Zengeza: Amai Mufundisi Vakandivhara Mari Yangu Yeround Itsotsi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 ноя 2024

Комментарии • 51

  • @SiyaniSakala-qh5jk
    @SiyaniSakala-qh5jk Час назад +1

    Eishhh makaroveswa bhora resimbi namai bishop ahhhh zvinhu zvacho so

  • @tichaonatembenuka256
    @tichaonatembenuka256 4 часа назад +2

    Muchiri kungoti mama Bishop nanhasi ,makava ayo matsotsi

  • @tingamanzvanda
    @tingamanzvanda Час назад +1

    Vanhu vakunetsa pamari veduwe ini mininina wangu akadyirwa yese zveround izvi vanhu vakungoda kuroyiwa vazvirege

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b 3 часа назад +1

    Vana Mai mufundis nana Mai Bishop mangweja akutotsvga Mari...... hapana kunamata hutsotsi hwawandisa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 5 часов назад +5

    Dongo mu 80k 🎉🎉🎉❤❤❤❤❤🔨🔨🔨🔨

  • @FainaMheremhere
    @FainaMheremhere 10 минут назад

    Big up Eliza unogona

  • @mollytarova1055
    @mollytarova1055 3 часа назад +2

    Ndakavharwawo elder we zaoga kuno ku south africa 25 800 nanhsi ndirikuchema ndiri shirikadzi samai ava zvinorwadza

  • @janejera8933
    @janejera8933 5 часов назад +3

    Takafaana sisi bdiri mumwe wako dea shirikadzi ndikada kutengesa gazvibude kuvharwa nehama round unozoyipiwa waudzaba mashoko mheno kuti kuyita shirikadzi unoonekwa sebenzi or semunhu asina kukwana

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em 4 часа назад +2

    Amunha kuteywa amai asi makanzungaira,Musa truster munhu asi mwari chete,amai endayi kunana sekuru vavatumire gudo kana nyuchi musadyiwa makasvinura sematemba.

  • @barbramutaurwa2955
    @barbramutaurwa2955 5 часов назад +2

    Haa mother ava vari pahasha 😂😂 mai Bishop ipai munhu mari yake munoita munyama nemisodzi ye chirikadzi imi

  • @BeatriceKutadza
    @BeatriceKutadza 3 часа назад +1

    Ichokwadi kubirwa kana kinyeperwa kuno rwadza ..matsotsi mamai evafundisi vazhinji vacho uyezve apa i family church .. ini ndinorwadziwa ne R5 chaiyo ...mai mufundisi vaka kwereta murivo last yr bt nanhasi havana kundipa 😢.

    • @NonhlanhlaVundhla
      @NonhlanhlaVundhla 3 часа назад

      Kkkkkkkk mazondinakidza veduwee

    • @Tendaiblessings
      @Tendaiblessings 3 минуты назад

      Kkkkk shuwa mari yese inotorwadza plus the idea yekuti munhu angotora hake advantage pazvinhu zvisiri zvake.

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym 22 минуты назад

    Mai Bishop tikuvada pano vadzorere mari ye shirikadzi pano

  • @BeatriceKutadza
    @BeatriceKutadza 2 часа назад

    Round negaba good advise... skobingo..😅

  • @florencedenhere-xn1bs
    @florencedenhere-xn1bs 3 часа назад

    Huyayi kwa Bishop Samuronda varonde mari yenyu vanoidzosa vachimhanya matsotsi

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 2 часа назад

    Vanoda nyuchi
    Vaenderei kwa sekuru..

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 4 часа назад +2

    Vanoda kunonyadziswa muchurch pa pulpit chaipo

  • @catherinechadoka9457
    @catherinechadoka9457 3 часа назад

    Amai ,muchapazirwa imba vachida zvigaba zvamakutaura izvo. Mai Bishop imbavha finish pamwe kutaura kuno vakatopfunya chisero pan'anga

  • @ruramainhowe
    @ruramainhowe Час назад

    Hanzi namai Bishop vairohwa nevana vavo ndichiattender nyaya dzavo,,, ummm mashoko ekutaura here Mai Mufundisi

