And I learned something here . Amai vaNgoni munhu asina hake jelose and the way she said munhu anenge asuvqvo amai wake shame it touched my heart really
Kkkkkkk madam boss kumhanya mhanya pasvika Mai vavo BT pasvika amwene vavachiita kunge vasingagoni nekufamba kkkkk .hanzi iii iyi master ndeyenjuzu kkkk .love you guys mogona zvenyu,iyi so real
ini vangu ndaivachengeta wena,kuvatengera from bras and panties but vakazoda kundipa mupfuhwira kuti ndidyise mwana wavo,ndikaramba.She had tried many times talking me to get the juju ndichingoramba until one day she phoned when her son was around saying she wanted some money to pay the witch doctor waizovapa 'mupfuhwira' wacho.l put my phone on loud speaker akazvinzwira ega.Vakabva vandivenga kusvika pari nhasi and now 8yrs in marriage,just miscarriages chete chete but I thank God for giving me a loving husband.l don't lack anything and we are so much in love.He even advised that we adopt a baby without his family knowing and since no one visits,vachazongonzwa kuti kwava nemwana.Vamwe vana vamwene avadiki mufunge
@@lindahkatai9069 it goes both sides, people must just learn to say kana vachazosvika, u prepare, hona munhu ane nhumbu apo ongonzi ndatouya ndakutosara pano. Toda vanhu but vanhu ngavaite order
Kkkkk ndanzwira amwene tsitsi thumb up to you madam boss makudzokera patumadrama twekare twainakidza twuya madam boss money maker
Most times vana amwene vacho vane hutsinyewo takada kuzvitarisa,kkkk, though it ain't the case apa. I enjoyed watching this,well done madam boss
Aya ma drama ari relatable ndomafarira hangu anodzidzisa kupfuura ana Dudzai vaye nezvimwe zviya...ndinotodzoreka chokwadi ndamboona
😂😂😂😂😂😂😂😂😂hanzi ana dudzai aye
Madam boss zvazvinhu guys who is with me here🕺
Me I'm here
The way amai vaNgoni said said munhu anenge awona mai vake really touched me
Shame even me
Mai Ngoni vano actor guyz 🤞
Mai bee vanoita kakudzungaira kanonakidza va chi actor😂😂😂😂😂😂😂😂😂
She's a natural
And I learned something here . Amai vaNgoni munhu asina hake jelose and the way she said munhu anenge asuvqvo amai wake shame it touched my heart really
Nhai madam boss kuswedza vamwene nemapopcorn here makaita Seiko imi
Hec Alice
So touching mai Ngoni ndabatikana knge kusiri ku actor
Shame 😭I can't explain my love for this lady
Amwene vacho is jus cool
Ummm zvinorwadzwa zvazvo both inlaws need same treatment vabereki ndevedu tose.
❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkk madam boss kumhanya mhanya pasvika Mai vavo BT pasvika amwene vavachiita kunge vasingagoni nekufamba kkkkk .hanzi iii iyi master ndeyenjuzu kkkk .love you guys mogona zvenyu,iyi so real
aya ndiwo macomedy andofarira amadam boss not zviya zvikutamba kunge munhu asina kukwana
Wapedza ipapo
😅 😅
Kkkkk in ndonyatsoda aridudu aaah ndozofaiwa iiiii
Wataura chokwadi neniwo l luv her wen acting zvikuitika muhupenyu kwete kungozunza magaro
Haurevi nhema.... Malikes akutodzika nekamwe kahunhu kavo soo
I love these..reminds of the old ones andaifarira naMerinda😄
Luv u madam boss
Amwene ava ndavafarira vakadzikama 😊
Saka amwene vadya popcorn fr 10 hours kkkkk endesoka kkk
Aaaah ndatyawo nazvo
Kkkk 10 gd hrs ne pop corn chete
Tete vane nharo ava😂😂😂🤞🏾🤞🏾
😂😂😂😂😂
Ndovanonzi vanatete🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I love the tete's expressions
If l was e aunty was going to shout e murora
Uuuuum madam boss apa maratidza rusarura, dai ndiri ini tete apa muchidai mai vangu ndakatarisa, iyoh ndaikukwapaidzai zvekuti maiwoneka ipapo kkkkkkk
😅😅😅😅😅
🙄🙄🙄🙄
Varoora musadaro veduwee, iiiiii vamwene vangonyarara zvavo
Iiiiii zvakaoma chokwadi rusarura
ahaaa vamwene she don't deserve that treatment .
