THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP23 (ZVIMBA IWE ZVIMBA)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 22 ноя 2024

Комментарии • 2,8 тыс.

  • @getrudemareyah5938
    @getrudemareyah5938 Год назад +15

    Ana tete rangarirai Kuti murivakadziwo kwanai mhani ,well done girl❤

  • @bigaentertainmenthub6733
    @bigaentertainmenthub6733 Год назад +31

    Cameraman needs a raise, he does a very amazing job... not forgetting Tinashe's composure, niqqa goes through a lot but holds it together!!! makanyanya guys

  • @Nally_Vybz
    @Nally_Vybz Год назад +128

    Cheers to us who watched the full episode before viewing the comments 🎉

  • @kudakwashemanyadza4399
    @kudakwashemanyadza4399 Год назад +2

    Kune varume wasina kumbohura nevakdz vevanhu mnofunga kt mkdz uyo haana kuhuraba asi mykandibvunza ini ndakambohura nevkdz vevanhu ndokuudzai kt mai avo vakahura chero mwana ariwababa awo the best vanhu ngawarambane baba wochengeta mwana wawo chinorwadza pamarriage havasina asi kusawimbika kwemmwe wako

  • @kupakwashefaith6993
    @kupakwashefaith6993 5 месяцев назад +1

    Imimi murikuti tete bully kudiiko tibvirei votadza kumira nebrother yavo here .line mayitsengerei mayihura imi tikwanirei welldone tete we love you❤❤

  • @amanda191
    @amanda191 Год назад +61

    Tete munoshaina , kutsvinya kudaro munhu wemukadzi tsoka yenyu inotoradzawo nhamo chaiyo. Hameno imba here yematata inokudaroi, pamwe ndimi mega murinani kumba kwangu makufunga munogona kutonga munhu wese.Hanzvadzi iripa2nd wife he is the one aneproblem basa take take nemuroora instead yekuti muvakiridze.Let him grow up and make his own decisions without you interfering. Mukaramba makadaro soon muchavhura creche nevazukuru. Mari yese yemalodger ichaperera kumaintanance.
    Muroora big up, wagona stereki wavaudza usashainirwe nemunhu anofema sewe.Chero tikaita sei tese tichangofa.

    • @melodyzimunya5253
      @melodyzimunya5253 Год назад +13

      Wandibhowa fani Tete ava kuda kuzviita kunge ndivo vane yese yet she is part of the problem

    • @OmegaChihamure
      @OmegaChihamure Год назад +3

      Ari wako muroora arikufungirwa obva atsenga sim card unomira naye here, KO waziva sei kuti anyeperwa kuti aihura

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Год назад +8

      @@OmegaChihamure handingambomira naye chihure chagara chakangoipa asiwo satete vanofanirwa kutsiura hanzvadzi yavo kunyanya paruoko apo nekuti hakuna imba yaanombovaka nehunhu ihwohwo

    • @rumbidzaitapuwa7
      @rumbidzaitapuwa7 Год назад

      ❤❤❤❤❤❤

    • @janemanhize594
      @janemanhize594 Год назад +7

      Tete vanozviita vari class yepadenga vatondibhowawo

  • @Miss_Kae_likes
    @Miss_Kae_likes Год назад +34

    I love how she’s standing with her daughter

  • @Jack-rd3rt
    @Jack-rd3rt Год назад +18

    Tinashe Dai wakapawo gogo mvura or ma tissue

    • @mutsamuzerengi860
      @mutsamuzerengi860 Год назад +2

      nhai hako.. apo anga achitotadza kuvatarisa muface

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 Год назад

      ​@@mutsamuzerengi860muromo wavo waisaita dai akangovapawo matissue

  • @bellesk36
    @bellesk36 Год назад +34

    Tete ava vane pride and she’s an enabler. Vachanzwa nekugara madare ehanzvadzi yavo and he’ll bring 20 children. Potse potse navo vachaigirwawo kumba kwavo iko kwavanoti kunogarika kuri perfect. She thinks she’s better than muroora.

  • @kingdavidandgmajor6073
    @kingdavidandgmajor6073 Год назад +12

    Education is not only the key to success but its key to human reasoning.
    I see extreme levels of toxicity pahama idzi!

    • @ChihwawekwaMutasa
      @ChihwawekwaMutasa Год назад

      Basic education ishoma apa esp kamusikana ako akana basic education ..mashoko arikubuda mukanwa mako and bleaching iyo ptuuu😂😂

  • @its.still.tanatswa06
    @its.still.tanatswa06 Год назад +91

    Mama was in pain
    I love the fact that she included God❤️

    • @MarvellousMuzira
      @MarvellousMuzira Год назад +1

      Ndafarawo nhasi kuona Tinashe achiseka

    • @ragnarlothbrok4614
      @ragnarlothbrok4614 Год назад +3

      Mama my foot.Ava havasi mama,vanonzi mai.

