Kilamani - Wangu [Official Video]
HTML-код
- Опубликовано: 17 сен 2024
- Available on all digital platforms: distrokid.com/...
Produced by: Cymplex Music
Directed By Bhule Choto
Lyrics
Dhiya bata ruoko rwangu tiende
Can you hold my hand
Kana uchida unoda here ndiimbe
Chimbo cherudooo
Wakada rasta vasina chavainacho
Usipo ndaidiniko
Usipo zvimwe ndingadai ndingori nemukwende
Nehupepe chete
Wonditambira gumcheche
Nyangwe ndisina gusheshe
Gumcheche gumcheche
Ini newe toenda kwese
Wangu
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Wangu
Kamutambiro kako bhebhi hakana kumira fine fine
You twist and turn it up and slow wine wine wine wine
Nguva yangu unondipa haunditi mirira time time
Chiso chako chinobwinya sezuva
You are my sunshine
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Wangu
Ndinozvinamatira dhiya
Kuti tisazvinetera mangwana
Ndinozvinamatira dhiya
Kuti tisazvinetera mangwana
Ndakange ndisina chandinacho
Usipo ndaidiniko
Usipo zvimwe ndingadai ndingori nemukwende
Nehupepe chete
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Kamutambiro kako bhebhi hakana kumira fine fine
You twist and turn it up and slow wine wine wine wine
Nguva yangu unondipa haunditi mirira time time
Chiso chako chinobwinya sezuva
You are my sunshine
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Mwana
Uyu mwana
Ndinogarokuchiva nyangwe irimhaka
Wangu
Apa varume pakasikwa mwana
Wangu
Uyu mwana akanyanyonaka
Inini wangu
Igetsi rinobaka
Wangu
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed or transmitted in any form or by any means.
CONNECT WITH KILAMANI :
► / kilamanimusic
► / kilamani_mu. .
► / kilamani_music
►www.kilamanimusic.com
►audiomack.com/...
► / kilamani-music
Up up zim reality Eye tv approved
Bless Up Family
ruclips.net/video/B8nI0-ZTq0g/видео.html
Kilamani ❤
Big works keep pushing tosvika chete
Zibhiza reBlue iro zinyama...Nice video
Haaaa makabata number baba. this is great content. Keep it up
haaaa ndati ndicomente kechitwo. you have real talent. I hope you find your way to the top
This guy is a genius needs people like mutarisi in his circle
My best artist watching all the way from Durban
Unotoshaya kuti vanhu why vachirega kutiratidzao these good music memuchida kuita sei chaizvo
Nhasi ringori zuva rekuterera Kilamani
Kusimbisa getto...kwekwe to the world keep it up bro
This guy iz killing it
Dai Mwari vakuitira nyasha chamhamha une chipo for real. I love this song 👌😍
Amazing song proud of u and my sister beauty , kutsvaga song yenyu ka mukoma iya one in a million yakudhaaara so
Ngoma igood iri
On repeat
Thank you
Hona mwana wacho ndachema hangu
Ma 1 kkk
Keep it up bro i love evrytime ndikaita stress ndinoridza song yako yekuti seiko wakudaro wandirwadzisa ndabvuma i love u
Getsi..
ndadzoka hangu kuzoisa like
ko ndatuka here
Nyc mi breda
Ngoma renyu king zvazvinhu
Zvakadzora
Bless Up
I like your songs killaman
nice killa
For the past few weeks, the song have been on repeat worse the vid ikundiitira. Apa dhuma dhuma nema lyrics kkk denga riye razaruka. Thanks Bro, this is the kind of music yakuti unogara pasi ugoteerera🙏🙏🙏
Kilamani music is speaking fr itself 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Thanks
Gokwe Approved
Thank u
Hey uyu munhu anogona mhani
How can I like this a 1000 times
Nice going papa ...mwana wachoo igetsi zvomene
❤
Ndaisa like ku millitary man
hoyoo mad mad
chi hit ichii 🔥🔥🔥🔥
From april wakati this is a hit
approved
Thanks
Jah military man one of my best artist
Comeon community place ur view daily pano kwekwe imbopinda panyanga..... Good muzik to the world 🎤🎤🎤🎤🎤
Thank you elder
Nice video quality specially zibhiza rineBlue iro..
Ngoma rakaipa iri, # kwekwe is my place
Mondigonera
I'm here cz of Punchstar Entertainment 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Thanks
Chiri fine fine chingoma up up
Thanks
Nice work Bhule 👏👏👏
Akanyanya
dope visuals . nice track . representing Kwekwe
Ichoo👊 chapedza ma sports
Heavy sistraan
2024 still here
Very gud my brother...keep it up
Nyc Bro may God Continue blessing your Talent!!!!!!!!!!!!
Thank you
Na sauro makadhonza tambo
Heavy
Grt wrks my brother🤝🤝💥💥💥
Thank you thank you
nice video bredda
Big up
Heavy bro... big up!!!!
Thank you JhWear Mad unit family
This is best....well done
My best tune from Kilamani
thank yu IDM downloader ndatovewo nacho #Wangu on repeat
Heavy bredda
I respect rovai ngoma kilamani
Good stuff!!!
nice one... Keep producing dope music breda... 👏👏Representing Kwekwe... 👏
Big Up
Ichi chakanyanya
Samuel pamaDance
Approved by me and my crew
Big up
Like pa number 2
Big up elder
Your music inspires
Moto moto🎹🎹🎹🎹
Thanks
nice video
Big Up
I love it!!!
Great great
Woooooow I like Ndafara ndaona Patie😍
Hahahaha
She was my classmate KUCHANA primary
chakanka chakanka ngachrumbidzwe wakaipa wangu #ko havasi vose mukutigadzirira video hr
Regai tione
Well done bro but hembe hatibvise here mumvura😊😊
Kkkkkkkkk
kkkkkkk mira uone ka
Ma 1 awo
Is that Belinda or bridget?
Hahaha
Ko Patie wamuona here Ethy
No Caro ndeupi patie
magetsi
Thanks
video iri manake chaiwo makapenga boyz
Thanks