TakaMatcher kutyora maBhanditi, uyu doesn’t need any industry support, he did it on his own, Cancel culture apo aishande, itori Angel of war F/real..F/real... check his track record, he carried on with his style kusvika makumuFeeler, vamwe vachitoti anopenga uyo 😅 neMasalad akuterera Ngwere , he never switched 🏄🏽🎙foreal foreal🤩
Ive been listening to silent killers track Ityai Mwari and i have to give him his flowers ,,all of you might say anopenga haagoni but the biggest and deepest gospel song of 2023 didnt come from a gospel singer it came from silent killer irori ramunenge muchiti benzi ,, give him his flowers not kuzoda kumuti aigona afa or trying to help when its late ,,sezvamakaita pana sauro king of dancehall , kana pane ane macontacts a silent please inbox
Silent killer to the world!😂Hapana kana kupenga kuripo apa...anotaura zvinhu zvine flow yakanaka sterek kupfuura many ppl.Logical as well. Yatingati problem is haadi kubuda mu character chete pese paanoenda pa camera.Street lingo, kudenha and rhyming ndoo yakamuwandira.He is also always on the offensive coz of 'disadvantaged societies' childhood traumas
Haa pakuti kina akaba mangoma aMudzonga ifeya yoyo kina mumero ...big op Silent Killer but ,mabhanditi siyana navo varidzi ve dance chero valanzi vapera
@@tawandamusava8043 hapana zvaari kutaura munhu wedu uyo. Check kut interviewer akabvunza mibvunzo mingani thruout the interview and how many minutes dd the interviewee took to "answer" ( bcoz he ddnt answe anything at all) ?
Haa wangu mabhanditi akapedzisira kuita hit rinhii apera muface uyàa asi mufesi akutaura apa menge muchingoti ndewe madrugs asi asi zim dancehall calaz hapachina
This guy akapenga zvekudaro he only needs intelligent people to understand him, only the intellectual and those who can see things outside the box can understand this guy, problem is most people murimadofo pa skiri dzenyu mune kamwe kachi present worship team kamuinako saka nyararayi
No I don't take drugs but if urimunhu wema ngoma from way back and if you are intelligent enough then you can see the fire in that guy, only a few wil notice that
Yah he was supposed to open a police case coz the vedio shows that he was sitting .According to us Ma Ghetto Youths Nyaya Dzema Big heads Aya Boss Yala Ne NGwere dzino resolver pa Stage with lyrical war not real violence..Sillent killer aifanira kupihwa Mike Chete ma Funns ese afara hair deal .Then ivo vaizo gadzirisana vega after kunefiter kwavanenge vaita.....Now their killing Zim Dancehall..Watch out for Zim Hip Hop Guyz
@list he knows kuti maGaffa ane direction kuti GPS yena Gaffa haina Ku shaker correct. Otherline hanzi nini Boe cz sometimes I kill for free... Correct As Zimbabweans we know ourselves,that's why Paine situation yakadaiso he also mentioned the hate imlnoitwa nevanhu kuma positori kuvenga nekuitisana in our country... We all have different perspectives of view,he also mentioned kuti vamwe vanonditi ndopenga takatumwa naMwari zvakangodaro n kupenga kwedu kozotenga same as we are humans totadza tese asi vamwe they don't check kwavo kutadza they want to make profit n famous nekutadza kwemumwe munhu but ke who are we to judge..
@lancelotsaungweme9369 I absolutely agree you 100%.It may seem kunge zviri normal but munhu akutovhurika coz b4 he was never beefing with anyone but now he is on a different trajectory which is dare I say is going downhill don't know if it's not zvinodhaka is playing a part sorry kana ndatuka😊.But ndinonakirwa hangu nemimanzi yese yevakomana vari vaviri zvekuzoti competition is between the 2 of them although yekunogara pa speaker mumwe achiimba was a dick move and madhonzerwo acho aakazoitwa zvanga zvisina kumira mushe.I feel like comparing silent killer and see Calas is like comparing Gaffa and JP coz both have a significant following of fans.Nway all the best to the both of them in 2024 we look forward to more hits in terms of music and less beefing coz hazvizvopete mushe for one of them mumwe achapedzisira avharwa kunge CSC ukaramba uchienda kuno tsvaga beef ku CSC asi kuColcom nguruve dzizere unless kana uri mupostori asingadye nguruve😊
TakaMatcher kutyora maBhanditi, uyu doesn’t need any industry support, he did it on his own, Cancel culture apo aishande, itori Angel of war F/real..F/real... check his track record, he carried on with his style kusvika makumuFeeler, vamwe vachitoti anopenga uyo 😅 neMasalad akuterera Ngwere , he never switched 🏄🏽🎙foreal foreal🤩
One munhu akarira kwaWinky asipo 💪🏾🔥🔥🔥🔥💯💯💯
Ive been listening to silent killers track Ityai Mwari and i have to give him his flowers ,,all of you might say anopenga haagoni but the biggest and deepest gospel song of 2023 didnt come from a gospel singer it came from silent killer irori ramunenge muchiti benzi ,, give him his flowers not kuzoda kumuti aigona afa or trying to help when its late ,,sezvamakaita pana sauro king of dancehall , kana pane ane macontacts a silent please inbox
Exactly, he's my favourite
0717678091 inbox tisase
What pple just dont realise and see is that Silent Killer is actually talking to 5 invisible people seen in the video.
