NdaiHurira MurumeWangu NeChimwe Chikomba Chaiva NeMari Asi NdakazoMuka Chikomba Chichidya TsvinaYang

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 дек 2024

Комментарии • 44

  • @AustinDzivakwi
    @AustinDzivakwi Год назад +2

    1st conffesion mom's avo vekuhurira murume Im very sorry ndoSatanism yamakapinda iyo uye zvamakaita ndozvakukonzera twumaproblm Mumba menyu so pakadayi pakudaa vanasekuru achapola or tasvuu nakanengo Kuti zvamakaitiswa nemunhu wamaihura naye zvipere .

  • @mbekezelimhlanga5666
    @mbekezelimhlanga5666 Год назад +2

    Eish! ukudla ingcekeza yomuntu, haibo! lokhu kuyesabeka.

  • @PaulineMuzanenhamo
    @PaulineMuzanenhamo Год назад +4

    Ndapera power mainini yamakaita iyi yakakura 😭😭😭chiripo apa kufambira mwana wevanhu wamakakuvadzisa asina mhoswa

  • @MaryVirimayi-dl9pi
    @MaryVirimayi-dl9pi Год назад +2

    Satanism it's not love not even chihure 😢

  • @cedricchirunga824
    @cedricchirunga824 Год назад +2

    Hauna kana respect you deserve what you facing right now, apa wakakwadza murume nekuda Mari muchazvirega henyu pedzezvo moti varume hatiite

  • @similomoyo-xm1kz
    @similomoyo-xm1kz Год назад +2

    Yey kunzima emhlabeni yey

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Год назад +1

    Mkunda gutsikana nemurume or mkadzi tarisa wauraya musha wako help yatinokupa dzokera Kuna Sugar Daddy' vako bcz wakauraya nhengo yemurume nokuda chihure

  • @sekaimakufa3244
    @sekaimakufa3244 Год назад +1

    Mozvihodha kupiko zvivindi vana cuzin

  • @lizbertify
    @lizbertify Год назад +2

    1st confession - you had no choice amainini? The guy didn't force you and aibhadhara mari yakawanda knowingly achiziva kuti ari kukukwezvai. Im stuck at 'I had no choice' 😢😢

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Год назад +2

    Vekudyirwa Tsvina makanzwa butter 🤣🤣🤣
    Asi Madzidzisa vanhu kuti kunze hakuna kumira mushe

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Год назад +1

    Vanhu vazohura

  • @babafriday
    @babafriday Год назад +1

    Zihure

  • @haroldmukomberanwa2827
    @haroldmukomberanwa2827 Год назад +1

    Pfambi😢

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Год назад +1

    Mainini cheating its a choice ndarwadziwa coz now murume wenyu arikufira yaasingazive kuda kwenyu zvinhu it has landed you in tears

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 Год назад +1

    Tsvina yacho yaive Pai yaive yakuzodyiwa asi waive waitira mupoto

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Год назад +1

    Yea zvakaoma kuda zvinhu kuno parira , now murume waka roya umm better mufambe mugadzirise mwana wevanhu

  • @kelvinchiwazeni7346
    @kelvinchiwazeni7346 Год назад +1

    Muchachekereswa ku chihure imi mune varume

  • @mariamgomo
    @mariamgomo Год назад +1

    uuu zvakaoma vakadzi tinoda mari

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Год назад +1

    Nako kuda zviro kwenyu ikoko, apa vakanganisa mwana vevanhu. Garai makadaro nenzara yenyu ndimi makazviparira. Munhu kana vakaroorwa dzikama, muchazotakurana nevanokuurayai, zvinogumbura mhani musadaro askana. Dai irihanzvdzi yako vainzwa sei

  • @linetmacheka7578
    @linetmacheka7578 Год назад +1

    Ummm Mari inechitema veduwe

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Год назад +1

    Zvawakaona kuti wada musatanist wako wakadii kusiyana nemwana wava mwene nhaiwe.Manje wakatorombeswa neiko kuda zviro kwako.Pamusoro pacho wokuvadzisa murume asina mhosva,you're going to pay for that kusvika wataura chokwadi.Zvako zvekuti uda help secretly hazvishande coz arikuda kurapwa murume wako so you have to confess first kuti help igozo shanda.Ukasadaro unenge waita hutsinye.

