But chief ava havazivi chivanhu kana kutonga nyaya kunovanetsa!! Sei vachida kudefender vana vemhondi! Ngozi yemadzibaba ake ngeyake mwana wacho kana baba vake vasisipo
@violetgomo munoda kuti Chief vaite sei. Ma names ari kutaurwa are different, hama dziri kuti they don't know Gladys or the brother. Did you want the Chief kuti vati bvumai and yet hama dze victim dziri kuti they don't know.
Onai nyaya yese please.. hapana ngozi apo raanaro uyo rinonzi Zango .. madzimambo aya akatotsengeswa so panoitwa madzanambwanana vanopaona .. And even izvozvo ,he was negotiating nengozi of which it's a normal procedure, ngozi haimanikidzwe kana isingade ..
Vanhu should pay attention mudare inga zvanzi akubudirwa nevanhu 2 the 1st guy ihanzadzi yaGladys then pasumuka baba avo franklin took over akati wakandiuraya. Asi murungu the vanhu vasingazikqnwe ma1
Iyi ndoinonzi Ngozi not fake.Ngozi kana ichibuda munhu anorara wozvipeta semunhu wafa then wozomuka ,varume iyi ndongozi iyi.ini ndirisvikiro ndozviziva.
Mushonga chaiyo inotsipika ngozi kuti itaure zvisina musoro kuti nyaya ishaye basa but mweya we munhu haurove ichasvika nguva yekuti mushonga haushande n it will be too late ngozi inotsvaira guys.
Did you listen to the whole story? Musikana uyo ari kuhumana mazita evanhu she is talking about do not exist kumhuri yacho iri kunzi ndokwakapondwa munhu... So urikuda kuti patongwe pachinzi chii?
Yes. Whole story yazobuda zvayo zvakanaka. But my response was based on the Opening Statement yaMambo paavudza mumhangari kuti tete vake avo, havana mhosva, becoz it was her father who is said to have killed or caused death of the deceased not her. That was my problem; nokuti pachivanhu hatingadaro. Kungoti Statement iyo haina kuzosimukira or kuzoita hayo basa becoz Ngozi yacho haina kuzobuda zviri straight.
Chokwadi kwete dram raitwa kwa chief marange riya. Haana kana kumbodaidzwa kungouya ega straight kuzotaura nyaya yake ega ..kwete zviya zvekutomanikidza kt ataure 😅😅😅😅 kuseka nhamo kunga rugare chokwadi
Haaa Changamire mutasa kutonga nyaya dzechivanhu pinziwai chikoro naheadman Chigodora
Ummmm bambo,,,chigodora aita mwana apo
@bernmubuyayi656 yes mudiki ac pakugona kutonga nyaya dzechinyakare Chigoda chibaba icho mutasa anogona nyaya dzechirungu idzi yaaaas
Wayida kuti ati chii panyaya yakadai iye musikana uyo ari kutaura mazita evanhu vasinga zikanwi? Dont just criticize for the sake of it. I
Chigodora chibaba kana mozogara
Chokwandi
Personally i like Chief Mutasa, he's intelligent and objective...
Chief Mutasa munorwadza kuterera muchitonga nyaya!!
Vanosvota kuteerera
@Hppykungen chokwadii
Vanokundwa naHeadman Chigodora
Ndaiti ndini ndega ndozvione ka
Taura hako havagoni kutonga nyaya ava nyaya dzichivanhu varikumasure sure chaiko
😂😂😂😂😂😂 kwa pama hakuna zvakadaro ba
Mmmm handina chandanzwisisa ndini ndegawo here😅😅
Yaaaa mazita acho akuwandisa apa
But chief ava havazivi chivanhu kana kutonga nyaya kunovanetsa!! Sei vachida kudefender vana vemhondi! Ngozi yemadzibaba ake ngeyake mwana wacho kana baba vake vasisipo
Manje haina izvozvo vachadzvinywawo panoradza
taura hako , hakasi kekutanga vachirasika
Kutonga handiti ndekwekungotambidzwa here, chero munhu asina the right skills😂😂😂
Vakadhakwa avo
Ndosaka ngozi yacho yabva yatouya mambo pava defender po ende I mbiri ka idzo
Chief mutasa hamugoni kutonga nyaya dzechivanhu imi mwana uyu arikutambura 2 hakuna mhnhu kadzi anogona kurova gusvuuu zvaaita izvo ingozi but yatsipikwa
@violetgomo munoda kuti Chief vaite sei. Ma names ari kutaurwa are different, hama dziri kuti they don't know Gladys or the brother. Did you want the Chief kuti vati bvumai and yet hama dze victim dziri kuti they don't know.
