church as business and destroying other people life's
Ko bofu hariiti mufundisi here why kuita sokuti bofu harichagoni kuparidza 😢😢😢😢😢
Mwari batsira vamufundisi ava munhu anga achikushandirayi
Zvakaoma veduwe mwari dayi avabatsira
zviriko wo kuchech nhayi saka chech ndedzevanhu idzi hadzina mwari