chingwa chapera

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 78

  • @graciousmangei7740
    @graciousmangei7740  4 месяца назад +9

    Ngatikoshrsei vatinogara navo first

  • @norahmudambo9191
    @norahmudambo9191 4 месяца назад +4

    😂😂😂😂 hanzi aaah ndochipedza zvakanaka naka chaizvo 😮😮😮😂😂😂😂

  • @EvidenceSkillash
    @EvidenceSkillash 4 месяца назад +10

    Kkkkk Nyarie izvo ndagara ndaona kuti Sekuru ndewekwako 😂😂

    • @tafadzwamazivanhanga555
      @tafadzwamazivanhanga555 4 месяца назад +2

      Nyarie pahama dzake anomiramira kkkk

    • @beckynhepera9380
      @beckynhepera9380 3 месяца назад

      kana neni ndazviwona kuti ihanzvadzi yamai vaNyari chete kkkkk mirai Lee auye kkk

  • @biebrean3109
    @biebrean3109 4 месяца назад +7

    Mafariro aNyarie ndaziva ihama yake kajoy joy ako😂

  • @priscillahchataurwa1773
    @priscillahchataurwa1773 4 месяца назад +2

    Nyarie kaa hanzi ndendakubika sadza manje ndichanotora nyama muftidge kuma 3 or 4
    Veduweeka mwana akangomirira😂😂

  • @yuvonnetengende2345
    @yuvonnetengende2345 4 месяца назад +1

    Dany ugure muswe wa Nyarie akuenderera😂. Keep it up team🎉

  • @LinastaChemhere
    @LinastaChemhere 4 месяца назад +2

    Dan arwadziwa...sekuru we share the little we have

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 4 месяца назад

    Hezvo Nyarie mwana oswera nenzara after Eve ityai vakadzi saka sekuru vakoshei

  • @TsitsiKarombo-i7v
    @TsitsiKarombo-i7v 4 месяца назад +2

    Nyarie she's glowing ❤

  • @taisleyndau5480
    @taisleyndau5480 4 месяца назад +3

    Kkkk Nyari pahama dzake ahaite zvekutamba😁😁😁😁

  • @tendaitavawona1542
    @tendaitavawona1542 4 месяца назад +2

    Dan Dan 😂😂😂😂😂😂 wakapenga keep it up bro

  • @RufaroZiki
    @RufaroZiki 4 месяца назад +2

    Nyarie Nyarie Nyarie how many times did l cal you.........

  • @championchamela9070
    @championchamela9070 4 месяца назад +2

    😮😮Sekuru vanodya
    Dan Grego agumbukasei

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 4 месяца назад +1

    Sekuru kupedza chingwa nhaimiwee😂😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @rudorwashemashingaidze3642
    @rudorwashemashingaidze3642 4 месяца назад +1

    Hahaha Nyarie una Nyara aaghh 😂😂😂😂😂

  • @pluckyzunza7604
    @pluckyzunza7604 4 месяца назад +1

    Sekuru nemuzukuru kunyima yowee,ini ndaitora ini chingwa icho aah unhui iwowo

  • @Ardent-t9w
    @Ardent-t9w 4 месяца назад

    Mkoma dan warwadzirwa nemwana wamai achinyimwa food mmmmm

  • @MaslineNyakujara-i3e
    @MaslineNyakujara-i3e 4 месяца назад

    Hec Dann n nyari watching you from Mpumalanga south Africa ❤❤❤❤

  • @gugulaboncube8137
    @gugulaboncube8137 3 месяца назад

    Kkkkkkkkkkk face yaDanny kkkkkkk ndaseka kani sekuru musadaro

  • @GraceMaduyu
    @GraceMaduyu 3 дня назад

    Nyarie pahama dzaDan unondirwadza 😢 and it's very real in families

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 4 месяца назад +1

    Kkkk Pamwe pachoo vakadzi tinozonyanya kuva tolerate

  • @EnnahGeza
    @EnnahGeza 4 месяца назад +4

    Kubatsirana kunyima mwana chingwa nyari nasekuru

  • @progressmudzongo2338
    @progressmudzongo2338 4 месяца назад +2

    Nyari anosaiza akushaya bhande

  • @it3788
    @it3788 4 месяца назад +1

    Ndevanyari ka kuvatutira chingwa

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 4 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂 mnhu kna achikwta kutaurisa veduwe 😂😂😂😂😂

  • @winniematema5913
    @winniematema5913 4 месяца назад +2

    Haaa apa Nyari abhaiza,sure kutadza kukoshesa Hama yemunhu anomuchengeta

    • @leechen1995
      @leechen1995 4 месяца назад

      Kune vakadzi hobhooo vanotozviita pa real chaipo

  • @senzenindhlovu8926
    @senzenindhlovu8926 4 месяца назад +2

    Sekuru nanyari makawoma kunyima mwana chigwa

  • @PoliteFrancisco-lo8jv
    @PoliteFrancisco-lo8jv 4 месяца назад +2

    Ndazviziv kuti sekuru ihama yaNyarie😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ellenpenyai4238
    @ellenpenyai4238 4 месяца назад +1