Vana Chief vasiri kuvaka pekutongers nyaya tiitirei ma serious Mari dzamurikuripisa vanhu dzedare mukutadzawo kungovakisa pekutongera here
God's wisdom,round of applause to you Mambo Mutasa muri munhu mukuru Mwari anoziva hake vanhu vekubatisa matunhu
Kana makazogara ngozi hairovi musauraya vanhu plz
Tazogarazviye munhu haauraiwi sehuku haarowi😢😢.
😭😭😭nyaya dzakadai dzinosiririsa.ripwa hako uzorodze mweya wako😢
Say it again
Mambo uyu anotonga chaizvo Dai ari chigodora, apa a to shandisa ma, emotions kuti mazvinzwa zvikuda mufi more years chief mutasa
True chigodora anotonga ne demo
Mo yrs to headman Chigodora....sei vana wemunhu akauraya wari bzy kurasirira Ngozi kune imwe imba why wari kudaro mombe 10 dziri kudiwa waifanira kutobvisa
@@angelbeswick2910 ko awo wari kurasirira vamwe chii chakadaro
Mambo vakutochema chema kungozi 😂😂😂😂😂😂😂😂
Hapana zvoziikanwa apa
Sometimes it’s better kuto chema chema, especially kana iri seiyi isina direction. Vatozongoi dismissa vai shairwa mupanda
Kkkk pamwe mhuri yacho inenge isina kana mombe 1 zvozi tipe mombe 10…Mambo is right kuchema chema
@@fortueKmushonga wengozi kuripa
Mhuri yeakauraya inopera yese
Ngawasadaro sei vana wasara wari kurasirira vamwe
Mambo munotonga zvinorwadza mungati munhu haana mhosva iye achisandudzira kwevamwe, musadaro gadzirisai vanhu vagare,zvakanaka
Mambo is correct,Ngozi is changing stories , Edwin,gare gare Gladys confusion .anoda mboma Uyo chokwadi chobuda ,Ngozi yekugadzira iyo Kuti pabude Mari.because Navo mambo havagone kutsigira zvisina umbovo that's why vari tangayi mafamba zvakasimba ,
True
Onai nyaya yese please.. hapana ngozi apo raanaro uyo rinonzi Zango .. madzimambo aya akatotsengeswa so panoitwa madzanambwanana vanopaona ..
And even izvozvo ,he was negotiating nengozi of which it's a normal procedure, ngozi haimanikidzwe kana isingade ..
Zvinorwadza kani kuda kuenda pasafe side uchiurayisa vamwe, bt vanhu ngavasadaro ngaarambe avauraye vese
@@dvdolwse943 iwe haisi ngozi iyo izango iro .. iwe wanzwa vakaurairwa vacho vachiti kumba kwavo hakuna vanhu vakadaro ,urikuda kuti mambo abvume zvipi apa .. unoda mambo atonge achiti Chii?..
Zivanhu chivanhu guys
Well done chief, you’re objective!!
