Kushayawo munhu mumwe zvake anokanda video racho paiitika zvose izvi mava kungo actor zvima drama zvenyu apa .imikaimi itai mushe ko video zvaro Ari ku police riripi ???? Ndinobvunza wo? ngano chimbomirai .
Pamberi ne Zanu pf . Pamberi nekuponda mhandu ..Pamberi mberi nesimba Ra Jehovha rinopengesa kurasa njere ve Zanu pf..Ndivo vatungamiriri vedu ava ,matoto avana bond
Hurombwa & wanotaura zve ZANU pf - gondwe renyika - hapana chisingaperi - There is time for everything -- only the GODLY WILL LAST FOREVER - stop wasting your time nekuromba it will be just for a short while - but zvinopfuka
That lady can be a great actress😂😂😂
indeed
😂😂😂A great 1
Nzwira door remota tsitsi murandakadzi 😂kurovera kwauri kuriita bhoo here
😂😂😂😂
😅 panenge pane pesenari handiti
😂😂😂nai zvinye imi
Rapinda busy 😅
This is a VERY GOOD EXAMPLE TO MANY - TSVAKAYI JESU ACHAWANIKWA
Inga door remota iro rapinda busy. Mai inotaura iyi ummmm 🙌🙌🙌
Takakuudzai kuti vanhu venyu ava vemasowe vane ma dhimoni. Chipostori hachisi chiKristu asi chivanhu . Vanoshandisa mashavi .
Madzibaba Bond ngavadzosere mishonga dzavakabata
😂😂😂nyangwe isinga shande mota iyo mmmmhhhh yapinda pama1...Mai imhondi iyooo wauraya mota😂😂
Kkkkkkkk Mai ava vakanyatsoona zvakaitika kkkkk
Kkkkk Mai ava vakafita kutaurisa mumba ahhh mkadzi dzikamawo
Henditi akutsanangura zvaiitika here 😂😂😂😂
Shoko raMwari rinoti vanhu vangu voparara nokuda kwekushaya zivo . Venguvo chena makandinzwisa tsitsi muchiitwa challenged by the evil spirit yaishandisa Bond umm zvinopisa tsitsi shuwa zvakaitika musi uya 😢😢
Ndi sekuru nehanda vave kupfuka vachibva nepa state house 😅😅
Bond 4ED kkkķkkk zvakubuda pachena waprofita wenhema
😂😂😂Oh ok 😂😂😂😂😂😂😂😂ndakazvitaura ini😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Muvhuriro waitwa ziso nabond zvaitowonekwa kuti mupengo....😂😂😂hanzi ndine tsvimbo yenyika imika
😂😂😂😂taura hako ndakazvionawo kuti hadzina kuita mushe
Ummm mai vanotsanangura, ava,, padoor ndopanga pashata 😅 thought kuti richakwachuka
Haaaaa pa dooor apopa doooooor mmmmmmm😂😂😂😂😂😂😂
She has a reason of everything She was doing .Don't focus on the door but focus on issue ya Madzibaba.Problem yedu toda kutora zvinhu zvese personal.
😂😂😂😂😂😂
Vange vasina ma guard here😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hhhmm ko kungotsanangura kut airovera door remota, zvauchapwanya mota yemurume kkkkkk
Shame zvinohwisa hurombo.
Ndokumbirawo mutizivise paintings Nyaya iyi.😊
hahahaha saka muCIOka uyu since anga aine pfuti, fortuner and achiti anga abva kuuraya munhu kuState House😂😂😂
Door rapinda bz iro
Paiva ne pfuti ngani 😮😂😂 , dzaingo torwa torwa ,,,
Bond ndokundi burner
Mazvionaka vakadzi imi ndimimunonyanya kumhanyamhanya kunavanamadzibaba muchifambira zvepamusha ndimimatove vanababa pamusha ipapo Saka pedzai nyaya dzenyu tione
Madzibaba bond vakatanga kupenga kare... paye paye pavaipfeka magarment emacolours vachit munhu waucharota ndiye waunovhotera 😢
😂😂😂😂 Wandiuraya
Zim soo nhamo ndozvainoita
@@nyashaterminajewakatama4084 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk ndaseka you are right akanga aakutopenga paya
Akatanga kupenga kare muchinda uya .Paakataura pasowe kuti munhu wese achavhotera ED asingazive hanzi ndichachinja mavhotsi enyu . Zvino hoyo akupenga tisati tavhota kkkkkkk .Asi mapositori mwari wamonamata ndeupi imi maibvuma kut bond anoshandi swa namwari .Pasara umwe wake ari muchitungwiza futi manje manje zvofumuka
Mwari havadhakwe chokwadi ini maporofita echirume kuromba vanyanya vakadzi varinani varume
Vakadzi unopuwa huroyi
Kuuraya vanhu vasina mhoswa
Gombwe rave kupenga futi aaaa ko mazungairwa avateerera vodiii
Akarwara kare uyu
Kushayawo munhu mumwe zvake anokanda video racho paiitika zvose izvi mava kungo actor zvima drama zvenyu apa .imikaimi itai mushe ko video zvaro Ari ku police riripi ???? Ndinobvunza wo? ngano chimbomirai .
