Inyaya yekuti vanhu vane pressure yekudzinganisana nemhepo kutevera vapfana vemazuva ano but zvaWmari chaizvo this is good music,,,Soma usanete murume,,wakaipa hako honestly
Haaa Mukoma Soma vanondigonera zvangu chero ndiripabasa ndiwo ma songs angu aya ndakangokura ndichiteerera Music yavo Baba ava Mwari ngavarambe vachikuchengetai Baba 👏
SA is happy about Soma being one of the sungura greats
Thanks mkoma Soma
Mkoma soma trikutsigira music... muchinda wemuna takawira❤
Inyaya yekuti vanhu vane pressure yekudzinganisana nemhepo kutevera vapfana vemazuva ano but zvaWmari chaizvo this is good music,,,Soma usanete murume,,wakaipa hako honestly
Haaa Mukoma Soma vanondigonera zvangu chero ndiripabasa ndiwo ma songs angu aya ndakangokura ndichiteerera Music yavo Baba ava Mwari ngavarambe vachikuchengetai Baba 👏
Mukomana akabata Bass guitar 🎸 uyo i salute 🫡 him
Mfana we bass uyo usamudheerere