    • @sophiachida3361
      @sophiachida3361 Год назад

      @@ragnarlothbrok4614 asi chii nhai

    • @pumpkins5390
      @pumpkins5390 Год назад

      😂😂😂vaturunura twese

    • @tyresepartridgechanga704
      @tyresepartridgechanga704 Год назад

      She has the right to be upset. This thag was abusing her daughter. Auntie got caught out. At first she said, she didn't want to get involved but she forgot and started saying things she thought her sister - in-law was doing? After the results she started acting like she didn't say anything bad about her. She is a control freaky.

  • @preveladgepreveladge1194
    @preveladgepreveladge1194 Год назад +19

    Tete mune pride yakanyanya , mungade Respect imi musingagone kupa muroora sei

    • @PreciousTapudzi
      @PreciousTapudzi 4 месяца назад

      Also there is nothing wrong kuti tete vekumusha vaudzwa avo vechirungu vasina, hanty ndivo older aunties hre,....still ayas pride dzacho

  • @charlesdaka8145
    @charlesdaka8145 Год назад +279

    Camera man never disappoint showing us hands and legs black in color

  • @ParadzaiMatongo-uh1lv
    @ParadzaiMatongo-uh1lv Год назад +2

    Muroora itsotsi, vakadzi ngavazvibate kana varoorwa unotaurei neX wane murume munoda kuonana pamadhiri eyi musisadanane.

  • @tanyaekays474
    @tanyaekays474 Год назад +79

    Tete ava is a big bully and she has met her match 😂 🤛 you go girl ! Welldone Muroora stand up for yourself baby girl

    • @ruemar1
      @ruemar1 Год назад +18

      She's full herself neblouse ravo iro vanotozviona vari lawyer.😂

    • @tanyaekays474
      @tanyaekays474 Год назад +1

      @@ruemar1😂😂😂

    • @rumbimm
      @rumbimm Год назад +3

      And wavo murume ari kupi Tete ivavo?

    • @gladysmutemeri2845
      @gladysmutemeri2845 Год назад +1

      ​@@ruemar1lawyer blouse😂😂😂

    • @kumbiektw
      @kumbiektw Год назад +1

      Baby girl kuita seiko apa,tibvireipo nekupembedza zvisina basa.Wakamboona baby girl anoita zvevarume here iwe,kwana mhen,nxa!Rairai vana venyu musade kutinyauza nema comments asina basa!

  • @belchakau
    @belchakau Год назад +18

    The guy has a lot of abusive characteristics, possibly rooted in child trauma, lets not normalise women abuse it definitely rears its head in future relationships hope he gets assisted.Kudos to gogo and her daughter may God bless them and kutukwa ne kusvoreswa kwapera🎉

  • @MercyMushininga
    @MercyMushininga Год назад +3

    Yooh tinashe your composure u are a legend the guys story telling aai but tinashe ever so patient.

  • @joanlee1635
    @joanlee1635 Год назад +33

    I like how the daughter defends her mother, hanzi ndovoice ravo😂

  • @cnmworld_13
    @cnmworld_13 3 месяца назад +1

    For the first time ndaona tinashe achiseka... I love both tete and makoti hangu 😂😂😂😂😂

  • @marthachishawa
    @marthachishawa Год назад +4

    Hats of to our cameraman u never disappoints. Face fanta, maoko maknuckles akati ndisiye hangu. Makumbo akati kokokora.
    Above all this sisi vakahura ava but semunhu aihura nemurume wemunhu vaidzivirira
    NDATENDA

  • @vincentduri34
    @vincentduri34 Год назад +14

    Hanzi pachangu ndiri munhu ari right 😂😂😂😂😂😂😂😂Asi ndikatsamwa ndogumbuka😂😂😂😂😂🙌🏿

    • @kingkhuba319
      @kingkhuba319 5 месяцев назад

      Tete ava aishandisa trid3r

    • @PreciousTapudzi
      @PreciousTapudzi 4 месяца назад

      The dudes vanorova mawives ndiyo language yavo iyoyo iri 99,99% not excluded as manyepo

  • @swiss_made5487
    @swiss_made5487 Год назад +41

    1:18:49 the pleasure of watching such a composed, respectful and reserved guy laugh. Stay blessed Mr Bota.
    Amwene raise your point and not your voice.
    Makhoti learn to humble yourself and choose your ways carefully
    Tete I see you have no bad intentions keep it up
    Baba haikonai kurova wamusina kuzvara.
    That being said I hope y’all take care of yourselves the child and the family.

    • @talkswithck8900
      @talkswithck8900 Год назад +4

      If you’re going to give a full detailed analysis why skip over the fact that he used to beat her? Comment and condemn the women alone? Let’s be consistent. Also, zvinorwadza kuona mwana wako achirohwa, so please, let amwene express the way she feels. One problem with our society in Zimbabwe is we quickly skip over the pain of women. Musadaro, it’s not right.

