I once said headman is a corruption fighter. I salute this man . May God continue give him wisdom and health❤. Karanganda l also thank you for give us these sessions.
I think the headman is failing somewhere somehow he must ban the selling of stands, land doesn't have to be sold. He must give the instruction to his kraal heads (masabhuku)
Magaya is very observant and a very good listener,his assessments are excellent and on point,if only we can get a few Magadas in every traditional court,life would be a much easier in these villages.🎉🎉🎉🎉👏👏👏🙏🙏🙏
Thumbs up to Headman Chigodora and His committee. Vanotonga zvechokwadi, vanoenzanisa, vanopombodza mafungu, Dai nyika yese yaitongwa ne Dare iri yainaka. Mwari vakuropafadzeyi Mutare irikutsasanuka, no huroyi nehuori.
Ini hangu 4 corner uyu haana chaanotonga, ndoona se anoshandisa makuhwa through watts up, otongera nyaya dzake kumba, haapi vanhu mukana wokunyatsa tsanangura, Pana pepe akamutsikirira zvinorwadza, kuti anzi headman vanhu ivava vaarikubata rough, Mai ava Havana futi kupiwa mukana panyaya yomwana wavo, Chigodora wakanga apuwa mari nerweseri vakaitsikirira, off which zvokubuda mukaka hazvina zvazvinoreva vanhu vanosiyana, vamwe anozvara mwana mukaka wakubuda, vamwe unobuda after a day wazvara, so to me there was no need kuinda kwamuporofita nemwana we anhu, malvin wakadhiza Chigodora.
Sabhuku une hutsotsi waidyawo paidya Milton mandikisi or mundangepfupfu ko sei sabhuku aitambira milton nemunhu waanenge auya naye omuisa mubhuku iye sasabhuku vasingasimuki kunoona panzvimbo ivo ndovanoziva miganhu
That guy with spects and purple shirt should try to wait for others to finish what they are saying ozosimudza ruoko . Zvinoita sekuti arikutaura zvaanotaura hazvina maturo . Ngaape vamwe nguva dare harisi rake oga
To us 🥂 vari addicted nedare raheadman chigodora 😂😂
🍹🍻🍻
Lovely
❤❤❤❤❤❤
Cheers
@@rendanigumbo9879 🥂
Ini zuva rikadoka ndisina kumbonzwa kuti ndoda kutaura chokwadi pamberi pedare ra headman chigodora handinzwe Boe
😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkk
😂😂😂😂neniwo
Cneniwondikasahwa oder mudare hazviiti mushe😂😅
I once said headman is a corruption fighter. I salute this man . May God continue give him wisdom and health❤. Karanganda l also thank you for give us these sessions.
Chigodora vakapfunda...small body big engine 🎉❤
Kkkk😂😂
Soko vedu
Chigodora isimbi mdhara 👏👏
Karanganda family and chigodora community taking us to another level ❤️❤️❤️✈️✈️✈️✈️✈️
First time kuona Headman Chigodora vachitonga zviri serious kudai. I have liked it today
I love this show❤,thank you to Karanganda tv, the Headman and his subjects.
I think the headman is failing somewhere somehow he must ban the selling of stands, land doesn't have to be sold. He must give the instruction to his kraal heads (masabhuku)
Ari kudya nazvo uyu chigodora
@@espinamugabe379headman mutongi chete vanhu warikutengeserana wega
If land should not be sold then where do we get land for free. Tirokudawo mastand iwawa
@@pedzisaisixpence4486 land yemuruzevha haitengeswi zvekudaro Pedzi munhu sekwandi nobva kana ndichida kukutengesera tinoenda tese kuna sabhuku, sabhuku otora committee yake ini ndinenge ndine dzimwe hama to avoid macomplications mberi moenda paground pane nzvimbo yacho sabhuku obva aziva kuti ndakutengesera apa obva akuisa mubhuku kwete kutengeserana muri2 hazviko
@@pedzisaisixpence4486nhai
It's good that the Headman is helping fight this Unpleasant situation of corruption in our country 👏
Kuti pane asingachazivi oath ya headman chigodora ere. Kkkkk ndoda kutaura chokwadi.......
