MHONDORO .......CHITUNHA CHOROVA BHOKISI--NDAKABIRWA MUDZIMU WANGU

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 22 ноя 2024

Комментарии • 131

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 Год назад +14

    Hapana huroyi apa ringori dutu remvura raka uya nehu kasha. Dzimba dzika torwa matenga Uye midhuri ichi donha. Ano gona aka tsitsirirwa nezvi dhinha. Uye chances dzekuti he was still alive dziripo. Problem ku Zimbabwe chese chaitika huroyi.

  • @MrJedza
    @MrJedza Год назад +1

    Andrew Neshamba I like your questioning knowledge. Unonyatsobvunza hausiye nyaya musango

  • @VimbayiPasipamire
    @VimbayiPasipamire Год назад +1

    Ndini ndega ndukunzwa voice raR. G Mugabe here pana baba avo

  • @tynosiya696
    @tynosiya696 Год назад +2

    Mhondoro ndapererwa kumusha kwangu ,chii nhai veduwe ndogara ndchinetsana nevanhu vanoti kumhondoro kune vanhu vanoroya ini ndichiramba now ndakupererwa ini😭😭 ndaisatoziya kut sure kwakarema kumusha kwangu

    • @fungaimurasiki4989
      @fungaimurasiki4989 Год назад

      Iwe kumusha kwedu kwatora mukombe kani🙈

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 Год назад

      Kunopfuura here Buhera 07 ne Zaka rinopisa?

    • @NelsonDaily337
      @NelsonDaily337 7 месяцев назад

      Makahwa dzipi dzeZaka
      Taurai zveuroyi hwenyu
      Munoroya😂😂😂😂😂

  • @samanthadzitiro5335
    @samanthadzitiro5335 Год назад

    MaNdlovu ukhuluma isishona kakhulu wena kumele u interpret inyaradzo yinduduzo mama

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад +1

    Zvinhu zvacho sooo sarenda. Thanx drewmas media

  • @FlorahGundura
    @FlorahGundura 11 месяцев назад

    Vanhu vakadai vanotosimudza mhepo chero munzvimbo chaimo

  • @estherzambezi1696
    @estherzambezi1696 Год назад +1

    Sahwira woye gara muberere .....usandione kunonoka ndanga ndichiuya

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 Год назад +6

    😢vakaviga mwana mupenyu veduweeee 😭 ndofunga ayitodawo help ummmmmm 💔

    • @cmusarurwa6309
      @cmusarurwa6309 Год назад

      Hardly possible if he died in hospital. In any case the undertakers also inject preservative chemicals into the body that are extremely poisonous

  • @EmilyMakurumidze-v4q
    @EmilyMakurumidze-v4q Год назад +1

    Aaah pakaipa pane kufungirana mai vemufu vane beef natezvara hope chokwadi chichabuda hacho

  • @websterkaguda1950
    @websterkaguda1950 Год назад

    haa zvese mungataure mukadii asi musha uyu urikungoda sekuru TASVU chokwadi chinobuda pachena,musha wochena chete .

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 Год назад +3

    Please imba hayina kusimba iyo, it could not withstand a wind and stormy weather.
    Mhepo yaka vhuvhuta zvidhina zvikadona,

    • @kudakwashemarire851
      @kudakwashemarire851 Год назад

      Saka mhepo yacho ndiyo yairova bhokisi here chitunha chiri mukati
      Look both sides

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 Год назад

      @@kudakwashemarire851 only talking about the house and have not made any reference whatsoever with regards to the deceased and or the coffin.

