So true i don’t understand why he should get mombe on what ground. Muridzi wemukadzi wepihwa mombe 1 imwe votora. He is not fair at all. Mombe anoripwa nemombe kana mudunhu mapondwa munhu. Of which mombe iyoyo inourayiwa nevanhu . Masvikiro achenesa dunhu. Not this what did he lose to get a whole cow. This is why Mutasa is the best chief 🎉
Semuvakidzani weChrisitu zvake soo; wakangozvipira kuendesa motorbike, ngoro, mbudzi, etc just for the sake of peace with a neighbour ari kukufurema zvake? Haaa; murume uyu kana denga ririko akatopinda kare murume uyu - "Heavenly Commander" chaiye.
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Mkadzi ane zvivindi uyo muroyi chaiye,baba avo vachenjere kuurayiwa nezigadzi ravo. Vakadzi chiiko kuhura kudaro. Nxaaa romisa kushata
Chihure hachidi kuzungaira manje mhamha....changamu changamu....hongu or kwete
Mai avo I ibhandit I like her courage. Ndovakadzi avo
Munopedza mari yechingwa chevana nezvinyaya zvisina basa izvi vabereki....dzikamai
But topic yacho iyo ikuti ndakavabata vachiita bonde but mukutaura nyaya yacho vachitsanangura vakavaona vakamira
Dare ra chief Makoni rinonzvinyirira zvisingaite hamugone kutonga madii kubata Ishe awo .kudya Mari dzevanhu ndokwamogona muno charge kunge munopenga
So true i don’t understand why he should get mombe on what ground. Muridzi wemukadzi wepihwa mombe 1 imwe votora. He is not fair at all. Mombe anoripwa nemombe kana mudunhu mapondwa munhu. Of which mombe iyoyo inourayiwa nevanhu . Masvikiro achenesa dunhu. Not this what did he lose to get a whole cow. This is why Mutasa is the best chief 🎉
Sekuru Nyathi mandipedza makaona kuti nyaya pane peyakarerekera se homwe iri pa bhasikoro but ishe Gwasira vane mhosva avo nyaya inoperera mumota seyi
Ini kubvuna nemusoro handina kukuona
Nemiwo madhara muchinyanya nyengai vakadzi vanoenderana nemaAges enyu mhani
Waiting ✋️
Dare iri raMakoni madhodhi ,hudzvanyiriri mambo haapikiswe ndoo chisimba charinongo shandisa wese anotongwa mudare iri hapana anombo wanikwa asina mhosva ahhh
Taurai henyu mambo ava umm
Zvirikupura mari zvimadhara izvi
Zvinyaya zvekare izvi,, murivekushayao imi
Dare racho rotoita Mari kupfura muridzi wenyaya
Chief ava varigreedy vanotoita mari kudarika anyengerwa mukadzi wacho
Mambo haana mhosva murume uyo
I always say wakadzi wasina kudzikama wanoda kuyiswa runyoka nyikayese yozwiwona pachena
Dare ndri ratopihwa mombe hobho murihurirwi opihwa mombe 1 ,it's unfair
Marambiro amai avo aaaaaaaah zviri pachena izvo. Pamwe vangorwadziwa havo kuti kuda wanga uri musi wekutanga kuonana vasati vaita mjolo wavo.😂
Nhai mambo pamunoti mukadzi uyo abvuma ndepapi
Vakadzi varikuzhakisa zvinhu dhemeti
Zvakaoma chokwadi.simba akaita 9yrs mujeri asina mhosva
Face yavo iyo ndeyehushingi havabvume
Cheating was peaceful until women joined 😂😂😂😂
Nyaya yakaperera kumotokari seyko katsotsi kemunhu and akuzvisimbisa cos mukadzi aramba
Yaa chihure chanyanya imi yoo vakadzi chiiko nai
haaa kuhura vakahura asi huori mudare hwakurisa, zvakapa loophole yekuti munhu anzvenge. kutamba nekusigner panyaya yemukadzi wemunhu, mukomana akapusisissa kungoti dare racho harigone kutsvaga nyaya rine madzvinyangwe chete chete.