    • @nyashasithole1032
      @nyashasithole1032 Год назад +2

      "🤣munogona kuzongoigirwa zvonzi mwana arikutorwara uyu"

    • @swiss_made5487
      @swiss_made5487 Год назад +2

      @@talkswithck8900 I think you need to reread coz Shona yenyu yatadza kubata the same point. I did say “baba musarova wamusina kuzvara” which means mkadzi haasi mwana wababa so he has no right to lay his hands on her wani 🤦🏽‍♂️ nyatsai kudzeya Shona yangu you will find out that I did say what you are saying wani. Asi vanhu so… Zvakangooma so tiri kutofambira kudivi ravowo vakadzi asi ndimi uyo kwichu pfee kuti kanda pasi paro munhenzva.

    • @pumpkins5390
      @pumpkins5390 Год назад +1

      Mmm but tete vanekakusjora nekudzikisira like

  • @sheillasiboli7697
    @sheillasiboli7697 Год назад +6

    Nkazana made me proud wish you all the best hope you will get someone better Mr mugabe what's going on you look so tired it's

  • @tinotendakwendambairi7180
    @tinotendakwendambairi7180 Год назад +1

    Tete mune pamuromo,dzikamai,redpect your elders musade kushamisira mahara , God is watching yu😊

    • @OttilaChiduku
      @OttilaChiduku Год назад

      Tete havasikukwesha kumeso uko zvimburwa

  • @simbarashemuzavazi8320
    @simbarashemuzavazi8320 Год назад +12

    Tinashe is always humble and has good listening skills

    • @taumutizwa4897
      @taumutizwa4897 Год назад

      anenge achigadzira zvake ma following and likes kikkk

  • @SassyQBs
    @SassyQBs Год назад +7

    Auntie bhoo zvekuti,wakadzikama hawo.

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 Год назад +5

      She's toxic, kuruma achifurudzira

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 Год назад +11

    I respect wise words from tete kwete kungonjamuka kurikuita magarakuni awo

  • @mavhumavhu6801
    @mavhumavhu6801 Год назад +62

    Yes Tete vanogona kunge vachitaurisa, asi havasi wrong pakuda kuziva nezvemwana wehanzvadzi yawo, as long as we live a life where we expect relatives to assist when problems arise. There are times when we have had to pay fees for our relatives's children and this is premised on the certainty that those children are related to us. So Tete is not wrong in wanting to be certain about the her niece/nephew.

    • @fadzievaleriemazani
      @fadzievaleriemazani Год назад +16

      Yes pakuziva she us not wrong but tete hapana pavari kubvum kuti hanzvadzi yakatadza. Ndihwo huwrong hwavo. She is blaming muroora too much

    • @Vicky_Marimo
      @Vicky_Marimo Год назад +11

      @@fadzievaleriemazani chokwadi tete vatori downfall yebrother yavo because havasi kuwona kukanganisa kwake , she is blaming vakadzi vese vari 2

    • @RejoiceGwavava
      @RejoiceGwavava Год назад +4

      Ndizvozvo chaizvo.😮😢kune vamwe vanhu vanongofunga Kuti Vana tete vari wrong all the time.kamkadzi ako kabhishu.

    • @mnet2912
      @mnet2912 Год назад +5

      @@RejoiceGwavava She might be whatever that word you called her. There is proof that hanzvadzi yavo is abusive and abvuma ega kuti airova mukadzi.

    • @preciousmashozhera6384
      @preciousmashozhera6384 Год назад +6

      Tete Vavo Vana vakaitwa here DNA ,Tete ngavaburuke pahigh horse ravo vari kuuraya hanzvadzi yavo

  • @ModeNjowo-qe9iq
    @ModeNjowo-qe9iq Год назад +1

    Nxa mukadzi ipfambi iyo wongwara ngwara ma results abuda

  • @majordunc
    @majordunc 8 месяцев назад

    Love is between 2 people. Tete advise culture is to help younger couples from elder perspective (hanzvadzi yemurume is not tete, ihure ritorinewo jealous). Ukaona tinashe asvika pakuudzawo munhu kuti nyarara mhuri iyoyo inenge ine dambudziko. Th logic behind kutsenga line was simple to comprehend.. munhu arohwa mbama/chibhakera can react erratically.

  • @florencechirombo1536
    @florencechirombo1536 Год назад +15

    Muroora big up for not allowing this aunt kukutsvinyira. Aunt kuzvida as if she is rich. If you see aunt solving brother and wife’s problems know that the result will hell. I want to believe that she was the one feeding his brother with gossip stories in the location.

  • @pnasheclarah
    @pnasheclarah Год назад +5

    In tete's voice 'Kuzivawo kwangu pachivanhu chedu as a wife hauna right yekuveneprivacy nefone' Ndiyani akadaro? Vakadzi kuzvisungirira!
    Tete kunyebera dzungu!

  • @florencechirombo1536
    @florencechirombo1536 Год назад +10

    Big muroora for leaving this man and his sister. May God give you a sweet and responsible husband.He is not able to feed his family and at the same time he is a killer. First wife went away the reason being kurohwa nekunyimwa food.Poor man to the last point. Kkkkkk punishing wives by not giving them food.