  • @SibongileBwoni
    @SibongileBwoni 11 месяцев назад

    Mwana haasi waSabhuku imi baba imi

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Месяц назад

    Song manyama

  • @BazelNChinguwa-te1zy
    @BazelNChinguwa-te1zy Год назад

    KuMhondoro kupi kwacho nhai

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 Год назад +4

    MaNdlovu my favourite female presenter, very cool, calm and composed. You translation to Ndebele is on point. Uyangi cacisa ntombazana.
    Mother

  • @adchalker4647
    @adchalker4647 Год назад

    Musha uyo une nyaya hombe inoda kuti ipatsanurwe nemweya apo vakaita zvekutamba kunoda umwe

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 Год назад +1

    Sekuru Shumba has Shirt 👕 irikutayima-tayima bringing Christmas spirit nearer

  • @nelsonzhuwawo3621
    @nelsonzhuwawo3621 8 месяцев назад

    Kana wanamata makumasowe unototaurirana nehama dzako mobvumirana saka kana paita dambudziko church ndiyo inotakura dambudziko saka 40 days dzokwana voita basa musamhanye henyu vatori venhawu

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 Год назад +15

    Muroora uyu ane ma issues natezvara vake because of tsanangudzo. Vamwe are saying we were close but we didn’t hear anything asi only the mother is confessing. Mapostori aparadza hukama Ndati

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Год назад +1

      Haunyepe mapostori enyu aya ka

    • @Ruramai-f1c
      @Ruramai-f1c 11 месяцев назад

      Mapositori vanongofunga kuroyiwa chete ende havagone kurarama vasingaporofitwe vane husimbe hwekuzvinamatira vajaira kuporofitwa

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Год назад +5

    Madhara ose Aya achinzwa box richirohwa vongotonyarara havo votowedzera kuvhara box hahah arikundipa hasha Ava vakaviga mwana Ari mupenyu mwana aitoda help haaaa

    • @scholagweyi2901
      @scholagweyi2901 Год назад

      I think so too. That is really sad the child needed to be rescued. Who certified the expiry of this child? Was there no heartbeat?

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад

    Zvakaoma mukurarama umu

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Год назад +2

    Can you record the song fo me😊

  • @evelynmahovo1201
    @evelynmahovo1201 Год назад +2

    Kana zvichibvira mainterviews ngaapote achiitirwa pamumvuri i follow ur programs asi ndoona vasharukwa kana vana mama vafirwa nevana vachibvunzirwa muzuva for sometime ivo vakatonetawo nekuchema.

  • @PreciousShumba
    @PreciousShumba Год назад

    Yoo zvawoma pane nýaya apa ndishumba kubyo

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Месяц назад

    Wero kamu drewmas media

  • @MacarinaMaca
    @MacarinaMaca Год назад

    Panyaya yedzimu mukuraswa kwemajira zvisiri izvoo unopedza dzinza kna wabambwa unenge wasviba 😢😢😢zvoreva kuti zita rasekuru avo rinosviba skut vanozivikanwa asi someone behind

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Год назад +6

    Vanhu ngavasadaroso. Hurumende ndoyoita basa rekuenda kugata pose-pose pafiwa nhayi? Now I understand why some of our people vote 100yrs olds as Presidents; vanotofunga kuti basa raPresident nehurumende nderokuita zvemagata izvozvo. Hence, vanoiti zvidhara zvanyanya kuchembera ndozvinotoziva zvemagata izvozvo.

    • @nettiemashy9116
      @nettiemashy9116 Год назад

      Something very big under the carpet they are only protecting mushonga wavaka bata musha wese vakunyepera Chechi vakango uraya mwana chete

  • @chipohungwe2182
    @chipohungwe2182 Год назад

    Makaviga mupenyu

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +1

    Makachena mandhlovu. I like those long dreads and the dress.

  • @kudakwashemarire851
    @kudakwashemarire851 Год назад +2

    Madhara aya haadi kufumurana bcz vanoremerana pamasimba

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад

    Hurumende ndiro basa rayo here kutsvaga chitopota chumudzimba dzedu. Maporofita mamwe kuona kwavo kunoita kuti muite muvhunzo. Tinoziva kuti mhuri inoenda kugata kana munhu ashaika, vanhu voziva kuti chii chatora nzvimbo. Kunzwa bokisi richirohwa morega kuvhura, asi hamuna masahwira here? Kuramba mudzimu ikoko ndiko kuri kuunza matambudziko. Bikai mabira enyu vasingade vasiyeyi vakadaro. Makatoisa masunctions pamudzimu yenyu saka hapana muchengeti mhepo dzinopinda dzichimhanya zvadzo

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +1

    Haaa baba zvinoda vakuru vehurumende here. Haaa mudhara unorega zvinhu zvakadai muchimirira nyaradzo here.