  • @faithmurwira7479
    @faithmurwira7479 Год назад +2

    Eishy mainini avoka makaoma why vanhukadzi musisina hunhu nhai honai manje zvamakazviparira mmmm munotinyadzisa vakadzi vanohura muine varume , shuwa muchanotsva kugehena

  • @PatriciaGwanzura
    @PatriciaGwanzura Месяц назад

    Ladies ladies ladies we're trapped nekuda mari iyi ngatigutsikanei nezvatiri Mwari ndiye anoropafadza

  • @Sunshine-555s
    @Sunshine-555s Год назад +2

    Iiiiiii nyika yakarema please,
    Chihure chakuparira
    I think wakatosotwawo newewo,
    Ummm muchaurayisa vana nemurume
    I think uchadzoka pano with part 2, i dont think that guy is done with you yet
    Sister you danced with devil.
    You were deceived by the devil

  • @choicendoro7937
    @choicendoro7937 Год назад +1

    1st confession: Chihure hachibhadhari.

  • @dennydennis8844
    @dennydennis8844 Год назад +4

    Ha vamwe vanhu nekuda mari nehupenyu hwakapfava mucharara nezvidhoma hamuna kukwana sisi asi dai maudza mwana wevanhu kuti hamuchamuda release your husband njapisi

  • @MoreblessingMashizha-gc2rt
    @MoreblessingMashizha-gc2rt Год назад

    ummm amanaca seiko vakadzi muchidaro fambira nyya iyi zvichipedyo

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Год назад +1

    Muchaurayisa murume wako nechihure

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +1

    Mainini makatoudza dambudziko mumba nekuda mari inga zvakaoma

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Год назад +1

    Wakakuvadzisa mwana wevaridzi nekuda mari

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Год назад +5

    Mainini, don't be so ridiculous. You really do and have a choice. You chose to cheat on your husband. You didn't know that you were married. Urikanzenza wena. Iwe hako nemusatanist vako hey.

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Год назад +1

    Amai makaoma tendai Mwari makaeana murume anonzwisisa chihure siyayi hezvo musatanisn uyo akaromba

  • @samanthamkono5076
    @samanthamkono5076 Год назад +2

    Pamakachiva magadzirirwo aiva akaita muhotel dai wakangonogadzira mubedroom mako not kufira mahara ayo and dai usina kumbobvira wada murume iyeye as a married woman.dai waiva singke taiti pamwe waizamawo kuti zvibude

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Год назад +2

    If u r a married woman who just gets carried away nema comments emurume about yr body know that u r the loose type. Muchapera nema ritualists nekukara soft life. Those things should just backfire on u because munhu waunoti murume wako doesn't deserve that. Whats wrong with u married church woman???

  • @TapiwaMoyo-kd3ud
    @TapiwaMoyo-kd3ud Год назад

    Zvakaoma chokwadi money 💰 is root of evil

    • @Sunshine-555s
      @Sunshine-555s Год назад

      Money amplifies the evil in a person
      Money amplifies the goodness in a person

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Год назад

    What do you mean you didn’t have a choice? Really

  • @veronicamarowa6584
    @veronicamarowa6584 Год назад +2

    Muchinyanya kuda zvinhu sisi
    Gutsikana nezvamuinazvo now makukanganisa murume imi murimi makamuhurira 😢you are a disgrace to womanhood

  • @reeoh7311
    @reeoh7311 Год назад

    Endawo kuchurch yefriend yako pamwe vanogonawo kukubatsira.

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk Год назад +1

    Am not happy with u .kusiya murume .red gown black gown .uchafira mahara .pluz I think u nid cleansing unoda zviro .uchabuda honye

    • @faithmurwira7479
      @faithmurwira7479 Год назад +1

      Dai atobuda hake honye not kuremadzisa mwana waamwene uyo asina mhosva imi nhai vanogumbura vanhukadzi ava eishy chihure ichi shuwa

  • @liliansamson3761
    @liliansamson3761 Год назад +1

    Kuda zviroo potai muchigudzikana