    Nyarie usadaro kunyima hama yemurume 😅😅😅

  • @Nobertchatindo
    @Nobertchatindo 4 месяца назад +2

    Ko ivo sekuru kungodyawo nemwana chingwa chese icho

  • @MoeDev-rw7hu
    @MoeDev-rw7hu 4 месяца назад +3

    ndochipedza! 😂😂

  • @obiomambewe1252
    @obiomambewe1252 4 месяца назад

    Nyarie ka kkkkk. Ko hama dzemurume wakudiiii😅

  • @beatricemuchineyi6241
    @beatricemuchineyi6241 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂Sekuru chingwa nedrink kwakupedza loaf rese

  • @vincentchirambwi5080
    @vincentchirambwi5080 4 месяца назад

    Paita basa Pana sekru apo 🎉🎉🎉🎉

  • @Ardent-t9w
    @Ardent-t9w 4 месяца назад

    Sekuru musadaro ingopai mwana mudye mese

  • @PatienceChitagu
    @PatienceChitagu 4 месяца назад

    Ndinopedza drink racho ririkutonhorera chaizvo kkk

  • @TinotendaJipi
    @TinotendaJipi 4 месяца назад

    Nyarie usadaro sha

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 4 месяца назад

    Hama yemukadzi mukusimudzana naDan😢 kkk

  • @TaropafadzwaMakichi
    @TaropafadzwaMakichi 4 месяца назад

    Sekuru nyimai munhu akadya mari yefees

  • @pedzisainyamayaro
    @pedzisainyamayaro 4 месяца назад

    Haa Nyarie usadaro hama yemurume iwe kkkkkkk shuwa kutibvunza kuti margarine haana kuona hre bamunini vachifa nenzara

  • @TabethRutendoMapfumo
    @TabethRutendoMapfumo 4 месяца назад

    Sekuru Josh 😂😂

  • @Ardent-t9w
    @Ardent-t9w 4 месяца назад

    Mkoma dan, ma gloves emuromo here wedu wee

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 4 месяца назад

    😂😂😂😂 Dan ari kunzwa kutsva nemadyiro asekuru kkkkk

  • @pluckyzunza7604
    @pluckyzunza7604 4 месяца назад +1

    Chingwa icho chakafitira kunaka 😂😂

  • @LindaHadis-tk2in
    @LindaHadis-tk2in 4 месяца назад

    Dan abatika kkkkkkk

  • @CollettaJongwe
    @CollettaJongwe 4 месяца назад

    sekur to the world vakachimaster chigame 😂

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 4 месяца назад

    Sekuru ummmm😂😂

  • @lawrencemathias6560
    @lawrencemathias6560 4 месяца назад +2

    ❤❤❤❤❤❤

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 4 месяца назад

    Kana uchida kuona kuti unogona kusiya chikafu uchiri kuchida mumba mangu uri murume, idya wakapfeka hat.

  • @Rufaro-14
    @Rufaro-14 4 месяца назад

    Parraffin reloaded😂

  • @ruthmburuma4564
    @ruthmburuma4564 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 4 месяца назад

    Vehurungwe havadiwe uko

  • @beckynhepera9380
    @beckynhepera9380 3 месяца назад

    asi Nyari nehama dzake ka

  • @EnnahGeza
    @EnnahGeza 4 месяца назад +1

    Dan atsamwa kkk

  • @emmanuelkadyamatimba9647
    @emmanuelkadyamatimba9647 4 месяца назад

    Smile yaDan haina kana mufaro

  • @leechen1995
    @leechen1995 4 месяца назад

    Ndopedza 😢😢😢😢😢

  • @DonnyBoroma
    @DonnyBoroma 4 месяца назад

    Bamunini vane Account here avo

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 4 месяца назад

    Ko iwo sekuru ngavadye nemwana ka

  • @charitynyamuchengwa9127
    @charitynyamuchengwa9127 4 месяца назад

    Ziso raDan😂

  • @Spo7017
    @Spo7017 4 месяца назад +2

    Variko vanhu vakaita sasekuru kuti uti hadzimo ,unozvishaya.

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 4 месяца назад

      Hachigutisi chingwa nemargarine chete dai waisa kazai

  • @Taytee77
    @Taytee77 4 месяца назад

    hanzi toonana sekuru zvikanzi manje manje

  • @waynerushwaya2979
    @waynerushwaya2979 4 месяца назад +1

    Dan unozonyanya kumuregerara mukadzi wako

    • @leechen1995
      @leechen1995 4 месяца назад +1

      Ndabva ndaverenga nevoice rasisi vake vaye

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 4 месяца назад

    Ma1 😂😂😂😂

  • @IdahKampamba
    @IdahKampamba 4 месяца назад

    Ummm nyari learn to share zvishoma izvozvo apa sekuru vacho kutotsigira kkkk

  • @mazvie
    @mazvie 4 месяца назад

    Madyiro acho😂😂😂😂

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 4 месяца назад +1

    Food kill me 😂😂😂😂

  • @tkbreeze75_official
    @tkbreeze75_official 4 месяца назад

    Asika😂

  • @Doxmilitary1
    @Doxmilitary1 4 месяца назад

    Grego Huchie

  • @KudziKuku
    @KudziKuku 4 месяца назад

    Manjevmanje for me😂

  • @mathewmakumbe3235
    @mathewmakumbe3235 4 месяца назад

    Lee haatirwe nonsense idzi dai atotakura chingwa chacho

  • @championchamela9070
    @championchamela9070 4 месяца назад

    😮😮Sekuru vanodya
    Dan Grego agumbukasei