Baba ndoda kubvunza, anowanikwa pano here team ekedhi. Izvo zvipotera, teerera kuimba not kutarisa matambiro amusinganzwisisi. Ndanzwa message yakanakisa chaizvo pa kuimba APA. Arikuti vakarasika munzira dzokai pa nzira. Yakasiiwa nevakatumwa. Mirai kushora kana kutuka kana Kutsvaga,. Tsvagai kuti idi zvakanzi kudii tiende kudenga. Kana vana ava vatadza kana munhu atadza anodzidziswa matare ogadziriswa kuti adzoke pa nzira sepakutanga..
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Famba amen
Jesus 😮
❤❤❤❤
Amen
Zvipotera amen
Hakuna zvakadaro kunyenyedzi nomwe
❤
Team ekedhi maodzwa makazodii neropa ra Evans maodzwa
Baba ndoda kubvunza, anowanikwa pano here team ekedhi.
Izvo zvipotera, teerera kuimba not kutarisa matambiro amusinganzwisisi.
Ndanzwa message yakanakisa chaizvo pa kuimba APA. Arikuti vakarasika munzira dzokai pa nzira. Yakasiiwa nevakatumwa. Mirai kushora kana kutuka kana Kutsvaga,. Tsvagai kuti idi zvakanzi kudii tiende kudenga. Kana vana ava vatadza kana munhu atadza anodzidziswa matare ogadziriswa kuti adzoke pa nzira sepakutanga..
Hazviko izvoo kuita pfukumbwe pagwanxa ragabhureni murivezvigure imii dont cey nyenyedxi nomwe koz dai maienda guruve' chiweshe ndopaidxidxa kunamata netsika
Kumabhegi uko ndakambopasvika
Kkkkkkkkkkkk kutamba kuita hukumbwe hhhhhha
Child labour