Interviewer...plz avoid leading questions when conducting an interview.
correct
Why don’t you do your own interview
Why don’t you do your own interview
@@togodbetheglory9229 sorry.
@@togodbetheglory9229 what’s wrong about correcting someone uridofo
😅😅😅 1400 nhasi yazviona kkkk door rakutoda panel beating
Pa action madam vanokwidza izwi 😂
Pamberi ne Zanu pf . Pamberi nekuponda mhandu ..Pamberi mberi nesimba Ra Jehovha rinopengesa kurasa njere ve Zanu pf..Ndivo vatungamiriri vedu ava ,matoto avana bond
Zvakaoma hazvo saka vanhu vaitofungidzira kuti ndiye ane tsvimbo yenyika for real.. 🤣 🤣 Mazimbo we believe anything.
taura hako
😢sooo sad
Mavaona vanana madzibaba vaya dzava n,ganga wese akapihwa muteuro namadzi daddy bond dzoserai zvichakanaka
Hanty vaiti ndine tsvimbo yenyika at his age ungataura zvenyika ine magamba akaifira imwi ndopamwoda kutambira ipapo
Kwasara kaJava
Takambozvitaura hedu
Wakabika mbanje akanwa muto
Dond hasi Chaminuka never ever haasi Gombwa anonyepa akaromba
Zvakaomawo shuwa
Mugudzikane neganda renyu madzimai 😮😮😮
Plus anemakore mangani anotaura zvenyika kkkk mamwe madhara atochena musoro havato zivi nezvenyika
Madzibaba..... bond zvakaoma chokwadi
Vote CCC
Kkkkkk Sare vaya vamwe kupenga
Vanga abatwa nemweye vajames
Taizviziva kuti Zvine 😢Usatambe nezita raMwari
Anga asingarove dombo here? hugumanugu manotes manyama😂
Mbavha iyi
Madzibaba Bond akauraya N'anga? Vanhu vakarara chaizvo, regai muchibirwa muchitambwa utsotsi hwepere. MaProfita anopiwa masimba neN'anga, imi mofunga kuti MuProfita angauraya N'anga.??? pepukai vehama !!!
Kwai ita seunoda kundirova😂
anopenga hataure kuti ndakupenga
Bonde ndakamboonapamwe pakambotaura kuti akauraya n'anga yainetsa kuChipinge so I think mweya wen'anga yakauraya ndiwo wakutambudza,plus imboko aizvika mambo wenyika
Mukanya vanowedzerera 1000 bricks ndaramba
😂😂😂😂😂😂😂1000 bricks
Mwaingepo ere 😂😂😂
Ngozi dzeku state house kkkkkk.
Hahahaha aa ndaseka
ndiye here james bond wemufirimu yemukasino kkkk
😂😂😂ndiye chte 007
Pa zanu PF zvainzwisisika amai😂😂😂
Ma1
Bond 007 zvakuwana mishonga haite zvachese
Zvakaoma shuwa
Usanyepe imi musadaro
Zvakaoma veduwe nyika iyi
😂😂😂😂😂😂zanu pf
Vanonyanya kuuraya vanhu ngavapenge
Lol zvakaoma😢😢
Dai vangoripa ngozi zvapera
Mukunge nguva yakwana basa raMwari richabuda pachena nokuti zvinonzi hazvigone Kutora chibani wochisa pasi pedengu ....
Ndangonzwa pekuti Zanu pf
Munoreva madzibaba bond vane key dzenyika .
Ummmm is ths true 😂😂😂😂
Gombwe renyika
Maporofita enhema achaparara
Mai vanoda kutonzi vaacter movie chaiye vanoiyenda kute avo motar inenge ichadambuka door
Mapositori azvino anoda mbiri kuwedzera chiporofita
Handitjminoti ED pfee ndo pfee yacho iyoyo
Hurombwa & wanotaura zve ZANU pf - gondwe renyika - hapana chisingaperi - There is time for everything -- only the GODLY WILL LAST FOREVER - stop wasting your time nekuromba it will be just for a short while - but zvinopfuka
Door remota rapinda busy
1400 iyo inofaa batsirai mota iyooo
Chaakadya chamuka zimusoro rake kuita basa rekudya vanhu aiti zvopera nei
Mface ane white aitotya kubhinywa
Mota yapinda ma1 iyo
Amai vari ku report ava vanondifungisa Madhara ekubuda mujeri mapostori aye e Rape kkkkkkk
Kkkkk
She doesn't noe how to interview mmmmm hazvisi zvavo izvi momz ava
It's sad
Mapositori for ED let them suffer
Amai avo is a drama queen
. Chingotarisayiwo pavari kuyisa mawoko avo kana vachitedzera zvayiitwa nemhondi James Bond OO7
Jizasiiiiiii pavarikuisa maokoooooo😂😂😂😂
Another muvevi weku hwedza. Ngozi chaidzo.
Mitoriro plus mishonga mheno zvake mxxxm
Mother zvamuchatourara door iro nhaimi chero ikava demonstration zvayo mazonyanya
Moms iyo madi kuisa ku @naizboom