Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Chokwadi Mambo mkomana uyu ane airlock 😂😂👀🤣🤣😎
This guy ingochani iyo ngaaende ku team rake agadziriswe ku bhekina asina hake kana effort to put in.Mukadzi this guy
Sound is very bad
It's raining
Oky@@TheresaMaps
Mambo mavharwa nemushonga wa baba avo mwana uyo pane zvaakaitwa nevabereki
Baba imi mukusgandisa mwana muuhurombwa kuenda kwaaita mwaba komana uyu akusi kuda kwake ba arikuitiswa nemishonga yevabereki vanomshandisa shem baba budai pachena kana paine zvamoziva
Asi kwainaya sound yacho?
I am the first to watch this story ❤
😢worst case hapana zvekutonga batsirai mwana uyoo .coz ataurwa nyaya yekuchinja face apa meaning mushonga
Vabereki vakagadzira mwana wavo plus vane mushonga kana kuti vakamupa mukadzi wechikwamb
Akaitwa murume wechikwambo varikuhwanda nechechi
Apana kana chiri kunzika sounds so bad😢
Mambo pliz batsirai mwana uyo vaberiki avo vane zvavakaita kumwana kushaya hanya kwacho kunorwadza
Mamboo avharwa nemushonga wemudhara uyoo
Mudhara ngaafambe nemwana uyo ane zvaakaisa pamwana zvinoita kuti asaita chinhu nemkdzi thats why achipfimba semurume bt haazoiti chinhu nekuda kwezvaakaitwa
Mambo makundikana apooo
Please put ceiling too much echo /noise
Step by step vachaisa kuvaka imbichana mbichana better vanhu havachanaiwi nekupiswa nezuva
Kuri kunaya heavy rain 🌧
Tsvakaii penyu pechivanhu sekuuya kwaita nyaya Nekuti kusazvara hakusi kuti nhengo haishandi
Kuona kwangu baba is not much in story asi pataura mukomana amai vane effect
Mapostori vanedambudziko chihure chakanyanya hutsinye,hutsotsi ,ruchiva nyonganiso chete
Ma postori aparadzanisa vabereki nevana vavo zvakaoma kkkkk
Vabereki soo chii nhai
Saundhi veduimi
Akati muroora ndiye ega anobika ndani😂
Kunenge kunonaya coz sound ma1
Asi kwainaya nhy TichKach,yoh noise yacho is bad
Vabereki sunungurai mhuri muchiri vapenyu
Check diabetes bambo yakashata inoradzika zviro
Ko background noise hanziii
Tichkach enda unodzidzira ku operater mishina yako
Kurikunaya bantu sorry itai patience
Zvorwadza izvi
Poor sound quality please Listen to the content before posting it.
T 1 usadaro kupedza data redu tichiterera ruzha chete its not it
Ngaanzidurwe naamai vake chirocho zvinopera
Ndokuita sei tarasika
Asi kurikunaya kani
Uum noise
Poor sound
Asi hamutange materere musina ku post
Kurikunaya
Vanhu vajeso
Ko musana unorwadzisiwa nei munhu chero urume huri weak asi bonde unoita heavy akaroiwa mwana uyu anotoda help
Wakaitwa murume wechikwamvo veduwee zvopisa tsitsi
Zvirimudzimba zvikuruChakafukidza dzimba matenga
Solution yeChipatara ne kunorapwa kuN'anga
@@beautysbongilesawana8776chikwambo chinonaka se wet dreams
No effort kungogwinwa wotandadza kuhope ikoko

Poor sound quality please
Listen to the content before posting it.
T 1 usadaro kupedza data redu tichiterera ruzha chete its not it
Ngaanzidurwe naamai vake chirocho zvinopera
Ndokuita sei tarasika
Asi kurikunaya kani
Uum noise
Poor sound
Asi hamutange materere musina ku post
Kurikunaya
Vanhu vajeso
Ko musana unorwadzisiwa nei munhu chero urume huri weak asi bonde unoita heavy akaroiwa mwana uyu anotoda help
Wakaitwa murume wechikwamvo veduwee zvopisa tsitsi
Zvirimudzimba zvikuru
Chakafukidza dzimba matenga