Inguva yemvura iyi nyoka dzinongofamba idzi ukatarisa vegetation yacho iyi it is a snake habitat. Mambo vacho ava ngavaite mushe. Vanotonga mhuri iyi kuti yaita sei. Mhuri iyi haingambowani mapfupa ababa vavo kana pasina munhu aivapo pavakafira panenge potodiwa DNA
The ndebele translation of mukombe in ndebele is ukhezo not mbiya. Udiyo imbiya or kapfuko kadiki. Plus kudzosa munhu mumusha is umbuyiso, kwete ukumbuyisela. Please verify your translations before posting on your channels.
Mudhara anoshaura uyu muimbi mukuru he must recod its good music of our culture
Kuzoti nyoka yakaruma mukombe🤣😂😅😁😃😀😄😂🤣😅kuti zvityise Drwams media taking us to another level
Am in love with the song thank you dremas
Mmm ku Mt Drwn kwanyanya zvinyaya nyaya mmmm chii
Saka mambo vanoda kuripwa naniko
Hudyire mambo
Nhai senge yakashenzwa nemunhu dai yakaonekwa ine munhu taiti ndiye ndaripe
Ndaka subscriber sei ndisingaonewo notification ndozoona wava munya
Mhepo dziripo shaaaaaa 45 years usati waroora ummmmmm
Imi makakanganisa pakuuraya nyoka iyo maybe vadzimu vangavazozadzikisa kuti ndiripo next time isiyei ibude handiti murikuona kuti nyoka idzi hadzina hasha
Ummm munyika medu maona
Children can see what older people cn not see, pamwe vakaiona
Vana vemazuvano vanonyepa zvekuti feee
Nice music
Chief Vari greedy. Chii chavanoda kuripisa vanhu ipapa. Havazive here kuti chivanhu chedu chine mashiripiti, tsvee kukurudzira vanhu kuti vafambe vanzwe kuti kuuya kwenyoka iyi kwairevei
Taurai hako, mambo udyire chaihwo. Madzimambo basa ravo nderekuchengetedza apa ndivo vava kutoita mhandu dzacho.
Hapana munhu akamboromba apa. Hazviko zvinhu izvi. Dzinongova nyaya. Ngatidzidzise vana science dziri progressive. Varungu vakasiyana nazvo kare. Ndosaka ndenge (rusero runobatsira tose). Kwete rusero runokwirwa namadzimai matatu vachienda kunoroya. Vopedzisira vachisundidzira mumwe wavo. Odonhera Buhera.
Nhema dzoga. And counter productive too.
😂😂😂😂😂😂
Chihera indaba kazibuswa kodwa ziyathethwa😂😂😂
Zvinorwadza munhu kupararira musango.dzinza rinorema asi wotomira .sunga dzisimbe
Zvinhu zvachoo soo. Anyways thanx Mr Neshamba
UMMMM SHUMBA IMBOENDAIWO KUMWE MATINYANYIRA PLEASE
Maswera sei ikoko
Ndezvenhema izvi. Ngatiitei zvinhu zviri progressive.
Ummmm hooonhai
Udiwo means hadyana in Shona
Shumba and MaNcube special you're so special
Batsirai vanaavo
MNEDIA here
Mukombe in Ndebele haunzi uDiwo but unonzi Ukhezo @Drewmas media
Ko saka mambo vanoda kuripisei ipapo.ava vanhu varikutotsvaga mari yerubatsiro voripiswa futi kotsitsi dzakaenda kupi nhai.
Mambo uyu imbavha waarikuda kuti aripe ndiani apa asi nyoka yaivayale
Ngavaende kwasekuru tasvu
Cc
mazuvano dzenyoka dziri mudariro, last waive moto
I think hama ndodziri kuita mashura aya havadi munhu uyu adzoswe mumusha
Ndanzwa ropa kumhanya mhanya nekagoma karikurira vane shamba makanyanya
Ini hngu pazvose ndofarira song iyi
Drewmas inongofambira mashonaland asi
Hezvo vakafasei baba ivavo vakaurawa here kana kuti kungofa vega
Thanks drewmas
Comrade ngavabude vachengetedzwe zvakanaka
Chokwadi vamwe varikuonekwa vachivigwa wani. Shinga brother
Mmmmm zvinhu zvacho so ka....haisi nyore nyaya yemapfupa iyi
Mukoma Ande batsirai mhuri iyo plzzzz vaendesei kwaTasvu
Rushinga manyanya huroyi
Hie mukoma Andrew
Shumba namainin Sokostina ne Drewmas media rambai makadaro tirikudzidza zvakawanda.
Mambo ngavambomire kuripisa mhuri iyo, asi dai mambo vatobatsira mhuri iyi kudzosa munhu
2023ndewenyoka yooh
Nyaya iyi mkoma awo warikuda rubatsiro ,koo mambo wanoda kurisipisa chinyi kumhuri irikutsvaka rubatsiro ??
Tapindira hedu isu
midzimu irikuimba nekutamba tikandirei full video ye music
Iiii zvakaoma
Ngaende kwa sakuru tasvu
Vanoda marika
Inguva yemvura iyi nyoka dzinongofamba idzi ukatarisa vegetation yacho iyi it is a snake habitat. Mambo vacho ava ngavaite mushe. Vanotonga mhuri iyi kuti yaita sei. Mhuri iyi haingambowani mapfupa ababa vavo kana pasina munhu aivapo pavakafira panenge potodiwa DNA
Hongu ... but inozouya musi wekuita chivanhu sei uye kuzonoti padoro apo
MASUKA high school.ine boarding here
Yes
@@enlighten729can I have their email address.thank you dear
Ko munorambireyiko asi nyoka iyi munoiziva here nhayi machinda
Zvaka oma veduwe 😏
Ko zanu ngai batsire endai kwa MP
The ndebele translation of mukombe in ndebele is ukhezo not mbiya. Udiyo imbiya or kapfuko kadiki. Plus kudzosa munhu mumusha is umbuyiso, kwete ukumbuyisela. Please verify your translations before posting on your channels.
Ko ivo vanobjadhara kut ndivo vakatuma nyika yacho aah
Batai basa drewas
Ummm zvaoma 🤷🤷🤷
Mi...
.
. to
Ko Mount Darwin yaita seiko nhy veduwee
Ndokumba kwangu mufunge every day kunongobuda nyaya kudai dai kumusha kwaichinjika dai ndachinja
@@charitymerjurykambuzuma2210 Aaaaa Charity ndokwanguo mufunge paChesa apoo Kangaire
Pakaipa
Zvakutoda jesu coz tega hatichazvigona isu
CDE kamhiripiri dzokai kumusha nhai munganyaradzwe sei nemuvengi imi maivanyaradza. Mmmmm panyaya yenyoka iyo mune hushereketwa imi
Snorted Cobra
What is mukombe wehwahwa? Anyone??
Chinhu chinoshandiswa kuchera doro muhari chinogadzirwa nemapudzi aya anenge akomba mazihombe anenge ayine chimubato
Unogadzirwa nedende remapodzi unoshanda sema cup pakuchera doro ndokusaka vari kuti mukombe wehwahwa (mukombe wekucheresa hwahwa)
Like a big cup or bowel sort of ...where they keep or drink mostly traditional beer from
Hwahwa doro or beer
Claypots as such
Ngavaende kwasekuru tasvu