Mwana wese ku magtom media. Comic elder..team rese re naiza boom ..four seasons. Tokudai mese pano pa magtom media ..I'm happy to see ma actor mazhinji pano if you are happy like me Isa like❤
This a very good lesson. The Character ya Nancy there are a lot of people vekuti once they have achieved something they become too relaxed nekuti the moment you shift to another standard also the Devil will try harder to take away everything. Thank you Director Thompson and the magtom crew keep up the good work.
Chaunowana nemabvi you preserve nemabvi.....Nancy took God for a Genie.......When you are faithful in seeking the Lord He will be faithful in preserving what he has blessed you with......You will be STILL and know that He is your God....God will fight for you zvekuti Tindo anodzoserwa paZero,pa HUMBLENESS chaipo.......As for amai EJ......It is true that the worst enemy of a woman is a woman ..varikurwadziwa because plan yavo to destroy another woman's home is not coming out the way she wanted.
Asika Dany inotoroya chete iwe y wavarira relationship ya Tindo na Nancy,I feel sorry for Nancy,bt Nancy dai wakateerera zvakataurwa na Kelly, ramba uchinamata
Kuramba uchinamata ndikoko bt at the same time shiri ine muririro wayo hairega.. Haaa weduweekaa😢.... I feel for Nancy and for tete also... And mweya yemadzinza iriko haa
Prayer warriors lets start praying and fasting for Nancy. Mweyai kurasiswa nembinga at the edge of a breakthrough. Munyori weComplicated Affairs apa watinyanyira. Munoziva ndatomboita BP then I remembered its not real 🤣🤣
Dannie ishasha iyo.....Tindo anakirwa nemushengenene..Nancy ma1 ako waita kukutsirwa ne team Harare.....Magtom thank you for this masterpiece of a show.
Tindo manje pfuma iyoyo yawakaita becoz of Nancy dai ikaparara😮ndarwadziwa ini....I wish Nancy listened to mai Pastor and kept on praying,haudenhe nyuchi worara pasi pemuti une mukoko zve nhai Nancy veduwe😢
This has been my show consistently since S1 Ep1, I don't get excited about anything on Netflix but suspense ye Magtom ma1. ❤❤❤This is a first class production, keep it up guys🎉🎉
Nyarie Nyarie welcome to Magtom manje trouble yatanga manje ku Magtom kunoti Kim and Nyarie maiwe zvangu kkkkkkk mai SJ sorry for you hanty . Thank you guys munotigonera guys keep on going until until until .
kkkkkkkkkkkkkk ndaona Nyarie wapihwa mimba na Slimmie uyu. "Slimmy ashataaaaaaaa uyu" in sekuru Mahuchi's voice. Well done Director nekuita ma colabo ndinoona CA ichisvika Season 5 chaiko.
Complicated haisi kuzopera kusvika kare vanofarra complicated siya like
❤
Mwana wese ku magtom media. Comic elder..team rese re naiza boom ..four seasons. Tokudai mese pano pa magtom media ..I'm happy to see ma actor mazhinji pano if you are happy like me Isa like❤
This a very good lesson. The Character ya Nancy there are a lot of people vekuti once they have achieved something they become too relaxed nekuti the moment you shift to another standard also the Devil will try harder to take away everything. Thank you Director Thompson and the magtom crew keep up the good work.
Amen
Nancy ngaaterere mashoko amai mufundisi...... She is relaxing
Chaunowana nemabvi you preserve nemabvi.....Nancy took God for a Genie.......When you are faithful in seeking the Lord He will be faithful in preserving what he has blessed you with......You will be STILL and know that He is your God....God will fight for you zvekuti Tindo anodzoserwa paZero,pa HUMBLENESS chaipo.......As for amai EJ......It is true that the worst enemy of a woman is a woman ..varikurwadziwa because plan yavo to destroy another woman's home is not coming out the way she wanted.
