Thank you Doc, zvinobatsira izvi. Ndaingorwara paside pedumbu until I realized kuti raive sadza rechibage neicho chibage chacho and chibage products. Hameno chiri muchibage chinokonzeresa. I heard kuti kare kare chibage chaisava chevanhu chaiva chezvipfuyo but vanhu vakazotanga kuchidyiswa munguva dzevarungu kuuya kwavo munyika. Im still trying to figure out a collection of herbs that can treat me cause zvinenge chibage nesadza rechigage iri zvazvatondikanganisa, especially paconstipation. Vanodya mikonde yesadza rechibage i dnt know how you guys do it. Zviyo, mapfunde nemhunga is the way to go. Hameno sadza re wheat riri okay here kune vanoziva
Our LANGUAGE is our local dictionary of our knowledge systems, our LANGUAGE is our PHARMACEUTICAL council...Hence the Human body, TREES and LANGUAGE are central in African centered Culture...Otherwise we suffer from lifestyle diseases
Vamwe vana vanokoshesa rudzi rwavo ne tsika dzavo dzekubarwa nadzo MwARI ngavavongwe. Dr Chibatamoto na DNA Man Tinashe Mugabe are examples of a cut above the rest. Kana nesu vanhu ve chikuru tatorasa 😮gwara. Vanhuve chirudzi chedu tinozvidzikisira pasi ko chiiko nhaimi.. Hatizvitarisei tisingazvininipise.
Please give this doctor a weekly slot, he worth to listen
This is very rich information. I will play this on my 📺 Television to my family this weekend
This man speaks wisdom!!!!
Thanks zigo for bringing this platform thank you doc chibatamoto
We have learnt a lot from Doctor....varambe vachidzoka
Very good and rich information here, Zigo welldone.
Thank you Zigo, nachiremba
This is constructive content, thank you. Kwete zviye zvemaProspective debates aana Apostle Chiwenga and Marufu. Hazvina batsiro muupenyu hwevatereri
Mwari wedu Zimbabwe ngaakudzwe ❤
Insightful 🔥🔥🔥
I'm happy to hear that this is a real doctor Not a n'anga
Thank you Doc, zvinobatsira izvi. Ndaingorwara paside pedumbu until I realized kuti raive sadza rechibage neicho chibage chacho and chibage products. Hameno chiri muchibage chinokonzeresa. I heard kuti kare kare chibage chaisava chevanhu chaiva chezvipfuyo but vanhu vakazotanga kuchidyiswa munguva dzevarungu kuuya kwavo munyika. Im still trying to figure out a collection of herbs that can treat me cause zvinenge chibage nesadza rechigage iri zvazvatondikanganisa, especially paconstipation. Vanodya mikonde yesadza rechibage i dnt know how you guys do it. Zviyo, mapfunde nemhunga is the way to go. Hameno sadza re wheat riri okay here kune vanoziva
Do you also eat green vegetables eg cabbage and muriwo. If you eat mukonde without fibre you will have constipation
worth listening
Our LANGUAGE is our local dictionary of our knowledge systems, our LANGUAGE is our PHARMACEUTICAL council...Hence the Human body, TREES and LANGUAGE are central in African centered Culture...Otherwise we suffer from lifestyle diseases
Asi murikunyora nechiringu wani
@@KeepUp2 kunyora nechirungu hapana zvazvinobvisa pa meaning yendiri kutaura....kuitira kuti vasingataure vanzwisisewo....The overal theme is Think Globally and Act locally.....nyangwe ndikanyora ndichiti "Mutauro wedu ndiro duramazwi redu remunharaunda reruzivo rwedu, mutauro wedu ndiwo kanzuru yedu yemishonga... Hazvichinji meaning yefact
Chiremba maita henyu
Zigo on fire
Vamwe vana vanokoshesa rudzi rwavo ne tsika dzavo dzekubarwa nadzo MwARI ngavavongwe. Dr Chibatamoto na DNA Man Tinashe Mugabe are examples of a cut above the rest. Kana nesu vanhu ve chikuru tatorasa 😮gwara. Vanhuve chirudzi chedu tinozvidzikisira pasi ko chiiko nhaimi.. Hatizvitarisei tisingazvininipise.
None other ofcoz SDA
Is he a medical doctor
Ofcoz you need to listen and learn 😊