Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
KuMazoe kuna sekuru shumba vanopedza masports vakabatsira Tencen wekwaRusape.
tirikurwadziwa semhuri Rip Manu mwanangu
Shame manue mhuri irikuchema dzoka uvanyaradze vazive akakuponda😢😢😢😢
Hazvina mhosva mwana wamai vangu kunyarara hake Mwari asi anenge achiona😢
😭😭😭😭😭😭Manu
Go well my brother, rest in eternal peace. # go well Boss Mawere
I think Manfred mingled with people of all walks of life akachemwa MHSRIEP
Dai munhu akamutsika akadzoka otaura nyaya yake. Nyaya dzakadai dzinoshungurudza hama dzemufi ende iwewewo upenyu hwako auzofi wakafamba.
Maplacards akanyorwa kutii nhai camera irikumhanya haa masahwira vakaoma
Vanhu havachina moyo kunze uko veduwe 😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Zvinorwadza Rest in peace
Rip son ronda racho harisi kupora
Rip mwanangu
Zorora murugare mwana wangu Mwari ndiye anoziva zvakaitika
Nematambudziko hama Mwari vakunyaradzei
@MemoryMuchakazikwa thanx zvakaoma tiri kurwadziwa
Ronda racho harisi kupora weduwe
RIP sekuru 😢
Rest in peace son ....God wl revenge
Ko nhunzi nhymi kkkkk
Nguva yekupisa nhunzi dzinowandisa dea pls ne kuwanda kwwkaita vanhh
Ko nhunzi pamicro phone
Parufu panourayiwa mbudzi zvinova zvino daidza nhunzi
RIP😢😢😢