Ndakauraya Ma Elder 9 Eku Church Confessions

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 ноя 2024

Комментарии • 36

  • @NaomiMadzimai
    @NaomiMadzimai Месяц назад +14

    Baba vekuuraya maElder taurai zvenyu kunge zvakanaka asi rangarirai kuti vanhu ndevaMwari muchatongwa chete,mtongo wenyu wakakumirirai

  • @miriammafuruse105
    @miriammafuruse105 Месяц назад +10

    Vekuuraya Maelders tototya kana kucommenter asi bhuku rinoti mufaro wewakaipa ndewe nguva shoma

    • @SusanSvuure
      @SusanSvuure Месяц назад +2

      Taura zvako mazuvano comment inourayisa pa idi chaipo so zvave kuda kuchenjera muku commenter kwedu uku

  • @EsauChesoro
    @EsauChesoro Месяц назад +5

    Iwe benzi wakapedza ma elders nyaya dzako imbishisa.Vanhu vose vakafa vachipondwa nekuda kwekupupura zvaChrist Jesu kubva kuvadzidzi vake kusvika nhasi,Aiwa urimunhu mukurusa iwe ndirikuona kuti munzvimbo inonzi Kereke chimiro chako uri Rusifer.Hautye uyo wakasika denga,pasi nemakungwa.Sakei nyaya dzako hadzitambirike chero ukazofunga kureurura dzako nyaya dzinopisa.Uchatotanga kuona gehena uchipanyika ino.Waisa munyama mukurusa mudzinza rose nokuti ropa revanhu vanofa nokuda kwaShe ropa ravo rinonyangadza denga kutitakafirei nhai Tenzi

  • @SashahshalomChimedza
    @SashahshalomChimedza Месяц назад +2

    Hmmmmm vekuuraya ma elders hmmm ityai mwari imi...

  • @Mr_Bonn13e
    @Mr_Bonn13e Месяц назад +10

    Maiweeee confession number 2 , please tell her to stop ASAP, I’ve lived in UK for 25 years , I’ve seen this type of crime before, especially using someone credit card that some is a very dangerous situation she’s putting her self in , it’s only One chete , I’ve hit friends that did this & ended up with a Fraud criminal Record against their name and spent 3 years in prison, please tell her to stop whilst Ahead , zwatoora zwakwana don’t get greedy 😢, it’s Only a matter of time when they check those accounts etc audit.

    • @lionofjudah2045
      @lionofjudah2045 Месяц назад

      Yes very true achabatwa they do audit and since ariye anoita shopping she will be to blame and she is going to be deported muudze arege achanyura

    • @carolynmashingaidze3365
      @carolynmashingaidze3365 Месяц назад

      Even phone yaanofunga kuti havana basa nayo, varikuiziva. Magogo wacho anokwanisa kuti buy your own stuff but iye anoziva kuti hazvibvumidzwi coz kuba saka why is she doing it. Tell her to stop right now!!

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 Месяц назад +3

    1 conf - Church elder my foot, uri satan iwe

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk Месяц назад +1

    Mkoma nyash ini hangu brother vangu avo ndinoti all is well handisati ndoda kufa .hangu

  • @shiriryerudo
    @shiriryerudo Месяц назад +4

    Last confession consider yourself caught when they audit

  • @mercykatsande485
    @mercykatsande485 Месяц назад +1

    Mukoma Nash mamwe maconfessions enyu anotyisa kucommenta,Anyway maswera sei Mukoma Nash,neveDare.

  • @Eva3rt
    @Eva3rt Месяц назад +11

    Kuvimba nana papa dzangova nharo

  • @madamdelicious3183
    @madamdelicious3183 Месяц назад +2

    Haaa apa unenge uchiti ukaita problem woti andiendi kun'anga ini ndoenda kuchurch...some of us takakurira mumafamilies asingaite zvechivanhu...honai zvaakuita mapastors aya😢...

  • @treytrishmusorosekwa2811
    @treytrishmusorosekwa2811 Месяц назад

    Mwari

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Месяц назад +2

    1# Confession pandipedza hanzi vanhu vandakauraya havana kuwanda..Heyyyyyy nyaya yacho kuita kunge Movie 🤣

  • @SisiLillyDiaries
    @SisiLillyDiaries Месяц назад

    Mkoma Nash maswera sei

  • @lolomapfumo2553
    @lolomapfumo2553 Месяц назад

    Zvakaoma hazvo

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Месяц назад

    Manje munonamata hre kuchechi kwamuri manje Ngozi yevanhu 9 muchagona hre kuvaripa plus rurimi pamuchafa muchasiya kupi ndeimwe ngozi futi Elder muri mumiririri waSatan .

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 Месяц назад

    Uuumm zvakaoma

  • @SaneleMtombeni
    @SaneleMtombeni Месяц назад +1

    Vedare makadini

  • @RudoMatikiti-q5f
    @RudoMatikiti-q5f Месяц назад +1

    Devil is at work😢

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 Месяц назад

    Kutozvipepedza chokwadi.isu tinenge tichiti tiri kunobatsirwa nemunhu waMwari

  • @plaxedesmandiyanike-pc8sq
    @plaxedesmandiyanike-pc8sq Месяц назад

    Last one iyo ngaazive kty madays ake awa numbered achaenda kujeri chaasi kuziva kuty vachoita go thru bank statement

  • @eppy2538
    @eppy2538 Месяц назад

    Mudzeyi azvisiye anobatwa manje manje ma bank statements anotaura personal use it’s food yaunodya she will go ku prison very soon ma Zimba akawanda years back vakazviita izvi now most of them vakapinda pama one vagara muno havabati izvo moto unopisa uyo 😢

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Месяц назад

    Ummmm avo vekutora maCards. EMurungu Vaudzei imi kuti var kutamba nema Dhodhi pasina mvura vachachema havo mangwana MWARI VATOMBOKUPA MUKANA ngaasiyane nezvaarikuita izvozvo

  • @silindiwemunhenga1845
    @silindiwemunhenga1845 Месяц назад

    Honde valley is not a village near chipinge pliz.

  • @BarbrahTawabarira-ic4op
    @BarbrahTawabarira-ic4op Месяц назад

    Last confession munin"Ina wenyu abatwa neshavi rejeri nenhamo tel her to stop that pliz

  • @MarthaYamikani
    @MarthaYamikani Месяц назад

    Murisei vadare

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Месяц назад

    Kuuraya vanhu vasina mhosva what about garden akauraya boss yet it's your tokoloshi 😢😢😢😢

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 Месяц назад

    Maswera sei vedare

  • @BerlinHandris-id8dz
    @BerlinHandris-id8dz Месяц назад +1

    Zvakaoma kupedza vanhu kudaro ,kudnga kure

  • @susanchirime7857
    @susanchirime7857 Месяц назад

    Please dear tell little sister to stop 🛑 as soon as possible please tell her to stop she'll lose this job or go to jail this is not right and this is opportunity of her life to change you so please better tell her to stop everything and focus for her life and work hard for her own money

  • @MelissaTambirei
    @MelissaTambirei Месяц назад

    Maswerasei pano

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk Месяц назад

    Musikana wema euro uyo wafira mujeri cz europe is not africa veduwee.ari kusungwa uyo .to post someone's Pic kuno Jeri hombe .pliz she must stop asap .