Mama Vee you a the one and only yoooo motichkora mbavhu hanzi ndakageza 3days a go ndikangobata sipo zvangu zvaita exallent ❤❤❤ you kill me mama vee makanyanya 😂😂
Mhosva keep it up you are trying Ohhh same apply ngoni you are doing it keep it up guys ❤️❤️❤️pakuzoti baba Vai kunga Zita kwaro kkkkk violence chaiiiiiii
Kugeza chinyeda😂😂😂
Faith move mountains haaaaa mai vhayorence kumberi shuwa kkkkkk
Mhosva and Ngoni good combination
This is good Mhosva, mhofela❤️
Kkkkkk zita remwana 👐👐👐👐👐 Violence
Mama Vee you a the one and only yoooo motichkora mbavhu hanzi ndakageza 3days a go ndikangobata sipo zvangu zvaita exallent ❤❤❤ you kill me mama vee makanyanya 😂😂
Kwaaaaaa mhosva ka wakaura nhasi mhofu vajamuka
Kkkkk ko kuzokwenya magaro 🤣🤣gezai maiVayi
Sando dzenyu mhosva, mhofela
🤠🤠🤠 kuita kugwabvura kumberi nekumashure 🙌
Hanz urikugwabvura kkk mhofu
Faith move mountains finish Mai Vhayi bodo.
Kkkkkk chinyeda zviriko ma vhayi 🤣🤣🤣🤣🤣
Mhosva aiwa faith move mountain kjkkkkkkkk
Faith move mountains aaah Mhosva 😂😂😂
😂😂😂😂
Ukaona murume akudaro paipa ... amai Vhai onai zvekuita
Excellent guys. Apa makarova apa…
Kkkkkkkkkk kugwabvura kwacho mmm ma1 vanhu gezai kuzonhuhwa hove mbishi ma1
Mai vhayi gezai 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk mai vhai murume hake
hayi hayi hayi guys,zita rangu here,gezai mhamha kkkkk
Kkkk ayiwa ndi Violence you are safe
@@lindamudarikwa730 Kkkkkkkkkkkk
Mai vhai kkk
Kkkkkkkkkkkk baba vhai
Baba Vawolenzi vazviramba zvekuti Faith moves mountain 🤣🤣🤣🤣🤣gezai ba
Ko kuzogwabvura mai Vhayi
Baba vhayi kani kkkk
Ava vanhu ava
Avanawo nyaya ava
Gezai mai Vhai 😂😂😂👏👏
Kkkkk Mhosva ndasimudza maoko
kkkkkk i think this is the best combination kkkkkkkk iko kukwenya kwacho
Kkkkkkk haaaa mai Vhai gezaiwo mukugwabvurei
Kkkk Baba vhai musadaro Mai Vhai
Mhofu kaaa
Kkkkkkkkkkk Mai vhai ft Hanz fish inongogara mumvura in n out asi inongonhuwa wani😂😂😂😂😂😂
Gegegegegegegege dzandipedza mafuta
Mai vayi
Gezai Kani nhy Mai vhayi
Surrender kķkkk
Urikugwabvurei kkkkkk finish😂😂😂😂
Kkkkkk kkkk kuzokwenya
Mai vhayi gezai kn kkkkkk
Kikkkkkk haaaaa asika zvakaoma munhu geza
Kkkkkkk kuita Senge zvemashuwa haaa mhofu vazviramba 😝😝
baba Vhayii
Faith moves mountains 😂😂😂kubata kwandakaita sipo ndakatogeza
Mhofu akapfava
Baba Vhayolenzi🤣
Kkkkkk😂😂😂😂😂eiyi kugwabvura kwacho manje
kwanzi ndakabatawasipo 😂😂😂😂💞
Ko hamuna kundiona ndichigeza chinyeda mumba umo aaaaa maiVhayi kwanai imi 😁😁
Mai vhayi masiiwa
kkkkkk itsvina ka iyi
Maivhayi muchasiiwa gezai kkkk gwabvu gwabvu ma nyanya
Chinyeda
Baba vie😂😂😂
Mhofela mondispaka kuzotaura nekalow voice kugwabvura that word looooo
Mai Vhayi kamukwenyero manje
Kkkkk faith move mountains
Kkkkkk chinyeda😆😆
Makuseni hauna kuona ndichigeza chinyeda here
Mhosva keep it up you are trying Ohhh same apply ngoni you are doing it keep it up guys ❤️❤️❤️pakuzoti baba Vai kunga Zita kwaro kkkkk violence chaiiiiiii
😁😁😁😁
Ukugwabvurei😂😂
Hahaha kamugwabvuriro kacho kumberi wena kkkk
Vhayorenzi kkkkkk
KKK baba Violence mhirizhonga
Iyo fodga
Big up mhofela shava
Baba vai
Baba Violence
Kkkkkk chinyeda
Baba violence
Faith move mountains kkkkk Mhosva surrender
Baba aVhayi ka kkkkkkkk
Kkkkkkkk, faith moves mountain haya
Mhofela mauya ku kappa here
Apa vari kukwenya
inondigonera
Kukwenya kwaitwa namai Vhai 🤣🤣🤣
Chinyeda😂😂😂😂😂
Chinyedaaaaaaaa kkkkkkkkk
Chinyedeurwa
😂😂😂😂 mai vayi gezai purizi
apa kuzvikwenya kunzwa svika ikuvava 😀😀😀😀
Ummmm Mai vay varikugwabvura sure kkkkkk
Kkkk
Kkkkkk faith move mountains
Mhosva is mhosva sure😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko kuzofitwa kani maVhai kkkkkkk
Kkkkkkk hamunakundiona ndichigeza chinyeda makuseni
Kkkk faith moves mountains
Kugeza chinyeda kkkkk
Ndaseka zvangu
Gezai Mai vhayi kkkkk
Pandangoona baba violence ndabva ndangoti regai ndione
Kamugwabvuriro kacho kumberi 🤣🤣🤣🤣
🤣 🤣 🤣 🤣 Bba vhayi makannya
Kkkkkk hahaha i love this combination
Mhosva havaperirwikkkk
Kkkkk mhosva naNgoni makanyanya
Baba Violence🤣😂🤣🤣🤣
haaaa hama yangu iyika kkk
🤣🤣🤣🤣Baba vaVayi Baba vaVayi Baba vaViolence 🙌
Mai vhayi kani endai munogeza kkkkkk
😂😂😂😂😂😂 mai violence pane basa