Ndoda kuona Baba - PROPHETESS MEMORY

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 16 дек 2024

Комментарии • 132

  • @daughtersofvirtue
    @daughtersofvirtue  2 года назад +2

    don't forget to press the *SUBSCRIBE* button. Your subscription makes a difference

  • @judithmatandamatanda5102
    @judithmatandamatanda5102 2 года назад +2

    Amen 5yrs it's not a joke ndichisuka ndiro dzevanhu , enough is enough

  • @judithzakazaka1447
    @judithzakazaka1447 4 года назад +2

    Amen Amen. Mugore rino baba ndinoda kukuonayi. Baba ndinoda kuti mundibvumidze kufamba nemi kuti mundiratidze pandinokutadzirai.

  • @kudzanaimaphosa718
    @kudzanaimaphosa718 2 года назад +1

    Imi Mwari imi Mwari 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭this z powerful

  • @carolkimberly9069
    @carolkimberly9069 3 года назад +2

    2021 ndinopupura chte ndinoda kuona baba mumarriage yangu ndikuda mwana ndikuda basa remurume wangu nhasi nyaya yangu inotoda kuona baba

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Год назад

    Amen
    Ndinoda kuona baba
    Mwari weeee wanzai nyasha

  • @tendaimapani
    @tendaimapani 2 года назад

    Munoonekwa rinhiko baba 8 years here Mwari chingoshanda chabuda hapana😭😭😭😭😭

    • @enetynemananga1462
      @enetynemananga1462 Год назад

      Hama yanku 3 dziri nane ko 5 years pasina chinoonekwa kana chinobatika

  • @AliceYeukai
    @AliceYeukai Год назад

    I want to see my FATHER....FATHER WE WANT TO SEE YOU APPEAR TO US GOD ❤❤❤❤❤❤❤

  • @gladysmakirimira3855
    @gladysmakirimira3855 4 года назад

    Amen Prophetess nhasi ndinoda kuona Baba pahutano hwababa vangu zvirwere zvava momotera ngazviparadzwe nezita raJesu. The devil is a lier even marriage yangu ngaitapire nekunzwanana . Ndinotenda nemoyo wese ndichapawo testimony chete

  • @lindamapa4804
    @lindamapa4804 3 года назад +3

    Ndoda kuona pababa from single to marriage in Jesus name

  • @lorrainemukwerete8309
    @lorrainemukwerete8309 Год назад

    2 years it's not a joke ndiri kusouth Africa chabuda hapana ndinoda kuona Baba gore rino

  • @clementiarupiya5736
    @clementiarupiya5736 4 года назад +1

    Ndinoda kuona baba muhupenyu hwangu kusvika rinhi ndisina murume akaenda namarwei nevana zvese ndinoda kuona baba kani 2yrs ndisina vana nemurume pabasa ndotambira mafufu ndoda kuona baba kani

  • @MonicaCharumbira
    @MonicaCharumbira 26 дней назад +1

    Ndoda kuona baba many years as a maid,till now 49yrs maid not married help ❤

  • @bestbestavo-rq9bn
    @bestbestavo-rq9bn Год назад

    2years is not a joke ndirimuzvizvikwereyi aha Mwari wee

  • @TheresaFeliyati-tl3pf
    @TheresaFeliyati-tl3pf Год назад

    Ndoda kuona baba,satan pawakabata pakwana ndakuda kuona baba.ndinzwei baba

  • @yvonnerutendo9896
    @yvonnerutendo9896 2 года назад

    So powerful prayer ndikuda Baba muupenyu hwangu nezita raJeso

  • @tendaimapani
    @tendaimapani 2 года назад

    Ndinoda kuona baba rakutoopera here gore ndisati ndaona . Ndoda kuona baba pachikwereti Changu China F M zviratidzei Mwari wa Prophetess Memory.
    .