Chief mutasa munogona shumba
Ngozi iri kunyepa iyi 😂😂 haina direction
Hanzi ndaive mujibha muhondo, iye arimurume ko chirudzii nhy. Bcz varume vainzi anaChimbwido vakadzi mujibha,
Kkkkk are you sure coz if I'm not mistaken chimbwidos were the females and mujibhas vari varume
True@@shobby01sd
Vanhu should pay attention mudare inga zvanzi akubudirwa nevanhu 2 the 1st guy ihanzadzi yaGladys then pasumuka baba avo franklin took over akati wakandiuraya. Asi murungu the vanhu vasingazikqnwe ma1
Ndarwadziwa nemarwadziro anoita ngozi kana akagarwa nevanhu two ari panguva yakaoma
Nhai hako ngavanzwe tsitsi
Ndaisaiyepo ndaiye abroad asi ndiripo paKaranganda❤❤❤❤
Kna vari Vana vasina zvavanoziva sei vachikandira dzimba dzevamwe nxaaa ASI Mambo uyu atengwa
Nyaya ndedzekunyepa idzi. Arikuda kuba mombe dzevanhu achinyepera ngozi.
Kkkk zvinoitika chokwadi .area iyi ndokwandinobva.munhu akafa anogona kuita makore achizomukira pamusikafungi
Haaa imika,musaite semusingazive kuti mhosva hairovi.
Hmmmmmmm usadaro shuwa ngozi inorwadza iwe zvichauyawo kwenyu mangwana
Mweya wetsvina, bhinhai conwoman uyu zvipere🤣🤣
Iyi ndoinonzi Ngozi not fake.Ngozi kana ichibuda munhu anorara wozvipeta semunhu wafa then wozomuka ,varume iyi ndongozi iyi.ini ndirisvikiro ndozviziva.
But ngozi inotaura everything haikanganwe zvino iyi yasanganisa mazita
@@margaret7446 ingozi dzevanhu vakawanda remember yati takatengeswa tiri 5
Ngozi kuvapo iripo asi yakatsipikwa nemishonga 😢
Yakatsipikwa ,uye pane zviripo zvakavanzwa
Point
True
Kana bible rakati mucharipa mhosva yemadzibaba enyu saka chief rega mhuri iripe ngozi,ko munogochema chema kungozi sei nhai chief
My father leading us very well.... ❤❤❤
Haa chief mutasa vanotonga zvavo ava aaah big up,, wedzerwai makore,, hama idzo dzadzichida kudya zvevaofupi nekureba kusanyara
Chief Mutasa good chief vanyatsoona kuti mombe dzenherera idzi dzoendera mahara, vaneungwaru baba avo
Ndode kutaure chokwadi pamberi pedare ra headman chigodora mwari ngandibatsire
Manyama sure takaenda
😅😅😅😅😅
,😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Teramirai mukoma😮😮
Bata nzeve yenyu 😅😅😅😅😅
My number 1 Chief, Mambo ava vanoziva kufamba nenyaya sezvazviri zvakaenzana
Well done chief munogona kutonga dai ari chief Chigodora atoti mombe ngadziuye plaz dzake 5 dzobva dzaita 15 mombe 😂😂😂😂😂😂
Headman Chigodora vane njere uye ungwaru pakutonga nyaya dzavo.
Usanyepera chigodora iwe
Uchanyepa iwe
Iwe ukati unemurume here iwe
Vanhu vanofanira kuripa ngozi or vekwa Pama vacho vanotojairira Chief,
Haaaa mambo mutasa hamutongi muchidaro Ngozi inotaura zvaunoda asi Ivo vanogona kudeketera kuchikuva mupeyi mombe dzake 10
Mushonga chaiyo inotsipika ngozi kuti itaure zvisina musoro kuti nyaya ishaye basa but mweya we munhu haurove ichasvika nguva yekuti mushonga haushande n it will be too late ngozi inotsvaira guys.