Kkkkkkkkkk
😅😅😅 ahh ndapererwa
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Kana uchisimbisa king 👑 winky Dee, urikuziva zvunhu zvako calaz kaneProblem (nawanadem)❤
This man is the best😂😂😂😂bvumai ariko fut ku comedy
Yah respect the name Dancehall name he is right Mbida haasati ane hit song muma streets not taking anything away from his talent .......rESPECT
Baddest this one👍
Hurungwere, munhu muhombe uyu but the blind won't see that
Silent killer to the world!😂Hapana kana kupenga kuripo apa...anotaura zvinhu zvine flow yakanaka sterek kupfuura many ppl.Logical as well. Yatingati problem is haadi kubuda mu character chete pese paanoenda pa camera.Street lingo, kudenha and rhyming ndoo yakamuwandira.He is also always on the offensive coz of 'disadvantaged societies' childhood traumas
Asi makafanana? Moita zvimwe chete? Uri kuona ari normal here muchinda uyu?
Haa maybe newewo unostika how can you support munhu arikurasika kudai...its clear he needs help then you find some1 supporting him
taura hako
@@shingiraitrevormboto2105 haa hamusi kumuziva.also vano tsomwa hamunyatsovanzwisisa performance pakutaura.vano loser logic zvachose
Ukanzwa munhu anoti haatereri silent killer kupenga kwake handifungi kt kunorapika
big up Silent Killer. one love from Birmingham.
Rehab is really needed
Ngwere is the best philosopher 🔥
Makaendesa Saintfloew kuRehab kuti muzonditi ndiende kuRehab🤣🤣🤣😀
Siyai Ngwere , atimheche keche
Jah love atori mkoma wangu bt ndakatopinda nestyle rangu
"inini handizi benzi , but ndogara pa fenzi , yatenzi" ahhhhh ma bars acho ma1
I can watch this man all day
Udzai munhu chokwadi. The man needs help
Tikaisa riddim pa interview iyi inotoita a HIT song...
Kkkkkkk😂😂
Kkkk ipapo haunyep
Haa pakuti kina akaba mangoma aMudzonga ifeya yoyo kina mumero ...big op Silent Killer but ,mabhanditi siyana navo varidzi ve dance chero valanzi vapera
Haa but pa feya calaz gore rakapera asina kana hit apera mufesi uyaa
Guga rakaipa boyz silent killer mabars ake asiii kubatana kna anonetsa kunzwisisikaa
Munorwadziwa nengwere
Fantan anegodo nemi ngirozi pa stage paya anga ashiti ma fanz a seh calaz hoyee vanhu vashizinga silent killer 😢
Sure akaitwa subotage
Mwanasikana ndakusarenda. And une patience. 38 minutes nenonsense dzakadai idzi!!
U r a heroine shaaa!!
Kkk😊😊😂😊 mkoma musadaro
uri wekumam@
@@tawandamusava8043 hapana zvaari kutaura munhu wedu uyo. Check kut interviewer akabvunza mibvunzo mingani thruout the interview and how many minutes dd the interviewee took to "answer" ( bcoz he ddnt answe anything at all) ?
