Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
January dizz hapana Mari isingatengi 😂😂😂😂😂
- Добавить в
- Мой плейлист
- Посмотреть позже
- Поделиться
Поделиться
HTML-код
Размер видео:
- Опубликовано: 12 янв 2022
- huyai kumusika wangu
Комментарии • 147
Следующие
Автовоспроизведение
Ukafa hauiti GoritotoBee Wezhira
Просмотров 19 тыс.
Happy life of a girl with her 91-year-old grandmother in a remote villageFood Around The World
Просмотров 2,3 млн
Rudo Ibofu, Dickson And His Older Lady | Issues Pane NyayaNRTV
Просмотров 96 тыс.
EXTREME KITCHEN RENOVATION EP 10 | Moody French Provincial *Before & After*XO, MaCenna
Просмотров 154 тыс.
Joe Rogan Experience #2187 - Adam SandlerPowerfulJRE
Просмотров 4,4 млн
Latto - Brokey | From The Block Performance 🎙4 Shooters Only
Просмотров 331 тыс.
Fortnite Battle Royale Chapter 5 Season 4 - Absolute Doom | Official Season TrailerFortnite
Просмотров 6 млн
Kana zvikadai handinorori futi ft @Comicelder and @Nyariee @graciousmangei7740Ruka
Просмотров 49 тыс.
Baba Ava Vakapotsa Vapondwa neMhondi Dziriikuuraya Vanhu kuChiweshe Mutyambizi VillageSlyMediaTv
Просмотров 66 тыс.
CHAKARI......MURUME ANEMAKORE 25 OURAYA MWANA ANE MAKORE MAVIRI NEDEMODrewmas Media
Просмотров 72 тыс.
Bata mbavha iyoTwele Official
Просмотров 13 тыс.
Unoramba mwana wamai vako.Bee Wezhira
Просмотров 9 тыс.
Mbuya vaPritchadBee Wezhira
Просмотров 10 тыс.
Zvichembere zvichidadirana who can relateBee Wezhira
Просмотров 12 тыс.
Senzeni neguhwa unohwa kudiiBee Wezhira
Просмотров 40 тыс.
UPDATE............Madzimai ekunyura mumvura-Lake ChiveroDrewmas Media
Просмотров 92 тыс.
Хитрость старого мастера #diyGARAGE 100
Просмотров 63 тыс.
Satisfying Phone Case with Drip Technique! 💖✨🎨 #artandcraftArtistomg
Просмотров 2,7 млн
Когда загорелся чек #автоюмор #автоприколыГвоздиShow
Просмотров 850 тыс.
تشيبس أهوي! 🗝️🍟 كشف رقائق البطاطس المخفية الخاصة بي! #snacksOne More Arabic
Просмотров 10 млн
YouTube и Точка. Жуткий баг ютуба выдающий странные роликиMysteryForce
Просмотров 1 млн
Безумно вкусная кабачковая тортилья 💚Анна Бондарь
Просмотров 131 тыс.
Что происходит в Курской области сегодня и как могут развиваться событий в ближайшее время?Новости Донбасса
Просмотров 102 тыс.
Как ответит Беларусь Украине/ ВСУ под Курском: чем все закончится/ Что стоит за протестами в СербииТелеканал ОНТ
Просмотров 269 тыс.
Haaaa good gal 😂😂😂😂😂
Kkkkk wandipedza but business iri rogona kufaya paZim zvinhu hazvina kumira bho
😂😂😂😂
10 bond kukwizira sipa pa tauro🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌
Unofunga Senzeni. Itovhura musika wakadaro. Zvinenge zvinofaya izvi
😂😂hanzi mouya netauro tokwizira sipo hiiii my Zim
Yae wakanyanya girl keep it on
Paroll on apoooo nemudzanga ummmm haiite iyoyoooo kkkk Bee ka
😂😂😂😂
Senzeni Mwari ave newe😂😂😂😂😂
Ndanakirwa hangu neka view ako Africa is the best ohhh
Kkkkkkkk...wazora mafuta waakubata mabuscuits here amana...that's y I hate buying street food
Pamogo nesipo wandikwadza kkkkk
Spray ndoyandikutura hapwa one 10 bond🤣🤣😂zvinenge zvaoma koparoll on apo bho here 😂😂😂
Roll on imwechete manje vanhu vese
Uyu ari funny uyu kkk keep this up
Hapwa one 10 bond 😂😂😂🤣🤣😂
🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk kuputa muchikweva kaviri 10 bond
Senzeni kaaaaa🤔😁😁😁😁
Kamusika kari busy aka🤣
Ko fodya 🤣🤣😂😭😭nesipo ahhh Senzi
🤣🤣🤣🤣
Apa wapedzaa sports babes
Kkkkk hakuna mari isingatengi kkkk
😂😂😂😂😂 yakaoma nyaya yacho
Creative money making 🤣🤣🥰