Zvisina godo Dan unondigonera , pashasha uripo pamberi...natural acting
I wish Nancy could follow Kelly’s advice# ramba uchinamata
Haa guys ndabatikana cei nezvaitwa naDan kunaTindo ,ndaona Tindo wapinzwa musango chaimo ,Slim u are ryt Nancy munhu chaiye ,thanks guys zvaendwa
Asika Dany inotoroya chete iwe y wavarira relationship ya Tindo na Nancy,I feel sorry for Nancy,bt Nancy dai wakateerera zvakataurwa na Kelly, ramba uchinamata
Taura hako
Taura hako ndarwadziwa kunge ndini Nancy 😢
Haaa but nancy mujolo wamushupa, munyori ndokumbirawo happy ending pavaviri ava, koslimmie haasisiri binga ere nhai zvooshanirwawo naDan
Tindo agara ane meso meso even when he was poor uyu 😢
Taura hako 😂😂😂 airura mukomana paya asina chinhu zvozochinja nhas nekut ava nayo mari hre
Alana, mai Sj, Opah 😂😂😂😂😂
Well done team .great work Nyari skr mahuchi ma discover mune chipo
Tindo ukangosiya Nancy mari yako ikubva yapera oh ndopika oh🤞😂
Nyari ndi actress wandofarira anogona ku actor ramba wakadaro🎉
So natural
Director Thomson Muzondiwa is a legend ndatopedza soo
Haaa ndaona mumwe adikitira,
@@SamNyakatemboTaura zvako
magtom media is the best of the best in the world respect Slimie Baba juju aka Thompson Muzondiwa
Haaaaaa nyarie hatina zera naye sure anemoto 😂😂😂😂
Hatina sure 😂😂😂😂😂😂
Yaa anogona, she is good in acting zvekudaro
@ right
Zvakuda kutsvaga pekugara or muti wekuzembera coz unogona kungokwira bp wodonha uripakat pekuona...complicated affairs for sure
😂😂😂😂😂
Kutostroker chaiko 😅😅😅😅
Mukadzi wamahuchi❤ good acting mami
Hamurevi nhema😂😂😂
😂😂
Kule na Mbuya Mahuchi handigone navo 😂😂😂😂ahhh they make my day. Guhwa pro max, vachiwonesana zvavo.
Guhwa pro-max, kkkkkkkkk vakasangana wena
Kkkkkk but nhema hadzidi munhu anehanganwa. Kule vavoda kurasika
@ 🤣🤣🤣🤣🤣 taura hako cuz kkkkk
Can't wait chinenge chichipisa after Mai SJ received audio frm Mai EJ
Taura zvako
Vanoda kunamatira Nancy, please let's gather here, apindana netsekwende, muedzo nekuzara kwawo🙏🙏. Nancy unateerera wo shamwari yako hanzi ramba uchinamata, hona wakutipinza busy kukunamatira nekutsanya
Totanga riini fasting yacho kutoenda Ku mt Kilimanjaro chaiko
That's true
Nhaimi shuwa kuda kutipinza nemoyo haaaa Nancy unogwadza
Convo ya Slimmy na Nyari was flawless 🥁🥁🥁✌️
Kuramba uchinamata ndikoko bt at the same time shiri ine muririro wayo hairega.. Haaa weduweekaa😢.... I feel for Nancy and for tete also...
And mweya yemadzinza iriko haa
Siya like kana uchinakwa ne complicated affairs 🎉🎉🎉
Asiwo pamapamper mukoma slimie muchaibva apo kkkkkk
Danny amira saSatan 😂semagtom family ndatitsanyire mukomana wemabenz adzokere kwaakabva
Kkkkkk musandidaro
Mahuchi to the world makuda kuvhura sangano apo
😂😂😂
It's about brain for real Slim taura hako ,haa ndabatikana guys nezvaitwa naDan kuna Tindo ,ndaona wachema hako Tindo uchamufunga hako Nancy ,ko Nyari kutaura pachikuru Ezzie ukutomuda hako ,zvaendwa guys zvanhac ,thanks
Now complicated is beginning 😂 slimi akabuda apa I'm coming to kwekwe for a man to man talk
😂😂😂😂
kkk yea hombe iri akarivhara haaaa anenge arwa amire, regai tione mkomana we PGS
In Nancy's life Dan amiramira semweya wetsina chaiwo.
waiting for season 2 episode 85 Mai SJ vachivhuvha nehasha 🤣🤣🤣
Prayer warriors lets start praying and fasting for Nancy. Mweyai kurasiswa nembinga at the edge of a breakthrough.
Munyori weComplicated Affairs apa watinyanyira. Munoziva ndatomboita BP then I remembered its not real
🤣🤣
Dan urishamwari yakashata unoparadza
Dannie ishasha iyo.....Tindo anakirwa nemushengenene..Nancy ma1 ako waita kukutsirwa ne team Harare.....Magtom thank you for this masterpiece of a show.