  • @kikiri383
    @kikiri383 Год назад +4

    Sister in blue kahure even mwana ari wemurume but kuhura kanohura hako. Cheers to tete vakanakirira havo and so constructive.

  • @kudakwashemanyadza4399
    @kudakwashemanyadza4399 Год назад +2

    Panoratidza chihure chemunhukdz kutizira akatizira akazobvisirwa hake mari nyaya isati yapera atowezve nemmwe ndochihure ichocho adii kumirira dna yabuda zvairi nhasi ozochiita mmwe plus mnhu kana waroorwa unoitirei machats nemaex unodzimirei machats emaex kana waitaura kt siyana neni ndakaroorwa

    • @sydraps
      @sydraps Месяц назад

      Newe uri hure rechirume. Uhure hauzi pavakadzi chete

  • @candym5312
    @candym5312 Год назад +68

    I haven’t got to the DNA results yet but this man is abbusive, women watch out & stay away

    • @T.V.M96
      @T.V.M96 Год назад +4

      Bamnnie or mainini musataure kwamusina kuswera nai ka

    • @sharontandi9987
      @sharontandi9987 Год назад +5

      Tete munozvida zvisina basa kutarisira vanhu pasi usadaro iwe

    • @kingdavidandgmajor6073
      @kingdavidandgmajor6073 Год назад

      Shuva kadhara kane rushusho aka!
      Unotongonzwa nekatauriro nekutadza kuita summarize nyaya

    • @annahloicemafunga4642
      @annahloicemafunga4642 Год назад +2

      Rushusho kakonoketsambarafuta unohurirwa nemadzimai ese sei tete munazvibata furustop

    • @SlickDriven
      @SlickDriven Год назад

      Blue pill man

  • @ketumilepindi7149
    @ketumilepindi7149 Год назад +95

    DNA will never prove infidelity but the way the mother celebrated the outcome demonstrates the narrow escape. Unfortunately the mother will always defend her daughter no matter what.

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Год назад +3

      But the girl was confident zvake. But haaa chihera.

    • @ashleychaipa188
      @ashleychaipa188 Год назад +13

      Kana zvikanzi mwana ndewako hazvireve kuti hamuna kudyiwa bota nevamwe

    • @diondick7546
      @diondick7546 Год назад +1

      Well said

    • @pnasheclarah
      @pnasheclarah Год назад +5

      Vaitadza kufara nei ivo vaivevaudzwa kuti tinogona kuronga nemarelatives tikatenga Mugabe! Musadaro!

    • @takuramaposa6067
      @takuramaposa6067 Год назад

      😂😂😂😂😂muri objective. It’s sad though

  • @fungisaichipowakatama4430
    @fungisaichipowakatama4430 Год назад +13

    Big up to chihera,she is heartbroken and she is an honest lady.tried all her level best to mend her daughters marriage.Aunt instead of feeling guilty or try to mend relations,she is busy exchanging words with chihera and daughter.zvino chihera mungamudii,24/7 ndoda aitwa proved right kkkkk.Shava u are the best.the guy needs to man up and handle his anger and trust issues.Kushaya it's not a weapon to use to intimidate others.tete I u are that educated why can't you finish a single sentence I english.mkwasha must have respect to his mother in law. Thank u mr DNA wat went wrong with yo eyes.tete thot kut maresults achaita 0% and shame muroora but Mwari vachihera muhombe

    • @sirchifamba39
      @sirchifamba39 Год назад +3

      So for to complete an English sentence represents education?

    • @TK12135
      @TK12135 Год назад +4

      Tete how rich are you??? You have a big problem mwanasikana Harare haishamisire gal.

    • @resphinatinofirei6830
      @resphinatinofirei6830 Год назад

      Chihera ndivo vane yese.

    • @vimbaichiruka1424
      @vimbaichiruka1424 Год назад

      Tete what life🙄

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Год назад +2

    Tinashe wazoseka nhasi you are warming up more & more your show provides african comedy in Africa 🙌🏽🇿🇼🙌🏽🏆

  • @docshepy_0877
    @docshepy_0877 9 месяцев назад +1

    Line rakadyiwa 😂😂😂😂
    Women are dangerous 🙌🙌🙌

  • @moreblessingnkome1297
    @moreblessingnkome1297 Год назад +33

    Domestic violence is a problem, and the guys dont even regret their behaviors, its sad, Tinashe i think you should shed the light on this , im not excusing the woman's bad behaviour but kurova is not a solution

    • @thulanimajome5420
      @thulanimajome5420 Год назад

      Kurova plus kuvarambidza chikafu

    • @AmayaRue2360
      @AmayaRue2360 Год назад +2

      Have been saying that. Although am glad he asked kuti sei musina kusungwa

    • @tirivanhumudzviti9980
      @tirivanhumudzviti9980 Год назад

      Haaa shaa rega munhu azorore iro ihure chairo chairo

    • @Mandidzv
      @Mandidzv Год назад

      And people still blaming the girl . One day he will kill someone

  • @Kayller-nq6qc
    @Kayller-nq6qc Год назад +3

    Yes maResults abuda and we know bhudhi is abusive etc. Mama’s support was top notch asi mukanwa mavo i think vanoda kudzidziswa hygiene or maybe kushaya( I don’t want to judge but if that’s the case, i would like to help her nepashoma) I loved her ❤

  • @alphandega258
    @alphandega258 Год назад +106

    DNA results do not prove kuti munhu haana kuhura...they only show who the father is.

