Update yeMaporofita 11 akachaya nekurutsa pazoto // Mabhazi kukwidza mitengo paHoliday (13 Aug 24)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 сен 2024

Комментарии • 18

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 28 дней назад +3

    Uyu mubvunzo wema transport ndaufarira zvokwadi zvinongofanana nekubva Kuno SA maholidays mabus anokwira zvekuti unotoshaya pekutangira asi kana wakudzoka holiday yapera anenge adzika unotoshaya kuti zvinofamba seyi

    • @NetsaiKagoro
      @NetsaiKagoro 28 дней назад

      Even kubva kuno kubotswana mabhazi anokwira zvinorwadza

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 28 дней назад +1

    Zvemabhazi izvi zvaiva strict kare kuma 90s permit yaitonyorwa mari dzinofanha kuchajiwa so now hakucbina izvozvo hurumende inokuudza kuti bus iroro harizi redu kana kuti mota haizi yedu meaning munhu anoita zvaanoda ne transport yake

  • @FlatterNcube
    @FlatterNcube 28 дней назад +2

    They have separate receipt book

  • @SibonokuhleNcube-yb3vu
    @SibonokuhleNcube-yb3vu 28 дней назад +1

    Sendilapha ngiyibambile ngilapha eKapa

  • @mercymuroyiwa5273
    @mercymuroyiwa5273 27 дней назад

    Ministry of trnspotr ndiyo isina kurongeka inofanirwa kuisa ma charger per km not kuita njake njake

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 28 дней назад +1

    #1🎉🎉🎉

  • @user-hw3eh3nk5c
    @user-hw3eh3nk5c 27 дней назад

    Zvinhu zvese munhu anongokwidza ega price oisa yanoda ka ari paroad police inoda wo chiwoko muhomwe vanowandawo so ukaita charge shoma unokuvara nepolice

  • @BossMukanya-v4w
    @BossMukanya-v4w 28 дней назад +3

    Poooooooooooooooooo rikitibvuu famba nebasa

  • @bornjustin7521
    @bornjustin7521 21 день назад

    Hamurevi nhema pa transport ndachajiwa R1000 kubva gweru to jbg ndikati hapana problem saka ndaive ndisina marands zvikanzi tipe $55 ne R200 zvaindirana . Chakazondirwadza ndechekuti pa receipt paive pakanzi R600 bus fair. Gayizi kaaa pakaipa 😢😂😂

  • @abenaletas7366
    @abenaletas7366 28 дней назад

    Ma driver's vanenge vachida Mari yavo vanoti yemusana

  • @TkueMrsie
    @TkueMrsie 28 дней назад

    Pfooooooooooooooo

  • @winniechokuvona8931
    @winniechokuvona8931 28 дней назад

    Zvakangofanana kwese kana kunze kwenyika

  • @KudzaiSamson
    @KudzaiSamson 28 дней назад

    Papa Isabel

  • @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl
    @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl 28 дней назад

    Nhau iripo ndeye madhiri aripakati padriver ,Conductor na windi vozosheyana mariiyi

    • @munashematasva9784
      @munashematasva9784 28 дней назад

      True

    • @kennymakanya6201
      @kennymakanya6201 27 дней назад

      If demand becomes high ..cost also rise. Zviri everywhere izvo. Chero ndege capetown to joburg inoita r1100 pamaholidays inotosvika R2300

  • @chrismurambiwa3912
    @chrismurambiwa3912 28 дней назад

    Ko kundege zvinofamba sei