Dudzai, Kare waiyera kana uneTv , nhasi ndazoitengaa pamaruzeva

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • Dudzai, Kare waiyera kana uneTv , nhasi ndazoitengaa pamaruzeva

Комментарии • 193

  • @mittohh
    @mittohh 3 года назад +13

    This is your best act according to me looked too real and we all could relate 🤣😅

  • @sibongilesamoyo3439
    @sibongilesamoyo3439 3 года назад +16

    Kkkkk madam boss ka l can't stop laughing kushedzera munhu wese TV

  • @tanakahranganayi3395
    @tanakahranganayi3395 3 года назад +15

    Its a Dudue thing haungambozvinzwisise❤❤

    • @Kaflashi
      @Kaflashi 3 года назад +2

      Kk sure my sister Tanaka ndibatsirewo kusvika mu 315 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless your family

  • @tafadzwamapiki
    @tafadzwamapiki 3 года назад +3

    Hanzi "ndiwe wandipa 5bond kaiwe?" kkk, madam boss has talent!

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 3 года назад +3

    😂😂👍👌🙌Dudzai Dudzika kutoendera kumugodhi kuti vanhu vose vanzwe ne zve TV ..veduweee unoroiwa iwee ukazvisiya izvoo ndezve pano pasi (kkkk vanhu vachaba chibage nekuda kuwana chekubhadharisa Tv:::Dudzai unondinakidza zvangu une chipo chako

  • @isaahmandishona971
    @isaahmandishona971 3 года назад +9

    Yaaa pagonekwa apa excellent kkkkkkk

  • @clarahmutanha6159
    @clarahmutanha6159 3 года назад +3

    Aaaah Dudzai !I can't stop laughing 🤣🤣mari yadarika before the program finished🤷

  • @molleooewasodwtoindepi2260
    @molleooewasodwtoindepi2260 3 года назад +2

    Kkkkkk hanzi mwana anokonzera distractive kkkkk Dudzai ka

  • @kaysam1314
    @kaysam1314 3 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣 prefect ve TV,hanzi mwana anokonzera destructive

  • @mazvitaeverjoy2602
    @mazvitaeverjoy2602 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣nhasi ndaseka hanzi vharai door vanhu vasati vauya kwaaa🤣🤣🤣dudzai unondispaka

  • @munashegoteka7703
    @munashegoteka7703 3 года назад +3

    😂😂😂 this is the 5th time watching, i can't stop laughing. Dudu 😂😂😂

  • @Manondo34
    @Manondo34 3 года назад +2

    Kkkkkkkkk haaaa madam boss ndokudai ..l cant stop laughing

  • @remediesandcookingwithrm3580
    @remediesandcookingwithrm3580 2 года назад

    Hello Madam Boss I am your biggest fan

  • @precillagahadzikwa3555
    @precillagahadzikwa3555 3 года назад

    Kkkkkkk ndakaurira hangu kumusha but ndangongonzwawo nevamwe vakuru kutii Tv dzobhadhariswa nhasi ndahobvuma varume🤔🤔🤔🤔🤔😆😆😆😆😆😆

  • @ruvimbokadungure4462
    @ruvimbokadungure4462 3 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣Yatova cinema paruzevha kaiyi😂😂😂😂😂 mari pamberi

  • @ladyp4047
    @ladyp4047 3 года назад

    Kkkk hanzi nyararai, omberai maoko, ndiwe watanga kupinda $1 rako rapera kkkk

  • @batsirai2488
    @batsirai2488 3 года назад

    Hanzi mwana anokonzera destructive 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Dudu 🙌🙌🙌🙌🙌🙌 veduwe hanzi omberai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @annahkadungure691
    @annahkadungure691 3 года назад

    movie house 😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣 ko kuzoti muchaona achatopfurwa achifa ipapa 😝😝😝😝😝😝😝😝😝😝😝😝😝😝

  • @tinashejerimani1846
    @tinashejerimani1846 3 года назад +1

    Madam boss ,I love the gyal ane red top ...