  • @tatendachinwa5800
    @tatendachinwa5800 Год назад

    Chitete chine pride isina basa ,kuda kutaura tuchirungu tusina basa ,moms iyo welldone nekumira nemwana wenyu

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Год назад

    Tete hamuna wisdom but pride this is show your dressing says it all,so don't judge be nuetral, muroora ndiye Amai vemusha kwete ana Tete, skirt manzwa nekubatanidza makumbo it speaks volumes please fear God Modesty before Him you're the temple of God you're Gods Ambassadors.🙏🏽🕊️🙏🏽🕊️

  • @rachelbare4198
    @rachelbare4198 Год назад +48

    so the husband was beating the wife up 😮that's crazy I would never stay in that kind of relationship

  • @chaukeD_Tints
    @chaukeD_Tints Год назад +68

    Well, the result has confirmed that the guy is the father; a good result. But still people, that lady and her mother, must still understand that the fact that he has been confirmed as the biological father does not extricate her from having had an extra marital affair. The way she keeps on harping on, 'mainditi hanzi ndiri hure' betrays an attitude of thinking that kana aiita chihure nyaya yacho haichafanirwe kutaurwa coz the guy is the father. Chihure chinogona chaivapo zveshuwa but pasina chikomba chakazomumitisa, the same way its possible that she could have slept all the time with the husband, and also with boyfriends, and a boyfriend makes her pregnant and not the husband. So nyaya yokuti mainditi ndiri hure dai amainini vambomira kutaura nezvayo, its possible from what was narrated kuti pane affair or affairs dzaivepo also.

    • @naisonchanyuka3558
      @naisonchanyuka3558 Год назад +5

      Iwe kutaura chokwadi vakadzi kufunga kunonetsa vanofunga kt zvikanzi mwana ndewako kureva kt hauna kuhura. Kusaita mwana wechokomba hazvirevi kt hauna kuhura

    • @annitajoshua7043
      @annitajoshua7043 Год назад

      Kuita mwana wemurume hazvirevi kuti mukadzi uyu haana kuhura
      I always tell my son kuti kana uchinyenga musikana tanga watarisa kuti mai vake vakaitasei nekuti mukadzi wako ndozvaachange ariwo kana achembere anofanana namai

    • @PeterDelightPainters
      @PeterDelightPainters Год назад

      honestly mukadzi akaita chihure uyu ...mhinduro yekuti mwana akabuda asiri vababa ndinongogashira ndicho chiratidzo chekuti akambodyiwa bota somewhere

    • @thelmakudzaishepfupa618
      @thelmakudzaishepfupa618 Год назад

      While in marriage haana kuita chikomba but she had a past that kept following her hapana

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 Год назад +1

      Purpose yekuuya kuDna is to prove partenity of the child in question. Zvekwavakazodyiwa bota nevamwe vavakapakurira ratova drama

  • @clearerams825
    @clearerams825 Год назад +12

    Mwana akanzi ndewemurume hazvireve kuti mukadzi haana kuita gumbo mumba gumbo panze. Pabatisisei.

    • @fadzievaleriemazani
      @fadzievaleriemazani Год назад +1

      What is the dna test for??? Chihure???

    • @tainzanamgobheri5029
      @tainzanamgobheri5029 Год назад

      Vaudze vazive

    • @clearerams825
      @clearerams825 Год назад

      @@fadzievaleriemazani DNA is meant to prove paternity not infidelity. Manje vakadzi mwana akaita wemurume akutozvichenesa kuti handina kuhura. Mwana can be wemurume but munhu akatohura or achitohura.

    • @alliedfire7357
      @alliedfire7357 Год назад

      @@clearerams825 haurevi nhema

    • @sherphedbandama2140
      @sherphedbandama2140 Месяц назад

      Chokwadi​@@clearerams825

  • @yvettemachedu7855
    @yvettemachedu7855 Год назад

    handisati ndakamboona kutenda kwakadai.....totenda vaviri ava vaita tione celebrity va Tinanshe Mugabe

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Год назад

    Again Mr DNA counseling is needed because this tension traumatized/Children from get go so counseling like with HIV Cancer Terminal ill esses before results needs heart to heart talk full of Wisdom.
    Respect your Elderly related or not fear God,thats why honour to Parent is the only one with a Promise of long ling among the 10,ONE SHOULD ASK WHY GOD DID SO, ONLY THE WISE SHOULD ABIDE .
    Uye muri kushora urombo but God bas the poor at heart know that, Vakwasha. Like always say Tinashe you need Bodyguards on site. Let God Take over & DNA Results

  • @derrickziki2428
    @derrickziki2428 Год назад +3

    This episode is not that much painful its an interesting one. The fact that both sides are hard to judge or justify which one is good or bad. Both sides are not easy to draw a conclusions. Anyway thank you Mr Mugabe and team for the job well done...

