Anashe my love l think you r so talented in singing but Don be singing things related to that topic (especially in Zim at the moment) . You are still young to be receiving hate from social media.
Ko vanozonyarara sei vanhu vachipera kuabductwa kunyangariswa ivo varipo as if he is party of those dirty actions . Munhu akataura chokwadi ari kusungirwei
@@anashemuzik2698 I know kuti uri kutsvagawo kuti pamwe vangakuona asi nesuwo tiri kutsvaga kuti pamwe president vangatarirawo kuurayiwa kuri kuitwa vanhu munyika pamwe nenhamo iri kuhungurudza munhu wese .I don't think for myself but for every citizen
Amen
Washable zvekuimba here
Imi itai zvinokuitirai musarambidze munhu kuita zvakamunakira
1:45 1:45
Wagumirwa tsvaga zvimwe zvekuita kutsvakawo mota here hmmm
Anashe my love l think you r so talented in singing but Don be singing things related to that topic (especially in Zim at the moment) . You are still young to be receiving hate from social media.
Okay thank you
The song is a prayer for president ,if listen to the song I did not mention anyone ,,,anyone want a song from me I can sing for you,thank you
Ed Munangarwa is not Zimbabwe 🇿🇼 President at all.
Stop saying nonsense
Who is the president of Zimbabwe?
Uriduzvi naMnangagwa wako shit nxaaaa
@@user-yj5tm2fd2w thank you
Ko vanozonyarara sei vanhu vachipera kuabductwa kunyangariswa ivo varipo as if he is party of those dirty actions . Munhu akataura chokwadi ari kusungirwei
Ini I sing for president of Zimbabwe,dzimwe nyaya dzamakutaura adzichapindirane ne song iyo,thank u