@@shingiraitrevormboto2105 aaaaa tokutendai nekupenga ikoko baba
Haa wangu mabhanditi akapedzisira kuita hit rinhii apera muface uyàa asi mufesi akutaura apa menge muchingoti ndewe madrugs asi asi zim dancehall calaz hapachina
This guy akapenga zvekudaro he only needs intelligent people to understand him, only the intellectual and those who can see things outside the box can understand this guy, problem is most people murimadofo pa skiri dzenyu mune kamwe kachi present worship team kamuinako saka nyararayi
😂😂😂😂😂😂i don't think you are in yr normal senses. You need rehab too if you say this guy is okay
No I don't take drugs but if urimunhu wema ngoma from way back and if you are intelligent enough then you can see the fire in that guy, only a few wil notice that
His chants are not understood by obvious and shallow thinkers.
You can tell he is not lying and it's so sad how they're attacking him
Silent killer akanyanya mfana uyu
The best ever
This man is a prophet,a messenger from the most high and a national treasure which needs protection.
Exactly zvatakaita tichipemberera Munangagwa
😂@@Apk293
@@EmmanuelTembo-t2t for real he needs help asap yes he is different I give him that
He needs help
Zidzoro
Ngwere chibaba hakuna munhu asirikuti kufa kana kufenda muZimbabwe. Koo makaisepiko bholato bholato vekwa Calaz
big up ngwere wakaona wanhu wakuramba kukupa nguwa wapere siyana nawoo wadzimu hawana skiri
ibvapa iwe usade ku kurudzira munhu kupenga akanyimwa nguva ipi munhu anopenga uyu.
Sisi munechipo chepatience
Uyu 😂🙏🏿💃👊🏾🇿🇼🇿🇼🇿🇼🔥Resepect
Siya dombo iwe santana are you a role model or what
Ngwere muhombe boys
Uyu arikutopenga zveshuwa
Idzoo ndidzo ngwere idzo chaidzo
Mafans aka calas ndimii mukutorwadziwa ndochibaba chatikasirwa na sauro akuvharisa
Chii chacho ipapa?
Bhanditi ndyp song iri pa hit
Tikati hamusisina kana hit 😂😂😂😂
Hpna apo
On a serious note uyu akupenga but calaz akapera shuwa
Atitaure mabhinditi akapera waz
Interview yapera ndakamirira freestyle, hurungwere
Challenge launched... mupei cup clash NGWERE VS MABHANDITI tinakirwe!!!!
Ngwere will winn
Say no to drugs.
🙄
Uyu anedramma 😅😅😅 asi anoda kubatsirwa hake asati anyanya
Say no to drugs
Silent killer
Truth be told guys,he needs help ASAP coz akupenga
Haapengi uyu
@@gwav1a ndakasangana naye kumbare 2 days ago ,atori munhu musvinu ...zvakaoma
Ngwere , is more creative than mfana kallaz, . Ngwere is in the league of Soljah love.
Say No to Drugs
Soon he will follow souljah luv nemadrugs
Mdhara siyanani nengwere zvese mechibaba
Akarira kwa winky asiko asipo kukaf calaz akakwata clash nengwere
We say NO to drugs
Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamushora 😢😢
Yah he was supposed to open a police case coz the vedio shows that he was sitting .According to us Ma Ghetto Youths Nyaya Dzema Big heads Aya Boss Yala Ne NGwere dzino resolver pa Stage with lyrical war not real violence..Sillent killer aifanira kupihwa Mike Chete ma Funns ese afara hair deal .Then ivo vaizo gadzirisana vega after kunefiter kwavanenge vaita.....Now their killing Zim Dancehall..Watch out for Zim Hip Hop Guyz
Ukadaidza benzi kuinterview unozvidemba sure, zvose zvawabvunza unoshaya chawapindurwa uye zvinotaurwa zvacho hapana chobatika... kana kt uzive kana kunzwisisa zvakutaurwa, unotozvishaya. Hama dzemwana uyu dziripi munhu achidai so 😮😮
Kkkkkk urii dako iwe
@@pardonmanyenje-zj5clasi wakatotsomwawo kani?
To be honest silent killer chibaba icho vanhu musamake majaira kujaira manje ngwere hayiite zvehwumhechekeche I love you my brother ❤❤❤
Asi uyu 😅😅😅😅 haa nyaya 1 inopedzisira dza10 akupenga
unoda kubatsirwa sha.. siyai mbanje akomana.
VaMutarisi yerorimwe basa batsirayi mwana mumuendese kuya kwamakamboendesa uya
😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ndiringirozi yehondo
So educating..... on another dimension ❤❤❤
Very true
ahhh wangu kkkkkkk
@list he knows kuti maGaffa ane direction kuti GPS yena Gaffa haina Ku shaker correct.