  • @jeanmakamache
    @jeanmakamache Год назад +16

    Cameraman manyama😂😂..face white, maoko nemakumbo black..this is an encouragment for me to keep on loving my dark skin as it is😊😊

  • @SlickDriven
    @SlickDriven Год назад +4

    I will say all humans should live together with peace and protect each other. But at the same time we dont want to end up sounding like people who are not in touch with reality. Every man has a right to request for DNA testing. Dont cheat on each other because when the other person finds out there will be anger involved and we all know what happens when we ourselves operate under anger. Think before you act.

  • @nyashafadziem1484
    @nyashafadziem1484 Год назад +1

    Hhayi! kuningi, that was just a lot of happenings 🤦🏽‍♀️🤦🏽‍♀️

  • @dontask6239
    @dontask6239 Год назад

    ava tete havawane respect yangu ava! hunhu hwavo hahuna kukwana. ari mwana waMai vangu taimboenda kuseri kwecamera tombopedzerana todzoka toti gara futi pasi utaure zvisina basa!

  • @mashawewitness200
    @mashawewitness200 Год назад +3

    Tete is very right. Mukadzi is also not stable. Murume has trust issues for a reason. Tete is protective for a reason to the brother. The guy is just being judged. Gogo vatori nemoyo wekubereka. Life is sometimes drama

  • @talentjoseph9267
    @talentjoseph9267 Год назад +4

    Mr Mugabe boe ko indava kungoporapora kunge. Mune hope or bota ririkuita shoma

  • @kaychichi239
    @kaychichi239 Год назад +16

    It’s difficult to take the side of an abusive person

    • @kumbiektw
      @kumbiektw Год назад

      She is also emotionally abusive,let’s not forget that!

  • @tharieshongwani7512
    @tharieshongwani7512 Год назад +2

    But guyz kubuda mwana ari wababa doesn't mean munhu aisahura zviriko futi

  • @tarisisai
    @tarisisai Год назад

    Tete respect works both ways wee. Respect her as the mother of your muzukuru and she will respect you. World done Mum for speaking up. Mwana wenyu u r allowed.

  • @proudgaranewako9852
    @proudgaranewako9852 Год назад +3

    The lady was very lucky kuona maresults achiti mwana ndewemface uyu, in reality chibishu chaicho chakasimba chiripo panasisi avo. Pikisai henyu

  • @talentjoseph9267
    @talentjoseph9267 Год назад +7

    😂😂Gogo bhoe veduwee nhai uuuumm varikuita kupupuma furo nehasha ko mainini kuita 2 skin ye orange kumeso makumbo ari eblack 😢😢😅

    • @PrinceMarange-h8b
      @PrinceMarange-h8b Год назад

      Kupupuma furo kurwara kwete hasha

    • @andrewvera6697
      @andrewvera6697 Год назад

      Mai nemwana kuita magaunjwa nye Nye iiii murume anga akaenda nekumavirira chaiko yowee

  • @kelvinbero3452
    @kelvinbero3452 Год назад +42

    I think @theclosuredna team should acquire a lying detector machine because sometimes the results will be positive but it will never justify the deeds of the person that will be doubted

    • @sheltermakonese3061
      @sheltermakonese3061 Год назад +6

      😂😂😂😂 tongoda kuti nzinza remwana rizivikanwe zvekunyepa ratove drama iro

    • @tanyarue
      @tanyarue Год назад +1

      Variko mapeivate lie detective endasai mukadzi wenyu muzive chokwadi

    • @dorismagaya583
      @dorismagaya583 Год назад

      @@sheltermakonese3061 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад

      @@tanyarue kikkkk

    • @mhofu02
      @mhofu02 Год назад

      Nekuda kusupporter abusive husband here we condone domestic violence mukomana anodheerera control freak

  • @ryanmarware
    @ryanmarware Год назад +1

    Truth being said murora , anopinda pinda hake,

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza9794 Год назад

    Ummm thank you girl nekubuda murutsva uyu haasi murume uyu katsambara futa

  • @calebmushaishi9492
    @calebmushaishi9492 Год назад +41

    In the life of the man he has family spirits that haunt him. Its not proper to have two consecutive marriage break-downs. He has temper issues and he has to pray to have the spirit of divorce cast out. His third marriage will go the same way.