Tell them
Fact
Taurako hawaziwi icho chinoita Kut vana wasara wasairire kune imwe imba chii ...vanhu wari kuenda Kuna mambo awo Ngozi dzichidzoka dzotadza kuripwa nxaaa
Ndoo inonzi ngozi iyi kwete yamakapedzisira kutiratidza iya iya 😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣matorwepi imi hanzi zwamatiitira🤣🤣🤣
Iya yaitotaura ne rough 😅kutotsamwa
Ndoona sekuti pakaurayiwa vanhu vakawanda Saka parikubuda mweya hobho yevafi apo
Iyi ingozi chokwadi
Chokwadi ngozi inobuda tega nehasha neshungu kwete zvamadzibaba kuforcer zvisipo
Yah kubudirwa manyama 🤣 🤣🤣🤣🤣🤣 there is too much confusion in that kubudirwa
Sanga ngozi yoripwa nani iyo yakaparwa nababa..ko kuchikuwa anotsvakei manje kana asizi kuziva ngozi yacho
Mambo ngozi ikataura kana 20 cows ngaapihwe. Mochemachema iye akatourawa wani. Vanhu musauraye mombe dzinopera muma tanga.
Ndini Willard ndakatengeswa ndikaurawa munguva yehondo
Sisi vangu Gladys ndivo vakaurawa havachina simba saka vakandibereka
I'm Franklyn Willard don't talk nonsense you killed me😂😂😂😂😂
Which is which now,toziva zvipi?
Inoda mboma ngozi iyo,kundi wastira data nxaaa nonsense
Huya ndikupe mboma shuwa.Ngozi ine confusion kudaro🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
She is acting it out nxaaa
@@tblo9107 kkkkk kunyadzisa kwazvo hama dzengozi yacho dzajamuka kuti hatikuzive🤣🤣🤣
Teerera futy Amon akauraya Edwin akamutengesa akauraiwa naWillard Franklin
@@nomsanyika151 ayifanira kutanga akopa ma notes kune dzimwe ngozi nekutsvaga information yakakwana yekumhuri yacho asati adhomoka kkkk
Ngozi inotaura chirungu here? Hanzi "there's no problem:
Ngozi munhu meaning anotaura in any language yaaingo taura nayo arimupenyu
Yyy achimirira van vemhondi
Kkkkkkk haa iyi ingozi manyama haisi ngozi iyi mademon
Mambo Moda kushandisa chirungu paneda chovangu. Ngozi dziriko munoda kupedzesa marudzi evanhu
Chief mhosva inoripwa nevapenyu , ndosaka zvichinzi muchafira mhosva dzamadzibba enyu ,ingozi ngani dzinoripwa vakaponda vasisipo
Taurai henyu and kana yavakunyataonetsa zveshuwa kana kwa chief havaendi havo vanoziva zvekuita
Mufti muregeyi ataure zvaanoda kwete kumuti atite zvamoda. Ndirini ndinopfuka more
Ngozi inonyepa, hapana ngozi irikubuda, yambotanga kunyepa kuti ndini Edwin,apa yakutoti Gladys
Arikuti ndini Edwin hanzvanzi yaGrace, vachinjana kutaura
Mambo mweya wengozi inoripwa nevazukuru....moda Amon ave iye anobhadara here
Iyi yatova mhepo yoda kuvhiringa vanhu musoro ngaitsvakwe zvakanaka mumatare 😢😢
,😂😂😂😂 baba taps munombotionesa zvimwe ngozi manyama ,well done chief
mhmmm pano toona zvi.we
Thank you karanganda ....izvo ndizvo zvinoita ngozi kwet iya yaitaurwa kwamarange
Ingozi iyi
Yekwamarange yaiponda kkkkkkk
Uuuummm. Mambo havasi kurashika/kumhanya here pavari kuti munnhu uyo ana bambo vake vakauraya haana mhosva? Hakwanisi kushaya mhosvaba & haangaiti zvekutokumbirwaba pakuripa ngozi yababa vake. Ndiye anotofanira kunge atori pamberi; vehukama vozomubatsira; not the other way. Pabuda futi kuti; amai avo vanopira vari voga vachisundira vamwe mweya wakakonzereswa nababa vavo. Saka vanoshaya mhosva sei? Mambo avo vane dambudziko nekunyanya kupinza mabhuku mudare ravo rechivanhu. Ngavasiyane nezvekutonga matongere ekwaMagistrate; vatonge pachivanhu chedu.