Chihure chanyanya
Madhara haasisina simba aya mkadzy achiri echidiki aya anenge achitoda kuiswa chaizvooo
Pamadzimambo ese ava vanotaura zvazviri havazeze
Karume katsotsi aka
Mambo machinda enyu vamwe vacho ngavanyarrare kana vasingazive dare.toda order vanongodaira vasina kubvunzwa ,
Mambo ava nevulgar kkkkkkkk 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Zvinonyadzisa mai vakuru kuramba zvavanoziva
Gwasira ari corrupt he shud be dealt with
Vari mudzimba zvavari kuhura kudarika ma single, chiiko chakadero
Kuhura kudarika varimuIndustry yacho
Zimbuya zifambi apa kushata .mudhara sorry hake ibvavarisiya hure iro.ndapera simba chokwadi
Nyadzi dzinokunda mhosva 😂😂😂😂 mai vakura apa nyayadzacho dzonyadzisa 😢😂😂😂😂
Language Yamambo 😂😂😂
Saka mujolo hauperi nekuma dhara madhara ayas ndaseka zvangu
Dai mwari vachitonga soo iii
Ummm hanzi kusviirwa😂😂😂😂😂😂😂
Murume nemukadzi uyo mahure vaigosangana sey uyo arikufamba ega uyowo mukadzi ega. Ndirikubva kunhamo uyuwo ndirikuenda kunhamo. Chandinoziva kashoma kuti nzira yekuenda kana kubva kunhamo munhu abve afamba ega . Ko munzira umu manga musinawo here vanhu? Chokwadi vanhu ava vakabatwa
Guccci 🕶️👓🕶️👓🤣🤣
He's innocent
Tsiurai mambo ava vasataure zvinonyadzisira aah disgusting
Kushata face nemoyo hamba mhani mother imi
😂😂😂😂😂😂 vakadzi vazotora mukombe wekuhura yoooo
Mmmmm chihure ka mai munourawa
Mudhara uyu ngaangosiya zigadzi iri riende
Zera racho manje 😂
Ummm asi hatichaziv kuti gumbo mumba gumbo Panze Haris rava business here iri kucharger mombe dzakawanda kudaro akuda kutoroorerwa mudhara kkkk
Language yakora muto yooo
Bambo babava chamber she wants ve chidiki.zvaarimabasa
Mambozvinyadzi😂😂😂
😂
Changadzo chakachangamukira kusvira basi
Kkkk
Nyaya zvese zve shihure aaaa😂😂 ma Zimba
Yuwiii zigadzi iro uko kuti kwindi kwacho
Kkkkk kushata ndivo vana shatrusha😅😅
Mambo ava zvinyqdzi bodo
Language yamambo manje 😂
Ma wife material arura ne chipfambi 😂😂
Chimunya ichi , presto copy and paste
Copied who?
Mjolo wanyanya
Madzishe aya anobatirira vanhu
Hapana nyaya apa.
Semuvakidzani weChrisitu zvake soo; wakangozvipira kuendesa motorbike, ngoro, mbudzi, etc just for the sake of peace with a neighbour ari kukufurema zvake? Haaa; murume uyu kana denga ririko akatopinda kare murume uyu - "Heavenly Commander" chaiye.
Ummmmmmmmm Makoni ka unanyara iwe ah jende rinemupendero tongoshandisa language yaunoshandisa nxaaaaaaaaa
Wafarisa shem
@@KuzivaFaka-bt7hq ondidii?
Aa vakararwa mai ava kudaira kwacho kunge mhandara irikupfimbwa
Coincidence yacho uyu achienda kunhamo uyu achibva kunhamo kkkkkkkkk mjolo uyu uyanyisa 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Yoh vakatipana chikomba nemkadzi uyu asi ungade kuputsa imba yako nekuda kwechikomba