Mahuchi vafunga kuvhura sangano kuti vaite mari baba 😂😂😂✅️
Musikana uyo ati kuna ba sj kusimba chiiko iwe utori mabhonzo andiuraya 😂😂😂😂😂😂😂😂
Mai SJ handitombokunzwire tsitsi panyaya yabvondoka iyi, Dexter trued to warn you ukamutuka, chiwona manje zvawaakunzwa namai EJ
Tindo warasika shamwari Yako inongoda Mari chete Nancy Mira pamunamato dzokera kumai mufundisi valubadzire zvako zvinotoda munamato baba Juju chabvondoka 🔥🔥🔥🔥❤❤❤❤ hatikusiyeyi kuzvikakumagumo handei naro bhora
Haaa Dan wandibhowa rega Nancy apinde mumba
Vhura sowe mahuchi kkkk kwaaa
Tindo manje pfuma iyoyo yawakaita becoz of Nancy dai ikaparara😮ndarwadziwa ini....I wish Nancy listened to mai Pastor and kept on praying,haudenhe nyuchi worara pasi pemuti une mukoko zve nhai Nancy veduwe😢
Haaa neni ndagwadziwa
This has been my show consistently since S1 Ep1, I don't get excited about anything on Netflix but suspense ye Magtom ma1. ❤❤❤This is a first class production, keep it up guys🎉🎉
Thank you matigonera Director Manyama 😅😅 , asi ndinechikumbiro chikuru. Tokumbirawo 1 more episode pa The Power of Apology🎉🎉🎉
I dropped a tear ne power of apology
Vhurai sowe madzibaba mahuchi😁
Kkkkkkkkkk gys mauchi anofanekurohwa nevanhu akavhura sowe
Ndanga ndaenda kunhamo haaa moyo wanga uchitsva kt ko complicated affairs nhai Mwari zvenhamo ndnga ndotozvikanganwa😂
Tofa nekounakirwa l can't wait to see kt zvakazodii sekureva kw Dhibhobhoni ❤❤murikutigonera guys ❤
That guy really pisses me off yoh😂😂😂
Slimmie n Nyarie good combination…pasangana zvibaba
Mai EJ vazarura hombe nhasi kkkkkkkk shame, can’t wait for next episode. Inopera mushe here namai SJ 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️
Tindo nemuface wake are good actors. they are not presented as main ones ,but these guys can act
Slimie my best actor.. Nyarie arikutoda
Muvhure sowe here sekuru mahuchi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Danny ibva wagara kuKwekwe ikoko usadzoke kuno kuHarare, zvawaita panaTindo hazviite😂😂😂😂. Uri bad company iwe. Waroya Nancy maskati machena
Taura zvako
Apa pazarurwa huru namai EJ 😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤
Nyarie Nyarie welcome to Magtom manje trouble yatanga manje ku Magtom kunoti Kim and Nyarie maiwe zvangu kkkkkkk mai SJ sorry for you hanty . Thank you guys munotigonera guys keep on going until until until .
Haaaa this tyme slimmie anopadzopwa chte 😂😂ukuwo Nancy Tindo waenda haaa guys tofa nekunakirwa gore rino
I feel sorry for Nancy continue to pray this is complicated. asi Dan Grego mwari akutonge newewo Tindo usabvume kuitiswa iweee aaa chii newewo
Hmmmmm nancy kaa dai waramba uchinamata this is a lesson to everyone gara uchinamata
Kunyenga kwemunhu anemari ,hanzi kna uchida 😂😂😂
Nyarie ane kavibe kandoda ❤❤
She's just natural kani anongoita zvinakidze
Uuuuuu tindo vakunda kurasisa Nancy 😢😢😢😢 Nancy plz namata zvakasimba ukaita zvekutamba tindo anoyeda
Nyarie ukazono tanga rough yako iye panozo buda chakanaka here namwene vako mbuya vaSH unovaziva mushe here 😂😂😂😂😂
Blending of characters, parikubikwa huru apa, long movie inobuda neteam Slimie plus team Danny Grego🎉
Danny waipa unorwei Pana Tindo na Nancy ,Nancy namata today muchato wako dear.