  • @tendaimapani
    @tendaimapani Год назад

    Ndinoda kuona baba muupenyu hwangu 😢😢😢😢

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 3 года назад

    Amen kana Mwari variko ndinoda kuona baba muNhanga ndaneta izvi zvave kuda imi bba hazvichada Bbamukuru, tete, mbya, kna Sekuru ndoda kuona bba pakusaroorwa kwangu kuti muri kuti chii nazvo 41years

  • @tsitsimachaka6491
    @tsitsimachaka6491 4 года назад

    Ndinoda kuona baba mukati meupenyu hwangu prophetess

  • @agnesmachira3879
    @agnesmachira3879 3 года назад +1

    Ndinoda kuona baba ndinoda wo kuroorwa zvishuwo zvemwoyo wangu

  • @melodysitima8215
    @melodysitima8215 3 года назад +2

    Maiwee zvangu 💃💃💃

  • @hazvineimapfumo1815
    @hazvineimapfumo1815 2 года назад

    Connected from South Africa

  • @patriciashumbashumba4724
    @patriciashumbashumba4724 3 года назад

    Ini ndoda kuvaona baba nyaya yangu haina kumumira mushe mweya yemadzinza ndoda kuona babin Jesus name

  • @faithdube578
    @faithdube578 3 года назад

    Ameeen ndinoda kuona baba gore rino ndirikudawo kubata wanguwo mwana ndinoziya mwari hamunyadzisi

  • @praisemamutse7417
    @praisemamutse7417 2 года назад

    AMEN!!!!!! Kana Mwari ariko ngaaonekwe zvokwadi !!!!!!!

  • @SoyamaSavanhu
    @SoyamaSavanhu 8 месяцев назад

    Ndinoda kuona imi Mwari kusvika rinhi ndiri wekuchema

  • @priscamachiri7155
    @priscamachiri7155 3 года назад +2

    Ndoda kuona Baba mupenyu hwangu.

  • @hopechiedza3444
    @hopechiedza3444 4 года назад

    Amen prophetess ndinodawo kuona Mwari muupenyu hwangu

    • @daughtersofvirtue
      @daughtersofvirtue  4 года назад

      Attention DOV!!!
      As DOV or as Prophetess Memory, we do not ask for financial assistance on facebook, twitter, youtube and instagram. Prophetess Memory does not own an orphanage that seeks financial assistance. *Those are lies*
      If you see such messages with a Nigerian number, it will not be us but rather fraudsters who wish to tarnish our brand name. Be sure to report all such practices.
      Thank you.

  • @kudzanaimaphosa718
    @kudzanaimaphosa718 2 года назад

    Munoonekwa nevakaitaseiko nhy Mwariiweee

  • @cathrinepfudza3198
    @cathrinepfudza3198 Год назад

    Ndoda kuona baba in 2023

  • @yvonnemasango8305
    @yvonnemasango8305 3 года назад

    Ndoda kuona Mwari iwo mwaka uno ndoda kuona Mwari 🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @enetynemananga1462
    @enetynemananga1462 Год назад

    Enough is enough munoonekwa nevakaita sei

  • @adanorose
    @adanorose Год назад

    Ndinoda kuona baba 48years ndisina murume

  • @drgeneralprincipnaturalist5360
    @drgeneralprincipnaturalist5360 3 года назад +1

    Thank you so much prophetess

  • @shupieshumirai5860
    @shupieshumirai5860 3 года назад

    True amen ndoda kuona baba muhupenyu hwanguu

  • @patriciazenda1923
    @patriciazenda1923 Год назад +1

    Surely enough is enough

  • @tawanamarecha5547
    @tawanamarecha5547 Год назад +1

    Ndinoda kuona Baba😭

  • @tendainigel2983
    @tendainigel2983 3 года назад

    Ndinoda kuona baba muupenyu hwangu

  • @tinnakudzie2087
    @tinnakudzie2087 4 года назад

    Amen ndoda kukuonai iwo Mwari

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 11 месяцев назад

    Ndinoda kuona baba pabusiness3rangu😢

  • @tendaimapani
    @tendaimapani 6 месяцев назад

    Ndinoda kuona baba manheru ano

  • @lennychishaya5875
    @lennychishaya5875 3 года назад

    Mwari ndichakuonai riini mwari ndioneiwo makore awandisa mwari ndichigochema mwari ndisunungureiwo

  • @faithgoffat5752
    @faithgoffat5752 3 года назад

    Ndinoda kukuonai Mwari....

  • @ruramaimelodymelody8814
    @ruramaimelodymelody8814 4 года назад +1

    Ndinodawo kuona baba ini😭😭😭😭

    • @daughtersofvirtue
      @daughtersofvirtue  4 года назад

      Attention DOV!!!
      As DOV or as Prophetess Memory, we do not ask for financial assistance on facebook, twitter, youtube and instagram. Prophetess Memory does not own an orphanage that seeks financial assistance. *Those are lies*
      If you see such messages with a Nigerian number, it will not be us but rather fraudsters who wish to tarnish our brand name. Be sure to report all such practices.
      Thank you.

