Baba Munini Vakaonekwa Kumakuva Vachipwanyira Mazai Nekucherera mabakatwa Paguva ramukoma vavo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 дек 2024

Комментарии • 149

  • @fungisaimasiya6383
    @fungisaimasiya6383 3 месяца назад +15

    Maiguru muripa mberi imi nekuti mune mari dzikamai mumusha mevardzi imi

    • @imath68
      @imath68 3 месяца назад +2

      Vachirikunzi vari mumusha me vanhu sei munhu a nevana vakomana vakura . Handiti vanenge va kutonzi family matriach . Mukadzi haarambi arimuenzi forever and ever.

    • @AishaMunemo
      @AishaMunemo 3 месяца назад

      Ndivo vakauraya murume wavo

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 3 месяца назад

      Maiguru vakashaya mari yendege

  • @BlackSaddam01
    @BlackSaddam01 3 месяца назад +2

    A very close look at Simba he looks very cold...he definitely knows something

  • @MummyKuchenga
    @MummyKuchenga 2 месяца назад

    Maiguru dzikamai.sis wangu mumusha mevanhu amunzarwo musaterera makuhwa

  • @kettychanetsa
    @kettychanetsa 3 месяца назад +2

    Mambo makafunda tikazogara plus you are more than an ex combatant,,,, you are a hero

  • @getrudebwerinofa8717
    @getrudebwerinofa8717 3 месяца назад +5

    Most pple who live out of the country have a tendency ye kufunga kut vane maryts pazvese yet chivanhu hachidaro. Like this lady thinks kut iye ndiye akatopa authority yekugovewa kwembatya yet no mkadzi hauna kodzero yacho zvave zvedzinza.

    • @MattyMazuru
      @MattyMazuru 3 месяца назад +1

      You can say that again

  • @jacobzinguvo1030
    @jacobzinguvo1030 3 месяца назад +4

    Mbuya iyo kupiwa mukana wekutaura zvisina basa zvinhu zvezanu pf

  • @sarahhuni9020
    @sarahhuni9020 3 месяца назад +1

    That's very true kwaMrewa hauende kumakuva pasina madzisahwira na Sabhuku and masvika kumakuva he goes in the front wotopfugama pototannga kuommbererwa midzimmmmu yacho yosumwa then mozosvika kummakuva

  • @nixonmarko1589
    @nixonmarko1589 3 месяца назад +6

    Imi veku Amerika imi chero muinemari or muchishanda under Zim government zivai kuti muri muroorwa mumhurri iyi don't forget that... Saka chifambai kun'anga kunobvunzira nekuti banga ne Jira nemazai hazvisi nyore

    • @bernardchiwaya3575
      @bernardchiwaya3575 3 месяца назад

      𝑃𝑎𝑘𝑎𝑟𝑜ℎ𝑤𝑎 𝑏𝑎𝑐𝑘 𝑡𝑜 𝑠𝑒𝑛𝑑𝑒𝑟

    • @imath68
      @imath68 3 месяца назад +5

      Kuroorwa mu mhuri hazvirevi kuti hauna voice mumhuri iyoyo especially on matters concerning your husband and children

    • @gladysmundembe7886
      @gladysmundembe7886 3 месяца назад

      ​@@imath68hamurevi nhema

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 3 месяца назад +4

    Bamnini Simba N'anga maigarireyi nayo pamba now moonekwa kumakuva apo moparadza Midziyo ine Value,Fact yekuonekwa kuGuva masikati or Manheru Ari zvose Hazvisi bhoo

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 3 месяца назад

    Nhsi tine ma vets ma Engrish mudare , maigru cz vane cash vari kutaurisa hatizoone kutadzirwa kwavo. Daidzai Doctor Mukotsanjera ndiye number one yezvipoko nekumutswa kwavo.

  • @ronicamazive1506
    @ronicamazive1506 3 месяца назад +1

    Ini handisimudziri hama ini mangwana dzikumukira yangu mari ndodya kana kunopa nherera yemutorwa kana kutopa vari muzvipatara musandituka henyu

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 3 месяца назад +2

    Amai mune basa Moda kuti vanhu wese va dancer to your tune musagove mbatya ndimirirei chigovai nekuti mwana vangu anenhumbu haakwire ndege aamakaoma amai

  • @JaydenOcar
    @JaydenOcar 3 месяца назад

    I pray for you gogo you won't go far too much pride let's count on

  • @AntonyChiza
    @AntonyChiza 3 месяца назад +1

    Simba aidya Mari yenyika kwete yenyu chingoregai kumupa Mari zveee mopenga Mai imi zihure ngariende kumusha kwaro