    • @chipochiroorwa
      @chipochiroorwa Год назад

      No its that interfering, know it all sister

    • @oteliagarikai4641
      @oteliagarikai4641 Год назад +8

      Aunt is the Demon ndatopedza kanoganza like she has it people who are well up vanooneka kwete zvake zvekushamisira nhema

    • @munyaradzibiri7690
      @munyaradzibiri7690 Год назад +1

      Arikuita munyama wekusangana nemahure then he fails to handle the issue by violence.He must pray to cast out the demon that leads him to loose women.

    • @EddiDube
      @EddiDube Год назад +5

      Tete ndo demon riri kuita varoora vaende vese. Vakangobvisa demon iroro mukomana anoita bhoo. Vanopindira imba ya brother how

    • @memorydhliwayo9653
      @memorydhliwayo9653 Год назад +1

      You are true

  • @solomonuyai4846
    @solomonuyai4846 Год назад +8

    So far ndazoona kuti dzimba zhinji dzoputswa nana tete nxaaaaaa

  • @shawnw407
    @shawnw407 Год назад +17

    😂😂😂 Tinashe hurumende inofanira kukupa minda

  • @StanleyMutama
    @StanleyMutama Год назад +1

    Mamwe maskills haadiwi mumbaa anorovesaa cz mainini avo variktooneka kt zvine kaunzenza mkati

  • @rumbidzaitarisai7282
    @rumbidzaitarisai7282 Год назад

    Yaa ndabata pekuti munhu wese anonzi cii chero mhamha asi vanochengetedza imba yavo thanks vakoma pengai imi

  • @cassandraker
    @cassandraker Год назад +54

    Mr mugabe seems exhausted tese we get tired at some point even at work unotonzwa kuti aaa nhasi ndakaneta i feel different from my usual self. We cant expect Mr mugabe to be njanji all the time guys mara he is also human🙄#replying all those who are saying he is sleeping the episode is a bit weak. Much love to you all my bota fam❤

    • @LoiceChiwera-bf3zx
      @LoiceChiwera-bf3zx Год назад +2

      Yes sure ndazviona unopedzisira Waneta n it seems this case yaivabhohwa

    • @tendaimuteiwa4122
      @tendaimuteiwa4122 Год назад +3

      Neniwo I almost slept... The boy was boring in his explanation ayi.

    • @deliwemunyaradzi3413
      @deliwemunyaradzi3413 Год назад

      @@tendaimuteiwa4122 very true

    • @makanaka2006
      @makanaka2006 Год назад +1

      The story was too long. The father enjoys talking

    • @barbramagwere4880
      @barbramagwere4880 Год назад

      True vari kuratidza kuneta nhasi va Mugabe he was not himself

  • @lilylinny
    @lilylinny Год назад +5

    Vanhu vekudombo ramwari siyai bleaching 😂😂😂

  • @ngonistanford68
    @ngonistanford68 Год назад +74

    Am addicted to this show I can't afford to miss one

  • @lovejoyvaraidzonhokwara9659
    @lovejoyvaraidzonhokwara9659 Год назад

    Pfungwa dzatete ndedzekare because varikuti varume ndovega vanofanira kuviga maphone from their spouses as if chinhu chakanaka

  • @rutendochingama5462
    @rutendochingama5462 Год назад +1

    😂😂😂.i enjoyed after results drama.zvonakidza kutaura kwausina kuswera.kkkk

  • @surelythegoodnessshallfoll3349
    @surelythegoodnessshallfoll3349 Год назад +8

    Shame feel sorry for gogo she is in pain Tinashe Foundation hero basa

  • @tauraibhobho5952
    @tauraibhobho5952 Год назад +5

    "Sarah Hagar aikaita sei..." At least ndaane surname ya Sarah 🤣🤣🤣
    The guy has got anger issues which need to be resolved , anofa ari bhachura. He should just accept kuti vakadzi were created to nag us at any given opportunity

  • @maishaun7142
    @maishaun7142 Год назад +81

    The camera person needs to treat the families with respect and dignity. There’s so much that is conveyed by nonverbal gestures; the way they zoom in on the participants’ vulnerabilities does not represent any respect. For example, when the grandmother began frothing, the zooming became intense. Also, the mum’s hands & feet have a different texture to her arms/face and (look rough & much darker); the behind-the-camera team seemed to focus more on that. Please take that into consideration and treat the participants with dignity.

    • @tongai4691
      @tongai4691 Год назад +13

      I really agreed with you. And l felt that way for a long time. I think this has just become "content"...its really sad...

    • @nyashamudzinganyama3644
      @nyashamudzinganyama3644 Год назад +18

      I agree with this 💯 this is not comedy, it’s real people and real life problems. We are here for DNA tests and not to mock people.
      On another note, Mr Mugabe please educate the perpetrators of GBV. Let them know it’s unacceptable!!