  • @LillianChoto
    @LillianChoto 10 месяцев назад

    Imba unenge yakadhakwa ne zvidhina zvisina kutsvaga yovakwa nemhaka zvakare so pamwe kumarimba kwemba pamwe toti pane zvakakonzeresa kuti zvisvike pakuuraya mwana

  • @chipohungwe2182
    @chipohungwe2182 Год назад +1

    Aroora vane chindini vanobatirwa pakona. Zivai nzvimbo yenyu

  • @christinemusariri8056
    @christinemusariri8056 Год назад

    How much is form 2 and form 3 boarding places

  • @MacarinaMaca
    @MacarinaMaca Год назад

    Mudzimu wekumvura

  • @JokonyaJokonya
    @JokonyaJokonya Год назад +1

    Vana baba avo vane chekuziva. Uye vakaviga mwana mupenyu uye aine shungu.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +4

    Pange pakarara mwana pange pasina zvitina hr, n y kutungamirirwa nechech, mai vemwana vane prblm wo it's lyk ndinovatungamira musha varume havana say. Ambuya chiiko mumusha wemukwasha varikuitei pamukwasha?????? Mudhara angave ane zvakewo asi mai vemwana naambuya they are too forward

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Год назад

    Ibvaipo hurumende yapinda papi mune zvemumusha church dzenyu idzi munadziona itwo twuchurch twemutoilet pwepasi pemuti munaona kurombeswa

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 Год назад +1

    Shuwa monzwa bokisi kurohwa mongoramba munyerere ko kuvhura bokisi racho makatadza nei asi bokisi rikavharwa harizovhurwe hre

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Год назад +6

    Ko ipo pakarobwa-robwa box racho sei vaivepo vasina kuvhura? Pamwe aive mupenyu panguva iyoyo akatozofa nekuramba akavharigwa paanga amuka kubva mukufenda kwake.

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 Год назад

    Iwee Drewmas haikona kuisa presha vanhu...kana vasingade kuita plan havadi shah..usatongese vanhu mumisha yavo...tora nhau ubvepo

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +1

    Vanhu ava handivape mhosva nekusafamba,simba vanenge vasina chinoitika mai vemwana kana variivo vanopinda ceci ndovakatoti tottedzera ceci.Brother yangu akafa,vanopinda Seventh day,ndikakuudzai kuti kunoona pairadzikwa munnhu kwakabuda mukadzi nehama dzake nevececi,umwe munhu ndiye akazoti mmm dzokai mutore vehama.Hapana wehukama aitenderwa kana kuita or kutungamira chinhu mukadzi wemufi aitungamira ari mukuchema imomo.Mai vemufi ava vega vari kurakidza kuti vakamira nechitendero chavo kukanganw chivanhu chemumusha mavakauya.Titarise mativi ese.

    • @GamuchiraiZulu
      @GamuchiraiZulu Год назад

      Ichokwadi vanhu vanongotarisa one side chete

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by Год назад +2

    Shumba paChelsea apo chimbomirai kkkkkkkkk makundiseka😂🤣

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +7

    But imba iyo yakavakiwa nedhaka chete n it looks lyk vaiita one line, imba haina kusimba, nemhepo nemvura dzine hukasha idzi mazuvano. Dai yange yakaplastiwa better. Anyway Mwari vanyaradze mhuri yakarasikirwa, rest in peace boy only Mwari anoziva

    • @SpiweNjowa-j4r
      @SpiweNjowa-j4r Год назад

      Sekuru ava vanonangwa huroi cx vakashaiwa hanya semunhu mkuru. Mhuri yaifaina kumira mira kumbofambawo mwana asat avigwa vonzwa kt chii otherwise zvekt mwana aiva mpenyu no I don't so,munhu akafirq kuhospital ma doctors certify body kt munhu afa sure here not nurses saka chancesdzekt mpenyu hapana