Hakuna arikudenha tamary mazuvano tamusuwa mudare
They now afraid to go near tamary😂😂😂😂
Taura hako Tamari ari kumboripa ngozi ya baba vake vari kumupengesa hanzi vaivadyira chikafu. Saw it in Manica Times. 😢
Sabhuku uyooo very corrupt.......akadya chihoko muhumwe
Magada to the people 😂😂😂🎉🎉🎉🎉💝💝💝
Magaya is very observant and a very good listener,his assessments are excellent and on point,if only we can get a few Magadas in every traditional court,life would be a much easier in these villages.🎉🎉🎉🎉👏👏👏🙏🙏🙏
Mai Mutanga ava havabve kudare sei nhai mwari 😂😂😂
Pane chandakaona padare.anouya achisungisa vamwe unozomuonawo ava musungwa 😂
Pane chandakaona padare.anouya achisungisa vamwe unozomuonawo ava musungwa 😂
Mai Muutanga back again ❤Karangandaaaa
Kkkkkk ndatozvitaurawo ndega
@@primrosechikadaya297 wakadya mari dzemastand haaaa huori vanhu
Gaya 😂😂😂😂😂
Sabhuku uri tsotsi remunhu ipa mai mutanga mastands avo iwe😮😮
Ndokuti Headman Chigodora may yu live longer
It's the gloves for me😂😂😂
sabhuku had clearly been paid to reallocate the land. Headman knew there was corruption there
Sabhuku aidya naMilton
Headman Chigodora long live much love and respect for you sir❤
Chief of the 👐,and your subornates I salute ndorinonzi dare,munaenda mumbo dzidzisawo heard man Muponda
Sabhuku chitsotsi na Milton hapana kuchena apa
Thumbs up to Headman Chigodora and His committee. Vanotonga zvechokwadi, vanoenzanisa, vanopombodza mafungu, Dai nyika yese yaitongwa ne Dare iri yainaka. Mwari vakuropafadzeyi Mutare irikutsasanuka, no huroyi nehuori.
You need to reshuffle your bench, Headman. You have two useless men on both sides. I advocate for Magirazi Magada to replace them
M too am addicted nedare rahead man Chigodora😂
Mai Mutanga ari sei mukunda wenyu ,ko nyora dziya dzakazodii paye 😮
Mai Mutanga wakuma stand😅😅😅😅
Mai Mutanga wakuma stand😅😅😅😅
Uri kudenha Mai Mutanga apa nyaya yenyora ayisati yapera 😂😂😂😂
😂😂😂😂
Saka mai mutanga musi uye maifonera headman varimudare izvo kupi munenyaya yenyu yemastands😂😂😂
Iyaaaaaa ndandatokoshiwa😂😂😂😂😂
Vakafona headman vachiita nyaya yengozi🤣🤣🤣🤣
Wakazvizwawo ka aaaah haa Saka tiripamwepo
😂😂😂Ehe vaitove nenyaya aah Mai mutanga soo
@@sylviamhlanga9640 🤣🤣🤣🤣imi mai mutanga mukaona ndichikata foni zivai ndirimudare
So meaning kuti ana magirazi ndoritoribasa rawo here rekugara padare apa
Iniwo zvotondinetsawo ini always present apa haabvi asina kutaura
I think vanoshanda naSabhuku like mapurisa asabhuku
Vaizviti pastor wani
Tarisai hembe ,ndino ona Sekuti nyaya dzinenge dzapinda dzakawanda same day asi ba Taps vozo tipa zvishoma zvishoma
Sekunzwa kwangu Dare rinoitwa every sutrday saka Mr Maglass vanotouya every dare
VaChigodora yur a strong man kutonga hamunyereredze thank you
Havaneti kutaura 😅😅😅
Headman Chigodora is a no nonsense man, haaite majokosi
Headman Chigodora,sando dzenyu.Apa matonga uye matonga zvechokwadi. Itirwai zvakanaka naMwari.Long live headman
Imi mamai imi munodisawo mari tsvagai mamwe mabasa zvemastands zvine hondo izvi😊
True
Ngozi chaiyi
Mai Mutanga mai Mutanga mai Mutanga😂😂😂 was she not padare last week or week before for another case?😂😂😂
She was
Kkkkkkk
Ndivo venyora kkkkk
Kkkkkkk Mai mutanga naTamari kkkkk kumberi😂
@@teberiachitauro9305😂😂😂😂wazvifunga seiko nhay
Baba taps itai muchitipao number dzashe chigodora tipote tichivapa ye drink
i agree with you bcz vanoswera pabasa vakomana vasinganwire nwire
I second you
Mari dzaanochaja modziita dzishoma
Ini hangu 4 corner uyu haana chaanotonga, ndoona se anoshandisa makuhwa through watts up, otongera nyaya dzake kumba, haapi vanhu mukana wokunyatsa tsanangura, Pana pepe akamutsikirira zvinorwadza, kuti anzi headman vanhu ivava vaarikubata rough, Mai ava Havana futi kupiwa mukana panyaya yomwana wavo, Chigodora wakanga apuwa mari nerweseri vakaitsikirira, off which zvokubuda mukaka hazvina zvazvinoreva vanhu vanosiyana, vamwe anozvara mwana mukaka wakubuda, vamwe unobuda after a day wazvara, so to me there was no need kuinda kwamuporofita nemwana we anhu, malvin wakadhiza Chigodora.