  • @HazelManyoni-yv3vd
    @HazelManyoni-yv3vd Год назад

    Mwana ngaasare kkkkkk madam boss ndaseka

  • @miriamtapererwa6189
    @miriamtapererwa6189 3 года назад +1

    😂😂😂😂I love Dudzai

  • @jahbae355
    @jahbae355 3 года назад +1

    Madam Boss is such a Vibe💘💘💘💘love you Tyra

  • @jeanmajor1daughtermadziva
    @jeanmajor1daughtermadziva 3 года назад +1

    Hakuna munhu yakadai Dudzai wakaoma😂😂😂😂

  • @phillistaderera2338
    @phillistaderera2338 3 года назад +2

    Best skit ever🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 nhasi mandifadza veduwe

  • @captainjcky9107
    @captainjcky9107 3 года назад

    Tukomana utwo next tm ngatugeze makumbo kana twakuuya kutv 😂😂😂😂😂

  • @neverchokymachokoto4165
    @neverchokymachokoto4165 3 года назад

    Kkkkkk madam vakupedza masports manje kubhadharisa tv here

  • @clarahmutanha6159
    @clarahmutanha6159 3 года назад

    $ kuona TV 🤣🤣🤣🤣bhagiti rechibage or renzungu!money maker paruzevhaaaaaa🤣🤣🤣

  • @varaidzogwavava4566
    @varaidzogwavava4566 3 года назад +5

    Ha dudu akanyanya kkk🤣🤣🤣$kuona TV kkkk

    • @Kaflashi
      @Kaflashi 3 года назад +2

      My sister Varaidzo dudu mahwani 😀 ndibatsirewo kusvika mu 315 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you

    • @kbgroup6072
      @kbgroup6072 3 года назад

      Kkkkk door rinosara hre iro

    • @kbgroup6072
      @kbgroup6072 3 года назад

      Door rafa iro

  • @emilytmombeyarara8932
    @emilytmombeyarara8932 3 года назад +1

    Kkkk haaa Tyra ka shuwa ungaudza mhamha zva Steven Segal here amana

  • @nyashachiomba9876
    @nyashachiomba9876 3 года назад +1

    zvanz ndakatakura solar ndabva nesolar kuHarare😂😂😂apa asina kumbobvunzwa😂😂

  • @HazelManyoni-yv3vd
    @HazelManyoni-yv3vd Год назад

    ❤ madam boss

  • @ruvimboelizabethchawasarir2360
    @ruvimboelizabethchawasarir2360 3 года назад

    Hanz anouya kuzoona mubhadharisey apaa ndiye anga achikoka vanhu😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @tabethnyachowe2244
    @tabethnyachowe2244 2 года назад

    Kkkkk nyararai taiitwa kumba kwevanhu ivo vachitaura

  • @letwinrutendokudyarawanza1187
    @letwinrutendokudyarawanza1187 3 года назад

    😂😂😂hanzi dollar rako rapera..... ndouya nembagidhi🤣🤣🤣🤣mandipedza madam boss

  • @makomborerochivanga1318
    @makomborerochivanga1318 3 года назад

    Madam boss maripa mberi pepamberi..

  • @chervilemuzvidzwa3751
    @chervilemuzvidzwa3751 3 года назад +1

    Kkkkkkk kubhadharisa vanhu kuona tv here dudu

  • @josephinemoyo326
    @josephinemoyo326 3 года назад

    Kkkkkk Dudu ka vanhu vese vanyarariswa bt iwe ndiwe urikutaura 🤣🤣ko kuzoburitsa vanhu

  • @sibongilesamoyo3439
    @sibongilesamoyo3439 3 года назад +2

    Kkkkkk haya ko $ rinopera risati rapera movie

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 3 года назад

    Shuwa makare tichaona wrestling,dallas ,mutiro wafanza,mukadota,pamba paizara vanhu, tv ichashamusira

  • @annahkadungure691
    @annahkadungure691 3 года назад +1

    Dudu is 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @tholakelesaule9517
    @tholakelesaule9517 3 года назад +1

