Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Unopenga mwanasikana ungape murume mari yeroora
Ndozvinoita rudo but musikana akanaka zvake
Waive nerudo mwanasikana asi zvakakona,mapudzi anowira kusina Hari.Uchawana mumwe
Nmbr dzake munadzo here mkadzi uyu uuu ndarwadziwa in
Ndarwadziwa zvangu
The wife is beautiful
Ane tukomba mumatama wena.
Yikho engathathwanga wapha umfana imali
Miss dimples
Itai chiremerera
Smile yamai ava haina kumira mushe ,inonyenga varume.
Acessor akuda kutonyenga chimoko mudare
Unoda kuzviroora wozvichengetera wega vana aaah zvine nharo
47.5k 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Mash west nyaya dzanetsa idzoooo
vamwe tichivatsvaka vamwe muchivatambisa😭😭😭
Ende Machema, muri kutsvaga murume or mukadzi? Aiwa zvichanaka. It’s only time
@@madyedzomunyonga2036 yaa zvinoita
Kutyorera mari muhomwe
Musatuka mukadzi uyu anoda musha zvechokwadi.
Sei kuzimbabwe kwapinda mweya wechihure so
Chihure ichi chaingoveko kubva kare asi vana mai vedu vaigona kuhwandisa chete
Asi wachinzwa muzimbabwe chete?
Kana kwaunogàra hamayangu chiriko hauzvizive chete
@@St-G2kwanga kusina social media
Love is blind... Kupa munhu mari yekuroora plus kupiwa vana2 plus no support heyiii zvoremera kumusoro setsvimbo
Chapa dzawana mukana zvokwadi
Dai ndiriyo ndatora simbi irikutambiswa iyo
Unopenga ungazviroore wakazviwanepi
Mazuva ekupedzisira vakadzi vachange vokumbira kugara nesu
Hazvife zvakaitika nekuti mubible hazvina kunyorwa
@@nomsanyika151 unoverenga Bible ripi asi uri madzimai
Huya kwandiri mkadzi iwe
Pakaipa
Vakadzi vakawandisa saka vari pa desperation yekuroorwa,gvt should legalize man to marry more than one wife
Inga barika ragara ririko wani
Inga zvinobvumirwa wani.Unoroora vaunoda 10 kana 100
Kana ndanyura🤣🤣🤣🤣🤣
Chidare chine noise kunge murenk hamuna order mambo kutadza kupanana mukana wekutauramuchiita sevanana
😂😂😂 murank manje
The noise is too much nhaimi chii chakadaro
Hauna.kukwana.wakaura.waimupireikupusa
Dpeiwo number dzemwana uyu purizi
Moda kuita sei.Varume munozviitisa.siyanai naye
Unopenga mwanasikana ungape murume mari yeroora
Ndozvinoita rudo but musikana akanaka zvake
Waive nerudo mwanasikana asi zvakakona,mapudzi anowira kusina Hari.
Uchawana mumwe