Did you listen to the whole story? Musikana uyo ari kuhumana mazita evanhu she is talking about do not exist kumhuri yacho iri kunzi ndokwakapondwa munhu... So urikuda kuti patongwe pachinzi chii?
Yes. Whole story yazobuda zvayo zvakanaka. But my response was based on the Opening Statement yaMambo paavudza mumhangari kuti tete vake avo, havana mhosva, becoz it was her father who is said to have killed or caused death of the deceased not her. That was my problem; nokuti pachivanhu hatingadaro. Kungoti Statement iyo haina kuzosimukira or kuzoita hayo basa becoz Ngozi yacho haina kuzobuda zviri straight.
Pashaishidzwa apo....zvino mhuri yaAmon inopera zve kufa.
Team Manicaland katsika kekubudirwa siyanayi nako purizi
Kwaaaaaa
😂😂😂😂😂
Best Chief in zimbabwe welldone Mambo Mutasa
Haa ini best chief ndi chigodora ne ma advisers ake havasweri kungonzi fambai mose mugadzirise musha uye kudyara mhodzi yerunyararo nerudo
Karanganda karangandawoyeeee waivepo here kuti chuuuu❤❤
Mazimba can actor wena...haya
Ndaifunga the same bt issue iyi ndakazvionera kuchurch zvinorwadza hazvo
Mmmm ngozi iyi inonyepa eish
Too much
Fraud gone wrong ngozi yakanganwa ma zita. Wise chief dai kari chigodora mombe 10 dai dzaenda plus one ye dare.
Headman haaripisi ngozi, zvinoitwa kwa mambo
Chigodora anoda mari
@@blessingmurozvi6059 Na Makoni ndo rimwe rinoda mari zi baba riya.
Ngozi iyo ma1,yakutaura zvema US,FRANKLIN 😂😂😂
Ngozi munhu akangofanana newe. Hawuzive ma USD here
😂😂😂😂😂
Mambopanzwa here pataura ngozi kuti kunevari kureverera pachikuva vachiisa mhepo kune vamwe saka izvi zvamutsa ngozi vanozviziva zvakaitika but paita mishonga
Zimbabwe ine mashipiti😂
Well done chief wechingezi awa. Wanepfungwa dzakapinza
Mugabe legend zvake ndosaka akazviramva izvi ayiziva zvune manyepo too much
Asi sei ngozi dziriku taura mazuva ano more than kare, zvikureva here kuti yava season ye ngozi??
they were 5 of these guys yataura ngozi iyo arikubudirwa ne vanhu 5
Ndazvionawo ini. 5 people were killed but mushonga urikushanda apa
Akuna ngozi yakadaro🙌🙌😅
Acting iyo akarohwa hamirepo
Chief is not wrong.. Haungamgope vanhu mombe ivo vari kuramba vekwa Pama..
Mabvudzire avanga vachiita Ngozi vanga vachiita zverafu
@@nyaraitaderera9369 ndozvawanoita mambo awo Dai Ngozi dzacho dzikauya Kumba kwawo nxaaa
Mambo imii tongayi nyaya nevamwe..ipai vamwe mukana imiii wekutaura imiii
Madzimai dai achirambidzwa kuenda kumatare nekuti vanoita noise apo vakutoita kunge ndivo vatongi. Nyaya dzichitongwa vharai miromo.
Uuuuuummm mambo bhoo here pakuchemachema kungozi
Saka vekwa Amon vane ngozi dzevanhu 5. Now one abuda, Vamwe 4 vachabuda futi.
Karanganda number one makadini baba Tapas
Changamire avo vachapedzesa mhuri dzevanhu, apo panogona kunge paine ngozi dzakawanda sezvo arikuti yaive 5 and ngozi inotsipikwa yorohwa neconfusion but hazviperere ipapo ichadonhedza chete. Umwe akada kuita mafunnies nayo vachiita zvavarikuita izvi like funnies ikamudonhedza, n’anga yakatofa ichida kuvhara ngozi musatambe nengozi.
