I suggest a policy ye mandatory dna testing panononyoreswa nhumbu ku clinic, zvinongoitwa mandatory hiv tests panhumbu yega yega,,, With these statistics dzevanhu varikuchengeteswa vana vasiri vavo kah,, i think vaMugabe can present kuma policy makers kuti zvibva zvangoitwa. Soon,,,,, veduwe nyaya idzi dzanyanya
Good idea additionally as soon as zvadaro mwana wese should have a birth certificate naming both the mother and the father. Putting an end to the mwana wemusango mantra. It's a human right to know your mother and father regardless of birth circumstances.... Apart from rape of course.
What if both parties know the true paternity of the child but decide to carry on with their marriage in spite of it. I think it should be taken on a case bu case basis and be voluntary. Some people may want to choose when and where to tell their children the truth
Tinashe is doing a great job true each child deserves to know his/her proper identity. Our culture is really funny varoora hanzi Mary ngaaripe manje aaaah.???
Hapana chaanoripa. Asi kuti ndiye achange aripo pavachange vachiita madanha avaifanira kuitira amai vake kana kuitawo kuvaroora zvaifanira kuitwa naamai vake. All in good spirit.
kana mwana asingazivikanwi kuti baba vake ndevapi between three brothers from 1 family zvinoitwa sei? zvirikundinetsa nekuti mai havazi kuda kutaura chokwadi
@@cherylmartin9031 hapana ashora apa but toda kuti vaite kathat kaye kepa paternity kekune dzimwe nyika dzakatanga kare n they hv already hv that impact cz vagara zve muindustry ..we always try to improve ourselves n do the best 🤝well done Mr Mugabe
I think he is on point... Lauren lake is a judge and those cases are done in court she is allowed to judge and give a ruling ..compared to Mr Mugabe varikuita kufambira vanhu kwavari so the environment also inoita sekuti dzikisei quality but all is good
Tinashe Mugabe is a genius. He combines culture and modernisation perfectly. Proud of him and the show
What a supportive husband!Makorokoto Mary and family.
Zimbabweans let's sponsor this program so that we help restore families...
Gud program Mr Mugabe
This is the first episode that made me cry 😢...God bless you Mr Mugabe you are really helping
Taura hako
Our culture is amazing. Muroora, tete, vazukuru banter is so deep and warm
I shed a lil gangsta tear 🥲
Zimbabweans are so gracious 🙏🏽😃
😂 That's dope gangsta
I was praying for the result to be positive as i saw kt vazukuru vanga vatotambirika nemaoko 2. Thnks God
Wat a supportive husband u so blessed Marry
I suggest a policy ye mandatory dna testing panononyoreswa nhumbu ku clinic, zvinongoitwa mandatory hiv tests panhumbu yega yega,,, With these statistics dzevanhu varikuchengeteswa vana vasiri vavo kah,, i think vaMugabe can present kuma policy makers kuti zvibva zvangoitwa. Soon,,,,, veduwe nyaya idzi dzanyanya
I like the way you think
Ichokwadi nyaya idzi dzanyanya saka varume vazhinji vari kuchengetisva vana vasiri vavo
you are 100 percent right, I wish a bill to be contested on this ....Vanozviti veChild rights should initiate on this one.
Good idea additionally as soon as zvadaro mwana wese should have a birth certificate naming both the mother and the father. Putting an end to the mwana wemusango mantra. It's a human right to know your mother and father regardless of birth circumstances.... Apart from rape of course.
@@josephined8931 ngavachengeterane vana imboko varume avo
My Best channel. Watching from Zimbabwe Gokwe NeMbudziya ❤🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
Ramba wakadero ndrimoo Munyaradza umu kkk
Gogwe zvakare
DNA testing plus child birth registrations should become compulsory with both mother and father.
What if both parties know the true paternity of the child but decide to carry on with their marriage in spite of it. I think it should be taken on a case bu case basis and be voluntary. Some people may want to choose when and where to tell their children the truth
This made me soo happy.What a good and cheerful family….