Mai mutanga vakadhiza headman
@@phineasmasori3540 ehe unondobikirwa tea ikoko zvakandirwadza
Magirazi unogona keep up the good work
Ndinoda kutaura chokwadi pamberi pedare ra headman chigodora kwete manyepo
Batai nzeve yenyu
Sabhuku itsotsi, vanonyepesa. Vanenge vakapihwa chiwoko muhomwe.
Isidoda isibonela😂😂haa mazama ktaura sindebele mkuru wangu.Zvinokudzwa izvi,sisonke!
His excellents heard man Chigodora.ndatenda zvangu.sabhuku inhubu
Dzoonakidza nyaya dzaheadman Chigodora
Taura hakl
Kudarida dzekwaBushu here
Sabhuku naSimba vakadheererabkuti vana mai mutanga vanhukadzi ndobva vatanga kuvhara chavo chipande bcz Chinyama munhurume nxaaaaaa
Sabhuku une hutsotsi waidyawo paidya Milton mandikisi or mundangepfupfu ko sei sabhuku aitambira milton nemunhu waanenge auya naye omuisa mubhuku iye sasabhuku vasingasimuki kunoona panzvimbo ivo ndovanoziva miganhu
kwai na headman mai miltorn vari kudye bota😂😂😂
Hapana here asina mkadzi anobva kumaside ekwaheadman Chigodora andiroorewo ndonozvinzwira live😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndiripo huya kuseri
kkkk chingoenda wopihwe munda
@@isaacmhuriyengwe5756 kkkkkkkk
Ndirikutsvagawo basa kwaHeadman rekupikisa vanhu mhiko
Siyanai nezve chi ugent mai mutanga bcz vanhu matsotsi tsvagai zvimwe zvekuita please zvisina tsvete mukati
Mama mutanga will end in jail with this stands issues
Sabhuku Chitakatira akaporongavapo. Stand yakagurwa 3 pieces nekuti mai mutanga vakauya nenyaya yevanhu vavo 3. Chigora agona apo.
Mangirazi for life❤❤❤❤
Ndoosaka ndaiti Rudo ngaapuwe stand yake nekuti vanhu vemu village ava vajaira kuvhara mari dzevanhu dzema stand
One of the best resolutions of headman chigodora, fairly concluded.
Mai vekupumha mbuya sthole amubudi mudare muchafiramo
Taura hako devangosiyana nazvo
Karanganda ❤❤❤❤
Havasirivo here amai vemwana wenyora 16
Kikkkkk ndivo nhasi vakapusa pusa
Corruption...😅😅😅..glad ee are not there.😅😅batai amai avo vanotoziva kunemwna wavo.....boss Milton vsnoda kurohwa
To us who like before watching
To us cheers
To us
Cheers
Tongai tongai mambo
hiiiiiii,iam so much addicted,ywooo ,i
Karakanda ndokufarirai mishina yenyu exallent zvese nevolume
Nyaya Dzema Stand ne Uroyi ndidzo nyaya dzanetsa Mwa Chigodora
Karanda sounding good all th time pa volume motigonera
baba maglass I love you ❤️❤️❤️ justice Yako chete my man
Head man thanks nekutonga Dai matonga nyika yedu pamwe zvaiita😅😅😅😅😅
Ndewezanu uyu zvakafanana
Sei ba Milton vakapihwa 3 ma stand. Ndkuti mai Mutanga vakauya vachida 3 ma stands
Zimai iro maimutanga ndorine mwana wekutemerwa nyora rakazungaira Zimai iro zitsotsi
😅😅😅
Hanzi na headman kana Paine ane chidakadaka chekutaura😂😂😂
I think vanhu vekwachigodora zvematare zvinovanakidza zvisingaiti 😂😂😂😂😅
Vanhu ava vanenge vasina kubva nekumwe kumadzimabo hre kkkkkk
Taura hako matare vanoada
Chokwadi chiri pachena 😂😂
@@Chigiyomaster yaaa
Vanotogeza kuenda kudare kkkkkk
Ah chief chigodora ndodawo stand mubook renyu
Baba Tapus chenjerai vanhu avo,muchakanganisirwa Camera yenyu kana kurohwa
Headman munogona kutonga, munotonga neungwaru thank you so much
Ndotodawo stan ikoko purizi ndogara ndiri padare ini 😂😂😂😂
😂😂😂me too I'm even learning shona in this dare
Vane zodzo Mr Chigodora havana kubvuta asi vakasarudzwa
Heardman of the year mambo avo imbavha
Karanganda maita basa, apa ndazodzidza kana watenga land kumusha mangwana fencer - simbi inorohwa ichapisa vanhu vava greedy.