Otherline hanzi nini Boe cz sometimes I kill for free... Correct
As Zimbabweans we know ourselves,that's why Paine situation yakadaiso he also mentioned the hate imlnoitwa nevanhu kuma positori kuvenga nekuitisana in our country...
We all have different perspectives of view,he also mentioned kuti vamwe vanonditi ndopenga takatumwa naMwari zvakangodaro n kupenga kwedu kozotenga same as we are humans totadza tese asi vamwe they don't check kwavo kutadza they want to make profit n famous nekutadza kwemumwe munhu but ke who are we to judge..
Kongwere mukumboiiteiko boiz mmm .. haisi kufara
Yeah rehab ikudiwa for shuwa
1 munhu anorira kwaasiko
It means hakuna musha usingarire ngwere
Batsirai mukomana asiye dombo
Siyana nemutoriro silent wavekubhowa mheni
Ko chingorega ka kumutevera nhai...dofo
Asi unomutengera
Ndasabhuskraibha kwacho
parikuda rehab apa😧
On a serious note, this guy needs help. Sooner or later he will be history
@lancelotsaungweme9369 I absolutely agree you 100%.It may seem kunge zviri normal but munhu akutovhurika coz b4 he was never beefing with anyone but now he is on a different trajectory which is dare I say is going downhill don't know if it's not zvinodhaka is playing a part sorry kana ndatuka😊.But ndinonakirwa hangu nemimanzi yese yevakomana vari vaviri zvekuzoti competition is between the 2 of them although yekunogara pa speaker mumwe achiimba was a dick move and madhonzerwo acho aakazoitwa zvanga zvisina kumira mushe.I feel like comparing silent killer and see Calas is like comparing Gaffa and JP coz both have a significant following of fans.Nway all the best to the both of them in 2024 we look forward to more hits in terms of music and less beefing coz hazvizvopete mushe for one of them mumwe achapedzisira avharwa kunge CSC ukaramba uchienda kuno tsvaga beef ku CSC asi kuColcom nguruve dzizere unless kana uri mupostori asingadye nguruve😊
True
Hausi Mwari musade kubva mazviita muri holy stereki just dont judge let God do his work
its only a matter of time asati atanga kufamba asina kupfeka
calm down Nostradamus
Powerful interview
Akurwara uyu😢
Ngwere ikaendeswa ku rehab munenge muuraya carrier
Mamonya enyu akabaiwa depooo 😂😂😂😂😂😂😂
Pamwe pacho I can kill for free😂😂😂😂😂😂😂😂
Bt nguva yko ynga ypera wani
I like this guy...but he seemed like he is under influence
Nyaya yake ndatotadza kuibata dzakurasika
Yanga ichiri interview here or maingoterera munhu achirotomoka
ZvatendwA zvayendwa baba
Anechokwadi chorwadza uyu haakundwe kuimbauku NEVANHU vanochema uyooo
Dai souljah love anga aripo aisatenda kutukirwa calaz
Usapumhuke ngwere l love you
Interviewer apinda busy. Hapana mukana wekubvunza apa zvikutaurwa narespondent zvacho dondo rega rega!!
Iyi music ndeye madinga iyi. 😂😂😂😂😂😂😂😂
Uyo anomhanya bani
Mukunyepa ngwere ma l
Hondo kondo Shiri yehondo 🦅
jahman ndawasiye mutoriro
Short ringaita diki ngatingoriti iTrouse reipapo🙏🙏🙏 paboe kwacho 😂😂😂😂
But muchinda uyu anekakutopenga soo but don't kno vanhu vasingamubetsere
Hanzi ukaona munhu ano dhakwa ne kambucha kkkk
Dombo rinomushanda mukomana
CAMERAMAN ASI VAMWA MUTORIRO????
Ngwere ichiri interview here iyi or wakutovapa lecture 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
❤❤❤❤❤❤❤ idzi ndizvo Ngwee ndidzo fuku kafu ❤🔥🔥🔥🤛
Uyu hakapenge uyu haaa mukunyepa imi.
Handina kumbira hove😅😅😅😅😅😅 ndakanokumbira chiredzooooo😂😂😂😂😂😂
Only stupid people don't understand this guy
If you listen carefully, he is talking sense
A lot of sense, more than most people I've heard
4real. Atori deep.
Hanzi mukuda ndikuroverei dog style here
Silent anorira zvake
Calaz haako he is a real talent killer
Ko vainzi Baba ndevapiko... Uyu ka uyu😂