inn ndanga ndakambomutsamwira coz munhu wandakaterera kudhara ndisati ndazive khonangale end I love with him but apa ndakambobatikan but pakazotaura nyaya yake manj ndakazozwa kuti but boe coz vanenyaya dzavo saka boe aneng anakidza tomhanya naye
I follow u zvekutodaro but apa wakurasika Flexy, we know you for humility and perfect lines but now zvekutuka izvi nekuda ku prover ma petty points zvinokubvisa chiremerera
Dai wanga wakapenga wakauya kuCity sport registration,Apa wakurasika mukuru pfungwa. Atleast now you have proved that KHONANGALE ndibaba vako anokuuraya Home and away
Dai mwari vatikomborera tese khonangale official❤❤❤❤❤❤❤❤
Wese akuti uyu arasika dako rako
Ichi chopisa ichi
Anogona Uyo🔥🔥🔥🔥🔥ku blues akashanya 😂😂😂😂Mauto haako
Gud wanku
inn ndanga ndakambomutsamwira coz munhu wandakaterera kudhara ndisati ndazive khonangale end I love with him but apa ndakambobatikan but pakazotaura nyaya yake manj ndakazozwa kuti but boe coz vanenyaya dzavo saka boe aneng anakidza tomhanya naye
Akatanga kukwana anopenga ❤
You are my favorite but wakurasika
Khonangale hokoyo🔥🔥🔥
Haa Ronald for real salute mamuonera.
Mukurupfungwa 🔥
Uri mbudzi yemunhu siyana nemauto iwe
hoyooo🤣
U are 🔥 🔥🔥🔥🔥
mdhara uyu
Mkuruofungwa muhombe🔥🔥🔥
Tamirira reply yaMauto
zvemangoma hazvo ndomira navo mkuru pfungwa
Anogona uyu
Dflex lite
yaaa iwewe ndinokufarira .....masongs ako ere ndinawo
Big tune
Ras nice ❤❤❤
Hoo vainzi makanika vemangoma nhayi
kkkkk hottttttt🤣🤣🤣🤣🤣
Mmmm ndaremerwa nengoma
Saka mukut mufudzi wemombe haana basa here
Approved
I follow u zvekutodaro but apa wakurasika Flexy, we know you for humility and perfect lines but now zvekutuka izvi nekuda ku prover ma petty points zvinokubvisa chiremerera
Ndozvatinoda izvi
🔥🔥🔥
Akatanga kukwana anopenga😂😂iri ngoma idhafu iri ...🔥🔥🔥🔥🔥
Dai wanga wakapenga wakauya kuCity sport registration,Apa wakurasika mukuru pfungwa. Atleast now you have proved that KHONANGALE ndibaba vako anokuuraya Home and away
Sounds bhoo nyangwe zvako ukutedzera D flex asi pakusaiza mauto wakumamira mumhata semombe manje
Fambanai henyu tirikukuonai hedu from afar tiripadhuze
Ngoma dzakuzonakidza
Mukurupfungwa🔥
This dis track is on fire...but wa dissa munhu asina basa manje,,dai wa dissa kana Holy ten
Keep it up younger, your future is brighter🔥🔥
Bt Mukurupfungwa makaremerwa neClush zamai ipapa coz carrier yenyu iriDown 😅😅😅😅 bt chikupisa ichi🔥
musoro unenge gonan’ombe 😂😂😂😂
Zvadiizvee Mface wanku 😂
Saka zvandofarira nese ndobatsira ani apa
Haaaa wakushaya zvkuimba hre zvaunomboti mukurupfungwa now wamukurupfumbwi
Let's support mukurupfungwa
Zvadiizvee Mface wanku 😂😂😂😂
Muuraye Khonangale uyo bigup Mukurubrain
Ini hangu ndomira neMauto😂😂😂 ava vapfanha andina plan navo😂😂😂 dakuto buritsa freestyle to mukuru pfungwa😂😂
Ukunyeperwa nevanhu vese vari pano Mauto anokukunda😂
Wakuda kudonhedzwa nemauto manje😂
Khonangale huya pano
Flex waratidza kurwadziwa naKhonangale,
Kana imi maratidza kuti nyaya yese munoinzwisisa
Hapamihwemihwe pawakuda kudzungaira apo panochohwa benzi nemauto😂
Pisa zvimauto izvo wangu akuzotibhowa
Makuda kupinda nemazita evamwe kaa😂😂😂.....kna uchigona pinda wega kaa nhai mukurupfungwa
The best 🙌🏿
Zve noise pedzeranai isusu chedu kuterera ngoma
Kkkkkkk puloo
Siyana nakhonangale ndibaba wenyu mese enda kune wezera rako
Haaaaaa unorwadziwa
Warasika apa. Kana wangopinza ma tribal issues watorasika. Khonangale Izita rebasa and that’s what he chose. (Unless kana uine ma previous pesonari)
Usabate mauto iwe usaite iyoyo
Say no to ma diss mfaname
It's good to show survival of the fittest in every industry bro. Even vana winky d vaidissa wani vana dadza D parise yavo
Ndakazonzwa nyaya yacho haiwa bho wanku unogona too much ❤❤❤
Konangale to the world 😂😂.....
Huh musarwadziwe mkuru,musade kupinda dance nezita ramauto,makutoitisa munhu mbiri hombe mnje
MAUTO TO THE FULLEST 💪🏾💪🏾💪🏾art rako bho,asi siya Mauto.... warning ⚠️🚨⚠️
Ndokutoti mangoma anakidze vanhu ngavapisane zvinakidze
You are loosing it siyane nakhonangale siyana narascaleb
u loose a follower uri hwaiii
Hatina basa newe bhururu
@@TadiwaMike Akashaya mukuru pfungwa wenyu😂😂😂😂😂 ibenzi
Baya 😂😂