Mai mutanga ava havazirivo here vane mwana anenyora kumusana
Kooo nhau yema stands chiiko nemivoo munoda CID mutorashanga
Long live headman
magirazi haasi akuzvinyanya here kkk
Magirazi ndovanoita kuti dare rifambike kkkkkk
Mastands ema 1000 acho akambokura seiii nhayii
Ave 1700us or more kwakanaka iwe ukasvikako newe unoiburitsa mari muhomwe usina kukumbirwa 😅😅😅😅😅😅😅
Mai avo vakafanana naTamary
Taura hako ham😅😅
Ko mai vemwana we 16 nyora vadzoka
kkkkkkkk mai sithole havangachemerei mahara zvakupfuka
😂😂😂😂😂😂 shuwa henyu
Mai Mutanga vadzoka futi
I miss Tamary zvangu
Mudare munonaka. Vanhu vadzoka vadzoka futi
@@constancenyamuranga5086 kkkkkk neniwo
Mai secretary ava asks very telling and deep questions
Secretary hamusi that bad henyu😂😂
Avo Mai vakatanga kutaura moyo wavo wakawoma vange vachida kuroverera mumwe wavo vaifunga kuti zviri mumufungo wavo ndiwo matongero aMwari vaida kuzviita good girl
wayiyepo here? ndoda kutaura chokwadi pamberi pedare ra headman Chigodora. Mwari ngaandi batsire purizi 😂😂😂
Mai mutanga Kuti chuuuu paKaranganda kana watanga zvematare hauchabudimo
Haa iyi nzvimbo iyi ma1.kumbori neminda yakakura seiko inotengeswa kudai.headman vanhu ngvasiye tsika iyoyo
Karanganda TV zvazviro 🎉
iyi mhuri yekwa mutanga inenge ine dambudziko inongo gara ichitongwa
Itorine nharo ndiyoye nyora 16😂😂😂
Magirazi nganyarare akatombotongwavo nenyaya dzema stand
Mavaona maiMtanga iproblem uuuum mwanaskana abviswa hre nyora😅
Good questioning Headman- Sabhuku i clever cat 😂😂
Mai Mutanga aifanira kubhadharawo coz she was working with Milton.vanenge vakatodya vese coz ndovainga neumbo kuti Sabuku wati ma stands akachena
Vanhu vekwaChigodora matsotsi 😂😂
Sound is getting poor my brother, You need another mic. Thanks for your efforts
You are welcome to donate 🎤
That guy with spects and purple shirt should try to wait for others to finish what they are saying ozosimudza ruoko . Zvinoita sekuti arikutaura zvaanotaura hazvina maturo . Ngaape vamwe nguva dare harisi rake oga
Mai mutanga Ava Kuda kuripisa mkwasha nyora dziri pabody yemwana dzainzi akaiswa Kuda kuripisa mkwasha Kuda Mari dzekucover zvikwereti 😂😂😂
Nyaya dzemastand dzanetsa panharaunda iyi 😂😂😂😂
Vari mudhuze netown
@@espinamugabe379it's a very beautiful place to stay
Apa matonga headmam weldone
Mai Mutanga she is becoming main actor @ this community court
Vanhu avo ngavapihwe chikafi varege katsika kekuhwira madzibwa. Zvinosemesa
Aaah Headman mune basa imi
Nicole mercy mhanya pa Karanganda 😂😂