Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
MASKIRI - Musanyepere Vanhu Feat Qounfused & Munetsi
HTML-код
- Опубликовано: 25 авг 2021
- MASKIRI Digital Streaming Platform Links.
Spotify: smarturl.it/MaskiriSpotify
iTunes: smarturl.it/MaskiriTunes
RUclips: smarturl.it/MaskiriTunes
CONNECT WITH MASKIRI
▶️Facebook: / maskiri
▶️Twitter: / wemaskiri
▶️instagram: / wemaskiri
CONNECT WITH MASKAL
▶️Facebook: / maskalmusic07
▶️Twitter: / maskaldominic
Munetsi uyooooo anemoto isai like kana manzwa ka that kaaanako😍😍
I dedicate this kune mupfanha mu grade hwani anonzi holy ten. He should learn not to diss ma legends
Most underrated, unappreciated talent ever
chogona mhani chimunhu ichi
yaidawo video
ndaifanira kuita first kuisa comment maskiri amana hauziye kuti am a top fan kkkkkkkk
Amana munhu anonzi masikiri haana kumira mushe pamaBars
Ndiri mhondoroo kwete shumba dzemu game pack❤❤
Apa hanzi handisati ndambotanga😱☝
Skillaz vakuru vengoma
Song ndaiitsvaga zvangu iyi. Pandaona notification ndahwa energy
Skillaz🔥🔥🔥
apa pakabikwa ngoma apa
Maskiri song yako yawaiti... Takapedza peter ndlovu waijaza bhora agh Michael jordan ndewe basket bhora.... Ndikuidawo
ghetto stories
Holy ten akaimba maskiri pa song yake new one gundamwenda he must come listen to maskiri verse here
Oscar Pritorious ave neman'a 🔥🔥🔥🔥 boiiizzzzz 🤭🤭😜😜😜😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Bars 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🙌🏾
For days!!
@2024 who else
Nhamba iri ma1 rakamboita ringtone yangu 🔥🔥🔥
Trio massive all the way up ..# mhondoro fans lets gather here
Ndeipi ka 9
handina ganda kumeso face yangu yakapinda muSmart
Handihwande mvura kunge munhu ari mu open truck
Makapindira mangoma aya neMoyo wese, hapwa, matumbu, maKidney nenzeve
Kana uri Grade 1 haungakunde form 1
Ndatove confused 🤔
Face yangu yatove smart 🤓
Apa ndasiya mari yebhazi Munetsi
🔥🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Kkkk muviri wangu hausi nherera maskiri unondipedza stress chero ndiri parufu ndikanzwa song yako ndotombofunga kut ndir pamuchato
Iwee nhamba ndaishaya kuti ndoriwanep
kana uri grade one haungakundi form one ava va ma PH.D #mhondoro
My favourite Skillaz bars here: MaBullions 0:56 "....Ndinenge Generations, nekuti handimbopera. Pfungwa dzangu hadzina kufa, muviri wangu hausi nenherera. Handichengete godo kunge Cooler box.
Ndavakuita zvine musoro kunge munhu anogera.
Nditsvagireiwo gym pfungwa dzangu dzava kugainer weight....
..Chero akuuya akabvisa shirt achida kundiratidza 6 pac ndinomuratidza crate...
Plus ndava nemaLines manyuwani kunge ma078....
Huyai muri 2 newaunoda kunge kuNew Start...
Da kuti uwedzere beef kunge ndiwe muridzi we party
Ndatungamira, ndava kimberley kunge mwan webofu....
Ndavakunetsa mvura kunge Masasa Park.
Makavarairwa ndava kuenda kunge magetsi"
same neniwo
Handei mberi tikuda dzekuti tikangamwe corona
Handi hwande mvura kunge munhu Ari mu open truck ++ss ndonetsaa mvura lunge masasa pack makavarairwaa ndakueendaa kunge magetsiii tokuu bataii paa next song ???