she deserve love from makoti . ngatingodzidzei kuti we treat munhu wese zvakafanana
Chikopokopo chamhara killed me 🤣🤣🤣🤣. Hanzi chirikunwa fuel aaah 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
Aaaa Tete imika, mwanaskana chengeta mai vakooo.. kkkk
Kkkk hanzi chikopokopo chamhara kkkk vamwene vakutaurwa askna imi ka vanzi pfekai mask mom vavo vachisvika hanzi bvisai mask bow hr😆😆😆
Vamwene vakuvadzwa nemapop corn yoo! 🙆♂️
Rambai muchitinakidza soo makudzokera chinyakare chatakatanga kuda madrama enyu
True the first madam boss keep it real
Yes
I felt sad, at the end, though of my late mom, varoora musadaro henyu
Ko mama makati vakapfeka jean kkkkk
Vanhu batai vana vamwene zvakanaka asi vayenzi dai tete vakataura in advance so that mrora prepares herself
Kkkkk hanzi,chikopo kopo
Wine ndeyedu isu team sambirii 😍
I like you when you acting like this, it comes natural..
True dear
Yaaaah rambai muchiita izvi zvinodzidzisa this is good kkkkkkkk kutova gumbo
This is interesting 👏
Shem amwene vandihwisa tsitsi ini kusiririsa kwacho 10hrs munhu achingodya ma popcorn 10hrs here kkkk madam boss Musadaro amai vakakuberekera murume
It's happening in real life, so sad.
Amwene vacho vandipisa tsitsi hii haini handife ndakadaro amwene vangu
Apaa vamwene vanenge vachitoveneRudo shem
Dea I used to say tht too but ndakazonyudzwa nyarara zvako
@@emildamlilo4098 kkk makanyudzweiko
@@stellachakufora9415 xar ndaivadasei vangu BT vakanditamba nyowani zvkt haaa kura uone hama havadike vanhu ava vanotoda vanhu vari rough cz unofa nestress
ini vangu ndaivachengeta wena,kuvatengera from bras and panties but vakazoda kundipa mupfuhwira kuti ndidyise mwana wavo,ndikaramba.She had tried many times talking me to get the juju ndichingoramba until one day she phoned when her son was around saying she wanted some money to pay the witch doctor waizovapa 'mupfuhwira' wacho.l put my phone on loud speaker akazvinzwira ega.Vakabva vandivenga kusvika pari nhasi and now 8yrs in marriage,just miscarriages chete chete but I thank God for giving me a loving husband.l don't lack anything and we are so much in love.He even advised that we adopt a baby without his family knowing and since no one visits,vachazongonzwa kuti kwava nemwana.Vamwe vana vamwene avadiki mufunge
Takamirira part 2♥️
😂😂😂yesss I love this
Wedzeeeerayiiiiii beeef😂😂😂😂😂😂😂aah madam boss kana vasikana😂😂😂😂
Tese tese muwiri irikurwadza kkkkk haiyaz
Madam boss mwaaaaaa💕💕💕
Mai Bee varipa nguva yakaoma
Heyi hupenyu rwendo famba usvike vamwene vaswerera mapopcorn ,l just like mai Bee haaa vanoshanda manj
Makwikwi ,Tete next appointment please zvinobhowa, shame kkkkk.kungosvika Mumba moti imi,makuyenda ku Botswana aàh kana ndimiwo, madam boss mangona kkkk zvekuti 🥰😂😂😂😂
Ndabva ndatofunga Amai vangu dai varinyu chokwadi madam boss kumuanya mhanya nokut vave vake
Vamwene vashungurudzwa kabisira apo kkkkk imi varoora zvamotiita muchaitawo vanamwene oneday
Naivo tete muroora wo futi kumwe kikkkk 😂
Mama vari cool zvavo
Madam boss vakafitwa nemhumbu chiitira mhofu mumwe mwana
Ladies kana wada kuona Kuti mariage yako unogara usina mufaro Bata Mai vemurume sevasina kukosha plizy Mai ndimai hapana mukaha zvokwadi
Hanzi wine 🍷
Hmmmm mai Ngoni naro dish remaPorkporn kkkkk ,
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣. Madam Boss vano actor real life ♥ 🤣 😂
Popcorn not porkporn
Kkkkkkkk kkkkk
Kkkkkk ufunge hako🤣🤣
10hours later in law still eating popcorn
Kkkk kana INI zvandinetsa
Vane nzeve dzekunzwa vanzwa. Vane maziso vaona. Vanodzidza vadzidza.