Kkkkkkk kukwizira pa tauro 20 bond
😂😂😂😂😂😂😂maiweeeeeeee ndafa ini
Asi senzenika 🙌🙌
Hapana Mari isingatengi
Roll-on or perfume perfume😀😅😂🤣
Kkkk January disease hapana Mari isngateng
Creativity at its best 🥰🥰 just got a business idea😅
Camera person should improve though tisaone minwe nekunzwa zeve zeve
Haurevi nhema pa business apo
Jan ngaapere zvake. 🤣🤣🤣🤣🤣 imagine buying a cup of diluted mazowe. Apo mutengesi wacho ndo drama zvaro
Kkkkkk zvitori nani ka
U are so creative
Musika uribusy uyu
Kkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 panogara paribus
🤣🤣🤣Senzeni problem sorovha
Hmmmmmm uyu Musika 🙌🙌🙌
Kkkkkkkkkkkk pakaipa apa
Ma slice here mm amana kkkkkkk
🙌🙌🙌🙌🙌😂😂😂😂😂senzeni wakuitsvaga nedemo haaaaa
Nebhehura chairo kkkk
Senzeni kaa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣
Good job Senzeni bt camera man pliz improve plus macustomers arikungobva kuside 1 ,noise kubackground
🤣🤣🤣🤣🤣 good job senzeni
.........camera person uyo chigumwe nekutaura ku background 🤷♀️
Musika unotengwa uyu ndoshuvirawo wangu udaro sewako senzeni wakanyanya
Maiweeee 😂😂
Panenge pari busy zvekudaro
Finish kkkkk
Musika unotengwa zvawo uyu
Bhora mberi
Kkkk good job
Kana kumhanyisa munhu B zvinomhanyika here ne signature gogo mugumbo
Senzeni 🤣🤣🤣🤣kukwizira sipo patawuro manje 🤣🤣
Kkkk aaa Senzeni akomana😄😄😄
kkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hapwa one yekuside kunenge kuine chimoko 🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
Kkkkkkk
Wakanyanya wena
Wagona, unosimuka, shinga chete 😂😂😂😂😂😂
Musika uyu urikutengewa zvakanyanya
Kkkkk, askana kaaa, Senzeni kaaa kkkk.
😂😂😂
😂😂😂😂 pasipo papedza masports hnz mongouya netauro tokwizira😂😂😂😂
Bee unogona shaa
Cameraman try to improve tirikuona minwe yako too much sound background kazevezeve
Haa iwe tendawo
Beautiful land
🤣🤣🤣🤣haaaa bee une chipo ndofunga mhuri yako inogara ichifara
Musika urikudofaya Paya😂😂😂
🙄 bee ukuda kuti tisadzoka kuZim
Wakaoma dear ramba uchiita unopedza stress Enda mv
Beri😊
Zimbabwe maone😭
😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥if misika yose ikadai
😂😂😂
Iiihhh mogo futhi hautenge yese 😹😹
Senzeni ka
Senzeni uri asi uri ku Chitugwiza here
Ndipei hewo madhoti ayo😂🤣😂🤣😂🤣
Kkkkķk unopenga
senzeni bhooo here?
Kkkkk ndachemq zvngu
Kkk January uno tati umwe neumwe awane chaanowana
muviri wese 25 bond 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Uyu musika ndamuda uyu haungazovhuri rimwe branch vuno kwedu here sepaperfume apo kungopfuura Nepo makuseni oga oga uripaoff wosevhao 20 bond
Ahhh wakaipa🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
@@beewezhira7284 ndipo #
Bee anopedza masports kana mazogara
Kkkkkk pakaipa
Dilution yacho ma one.
Bee ka. Toita sei nevanhu vemasvingo
Senzeni ndoda kugeza unokwizira sipo ngani
Kkkkkk spa wabika mutakunanzva bee
Haaa munogona amai kkkk
Thank you
10 bond hapwa
😂😂😂
Ko colgate yekusvinira pa toothbrush imarii
Senzeni so surrend
Try to use that voice senzeni not the usual kkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkk kukwizira sipo pa tauro 10bond
🤣🤣🤣🤣Senzeni kaa
Kkkk
Business 😂😂😂😂
Kkkk ma1
Aaaah zvakaoma shuwa
Usatambe ne vanhu vanematshirt eZanu pf havana kukwana....
Iiiiiii unozo zvinyanya kkkkkkkk kkkkkkk kkkkkkk kkkkkkk
😂😂😂
Munhu ave pa camera ummmm akakanganisa zvizingaitr
Unogona iwe hauzorare ne nzara
Unowana yemurivo kkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hakuna
fambaaa
It's the tissue for me
🙈🙈🙈🙈🔥🔥🔥
Pa mogo apa kkkkkkk