  • @patricianyanhongo3736
    @patricianyanhongo3736 4 года назад

    Ndinoda kuona baba mibusiness rangu Jesu

  • @rebeccakavele4646
    @rebeccakavele4646 4 года назад

    Kana mwari muri mwari onekwai pavana vangu,utano,pastand yangu ndikwanisewo kuvaka

  • @prettysizibaprettysiziba4804
    @prettysizibaprettysiziba4804 3 года назад

    Ndinoda kuona baba kusvika rini ndichichema

  • @bestbestavo-rq9bn
    @bestbestavo-rq9bn Год назад

    😭😭😭😭💸😭💸💸💸😭😭😭😭ndisina Mari hre

  • @confidencemachisa
    @confidencemachisa 3 года назад

    2021ndoda kuona baba😭😭😭😭

  • @kimberlysimango6452
    @kimberlysimango6452 Год назад

  • @ElizabethMpofu-xp1su
    @ElizabethMpofu-xp1su Год назад

    Powerful

  • @opahmasaba3517
    @opahmasaba3517 4 года назад

    Ndodskuona baba Jesooo Powerful

  • @bestbestavo-rq9bn
    @bestbestavo-rq9bn Год назад

    Mwariwee

  • @tendaimapani
    @tendaimapani Год назад

    Ndoda kuona baba manheru ano

  • @vanessamasakure9747
    @vanessamasakure9747 3 года назад +1

    Powerful!!!

  • @kudzanaimaphosa718
    @kudzanaimaphosa718 2 года назад

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @samathamandizha9299
    @samathamandizha9299 4 года назад

    Amen.. ndoda kuona baba

  • @tsitsimachaka6491
    @tsitsimachaka6491 3 года назад

    Ndoda kuona baba muupenyu hangu

    • @daughtersofvirtue
      @daughtersofvirtue  3 года назад

      *AMEN*
      *Please kindly SUBSCRIBE to our channel so that you wont miss any sermon from Prophetess Memory*

  • @MabelChibidza
    @MabelChibidza 25 дней назад +1

    21/11/2024 ndinoda kuona baba

  • @gracazacarias4117
    @gracazacarias4117 4 года назад

    Glory be unto God ndinoda kuona Baba

    • @gracazacarias4117
      @gracazacarias4117 4 года назад

      @@bishopdavidabioye1310 thank you so much but I can give even where I'm staying

  • @TafadzwaLeonNguvo-yz5cm
    @TafadzwaLeonNguvo-yz5cm Год назад

    Munoda vakaita sei kuti muonekwe Mwari

  • @lennychishaya5875
    @lennychishaya5875 3 года назад

    Sure mwari munoona vakayitasei ndioneiwo

  • @agnesmachira3879
    @agnesmachira3879 3 года назад

    Ndinoda kuona Baba my marriage my happiness

  • @kudakwashegurupati4729
    @kudakwashegurupati4729 2 года назад

    God is good amen

  • @patiencegijima3977
    @patiencegijima3977 3 года назад

    ndoda kuona baba muhupenyu hwangu

  • @chipomarimo2608
    @chipomarimo2608 2 года назад

    Ndoda kyona baba nhasi

  • @angelazunzanyika9420
    @angelazunzanyika9420 4 года назад

    Amen.Ndoda kuona Mwari

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka2725 3 года назад

    Ndoda kuona baba satan murevi wenhema ndoda kuona baba

  • @PriscaChikasha
    @PriscaChikasha 2 месяца назад

    Ndinoda kuona baba,8 yrs ndakamirira munhu asingadzoki,haa ndaramba the devil is liar