Ivo mai vacho havanawo kukwana! Ko kusatsiura mwana wavo.
Dziva tisu❤❤
This life has no balance chaiii 🙆♀️🙆♀️
Hahahahahahahah ichi chokwadi chinoitika muupenyu ,,vasikana tisazodaro
Chikopokopo ndiamwene manji
Amanaka Jean trouser mu skirt 😂😂😂😂
Madam Boss kwakuseri 🤣🤣🤣ndeye njuzu iyi
Y’all can act
Madam boss👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾❤️
0
Ko Ngoni uripi achikona kugara pamba akatambirawo maivake nhai. Manje zvekuzoudzwa zvinoita ita semakuhwa, munhu ndewekuvepo woona reception inopihwa mai vako.
Idyai mapopcorn, kikikiki kungosvika musina kutaura🤣🤣🤣
Popcorn here askana
Wedu vakanzarwoo tonzwasei hama
@@lindahkatai9069 it goes both sides, people must just learn to say kana vachazosvika, u prepare, hona munhu ane nhumbu apo ongonzi ndatouya ndakutosara pano. Toda vanhu but vanhu ngavaite order
Kkkkkkkklk madam boss kaaaa unondinakidza
Kkkkk nhaimi ko 10hrs kubva paMadziva kupinda muHarare.huye don't.thumbs up mami doin great
Dakuipedza yese jaga master yacho 🤣😅
sekuru gudo vari pama 1 😂😂😂😂
Real madam boss vataiziva vaina Merinda kkkkkkkk
Tete vanonzani paIG tikuda kuvatevera pleasee
😂😂😂 Ende Mai Micky muri proper Actress! Ndaseka hangu 😂😂😂
🤣🤣🤣Kufitwa nekutsvinya apa you the opposite
Hahahahahahaha ende futi so
😄😄😄😄 zvakaoma
Veduwe Nhasi ndaseka big up soko
Haaaa madam boss so kkkk inoda kurohwa tete rovai munhu
Ko kuzomhanyamhanya ummmm
Vaactor zvoitika chaizvo .asi chaunorima ndochaunokohwa .wakowo muroora anozoku batawo zvawayiita vamwene vako
SATHANE ASATI AITA TAKEOVER
Yoohwe vamwene vo tanyangiwa 😂🙌kkkkk
This is great.
Amai wemukadzi ndowanonwa drink
Dzidziso yakanakisa
Iii zvakaoma Mai vakakubrekera murume vakamuendesa kuchikoro nemari yemisika maricho nezvikwereti kuti umuone awe zvaari nemari dzake Mai wacho wovadaro😭😭
Keep it up guys munondigonera
💕💕💕
Askaaana Mai vangu causes kumurora asingavade
Chikopokopo chasvika ndivamwene vorehwa here 🤣🤣🤣
chiri kunwa fuel :)
Me ❤️
Haaaaa madam Boss vakaoma
Kkkkkkkkkkkk chikopokopo chamhara chikunwa fuel
First one😜
Tete vane noise ava ndati hangu 😅😅😅😅
Hanzi chokopokopo chamhara chakumwa fuel
Zvazvinhu 🙌😂😂
I always feel for you when you will be talking to muchembere .... Just wish it was true .... Rufu ndimadzongonyedze shuwa
Afa ndiani futi
@@abigailchisekereni7680 madam boss havana amai real life
Kkkkkk ko kuzovacharika amwene love ma drama ako Tyra
Xaaa chingotakura amai vako uyende navo ungavasiye pakadai
Tyra is Dudzai coming back😢
Yes I love Dudu too
Shame ngatisadaro madzimai vana amwene ava ndovakatizvarira varume vatinavo
INI handimbodaro vamwene vangu ndovada semadiro andinoitawo mai vangu
Women women women ndozvitoripo pasi rose tenderere
This is fun
Munhu akasizer muchembere wangu ndoswera ndamudzinga iye nenhumbu yake zvese namai vake vonozviitira kumusha kwavo
😘😘