    Kkkkkkkkkk aaaah Dudzai ndeimwe mbeu

  • @talentkandawasvika2756
    @talentkandawasvika2756 3 года назад

    hanz ukunhuwa muhapwa iwee kkk dudzai kaa

  • @pristinekamusoko550
    @pristinekamusoko550 3 года назад

    kkkk pakut Seagal anofa manyepa
    madam boss🤣 Seagal haafe pama movie ake ese kana suit yake haibvaruke anondibhowa😂😂

  • @graciousbernice6292
    @graciousbernice6292 3 года назад

    Hmmm madam boss,l js love you...ndaseka kani👏👏👏👏

  • @sheildahchaoma8773
    @sheildahchaoma8773 3 года назад +7

    Kutanga neku liker ndisati ndaona 😊

    • @joymafukidze6297
      @joymafukidze6297 3 года назад +2

      @Sheildah Chaoma ::I second u kkk Dudzai kaaa ane chipo chake ,👍💯😘

  • @rachierachel60
    @rachierachel60 3 года назад +1

    😂😂😂😂 madam boss . I can't stop laughing

  • @susangubunje2308
    @susangubunje2308 3 года назад

    Kkkkkkk kkkk gegegege dudzai wandipedza

  • @norrymakirini6835
    @norrymakirini6835 2 года назад

    Hadzi hamuna washeni here hadzi bhageti rechibage

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 3 года назад

    Dudu asikana, you nailed it

  • @lynnupenyujohn7879
    @lynnupenyujohn7879 3 года назад

    Asika vanaSoko munodarireiko😂😂😂😂😂😂

  • @nellynelliasengwe5653
    @nellynelliasengwe5653 3 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣hanzi iwe dollar rako radarika kwaaaa Dudzai usadaro

  • @bridget7672
    @bridget7672 3 года назад +3

    Finish cant stop laughing

  • @marymatava9764
    @marymatava9764 3 года назад +1

    Kkkkk Hakuna munhu akadai dudzai dudzai

  • @tawanachauke1092
    @tawanachauke1092 3 года назад

    Kkkkkkk mai yabata musoro yandisetsa

  • @fadzaimashaka4495
    @fadzaimashaka4495 3 года назад

    Ndopanoti Mai Mhofu ka apa Well-done Dudu

  • @pamelasaburi9014
    @pamelasaburi9014 3 года назад

    Kwana dudu kwaku movie house

  • @priscadwachenuka8870
    @priscadwachenuka8870 3 года назад

    Malights manje🤣🤣🤣apa hanzi musaite noise iye arikungoti bhoo bhooo haaa dudu hayas

  • @mamoyomamoyo6512
    @mamoyomamoyo6512 3 года назад

    Vageza makumbo here shena 😂😂😂😂ndozvataiitwa tichikura

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 3 года назад

    Dollar kuona TV
    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
    Haa iyi yakagonekwa shame
    Mogona henyu apa makapedzera💞

  • @tabethmarezva6420
    @tabethmarezva6420 3 года назад

    Makapenga madam boss. Keep it up. Ndaseka kusvika misodzi yabuda

  • @luluchantchaza6940
    @luluchantchaza6940 3 года назад

    😂😂😂😂😂😂ayi futhi munogona shuwa u making money netv

  • @norrymakirini6835
    @norrymakirini6835 2 года назад

    Hadzi nyararai

  • @rhodatom9331
    @rhodatom9331 3 года назад

    Chimukadzi ichi so ka kkkkkkkkk madam boss mukwane

  • @flossym2000
    @flossym2000 3 года назад

    Kkkkkkkkkk ah dudzai vanomuguta kumusha ikoko

  • @ericachinakidzwa5904
    @ericachinakidzwa5904 3 года назад

    Madam boss mandisekesa shame kkkkkkkkk kuona tv dollar

  • @desperkutoka7161
    @desperkutoka7161 3 года назад

    Nhai Dudu ko zvaucha uraya door .