Zvafadza izvi, well done Mr Mugabe, asi ichokwadi takangokura tichizvinzwa kuti mwana wepapo haasi wepo hezvo Mr Mugabe wakatora degree rekuti zvinyatso buda pachena
What a happy family, proud to be Zimbo❤️🎊
Big up sekuru raster vanooneswa nemweya wachaminuka😂😂
Chiweshe my home😘😘
Nice Global DNA you are bringing families together
Ummm I can't control my tears😭♥️♥️
Omg i cried😥😢😢😢great show
Very interesting show👌😍😍but the volume is a major problem
What an end. I like the attitude of the family open and love embracing vazukuru. Good job Mr Mugabe you are so humble.
What a blessed husband may God bless yu marry and your hubbie
Ini I don’t cry. I am not even crying. Ndinopfeka maSpectacles.
dread rasekuru rine chirevo asi pakuve homwe ya chaminuka aaa sekuru 😂interesting .its always great to see families reunited
44
Old rastas never die. They just partially lose sight
Kkk ok
😂😂😂
🤣🤣
😂😂
😂😂😂😂
This made me to be teary 😢 😭
Thanks very much Mr Mugabe. This episode made me very emotional
The spirit of that woman is there or of passed on relatives. I can see the orbs flying around the brother talking. Maybe to say she's ok now.
volume is low can you work on volume on other episode
What a sad part and cheerful family first time to comment l'm not an emotional person but today l shed tears
Its the heartbeat for me
Ndini homwe yaChaminuka, did anyone get that
kkkkk homwe yachaminuka
Homwe yaChaminuka irikuoneka neRaster
Ndapanzwa kkk
Zvinorevei izvozvo?
@@TheFreetobme he is the medium (homwe) for Chaminuka's spirit. Loosely translated he is a spirit medium hence he can see in the spirit
The old guy looks like the barber on Coming to America (Eddie Murphy)
Kkķkkkkkk
This show is very good n indeed u get peace of mind.bae waMary👌
Many thanks to the Closure team
Am happy for them.
Sekuru kwakukura 🤣🤣🤣🤣...Mr mugabe wanosangana nezvakasiyana siyana 🙌🏿
Eh homwe yaChaminuka! Ah!
Ndinobatwa nemweyaaa.... kakuzozevezeraaa manje. Ndini homwe yachaminuka..... dead for days🤣🤣🤣
Varoora good one
I almost shed my tears
Ini ndatochema
MaRasta haapotse big up kule
Best ever
Mary’s husband so involved👌🏾
Tinashe is doing a great job true each child deserves to know his/her proper identity. Our culture is really funny varoora hanzi Mary ngaaripe manje aaaah.???
ehe nhai🤣🤣🤣🤣🤣🤣.
🤣 🤣 🤣 🤣 Vari ku joker
wow i am so happy for them
eish l cried mafariro aita hama muzukuru uyu auya murudo....wish them the best
Hanzi naSekuru ndobatwa nemweya waChaminyuka ndini homwe yomweya
Hapana chaanoripa. Asi kuti ndiye achange aripo pavachange vachiita madanha avaifanira kuitira amai vake kana kuitawo kuvaroora zvaifanira kuitwa naamai vake. All in good spirit.
Its the Heartbeat 💓 for me
Sound iyo Maresults akuverengwa ummmm inorovesa nehana😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hamukwanisi kuita DNA test yekucheka kuti sekuru ihomwe ya Chaminuka here zveshuwa
😂😂😂😂😂
That's exactly in my case .
I suggest kut DNA test iitwe compulsory
Eish this made me cry 😭
Gadzirisai volume please VaMugabe
Amen x7 👏👏👏👏👏👏
Rasta ihomwe ya chaminuka👏👏👏👏👏he said
😂😂😂😂😂😂
VaMugabe ndipeiwo basa neniwo ndidzifambire nekunerimwe side..imi muchibva nemaShonaland ini Matebeleland tosangana muMidlands coz haai..munyika moda kucheneswa umu.
Kkkkk huya kubasa gladys kkkk
I'm curious why the grandmother left the family. Maybe she was being abused
Imi hamuzive kty yemarasta haipotse 😂😂jah haana mhosva💪🏽💪🏽
mukugona team rangu
Ndiyani apanzwawo "ndinobatwa nemweya"😂😂😂😂
homwe yachaminuka
Homwe yachaminuka😂😂
Kkkkk vanhu vazhinji vano chembera vachibatwa nemweya
Vanhu vekumusha vanoda zvinhu ndati. The whole village kuuya kuzowokera paternity test 🙆🏾♀️🤣😅
Interesting stories indeed but may you improve on the sound quality
Volume vamugabe ngaiende pa maxmum pliz
A big shout out to Chaminuka
Shona culture zvedzidza ma 1
Murume wako Mary ndiye ega
The volume is too low
Ko sekuru ndirasta here
Very emotional 😢 😪 happy ending
Homwe yachaminuka inosvikirwa 😁
Good program. Tinashe stop using the word GONNA
Volume plz
Volume quality!
