Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ko mahandsbag munomadii muchinyora paBoard ft, ane mari here😂😂😂😂
Ikolozi ndaifarira hangu
Ikolozi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂mai Chihwa musadaro imi
Mondikuuvadza nekuseka ndiripabasa kani
Don't spoil the children madam chiwha
Maextra lessons here mwari woye kkkkkk
Muchanotaurirwa na mai sarah
Vana vapera kuita madofo apo😅
Maikuru ini mwana wangu haauyiko
Iiiiii kkkkk hanzi ikolozi kwaaaaaaa Mai chihwaka
Ende huye don't 😂😂know
😂😂😂😂😂
Teacher vacho soooo kkkk
Kkkkkk
😂😂😂😂😂kwaaaaaaaa you made my day ❤❤
😂
Haaaaaa ndade kufa ngekuseka mai Chihwa bodo.😂😂😂😂
Pwaaatiiiiiii😂😂😂😂😂😂😂😂
Ekolosi 😂😂
III madam aaa apa mubereki Ari mwana kumaEkee, exactly 💯 zvirkuitika kumaraini umu😂😂😂😂
Kkkkk teacher chihwa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Mai Chihwaka
Imi mai Chihwa
😂😂😂 hakuna madam vakadai kkkkk
Babaanguwoyeeee
Mmmmmm madamka😂😂😂😂😂😂😂
Ikolozi,eclose tiri kutaura zvipi chaizvo madam Chihwa,apa kuzozviconfuser Vega Madam kkk.Teaching inoda calling sure not for the faint hearted
Madam chihwa manyama ikolozi kkkkk
Gegegege pidigu dhiiii .. haaaaa maikuru kaaaaaaà😂😂😂😂😂😂😂😂
Iiiiiiiiiii veduwe madam chihwa
Haaaa madam chihwa Moti vana vapase panini pakadai😂
Madam Chihwa zviri ko here izvo zvamuri kuita izvo kkkkkk😂
😂😂😂zvinozoda yere anhu woyee
😂😂😂😂😂ndaseka nhasi aaah
Veduwe rambai makadero mutodakadza manhu imi 😂😂😂 chero unestrss haaa you boo
Kkkk haaya
Garai zvakanaka madam😂
Don't mix concept madam Chihwa if it's addition stick to that you will confuse Sarah more 😂😂
Good morning yonini. Munotaurazve zita ra medhemu kkk
1+1ikoloz😂😂😂
😅😅😅😅madam chihwa
Is it a private school madam Chihwa
Ko kubvunza mari kumwana kkk
Ndozviri kuitika kumaextra lessons😂😂😂😂
Chasara kudzipwa neChingwa chemastudents😂😂
Ku teacher sandi nyore ba amaikuru woye
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 madam chiwa
Haaa pakaipa maths dziri kuitwa mix
Madam manyama
Pane anonga ashayishe mwiya 💨💨💨pa 1:25min apo 😅😂😂
Teacher kaa musaita confused ekolosi kudii teacher
Lunch mumateya maikuru ko vana wodyei
Teacher confused ministry of education pindirai 😂
Maikuru mai chihwa zvekuticha siirai vamwe. Maakuda futi kuziwa zvaisirwa vana wesikuru. Azukuru ombomhoreswq
Hanzi zvinoita here number huru dzese idzodzo kutipa 1, ngatiti 9
Maikuru mucharutsa nezvinhu zvamuri kusanganisa izvo dovi, uchi zvese. Apa mai sara kukanuka choko
@@beatricekayiya9270kkkkkk hayaa
Masocks ateacher
Ikolos manje
😂😂😂😂 ndoo pandazo umburuka nekusekawo
Madam maiti kuita teacher inyore nhai kkk kundwira vana iiii
Kuguta nezvevana
Madam you are now confusing students aaaa maakubvunza chikwereti ....madam 10 ÷10 ikolozi 10 chii chakadaro madam aaa😢😮😮😮
Onini
😂😂Ononi
😂😂
😂😂😂😂