  • @BarnabasFavanhuRwodzi
    @BarnabasFavanhuRwodzi 3 месяца назад +6

    Makuhwa ayo Maiguru hamuna kutumwa kubatsira vanhu Mapostori anozviita futi zvekuisa mapanga

  • @masarakufageorge536
    @masarakufageorge536 3 месяца назад

    At 55minutes listen to that man. Maiguru awo nana Bamnini ngawadzoke vanogara pasi. Or kuenda kuseri kwechuru

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 3 месяца назад

    Eish I’m feeling for church elder Richard, I know he could have wanted this case to be solved mumba. This is a well respected family kwataka kurira anyways chakafukidza dzimba matenga

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 3 месяца назад +1

    Vanhu veukama vanonyepa ini ndakanyeperwa ndikaita stress until ndatozosimba now i don't care.

  • @WitnessKandira
    @WitnessKandira 3 месяца назад

    Ndopandaonawo mambo vachitonga chaizvo chaizvo kwete kungotaura zvinyadzi pasingade zvinyadzi

  • @cliff3602
    @cliff3602 3 месяца назад +2

    Haaa ngavavhenekwe.. Varume avo vari kuziva zviri kuitika

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 3 месяца назад

    Zvemurikuti mwana ndimakanika wendege zvinei nedzugu renyu maiguru musacharika misha yevanhu

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 3 месяца назад

    Mamboooo apaaa murikutonga zviri straight

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 3 месяца назад +1

    Bamnini Richard vanenyaya avo Ngavafambise Basa or ngavaunze Mubatsiri

  • @JaydenOcar
    @JaydenOcar 3 месяца назад

    Maiguru vanoziva nyaya

  • @vitalismatare8542
    @vitalismatare8542 3 месяца назад

    Vanhu ngavasiye nyaya dzekuisa mapanga kumakuva

  • @Samasango
    @Samasango 3 месяца назад +1

    Our chief is enlightened tipeiwo number dza chief

  • @enitatrust6933
    @enitatrust6933 3 месяца назад +3

    Ummm Simba Uyo haana kuchena

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 3 месяца назад +1

    Iyi Mai inopenga unoda kutonga guva remurume mune ukama naye here saka makadini kugova nhumbi dzacho imimi since mune ma powers eku America benzi rembuya

    • @Chiravirwa
      @Chiravirwa 3 месяца назад

      Saka onyarara guva remurume wake richiitwa mashiripiti. Ane vana mumusha imomo ko vakakuvadzwa zvozodii

    • @gladysmundembe7886
      @gladysmundembe7886 3 месяца назад +1

      ​@@Chiravirwavanhu vajaira kuita shirikadzi nenherera yese yese hazvisisiko izvo

  • @DrFifiMaramwidze
    @DrFifiMaramwidze 3 месяца назад

    Ma Chief vanhu vakangwara
    Ndaona huchenjeri pamafereretero avo
    Hanzi inga chivanhu urikuchitsetsemura wani wamboti hauite zvechivanhu 😅😅

  • @PopsMuzanenhamo
    @PopsMuzanenhamo 3 месяца назад

    Mambo I salute you ✋

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 3 месяца назад

    😂😂😂mucharoyesa mwana dzikamai

  • @douglasmarawa8710
    @douglasmarawa8710 3 месяца назад

    Hapana Nyaya apa

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 3 месяца назад

    Mai makangwarisa imi ndimi makauraya murume wenyu, kutsvaga tunhongwa ndimi mukutorwarisa mwana nehurombwa hwenyu, makuda kutaurisa zvisina basa, kubatsira mhuri kuenda kuchando imhosva hre, makadii kurega kuvabatsira, America yacho yamuri uumm hameno ndeipi zvamuri sooo hameno

    • @LukeNyangani
      @LukeNyangani 3 месяца назад

      Mbuya imi murikundibhowa zvamuri kuita hazvina unhu. Tendai motonga kudzinza kwenyu.

