Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ayas Mandebvu ma1 chaiwo😂😂😂
Haa South Africa tinowanzirwa.
Nyarie creative and Dan😂😂😂
Danny haasi kuda sekuru pamba pake😂😂😂😂
Vabvise chiTie chavo 😅😂😂😂😂, chiri kusvota zveshuwa 😅😅😅😅
Nyarie urimu stress ye man city kkkkkk ndakutevera kuno
But Dan is right..Nyarie haungatore zvinhu zvemubedroom menyu😅😅😅
Typical sekuru vangu wen drunk😂😂😂
Haaaaaa Dan usadaro sekuru kkkkkkkk you were too cold for Hama yemukadzi Dan Mmmmm kkkkkkk
Apa magona 🎉🎉 ndanga ndanonokerwa
Serious yaDanny mahwani chaiwo kkkk
Supporting u all the way
Nhasi Nyarie zvakuwana unomboitirawo hama dzadan
Kkkk tie is giving zvayo mablooms
Kkk festive holiday yacho yakapenga munhu kubva kujoni asina chaainacho
Dan wakuda kutukwa naNyari mazuvano anga akanyarara chaizvo 😂😂😂😂
😂😂😂😂Nyari sekuru wakoooo 😂😂😂uchachifilla vane nhema 😂😂😂
Vabvise chitayi😂😂😂
😂😂😂😂 sekuru vejoza
😂😂😂 Dan haadi nonsense pamba pake
Kkkkk fidhai sekuru vejoni please 😂😂😂
Vanenzara😂😂😂
Nyari wazosirirakut HAMENOOOOOOOO
Kkkkk haa marriage so Dan akaoma
Dani idahama iwewe uchazvinyanya
Ndirikunyarira sekuru
Mface anenge ahatode hama dzemukadzi uyo
Danny anozoita rough yakanyanya
Sekuru vanga vari ku Joza😅
Joza hatiuye hakuna chiriko lol
Ini kana passport handina and handiide. Kkkk
Iyo tie ye pink pakaipa hanzi zvinhu zvabatwa pa border yet hakuna kana chinhu zero kuseri kwa one
Kwedu hakupakwe mota sezvamaita izvi😂😂😂
Shoko raKule: zvinhu zvakachipa paJozi.
Danny 😂
🔥🔥🔥🔥
❤❤❤❤❤
Kkkkk
Muwatodaro so isu Ana khule ve joni, asi pa farm rema grapes apa ndivo manija here vanogara vakarova mudzipanyota
Makule manyama
Sekuru ve Joni
Ndatangira kuona iyi haa this is nonsense
marasa script. imba haisi yamai vanyari here iyi
Hatina hold on
❤
Sekuru vaNyarie
🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂
Ave ma drama ekuita mocking the diasporians asi ndisu ma biggest subscribers ndisu tine unlimited data 🤣🤣🤣🤣
No musadaro
This episode seems to be mocking people living outside the country.
How???
Coz they mock those they left here too.
How 🤔 ❓️
Only those who pretend to be living a gud life vozouya vasina kana cent...
😂
Sekuru vejoni