I seeing vangu varikuti change tunes they don't know music Franco was playing rhythm guitar it's the back bone of the melody. welldone nice rhythm line.
The biggest mistake you can do ever in your life is going back t mberikwazvo ipapo uchadzikira value nyange to kanotamba zvekubvarura hembe kunge Mambo David chokwadi ndechokuti unonga wava mushandi wemunhu kkkkkkk so keep it up zvichaita chee
Kana ndimiwo iye macheso arikumuti dzoka kumberikwazvo arikumudii iye munhu arikutozviridzirawo zvirikudiwa nemafans kudai keep on Franco usacheuke
Chokwadi wangu asadzoke arikudakuti angogara shandira iye
I seeing vangu varikuti change tunes they don't know music Franco was playing rhythm guitar it's the back bone of the melody.
welldone nice rhythm line.
Talented yng musician and dancer daka he'll go miles this guy in case some have been taking him for granted.
He must copy from legend Macheso
Ndakagara ndazvitaura kuti murume uyu anonzi Franco moto, mupei nguva. Hamuna zero naye.
Its not easy kuimba apa uchiridza gita, they are few vanozvigona
Even Macheso cannot.
Well done bro, urichidamburo, soon you will be touring the world just like others coz havana zera newe, up up chibaba
song iyi inonzi chii zita rayo makabata apo
This the best touch slomo bhora mberi kwaa baba Shero kwete
That sound is very good nothing need to changed there Franco is getting there soon
Ndozvawaireva paya uchiti "handingatambe forever'', Famba slomo
Franko anondigonera kudarika uya wamurikuti is taking over Baba Sharo...
No one can take over baba sharo
Hapana apa
Uyu mupfanha uyu so 😂😂😂une chipo Francho tsemura ngoma .hauna zera navo
my brother Franco keep it up unosvika chete God bless 🙏 you
Franco Dhaka engine yechitima kty taaa
Good yes tingashorana panezvimwe as Mashona but kana munhu agonawo its good kwete kugaroshorana chete as a fcked up society
Aiwa magitare ngaachinje ayo franco ndopawasara chete ipapo hatingaite 6 mins neone rythm
ari ryt mamwe ngaschinje mamwe ngaaschinjwe zvese zvikangochinjwa chinjwa pesepese hazvizvonakidze
@@desperado6039 Rhythm inochinjwa zviriko here wangu???
Tara hako
Hamuzive basa re main rhythm imi dzana Dembo dzaitorova kubva ichitanga kusvika yapera
Zita reSong iyi ndipeiwo
Ramba wakadzvanya franco pedzisa zvawakatanga usadzoke shure
Umwe anoti ngachinje, apa haoni kuridza kana wire one zvayo.
A well disciplined main rhythm line there
Rambai muchishingirira zvinoita mukoma Dhaka
famba slomo bhora mberi
variko vakapfuma vakabva mukushandiswa ringa makomo wakaringa mberi chete wapedza
Unopisa chikomana zvekwamacheso siyana nazvo
Up up franco one time 🎸🎸🥁🎤💯
Unogona Slomo kwete zva Mark Ngwazi izvo mutsa iwe kete.
Like u Franco keep going bro
Franco aakuridza gitare? Inga auya kuipaa!!
Akaridza achiri kwababa Shero if I am not mistaken
Haasikuridza uyo
franco fambaa...franco huyaaaa
@@eduardosaene2823 akuitei manje
Franco usadzokera sure ,kwava wava kure chaiko,
The biggest mistake you can do ever in your life is going back t mberikwazvo ipapo uchadzikira value nyange to kanotamba zvekubvarura hembe kunge Mambo David chokwadi ndechokuti unonga wava mushandi wemunhu kkkkkkk so keep it up zvichaita chee
Ndanakirwa, spakwi spakwi.
You are moving my man think u are better than mark ngwazi ur music and the bit it's nice my guy l like unonakidzakuteerera
Keep going bro
Fraaaaaaaaancooooo motoooooo
Franco ramba wakadaro zvako unopisa
Well done
I think imi mukoma Franco its better Kuti muite mega mukada kutevedzera Ngwazi ane Discord .Zvaunoimba wega its better than kutevedzera cana Ngwazi vane Berewere avo
Bhora mberi Franco usamire
Mmmm uyu anogona uyu
Bass rairidzwa nani apo
Na Costa chakwenya vepabhora apo
Urikunaka iwe
Good work but u need more extra lesson bt ukugona hako keep iit up
Don't go back to OKM unogona iwe.
Better than mngwazi
Thanks Franco music yako inoteerereka because une line rako rewaya kwete kuteedzera baba Shero
Tsvaga drummer
Don't turn back watokura so
Tito aiwapo here apo
No anga asipo panga paina shapilo,shumba ,Costa na veee
Well done Franco
Franco pachake
Faaaaambaaaaa
Uuuuuh wakupisaaa
I simbi hombe dzabva kure
Unogona franco
Well done Franco,, you were supposed to change the guitar tune not reapting one tune sound
Yaaa panoda ma changes
He is playing rhythm saka haichinje chinje unless lead must do all the work .
Rythm guitar is not lead guitar,you can't change it unnecessarily
That's main rhythm chief
Rambai makadzvanya ipapo
Unogona Franco
Makuda kuremaa manjee hachakuoni mushee iweeekaa Franco natsaaa natsaa ungafushire machesokaaa aaaah