    • @dennismanyere533
      @dennismanyere533 Год назад +3

      True that's so stupid

    • @OsmanBanga-y6u
      @OsmanBanga-y6u Год назад +3

      Chokwad vakabvirq kudhara kudaro imi kubvira kudhara anonyatsozuma panenge pakaita kuti shate they can zoom

    • @fortunatechibike5316
      @fortunatechibike5316 Год назад +13

      The camera man is doing his job...thumbs up to him he is showing us exactly what's on the ground. Hapana chakaipa apa

  • @T.V.M96
    @T.V.M96 Год назад +1

    Mukadzi kuita chicoco fanta kudaro camera man on point

  • @sammimamo1521
    @sammimamo1521 Год назад +1

    100 % entertainment. Ngingahleki so. Needed a laugh. Thanks Mr DNA…🤣🤣🤣🤣👏👏

  • @LadyGee9303
    @LadyGee9303 Год назад +39

    He is controlling and disgusting don't understand why his sister is on his side. I rombe, nxaaa!

  • @missgee9252
    @missgee9252 Год назад +10

    How do people manage to still say "I love you" after the first slap?? 🤔🤔🤔

  • @kudakwashemarire851
    @kudakwashemarire851 Год назад +69

    Cameraman never disappoint 😂😂
    Different colours one body

  • @brightongwirambira1648
    @brightongwirambira1648 Год назад

    Haa the celebrations after the results shows mukadzi aihura uyo. Mwana ndewemface but mkadzi aihura uyo. It's clear

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 Год назад +1

    Tete ndivo vane nyaya dzese haiwawoo vachingoti blouse rine baby feeder

  • @digitata1000
    @digitata1000 Год назад +113

    Mkomana is not ready for marriage , he has trust issues and abusive. He must mend his ways before he takes number 3

  • @mellisamutopa1258
    @mellisamutopa1258 Год назад +3

    Ohh pleasee tete ava feels entitled 😂😂😂😂. Haiwawo.

  • @tenduchess5865
    @tenduchess5865 Год назад +8

    Am a Tete I don't own muroora I know my place paari am a woman so as her zvekuti hanzi Tete should be respected it depends on how you treat umwe mukadzi😊Tete ava vanotsvinya chaizvo

    • @ruemar1
      @ruemar1 Год назад

      She wants to pretend kunge munhu aribho, she's a bully. I know that type.

  • @sharonrich8168
    @sharonrich8168 Год назад

    Gogo vari mu cheeky. She indeed was waiting for these results. Aiwa vafara, yoh😂

  • @tmilazy6434
    @tmilazy6434 Год назад

    Mbuya mumurormo ndiko kuchembera kwacho hr munhu we 50 years.. Magemenzi anowachiwa akachena ipapa

  • @hazelpasipamire8865
    @hazelpasipamire8865 Год назад +10

    Who else was singing along to the background yaichiimbwa 😂

  • @titusmakombe9839
    @titusmakombe9839 Год назад +29

    After DNA results, Tinashe got entertained 😂😂😂😂

    • @pumpkins5390
      @pumpkins5390 Год назад

      Saka tichiita speed up interview tisvike pa post results shenanigans 😂😂😂

  • @wellychag
    @wellychag Год назад +7

    Mother and daughter vanotaurisa maybe it's because the results are positive.

  • @TobiasTakasShumba
    @TobiasTakasShumba Год назад +1

    If confuison was a person. Apa iconfusion yoga yoga!

  • @StanleyMutama
    @StanleyMutama Год назад

    Tinashe mugabe na Headman Chigodora munovhera nyaya kusvika mabata chokwadii

  • @EtherOfficialTv
    @EtherOfficialTv Год назад +30

    Everyone saying dna doesn’t prove she was faithful…..they came for dna not lie detector

    • @turem8855
      @turem8855 Год назад +2

      Correct, answer iri kutsvakwa ndeyekuti mwana ndewani, period. Uyo Ronald is yet another show.

    • @edsondzingayitembo619
      @edsondzingayitembo619 Год назад

      Very true

    • @chiporeid
      @chiporeid Год назад

      Nhai zvako. And the result also casts doubt on the guys story. Chete varume will assume the worst because ivo vanohura. Hure rinotya kuhurirwaka.

    • @Mandidzv
      @Mandidzv Год назад +1

      Exactly . That man is abusive

  • @tanakalorraine3749
    @tanakalorraine3749 Год назад +12

    😅😅😅mukanwa magogo haa ndamerera mhani aaa mwana wacho manakuru nekuside kuita coco fanta 😂😂

  • @vimbainashenyamatore6305
    @vimbainashenyamatore6305 Год назад +19

    the way this guy started explaining his side of the story one would conclude he's innocent but when the wife comes in say aindirova oh wow what on earth is that

  • @kudzaimahute315
    @kudzaimahute315 Год назад +1

    Haaaaa bhoyizi punishment yekunyima chikafu haaa zviriko here, chero mabhanditi chaiwo anopiwa chikafu.

  • @nonkululekonomcebo3976
    @nonkululekonomcebo3976 Год назад

    Lona yilo👐👐 IWULE, gogo looks like maititi