  • @TraceyMuringayi
    @TraceyMuringayi 2 часа назад

    Mai Bishop ipai mai avo mari yavo.Honai monyadziswa pliz ipai munhu mari yake

  • @nokuthulaannamanyangadze
    @nokuthulaannamanyangadze 3 часа назад +1

    Ko imi makazoita ukama nemhuri yekwaBishop kudarika shamwari yenyu yakaenda nemi kuchurch kwacho sei.
    Makada kuswedera padhuze namai Bishop mukasiyana nemunhu akakuendesai kuchrch kwacho

  • @tediusdube4000
    @tediusdube4000 Час назад

    Haa zitsotsi zimbuya iro

  • @EverMudungwe
    @EverMudungwe 2 часа назад +2

    Asi tese handifunge kuti pane asingazive kuti zvima church izvi zvakanyuka pakavharwa industry vanozviti ma bishop ava vese kuvavhunza kuti makadzidzira kupi kuita bhishop kana tipei certificate rinoratidza kuti makadzidzira hufufundisi? vanhu vakaona ndikavhura church ndorarama nokuti vanhu vemu zimbabwe tinoita kunge tinogona kunamata maninge asi hapana hapana hutsotsi chete ma church ekuenda kune Roma
    Kune Methodist
    Kune Anglican
    Kune Salvation
    Kune SDA kwete zvimwe zvese izvi

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 4 часа назад

    Mai bishop itsotsi ngavape munhu mari

  • @NonhlanhlaVundhla
    @NonhlanhlaVundhla 2 часа назад

    Zvaiva nani mari yakaenda kuvana venyu chero vakaidya hazvairwadza sekudyirwa namai mfundisi

  • @JanePhiri-c2u
    @JanePhiri-c2u 2 часа назад

    Apa its her word against hers mwanangu.Mari iyi nenguva yacho ?????

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 3 часа назад

    Mama vane chipo chekutaura havo😢

  • @NatieMajaya
    @NatieMajaya 4 часа назад +1

    Chii chinonetsa tumai nyuchi gudo iteere marii iyoyo

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 4 часа назад

    Haa munhu pamari hapaite kutuster munhu wether ndiyani

  • @ConfusedArcade-gh1yx
    @ConfusedArcade-gh1yx 4 часа назад +1

    tumirai nyuchi

  • @rozvi9728
    @rozvi9728 5 минут назад

    Why muchi truster vanhu panyaya dze mari zvekuti hee ndi brother or sister veku church mari saver wega!

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa 5 часов назад

    Zvakaoma kuvimba nemunhu anofa chero nguva

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 4 часа назад

    Kkkkkkk hanzii vakuru wemabsa

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 5 часов назад

    Makandiwa naMagaya

  • @margeritaanddavid4967
    @margeritaanddavid4967 2 часа назад

    Name and shame munovatyirei bishu iro

  • @tichaonatembenuka256
    @tichaonatembenuka256 4 часа назад

    Vataurei neZita tivazive

  • @jeant2167
    @jeant2167 4 часа назад

    Mukore uno trusting munhu Pa cash
    Maitadza kuchengeta mega or trusting your own kids

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 3 часа назад

    Ummmm zvakaoma dai ndirini ndadzorera cos apana kumira mushe apa minyama yavari kuzvitorera

  • @MarthaChiramba
    @MarthaChiramba Час назад

    Don't trust anyone

  • @tichaonatembenuka256
    @tichaonatembenuka256 4 часа назад

    Zvino munhu wamai mfundisi anoba 270usd Inga ndi Bishop akadhakwa chaiye

  • @IreneBhasera
    @IreneBhasera Час назад

    Ummmmm nyaya dzemaround idzi

  • @LuciaPedzisa
    @LuciaPedzisa 4 часа назад

    Zvegumi kkkkkkkk

  • @gordin2shifty960
    @gordin2shifty960 5 часов назад

    I sangano. Rip ko
    Venga vava Bank here?
    handzi mai bishopi
    Kkkkkk
    Wa kaFira Jesús
    Mari iyi
    🫣🫣🫣🫣🫣🤫🤑

  • @catherinechadoka9457
    @catherinechadoka9457 4 часа назад