Muroora ndiye ane yese
Ndinobatwa nemweya ndini homwe yachaminuka kkkkkkk Rasta ka
Kkkk kwahi nakule ndini home yaChaminuka..jakaoma.
Please fix the volume issue
kana mwana asingazivikanwi kuti baba vake ndevapi between three brothers from 1 family zvinoitwa sei? zvirikundinetsa nekuti mai havazi kuda kutaura chokwadi
Batai vaMugabe vanogogona kukubatsirai. But eiish pakaipa.
I think kana isiri biological parent partenity test inenge iri 0% but test yekuti you are related ndoinenge iri 99%.
Percentage inosiyana the bio dad will have 99,9 % then vamwe voita a lower percentage
Work on volume.
i have a question to Mr Mugabe (The DNA man)
do you not feel emotional in these situations ???
I also asked myself ….guess hes trained pabasa rake kuitira vaarikubatsira
Hanzi ihomwe yani its not funny but its funny😅😂😂
kkk ko uyo mudhara anobatwa nemweya
🤣🤣🤣
Kwahi ndirihomwe yaChaminuka
Chirongwa chenyu Chena DNA chakanakisa Sare kutaura zvino nzikwa
Tell us the price broo
app me on 0719428436 br
Aaaaaaah veduwe vana mai tisadaro
Yeeeeaaaah
Mr Mugabe mupote muchiona Paternity court by Lauren Lake
True he is doing good but vanoda kapanel beating
He is good..so calm and he asks the difficult questions to get info like a detective. Iwe woshoraaaaaa huye
Thank you ...will do so
@@cherylmartin9031 hapana ashora apa but toda kuti vaite kathat kaye kepa paternity kekune dzimwe nyika dzakatanga kare n they hv already hv that impact cz vagara zve muindustry ..we always try to improve ourselves n do the best 🤝well done Mr Mugabe
I think he is on point... Lauren lake is a judge and those cases are done in court she is allowed to judge and give a ruling ..compared to Mr Mugabe varikuita kufambira vanhu kwavari so the environment also inoita sekuti dzikisei quality but all is good
Shame sorry Mary
Paternity Court and Maury combined
Exactly hahahaha....
Ka heartbeat ako bho here?😀
Kanhu kenyuka aka kkkkkkk
Mary kkkk
So sad..
Sekuru Rasta ka kwahi ndinobahwa nomweya ndrihonwe yaChaminuka kkkkk toziva zvipi uku Tatelicious anozvitiiwo anosvikigwa naChaminuka nematateguru inyika🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😀😀
Haaaa vaMugabe hamuite hamuite Ndimi munechimuti
Varoyi vekumaruzevha neveguhwa vaunganana
Kkkkkkk
Usadaro iwe, murombo munhu haavigwi ari mupenyu, ruvengo rwako unenge muroyi pachako
@@Dalailama3674 usandifarisire muinbox mangu wanzwa unondiudza huroyi iwe kushure kwakarohwa nelockdown
@@lufunoncube9885 wavakuda kugutisa kunyarwa iwe Satan, shereni ihombe pamhaka, zvibate uye ugadhe mashoko ako nekuti yawatanga iyi haizoperi zvakanaka. Watuka vanhu ukati varoyi kwekutanga uko, iwe zvakurwadza pawanzarwo handiti? Ndodzokorodza zvekare " handisi nhandare yeNational Sports Stadium" enda undotambira kwawakajaidzwa kwete pandiri. Ndatenda zvangu
@@Dalailama3674 iwe ibva muinbox mangu wanzwa stupid.wakakudzwa namai baba vako iyewe ukuda kutatikira.muinbox mangu pakaiko voetsek wako mheni
I homwe iyi.
Kokana mukomana aasiriwo wemumhuri imomo?
Mboko dzevanhu mai vako nehama dzako vakaripa kuchengeterwa hure ragogo vako nechimai chako chigora here??