  • @MaureenChimunya
    @MaureenChimunya Год назад +2

    Baba avooo vanomirira kufamba nani handiti anzwa mudumbu ndiye anomhanya kuchimbuzi

  • @RudoMlambo-f1i
    @RudoMlambo-f1i Год назад

    Haaaa mudhra uyu anoroya chkauraya mwan anochiziva hpn chataur chnemusoro apo

  • @milanjameson4409
    @milanjameson4409 Год назад

    asi zvirikunzi mwana akatswanyiwa wani apa makungotsavagawo zvinwe

  • @tayamanmutenheri9141
    @tayamanmutenheri9141 Год назад

    waakungoteerera ndufu dzese hanty

  • @prettymachingura4281
    @prettymachingura4281 Год назад +3

    But I mba iyo ritori riva

    • @scholagweyi2901
      @scholagweyi2901 Год назад +1

      Zvitinha zvacho hazvina kupiswa, haina plastering, unfinished.. people need to be taught CPR.. kuita resuscitate munhu kusvika paonekwa kuti zvedi munhu hapasisina

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +4

    Mubvunzo wangu sey musina kumuvhura moona kut mwana arisey, n paifanirwa kufambiwa mwana asati avigwa

  • @YonkiMhlanga-rt3vq
    @YonkiMhlanga-rt3vq Год назад +1

    Gara Muberere❤️

  • @fadzaimhindu4675
    @fadzaimhindu4675 Год назад

    Apana hirogi apo asi kuti mwana angaatomuka arimupenyi

  • @SibongileBwoni
    @SibongileBwoni 11 месяцев назад

    Vkaita hutsinye kuviga mwana mupenyu vangadai vkaenda kumapurisa akauya akatarisa mybe mwana aitsva

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад

    Matauriro Ababa Ava vanoroya zvekuti fee

  • @MiriamChipango
    @MiriamChipango Год назад +2

    Madlovhu muni'na wangu hesi

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Mwana uyu makamutarisa hr kut muone kut akatswanyiwa hr or akarohwa nezvinhu. Sabhuku anotungamira musha hr or ndimi varidzi vemusha munoudza sabhuku zvamunoda coz pakaita chitiiko chinoshamisa

  • @bensautopanelbeaters6254
    @bensautopanelbeaters6254 Год назад +2

    Hurumende haipindi apa mudhara unenhema iwe

  • @gloriamandaza2347
    @gloriamandaza2347 Год назад

    Ko chihera na Noni varipiko team

  • @TakondwaChilombo
    @TakondwaChilombo Год назад +1

    Hapana uroyi apa ìmba haina kusimba iyo haina cement idhaka iro

  • @MattyMazuru
    @MattyMazuru Год назад +3

    Madhara aya akaviga mwana mupenyu

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk Год назад +1

    Waiting

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад

    Vana baba ava ummm. Chii chaizvo.

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf Год назад

    Vana baba awa ndiwo wakauraya

  • @TakondwaChilombo
    @TakondwaChilombo Год назад +1

    Plus imba haina maglass ndopakapinda nemhepo

  • @FlorahGundura
    @FlorahGundura 11 месяцев назад

    Vamwe havana simba kana baba chaivo vemusha vachidzokera kumashure

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 Год назад +1

    Pane kakushereketa mumhuri umo

  • @Chisha88
    @Chisha88 Год назад +1

    Mwana akato igwa arimupenyu

  • @queenbae5883
    @queenbae5883 Год назад

    Handisati ndamboona ana baba vakadai varikuziva zvavakaita mwana

    • @LegOfGal001
      @LegOfGal001 Год назад +1

      You can say that again. kkkkkkkkkkkkk madhara two vange variku right ma suspects

  • @chipohungwe2182
    @chipohungwe2182 Год назад

    Vanhu vemasowe murinhubu. Imwi hamusi vekuvimba imwi.

