Majjesty~Make Sure ft. dakaraiLife [Official Audio]

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 сен 2024
  • Off My Playlist "Moonlight In My Soul"
    Social Media Platforms🌴: rkns.link/4d9et
    Instagram📭 : / majesty_on_flex
    Instagram 📭: / dakarailife
    Facebook 📩: / majesty_on_flex
    Tiktok 📬 :www.tiktok.com...
    WhatsApp📥 +263772884866
    Email:📧 baronleonmkweza@gmail.com
    •Lyrics:
    [Intro]
    Ehkaah, (Haaai)
    Ka Nhai (Waasu!)
    •[Verse I] Majesty
    Kana rudo ruchidai so, I swear handichada kusiya zvangu
    Kana rudo ruchidai so, ndakazvipira kunyura zvese nebvudzi rangu
    It's the kind of love 💜 I would die for, kupinda naro muguva
    The kinda love I've been searching for, vanhu vachindipedzera nguva yangu...
    Mmm Don't you worry 'bout a thing
    Ndinewe through thick and thin
    Saka usanetsekana,
    Muedzo inokuvinga, ndokurwlira...
    •[pre-Chorus]
    Ndokuda big time [time iwe]
    Ndiwe wega mumwe wangu [wangu iwee]
    Handimboneta [neta newe]
    Handizombokurasise
    Saka ndichaita make sure
    [make sure]
    Make sure, [make sure haurasiswe]
    •[Verse II] dakaraiLife
    mmmmm ima make sure kuti moyo wako neni babe urisafe🥰
    Handizoukava sebhora mumanet let me confess um down to earth on my knees
    As long tiri pasi perinozuva iwe uchaziva rudo runozipa ayi ,ahaaa aghhh ayiii rudo runozipa ayiii
    Mwana wehuku anodya ndearipo ende pauri babe ka ndini ndiripo vachakunamira ndovakwesha nesipo uvaudze hazviko hogoriko kokoko
    hmmmm Nhaiwe Kethiwe udza mhanduwe kuti hausi madhuwe our love is for 2 not zvema group lets mind our busines ndiyo luvYaWasu ohhh ouuuuu
    ndichaita make sure aghhh [Make sure]
    ndichaita make sure aghhh [Make sure]
    ndichaita make sure ahaaha [Make sure]
    ndichaita make sure haurasisiskwe iwe iwe
    huweeee
    huweeee weee wee wee
    (pere gudhu pere) hona nah nah nah nah
    hiiii haaaa ayiiiiiii (pere gudhu pere-oo!)

Комментарии • 82