  • @JaydenOcar
    @JaydenOcar 3 месяца назад

    Idako mbuya ava motorw mumusha ngavatsitse vanoda kuziva chii mutorwa

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 3 месяца назад +2

    Mu Next door haanakuipa uyo Arikutaura zvaakaona hapana Kuipa apo

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 3 месяца назад +1

      Munext door arikuda kutumirwa ma USD kubva kuna maiguru.
      Ungaite sika sika nemhuri isiri yako.
      Kwake akupedz here

  • @MattyMazuru
    @MattyMazuru 3 месяца назад

    Vanhu vakaenda kuma first world countries vanozviita superior stereki dzikamai mai imi

  • @JanetMakonye
    @JanetMakonye 3 месяца назад

    Imi mbuya imi motaurisa zvebasa rei zvekutora vanhu uchivadzidzisa

  • @Samasango
    @Samasango 3 месяца назад

    Seri kwe churu Sandi nyore😊😊

  • @MaryMoyo-e2w
    @MaryMoyo-e2w 3 месяца назад

    Maiguru awo ngavaende kwaseku Ndudzo chokwadi chinobuda vasadzoke kuAmerica musati mafamba musavharirwe kunze munopera

  • @RichmanMukahiwa
    @RichmanMukahiwa 3 месяца назад

    Information yese handiti murikuonawo kuti Simba arikuwanika pose Anenyaya here ,Mybe Munyama wake here or just kungopomerwa But Nyaya iyo Irikuda Mukotsanjera ,Tasvi ,Bunzamukombe etc Mhanyai Vabatsiri

  • @PopsMuzanenhamo
    @PopsMuzanenhamo 3 месяца назад

    Vanhu musavengera vanhu kugara Kunze kwenyika but tsvagai chokwadi munhu anoenda kumakuva achinoisa mazai kuti zvidii, iye achitoziva kwakambo onekwa machira nema panga, kukurira muchi kritsu ndokunzi isai mazai kumakuva here, Kwai nyanyoenderweiko kuguva ikoko ichurch ipi inoti garai muchibvakachira makuva

  • @AishaMunemo
    @AishaMunemo 3 месяца назад

    Tsano vanopindira papi pahembe dzemukwasha

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 3 месяца назад

    Chembere inotaurisa, vanhu ve zanu ibasa.

  • @JanetMakonye
    @JanetMakonye 3 месяца назад

    ,akuhwa Ako uchipesanisa vanhu vakagarisana mumaraini iwe urikuamerica Dzidzai kunyarara semukadzi mukuru

  • @bernardchiwaya3575
    @bernardchiwaya3575 3 месяца назад

    𝐴𝑚𝑏𝑢𝑦𝑎 𝑣𝑎𝑘𝑎𝑛𝑔𝑤𝑎𝑟𝑖𝑠𝑎 𝑐ℎ𝑜𝑠𝑒 𝑣𝑎𝑟𝑖𝑝𝑎𝑚𝑢𝑠𝑜𝑟𝑜 𝑝𝑒𝑚ℎ𝑢𝑟𝑖 .

  • @CandyFlossy-bi6bv
    @CandyFlossy-bi6bv 3 месяца назад

    Machief nemasabhuku maakungoomesera vanhu kuvarambidza kuenda kwakavigwa hama dzavo vasina kuziiswa. Musatiomesere nekuda kunzi muri wakuru. It's not fair

  • @nyarairosi3701
    @nyarairosi3701 3 месяца назад

    Vari patient varume ava inini ndaimupa mukadzi uyo mbama

  • @JohnMatambwe
    @JohnMatambwe 3 месяца назад +1

    Ko feedback yanziyi manje eish kanyaya karikunaka aka

  • @Nyah-t1d
    @Nyah-t1d 3 месяца назад

    mwana ari kurwariswa nemapanga amakapisa ayo. u dont dont just burn chinhu chine spiritual significance without either chivanhu or prayer coz imhiko dzakaitwa pamweya. so its those mapangas amakapisa ari kufuka. Either that or vaninina muri kuziva nezvemapanga ayo coz u dont just feel comfortable kupisa things that u dont know kuti ndezvei and zvabvepi. zvinenge zviri zvako kana wagutsikana kupisa zvakadaro. then maiguru teramirai. mune dzungu. mukushandisa mari kuendera mambo mberi. and the constant reminder hee ndiri mu excombatant ko ndimi matanga here . humble yourself.zvese zvamataura kuti ndakavaendesa ku Germany. so what? hamusi the first and hazvinei nenyaya iri mudare. number 3 bamnini Simba handisi kukuchenesaiwo. nyaya yen'anga yandotsengwa tsengwa panoda kuvhenekwa ipapo.