  • @clarismalunga3030
    @clarismalunga3030 3 года назад +1

    Dudu for us

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 года назад

    Kkkk🤣🤣🤣🤣$ $ pakufamba hanzi nyararai apo ivo vakutaura madam boss hanzi raka rapera

  • @annahmudzengerere6038
    @annahmudzengerere6038 3 года назад

    Kkkkkkkkkkkkkk ende futi zvakatooma hazvo kkkkkkkkkkkkkkk

  • @kingstonesamuelshowa4139
    @kingstonesamuelshowa4139 3 года назад +1

    Omberai omberai 😆

  • @ladypeenyamztv7150
    @ladypeenyamztv7150 3 года назад

    Kkkkkk dudu usadaro 🤣🤣🤣🤣 kana kumovie house hakunzwaro kubuditswa movie isati yapera here

  • @mobbiemakanika6509
    @mobbiemakanika6509 3 года назад +1

    Magona madam boss ma solar anodiwa kumusha

  • @virginiachiodza8721
    @virginiachiodza8721 3 года назад +1

    Dudzai unogona hako ramba wakadaro

  • @fadzayikakwere3786
    @fadzayikakwere3786 3 года назад

    kkkkk ko kuzoomberesa vanhu mawoko manje kkk haayas

  • @shamisochinotimba4177
    @shamisochinotimba4177 3 года назад

    Kkkkkkkk haaa ko makutobhadharisa futi mai miki kaa

  • @kudzaicassandranyasoka869
    @kudzaicassandranyasoka869 3 года назад +1

    😂😂😂😂😂 I'm in tears

  • @meshiechirasha8160
    @meshiechirasha8160 3 года назад

    luv u madam boss

  • @user-zc5qw7mm7x
    @user-zc5qw7mm7x Год назад

    😂🎉🎉🎉🎉🎉dudzayi

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 года назад

    Ko kuzotenderera pamugodhi

  • @idk-xn1bv
    @idk-xn1bv 3 года назад

    haaaaa dudzai wakanyanya sure kkkkkkkkkk kubhadharisa tv kkkkk

  • @melodytshuma5826
    @melodytshuma5826 3 года назад

    Kwaaaaaaaa hayas madam boss ❤️❤️❤️

  • @norrymakirini6835
    @norrymakirini6835 2 года назад

    Ayaz

  • @molleooewasodwtoindepi2260
    @molleooewasodwtoindepi2260 3 года назад +1

    Kkkkk hanzi omberai omberai 😂

  • @avyannatv8909
    @avyannatv8909 3 года назад

    Main actor haafe 😂😂😂

  • @jewelblax2329
    @jewelblax2329 3 года назад +1

    Haaa madam boss makapenga kkk

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 3 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kukoka line rose veduwe

  • @benardrwasunda6649
    @benardrwasunda6649 3 года назад +3

    3rd mai mhofela chete chete kkk

  • @aishasimbeye2705
    @aishasimbeye2705 3 года назад

    Dudu kkkkkkkk Mai vako Vega ndovanemagetsi kkkkkkkkkkk

  • @christinegambiza1726
    @christinegambiza1726 3 года назад

    Steven Segal 😁😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @tsitsitapomwa3036
    @tsitsitapomwa3036 3 года назад

    Kkkkk but madam bosskaaa 😂😂

  • @shalom7572
    @shalom7572 3 года назад

    Aah zvakaoma sure😂😂😅

  • @moisessaimoni2221
    @moisessaimoni2221 3 года назад +1

    Kkkkkk

  • @cynthiachabuka4566
    @cynthiachabuka4566 3 года назад +1

    Dudu 😂🔥🔥❤️

  • @angelamawzhendi3028
    @angelamawzhendi3028 3 года назад

    😂😂varamba vanowacha dudzai wakaoma

  • @susanbarry6363
    @susanbarry6363 3 года назад

    ☺☺☺inga zvakaoma

  • @paidamoyochikandiwa9045
    @paidamoyochikandiwa9045 3 года назад +1

    Kkkk dudu boe zvekut

  • @princes9035
    @princes9035 3 года назад

    Kkkkkk haa UNOITA mari kkkk dudzai kaa

  • @leighlee681
    @leighlee681 3 года назад

    Kkkkk dollar kuona ,dhau apfurwa 😂😂

  • @moleenmutetwa9770
    @moleenmutetwa9770 3 года назад

    Kkkķkk zvakaoma

  • @kerllinymsengeyi4444
    @kerllinymsengeyi4444 3 года назад

    Gegegegege 😂 kuita kusimudzwa 1 1