Ha ha ha Maskiri masasi manje
Song iyi ndaiitsvaga
Ndatungamira mberi kunge mwana webofu...ndakabata Bulawayo kunge Obeat Mupofu..ndobigger zvinhu zvinogara mudrink kwete mumvura
@Makiri mave zvinhu
Toindira mangoma aya nemoyo wese hapwa matumbu,makidinny nenzveve,haaaaa Munetsi futi😂😂😂
Tateguru mabars matiremera
Chi Winky D vibe pa chorus apo
Big up Tonderai Mutsungi he make me listen to this music Tateguru makanyanya
heavy muzukuru
Unenge uchidakuzviedza ani? Hanzi mute Maskiri😃
record ma1 iri🔥🔥❄️
Tateguru macollabo muriCovid chaiyo munovaisa mulockdown kugarisa vanhu pasi
Tateguru
Skilaz may you kindly upload "bata mwana atsika banana"
Mmmmmmm Africa's finest
Tatosvika isu mhondoro chakanetsa ichi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Handina ganda kumeso face yakapinda muSmart😂...yakachecheudzwa
Yah tatakamira colub iri ft qunfused 😂😂😂💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥maaaaadest
Skilaz
handina musoro dende kunge Nox
2023 we still vibing to this Maskiri 🐐
I can't believe that you said " You get disarmed kunge Somandla".
My jaw dropped kkkkk
😂
handina ganda kumeso, fesi yangu ndakapinda musmart
Kubva kare ndichitsvaga song iyi thnx king
Skillaz lyrical content heavy wena
Misikanzwa yamasikiri inoda pa collaboration uyu Soo 💓🇿🇼
Mukuuadzosa ka mdara 🔥🔥💯
tateguru makaipaaaaaaaa
Kumberi kunge mwana we bofu
Muviri wangu hausi nherera
They get disARMED kunge UHMMM, SOMANDLA!!!!
Mu Netsi idhara guys 😂😂😂
Kkkkkk
Tate tate guru
Skillaz pazvese
song is powerful se POWER SEASON 1!!!!!!!!!!!Skillaz anopedzeraa but apa na munetsi mazonyanyisa aaah imi !!!!!!!!!mxm thumbs up
Nice.
Imimi kaimi musanyepere vanhuuu
Follow on instagram link: instagram.com/maskaldominic/
Munetsi came in hard on this🔥🔥
Kunyepa ...he was the weakest link
I am happy to hear from Mnetsi
huyai muri two newaunoda kunge ku new start haha.
Maaad tune Mhondoro 🔥🔥🔥🔥🔥🔥issa smash hit
Qounfuzed has been doing the most for the longest
Moyo wangu hauna kufa handizi nherera.....
Maskiri....Zim1, haapere. No one wants a battle with this BADA$$.
Mad tune🔥🔥🔥🔥🤸🤸🤸🤸Skillaz
dope one guys, bars overloaded
Chakaipa asi ndechekudhara
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 aaaaaaahhhhhhh chuSong ichiiiii chirikutoyita kunge chinyowaniii chaMature kkkkkkkkkk
🔥🔥🔥 Skillaz ma1
qounfuzed anonakidzisa song amana apa tateguru makadya nduru
Boyz boyz boyz boyz u went hard on this one respect 🙌
Heavy Ngoma
Big tune, been trying to find it
Musanyepere vanhu i beg
Munetsi came into this like he has been waiting for such a collabo in years 😂👌👌👌❤️
ruclips.net/video/O873BJGTJLg/видео.html
You know this is a very old song right?
@@netsaim what is this supposed to mean? 🤣
@@Overseer7 the way you said it, it’s as if Munetsi is a novice…the song is old for one. And Munetsi came up before Maskiri
@@netsaim your analysis skills are very very poor my guy,,,, my comment doesn't have anything to do with who came after who or the song is old either.....
I said it's like Munetsi seem to have been waiting for a collabo with Maskiri, how does that have anything to do with coming after who?
one of the best from Tateguru ... makaipa mudhara
Chimdara ichi
All the way from Mozambique 😍😍😍😍😍
Mhondoro🤝
🔥🔥🔥👑👊
Bars on bars... Musanyepere vanhu
I.like this track
Well done guys
Mukoma again and again, hazvivhunzwe...huye newaunoda kunge kunew start🙌💪🔥
A big tune
Im looking for Mumwe Wangu
One of the best collabos
🔥🔥🔥
Maskiri and Quanfuzed makauraya but anonzi Munetsi uyo akashatisa song
Qounfused anogona 🔥🔥🔥🔥
excellent !
I can hear little bit of Stunner diss here and there from Skillaz palast verse
Kept looking for this
Masharks azopiswa🔥 ku 2nd verse... hatigare mumvura 😂😂😂😂😂😂
greatest reaper in Ziim Maskiri
Liked before I listened