  • @ChimboChimbo-p2w
    @ChimboChimbo-p2w 3 месяца назад +2

    😂😂😂 ex combatant munemakore mangani amai

    • @AmosMasunda
      @AmosMasunda 3 месяца назад +1

      Ndichibwindo uyo murume ndiye aiva mu ex mai bvavazongo batanidzirwawo pakudya mari yeNyika

    • @parrot7325
      @parrot7325 3 месяца назад

      @@AmosMasunda rwadziwai stereki

    • @nai6474
      @nai6474 3 месяца назад +1

      Munoziva munhu wa1960 zvinoita kuti akaenda training akatodzoka akabata gidi

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 3 месяца назад

    Richard wakachena here😂😂ukurohwa nehana ngenyi ukurambirei kuenda kuseri kwechuru 😂henaro

  • @maruvachfamba5120
    @maruvachfamba5120 2 месяца назад

    😊

  • @AllianSaira
    @AllianSaira 3 месяца назад

    But there us no jealous becoz mapanga akaonekwa akapiswa

  • @AishaMunemo
    @AishaMunemo 3 месяца назад

    Waiting for seri kwechuru

  • @ananiaschanaiwa9066
    @ananiaschanaiwa9066 3 месяца назад

    Uyuwo haasi mamboba haagoni kutonga kukara mari chete akafanana na mambo marange kkkk makoni ndosaka wakadyiwa kuma vote na Shumba Mutasa

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 3 месяца назад

    Asi manje pahupenyu hapadi kudaro
    Vanhu vachamwa tea ine mushonga vamwe vachiziva

  • @TrymoreMaruma
    @TrymoreMaruma 3 месяца назад

    But vana magosha vaifanira kuudzawo muridei wemurume kut kuno kune zvinhu zvakaiswa pamakuva

  • @BeaulahChawira
    @BeaulahChawira 3 месяца назад

    Mambo mataura maNeighbours vano destroyer mhuri

  • @jacobzinguvo1030
    @jacobzinguvo1030 3 месяца назад

    Nhoroondo inowandisa takunzwa zvedhege kavataure nepadiki nyaya ndemakuva here ummmmmmmm

  • @LAMECKBauti-mj1ic
    @LAMECKBauti-mj1ic 3 месяца назад

    Amai ava vanopenga ku high court ne nyaya ye mhuri isiri yake

  • @lettaseipeilouw8299
    @lettaseipeilouw8299 3 месяца назад

    Nokuda kwekuti Mai Ava vane Mari votonga dzinza rokuvarume

  • @bkndambaz4885
    @bkndambaz4885 3 месяца назад

    Warvet rakaenda ku America ne shungu iro.

  • @artwellmatimbe7899
    @artwellmatimbe7899 3 месяца назад

    Tichkach wadamburirei nhau ,, tirikuda after seri kwechuru

  • @shananguraimurinye8977
    @shananguraimurinye8977 3 месяца назад

    Mmmmmm Maiguru ava ma1 chaio

  • @Teeone07
    @Teeone07 3 месяца назад

    Aviation nokusimuka kwe flight zvinei was mwana wenyu pabasa zvingamisa flight

  • @JaydenOcar
    @JaydenOcar 3 месяца назад

    Venenge joki

  • @MunyaradziKaseke
    @MunyaradziKaseke 3 месяца назад

    Simba iteam Rana Guineas kadungure Ginimbi

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 3 месяца назад +1

    Mbuya iyi inorwara njere chete hakuna munhu akadai. She is the problem kana wabatsira vanhu don't use that against them.

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 3 месяца назад

    Ngaaende ku high court mkadzi uyu tione ma judge asina zvekuita ano entertainer nyaya dzemakuhwa.

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 3 месяца назад +1

    Zvendege zvinei nesu

  • @Bandersonbensonmandovha
    @Bandersonbensonmandovha 3 месяца назад

    Hauzi kupumha iwe uchitopuhwa

  • @MuneniMutsatsa
    @MuneniMutsatsa 3 месяца назад

    Maiguru bhora pasi muri muroorwa

  • @vitalismatare8542
    @vitalismatare8542 3 месяца назад

    No vana bamunini ava vanoziva chokwadi chavakaita

  • @Lala-uv5st
    @Lala-uv5st 3 месяца назад

    Ko kuzotonga musha wevanhu?

  • @gadezindra
    @gadezindra 3 месяца назад

    mapanga paguva rababa vemunhu arirwarise mwana maiguru. Zvimwe zvinongoda kuziva kuti maiguru you are not part of the family panezvimwe zvamusingapindire kana kudaidzwa pahukama wevarume wenhu.