  • @TendaiTatenda-q1q
    @TendaiTatenda-q1q Год назад

    Ko ivo vatongerwa musha neve Church here hurumende yapinda papi sabhuku vadii fambirai musha imi

  • @joannakapumha-sh9ro
    @joannakapumha-sh9ro Год назад

    Madhara anoda kurohwa ayo nxaa

  • @tsitsireasongaga4005
    @tsitsireasongaga4005 Год назад

    Justice plz kwasekuru Tasvu church imbomirayi

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад

    Nzou taura chokwadi vanhu ava vanotya kuromba chaiko

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 Год назад

    Iye munhuwo we palour haanawo dzakati kwesere shuwa waona kuty ndozvaitika vakadii kuvhura vobata mwana kuty akudziya hre or akafa

  • @IdahMutubu
    @IdahMutubu Год назад

    Ngavadure sekuru

  • @eniahwingwiri8106
    @eniahwingwiri8106 Год назад +1

    Waiting😢

  • @SakhileGumpos
    @SakhileGumpos Год назад

    Vakaviga munhu ari mupenyu apa

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Год назад

    Pamwe panhu panongonzi tokumbirao hurumende kuti itibatsire hapatombokwane hurumende panongoda imi varidzi venyaya kuti mutore matanho.ko iko kuzomhanya kuviga mwana vanhu vakadii kutanga vafamba vasati vaviga mashura akadaro.apa paita game kupomerana apa

  • @rebeccatsungai6120
    @rebeccatsungai6120 Год назад +1

    Mapositoriwo futi ummm

  • @NyaraiDhenge-qc9hr
    @NyaraiDhenge-qc9hr Год назад

    Be active mhani pakutaura haaa motipedzera data,bamboiyo yekuchena musoro ngayichangamuke mhani

  • @tsitsireasongaga4005
    @tsitsireasongaga4005 Год назад

    Vanababa zvimhinho kufanana kudaro

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 Год назад

    Vamwe varume pfungwa ishoma

  • @brianmaricho
    @brianmaricho Год назад

    Sekuru vakatadza kana vaive nemudzimu kana wakanaka vakarasereyi machira avo ivo vasingaende kuchechi kwacho ndozvakunetsa pamusha

  • @JAMES1234575
    @JAMES1234575 Год назад +1

    Imba haina kusimba zvayo iyo

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 Год назад +1

    Shame angaakurasei mwanauyu

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 Год назад

    Drewmas and me pane addiction

  • @tinashechigama9949
    @tinashechigama9949 Год назад +1

    nematambudziko vana Mupfuyiwa, asi simudzai misoro varume. hamuvhunduki nei varume???

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Madhara ese kana 1 akasimudza musoro kut pafambiwe asati avigwa

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Год назад

    Mungachena musoro vekuchenera mahara kutadza kumirira musha venyu

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Год назад +10

    As a father figure ukasamirira mhuri yako unfortunately ndiwe muroyi. Being a father is about standing with your family. Ukashaya hany'a nemhuri yako as a father ndiwe muroyi.

    • @Varaidzo83
      @Varaidzo83 Год назад +1

      True taneta nevanhu vakuru vasingamutsi musoro mumhuri kana maita matambudziko

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by Год назад

    Tatomirira

  • @07bk681
    @07bk681 Год назад

    manatural disasters aya

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula Год назад

    Karaganda kuti chuuu waiwepo eeeere iwe karaganda kkkkk

  • @colletahnyamumpinga4393
    @colletahnyamumpinga4393 Год назад

    NdekwaNeuso okay

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb Год назад

    Yah pakaipa mufuge

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 Год назад +1

    Shuwa vanhu mungatongwe ne church pachiitiko chakadai shuwa kuita zvidzemwete

    • @ShupMacheka-vj7qw
      @ShupMacheka-vj7qw Год назад

      Kana vakabara mwana varamba kufamba haukwanise kumanikidza vanhu woye zviriko mumusha yevanhu

  • @yemuraimuropa7166
    @yemuraimuropa7166 Год назад

    Musha hauna ana baba uyu 🥴

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Год назад

    Pamwe panhu panongonzi tokumbirao hurumende kuti itibatsire hapatombokwane hurumende panongoda imi varidzi venyaya kuti mutore matanho.ko iko kuzomhanya kuviga mwana vanhu vakadii kutanga vafamba vasati vaviga mashura akadaro.apa paita game kupomerana apa