  • @nashemancube
    @nashemancube 4 года назад

    Amen ndinoda kuona baba

  • @varaidzomugombe5095
    @varaidzomugombe5095 4 года назад

    Ndinodawo kuona baba

  • @annamercy3216
    @annamercy3216 2 года назад

    Ndinoda kuona baba

  • @susanmanyikasusan8622
    @susanmanyikasusan8622 Год назад

    Ndoda kuona chiso chababa

  • @talentndemera4530
    @talentndemera4530 3 года назад

    Ndinoda kuona babs

  • @paulinenhamoinesu8101
    @paulinenhamoinesu8101 4 года назад

    Amen ndoda kuona Baba

  • @nenyasharusere7520
    @nenyasharusere7520 4 года назад

    ndoda kukuonai Mwari

  • @bestbestavo-rq9bn
    @bestbestavo-rq9bn Год назад

    2year muru😢me aenda

  • @Muskana2387
    @Muskana2387 4 года назад

    Ndoda kuona Baba nhasi uno

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 11 месяцев назад

    😢

  • @patsonchiwenga2358
    @patsonchiwenga2358 3 года назад

    maiwee zvangu

  • @Lee-iq7bv
    @Lee-iq7bv 4 года назад

    Ndinodawo kuona baba😭😭😭😭😭

    • @daughtersofvirtue
      @daughtersofvirtue  4 года назад

      Attention DOV!!!
      As DOV or as Prophetess Memory, we do not ask for financial assistance on facebook, twitter, youtube and instagram. Prophetess Memory does not own an orphanage that seeks financial assistance. *Those are lies*
      If you see such messages with a Nigerian number, it will not be us but rather fraudsters who wish to tarnish our brand name. Be sure to report all such practices.
      Thank you.

    • @vimbaikuedzwa3231
      @vimbaikuedzwa3231 3 года назад

      Ndinoda kuona baba 😂

  • @fazzywazzy367
    @fazzywazzy367 4 года назад

    Ndoda kuona baba!!!

  • @jamilahmoyo9375
    @jamilahmoyo9375 4 года назад

    First Pano tinamatirei profetes tinoda kuona. Baba pabasa pangu hapana Oder varungu vakaomera

  • @FungiMtetwa
    @FungiMtetwa 11 месяцев назад

    Kusvika rini ndisingaoni mwari the devil is a lier

  • @chrissiegee9013
    @chrissiegee9013 4 года назад

    Ndinodawo kuona Baba😪

  • @talentndemera4530
    @talentndemera4530 4 года назад

    Jeso ndinoda kuona baba

    • @talentndemera4530
      @talentndemera4530 4 года назад

      @@bishopdavidabioye1310 Fear of the Lord is the beginning of wisdom. Stop this my dear

    • @beatricezivhave4947
      @beatricezivhave4947 3 года назад

      Ndinoda kuona baba muupenyu hwangu

  • @chipochineka9594
    @chipochineka9594 4 года назад

    Amen

  • @nokubenhura8747
    @nokubenhura8747 4 года назад

    Alellujah

  • @daughtersofvirtue
    @daughtersofvirtue  4 года назад +3

    Attention DOV!!!
    As DOV or as Prophetess Memory, we do not ask for financial assistance on facebook, twitter, youtube and instagram. Prophetess Memory does not own an orphanage that seeks financial assistance. *Those are lies*
    If you see such messages with a Nigerian number, it will not be us but rather fraudsters who wish to tarnish our brand name. Be sure to report all such practices.
    Thank you.

    • @patricianyanhongo3736
      @patricianyanhongo3736 3 года назад

      Thank you for alerting us ana Oga kukura musoro stereki .To hell you guyd

  • @dorothydune5589
    @dorothydune5589 4 года назад

    Ndoda kuona baba 😭😭😭😭😭😭🙏🙏

  • @previousmamvura2690
    @previousmamvura2690 9 месяцев назад +1

    Amen ndoda kuona baba

  • @ellenchakanyuka9140
    @ellenchakanyuka9140 2 года назад

    Ndoda kuona baba🙏🙏😭😭😭

  • @tendaimapani
    @tendaimapani 2 года назад

    Ndoda kuona Baba muupenyu hwangu

  • @josephinechimwamwa3444
    @josephinechimwamwa3444 3 года назад

    Amen and Amen, ndinoda kuwona mwari

  • @rad6913
    @rad6913 4 года назад

    Amen ndinoda kuona baba

  • @julianazembe8283
    @julianazembe8283 2 года назад

    Ndinoda kuona Baba

  • @hazvineimapfumo1815
    @hazvineimapfumo1815 2 года назад

    Ndoda kuona baba

  • @agnesmachira3879
    @agnesmachira3879 3 года назад

    Amen

  • @tendaimapani
    @tendaimapani 2 года назад

    Ndinoda kuona baba muupenyu hwangu