  • @DrFifiMaramwidze
    @DrFifiMaramwidze 3 месяца назад

    Simba anenge akapindwa nemweya wekuchiva

  • @vachihera3823
    @vachihera3823 3 месяца назад

    team diaspora mudare nechirungu

  • @Vimbbe100
    @Vimbbe100 3 месяца назад

    Dai vari chief mutasa... vazvipedza kujaidza vanhu ...kuda kutongwa nemazifamily nekuti murume akafa

  • @AdamChimbalanga
    @AdamChimbalanga 3 месяца назад

    Team Rana Simba ndere mabother wood

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 3 месяца назад

    amai hanzvadzi yenyu haigadzirise nyaya yekwamakaroorwa

  • @Sarah44557
    @Sarah44557 3 месяца назад +5

    Simba arikubatabata nemukoma wake uyo mmmm vachapedza mhuri pane zvirikuitika chete hama hadzisati dzavhurika meso

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 3 месяца назад

    Ini hangu bamunini simba chero makaromba ini hangu ndomira nemi

  • @AntonyChiza
    @AntonyChiza 3 месяца назад

    Vanoda bamunini maiguru avo

  • @vachihera3823
    @vachihera3823 3 месяца назад

    mao vheti edu aya🤣

  • @PKchihera
    @PKchihera 3 месяца назад +1

    She was busy dropping names kuti ava vhundutsire. Kuenda ku America hazvirevi kuti you are cleverer than everyone. Even ayine nyaya too much ku boaster

  • @JaydenOcar
    @JaydenOcar 3 месяца назад

    Vanopenga mbuya ava mari haishande chivanhu chipi chavanozya mumusha mevanhu vanoroya mbuya ava

  • @Userchiri
    @Userchiri 3 месяца назад

    Upedzisewo nhau iyi T1

  • @priscillamtungwazi1224
    @priscillamtungwazi1224 3 месяца назад

    Zvavaita vanhu vekuziva

  • @JanetMakonye
    @JanetMakonye 3 месяца назад +2

    Endai nekurwa Hondo kwenyu kuamerica kwenyu mukuitei kuamerica kanamakarwa Hondo garaika munyika menyu mamakarwira hondo

    • @faithbungu9136
      @faithbungu9136 3 месяца назад

      Taura zvako hama kutoshamisira heee America kudakwana

  • @patienceChirunga-lg6sj
    @patienceChirunga-lg6sj 3 месяца назад

    Mbuya iyi kutodada ndenge ndege kuita sei ndege nekuchipa kwayakaita ikoko mukutambura imi kwanai kuda kuita kunge mune Mari hamuna shit

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 3 месяца назад

    hu ex combatant haushande mumusha mevanhu amai muri miroora hamutonge musha wevaridzi

  • @bchis8806
    @bchis8806 3 месяца назад

    Maiguru vane kahudzwanyiriri, too, vanotonga nemari nxaaaaa

  • @emmanuelmarashwa2697
    @emmanuelmarashwa2697 3 месяца назад

    She is bitter nema $80,000, nemota idzo dzakanyudzwa naSimba. Havana nyaya mother avo. Vari kutsvaga uta nemugate.

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 3 месяца назад

    She is too yooh hakuna muroora akadaro too much pride mwana wangu ndoni ndoni so why aizoshaya mari yekufambisa munhu waEngineer

  • @ssam1430
    @ssam1430 3 месяца назад

    Babamnini Simba hmmmmm ☠⚰🪦

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 3 месяца назад

    Vehurumende varikupinda papi ipapa this woman is deranged.

  • @AbishaMukucha
    @AbishaMukucha 3 месяца назад

    Imi maiguru mune pamuromo muri kuti handisi kumupumha saka what's your point

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 3 месяца назад

    Ex combatant😂maiguru ka vakafunda sterek

  • @EdmoreMungani
    @EdmoreMungani 3 месяца назад

    O vet rinekakupenga iro harina nyaya

    • @firstlady2671
      @firstlady2671 3 месяца назад

      Hadzichadhonzi njere panamai avo vanokonzeresa ruvenga mu family.

  • @Franktee80.
    @Franktee80. 3 месяца назад

    Gulez is bully... nxaa
    Sei wasina respect na Mambo yet Muri kutambisa phone mudare.
    This is not America!

    • @Vimbbe100
      @Vimbbe100 3 месяца назад

      Avasi varikuitwa bully nemazimhuri ayo