From the very day Dan haana kumbobvira afarira Nancy hameno anosvirei
Nancy dai wakaramba hako uchinamata Hona mnje aaah azvipere mushe😢
Number 3 ndodawo malikes nhasi
Veduwee Nancy chimbomuregai ambofara 😢
I feel sorry for Nancy shem.. 😢😢
Same here haaaa pakaipa
ahhhh zvamunyanyira veduweee
Haaa iya akaudzwa zvekuita asi akutokanganwa hake
Happy to see Vee pazoipa zvino Tindo usarasike weduwe thanks Magtom media this affair is very complicated guys
Guys mabva masvika nguvai😂😂😂😂 ndimi mairovesa vamwe kuchikoro nenyaya yekunonoka 😂😂 but still ndauyawo
Ndini uyo ndakatanga naNacy naSlim Nancy afirwa nemota from Cmplctd Affrs ssn1 epi 1 ndikafamba nayo kusvika pa34 haaa ndikaisiya 😂😂😂kusvika yava pa58 haaa ndikat uku ndiko kurasikirwa ndikanoisikudzira pa34 ssn1 ipapo until now ndri pano ❤❤❤🎉🎉🎉
Good advice yapiwa Dan na Slime...it's not about 4×4 engine 😅..but the brain 😂😂😂
Nyarie anogona ku actor ❤ Magtom Media ndoida kudarika hama dzangu 😂
Chears kune wanotanga ku like wasati waona
Kule mahuchi moda kuvhura sowe hr 😂😂😂😂 Nancy zvadhakwa shame ndarwadzihwa mhani asi Danny Mwari ave newe u will reap what you sow.
Tiripo padapura hunhanzwa 🔥🔥🔥🔥
Tindo ngaaroore nancy zvikasadaro ichabhowa uye Slimie batsira Tindo kuti aroore Nancy
Oh shame imwi muchatobhoikana nayo
Nice magtom proceed on this, we are still watching the talented actors
Nancy, Tindo akaenda ndichapinda muphone ndikakurova, dzokera pamabvi wangu
Nhasi ndrkuonera ndiri kwaMutoko guys ,magtom huchi baba
Ba Sj hupenyu hwavo hwaoma shem 😂😂😂😂😂😂😂 Mai Ej vangoti bvuuu nyaya iya
Haa baba Juju wabatwa sei apawo Tindo wobhaiza Nancy nekuti waita mari chii ichocho wandibhowa.Slimmie macamera akadii amuri kushandisa nema light ndoda kuita maskits epa RUclips
Nancy Tindo aenda naVee
Nhasi Dhibhobhoni Mwari ave newe😢😢
Combination ya Dan,nyar n ovie ma 1
Nancy mamunyanya guys kwaabvira nezve relationship aaaaa zvakutomuramba
Zvinowanikwa in life mufunge
Danni kkkkkk kwanzi wakushaiwa zvekutaura🎉here
Uuùuummmmm Kuna Nancy zvadhakwazve pakaipa.
Hazviperi mushe apa. Zvingori complicated kubva mazuva eStingy Men. Haaaaa togona kusvika episode bhiriyoni apa 😂😂. Every scene rinonaka zvaro. Zvese mahuchi. Well-done team MagTom❤❤
Team mahuchi let gather her pakuda sowe
Guhwa rina Dan kaa uuumm apa wandibaya pana Tindo naNancy
Mashura chaiwo ,Audio yasvika😢
Thought baba SJ blocked number yamai EJ
Vakabhaiza baba SJ
Mai mahuchi icrush yangu 😊😊...i love her zvekutodaro
mjlo ma1 suwa mmmmmmmmm ndonzwira nancy tsitsi😢😢😢
Can’t wait for next week for true zvonakidza 🔥🔥🔥
😂😂😂😂 Kule muporofita Mahuchi 😂😂😂😂😂😂
Khule vaipa 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂mahuchi kuda kuvhura sangano here😅
Spirit of comfortability and complacency ndiyo yakabata Nancy
Haaa slime uripanguva yakaoma sure kkkkkkk😂😂😂😂
Kkkk I can't wait for next week 😂
Welldone guys that is great much❤❤
Dan uri Mr Kasongo 😂😂
kkkkkkkkkkkkkk ndaona Nyarie wapihwa mimba na Slimmie uyu. "Slimmy ashataaaaaaaa uyu" in sekuru Mahuchi's voice. Well done Director nekuita ma colabo ndinoona CA ichisvika Season 5 chaiko.
Mukadzi waSekuru Mahuchi kuseri
Nyarie Nyarie Nyarie how many times have I called you kkkkkk hanzi nemakodo aunawo ndokudii 🤣🤣🤣🤣🤣
Lets balance likes nemaviews guys
Ma likes arikuita Mashona sure
. Deboboni Diboboni kkkkk vadiwa vatariri usazodaro
thats true
Wasiirira ma comments shaaa ngazviende mberi
Vanonzwa here vazukurunyana vaAdam naEve ava kkkkkkkk
Madyiro a Danny uuum ndeekut ndazviwanira pano 😂😂😂😂😂😂
Madzibaba Mahuchi 🤣🤣🤣🤣