Kilamani - Newe Uchinyanya [Official Audio]

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 сен 2024
  • Available on all digital platforms: distrokid.com/...
    Produced by: DjFydale TheDon
    Lyrics
    Ndivana Judas Iscariot
    Ndivana Judas Iscariot
    Kana ndikazvifunga zvinondikwidza BP
    Zvimwe zvamunoita varumwe hazviiti
    Kana kana ndikazvifunga zvinondikwidza bp
    Hona makandipedzera nguva yangu
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    Varipo vaindirwirawo
    Muchizviona
    Varipo vaindirwirawo
    Muchizviona
    Zvikanzi terera unzwe
    Inzwa Ranga
    Havana rudo newe ava
    Vanerunya
    Havadi udye rinopisa
    Asi chimunya
    Kana makuna kuna ndo avanoshuva
    Havafare kukuona parinobuda
    Kunyangwe udonhe kangani iwe
    Ramba uchimuka
    Chirega kuwanza rudo
    Ita uchibuka
    Vamwe vachakupandukira
    Pazvichaguma
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyaaaanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyaaaanya
    Newe uchinyanya
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    Ndivana Judas Iscariot
    Ndivana Judas Iscariot
    Kana ndikazvifunga zvinondikwidza BP
    Zvimwe zvamunoita varumwe hazviiti
    Kana kana ndikazvifunga zvinondikwidza bp
    Hona makandipedzera nguva yangu
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    Varipo vaindirwirawo
    Muchizviona
    Varipo vaindirwirawo
    Muchizviona
    Zvikanzi terera unzwe
    Inzwa Ranga
    Havana rudo newe ava
    Vanerunya
    Havadi udye rinopisa
    Asi chimunya
    Kana makuna kuna ndo avanoshuva
    Havafare kukuona parinobuda
    Kunyangwe udonhe kangani iwe
    Ramba uchimuka
    Chirega kuwanza rudo
    Ita uchibuka
    Vamwe vachakupandukira
    Pazvichaguma
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyaaaanya
    Newe uchinyanya
    Newe uchinyaaaanya
    Newe uchinyanya
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    Vandaitruster ndichiti mabhururu
    Vanhu vandaivimba ndichiti masahwira angu
    All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed or transmitted in any form or by any means.
    CONNECT WITH KILAMANI :
    ► / kilamanimusic
    ► / kilamani_mu. .
    ► / kilamani_music
    ►www.kilamanimusic.com
    ►audiomack.com/...
    ► / kilamani-music

Комментарии • 5

  • @pritchardchimene468
    @pritchardchimene468 3 года назад +1

    yooooh big op chachaya mhondoro dzose vaudze panorohwa ngoma kwete zvekufungidzira

  • @rangamedia5372
    @rangamedia5372 Год назад

    Kilamani 🔥🔥🔥🔥

  • @mobbiemakanika6509
    @mobbiemakanika6509 3 года назад +1

    Havana rudo newe ava vane .............pedzisawo wega

  • @theresamukunur4318
    @theresamukunur4318 3 года назад +1

    I shared this one on my whatsapp mmmh ndangonzwa vave kureurura kuti but haudaro shaaz ndikati manyumweiko its just there bcz ndo-bigger kilamani ndeweghetto rangu nothing personal 😂😂😂