True
Mambo imimi muuuu mukuvanza chikoro imi munhu anotaura zvanoda kuripwa kwake kwete kudakumukonesa imi mambo endai munoona Chigodora uko
Complicated indeed. But there is something behind all this.
Imbava idziii
True
ngozi irikunyepa vanhu vakutsvaga mombe nenzira dzakawanda vamwewo ndivo vanoti mukadzi hura tipihwe mombe ndakubata nechikomba🤗😎
Anoda kurohwa mhani anotaura kuti ndisiyei handisi ngozi
Kkkkkk paita manyepo apa
Ngozi manyama chaiwo 😂😂 chirungu kani 😂😂😂
KaChief aka kanopenga
Munhu anofanira kuripa ngozi yaBaba vake ndicho chivanhu chedu
Chief hawagoni awo nyaya iyo iripachena kuti pane warikuvhara kuti zvisabude pachena
MaChief Manyaama kwete zvebenzi rinonzi Chigodora anodakutenderera achipembedza mashavi nezvikwambo. Nxaa
Ngozi yacho haichazwisisiki🙌🙌🙌🙌
Maiona hr Ngozi isinganetsi kutaura kwete kumbotanga yadirwa mvura izvi zvakajeka apo
Chokwadi kwete dram raitwa kwa chief marange riya. Haana kana kumbodaidzwa kungouya ega straight kuzotaura nyaya yake ega ..kwete zviya zvekutomanikidza kt ataure 😅😅😅😅 kuseka nhamo kunga rugare chokwadi
Ndiyo ngozi chaiyo iyo
Taura zvako kuita kuinamatira kkkk
Sure zvakajeka
Imi mukuda varipe mombe mbiri here kwanai imi
😂😂😂 haa chief mombe gumi dzowanda seizve
Karanganda manyama.keep on doing your job
Mambo ava hqvana chivanhu chavanoziva ngavanyarare kana vasina chekutaqura
Mambo mune makore mangani hamuzivi here kuti panguva yeHondo vanhu vaichinja mazita waiva nezita rako rekuhondo.
Iyi manyama chaiwo ngozi nevapenyu vapesana pakutaura saka ingozi sango here?
Yhaaa zvakaoma shuwa nyaya dzengozi idzi wakanyatsofamba wakanzwa kuti ndiyo
'Pamwe headache yatanga futi'🤣🤣🤣🙌
Chii chinosetsa ipapa
If it was headman chigodora yaiongororwa bhoo
This chief is not a just ruler. If these people were innocent, why vari kuendesa mweya wemufi to their cousins. Hutsinye. Same nekutsipika
Mambo idofo avoo ngozi haiudzirwe ...mofanira kutopembera kuti yataura zvaikuda..mombe 10 ishomasa
Ngozi kwamutare dzakuita dzeku gadzira Kuti vawamwe Mari nemobe , Ngozi iri kutawura makuhwa varamba vekwa Pama..Hakuna Ngozi hunzayi mboma chokwadi chaicho chobuda
Hazvisi kuzwisisika ba ko madzimambo hawashande ngemasvikiro ere Karaangaaaaandaaaaaa waiyepo ere
Mambo uyu haana direction pamadzimambo ese uyu akadhakwa uyu
Pama family vanoziva , asi chiripo havasati vada kuripirwa , vari pakurwadzisa Hama dzevakauraya chete chete
Ndozvandaona ini
I remember nyaya iyi ndokwazvasvika ummmm we once pray with her mwari ngamusunungure shuwa
Ngozi manyama veduweka zvakaoma mufunge Zimbabwe inyika inonakidza chokwadi haa
Kubudirwa nengozi the new scam on the market, kungoti dhii kwahi🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄 dzinotsika✌️.
Anogona mambo uyo haitongeke yakadai
Ndanga ndakutochema baba Taps woyee ngozi uuuuum maiweee zvangu
Uchahahakira ngozi hameno hako
I'm scared watching this
Same 😂
Matongero acho Ummm hongu akauraya akafa saka sei vana wasara wari kurasirira ...nyaya dzengozi mambo mutasa haa ummm