DHAFU ,DHAFUUUU kaaa usadaro wena nhoroondo yako unorwadzisa munhu ari kuda Mari yake (kkkkk kana nyaya yapirwa Dhafu ziva kt hauhwine!!!VASINGANETI kupa Dhafu ma likes let's gather here🤣🤣👐👌👍
Iiiii zvakaoma saka Mari yakatenderera iyi, so vanhu ava vese vakadya mari , kkkkkkk , kana usina Mari taura chokwadi , very patient kuudzwa nhoroondo kkkk APA pakunzi gore kkkkk
DHAFU ,DHAFUUUU kaaa usadaro wena nhoroondo yako unorwadzisa munhu ari kuda Mari yake (kkkkk kana nyaya yapirwa Dhafu ziva kt hauhwine!!!VASINGANETI kupa Dhafu ma likes let's gather here🤣🤣👐👌👍
Dhafu anondipedza stress kani kkkk
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Kkkkkk dhafuuu
Yah
Vanoti dhavu is a good explainer isai malikes nyagwe kurinema😂😂
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Kkkkk wanoti bhafu chivharo ndipeio ma likes
Kkkkkk tsomalanga
bhafu here akomana
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
From dhafu to bhafu ...chivharo
Kkkkkkkkkkkkkk veduwee andinganbomirire kuudzwa tsanangudzo dzakadai yoweee kkkkkkkkk
Millions of likes NB guys......rambai makadzvanya
Kkkkkk ini ndoridza munhu apo
NB munogona kubika guys rambai makadaro,,,,Namibia
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Taurai zvenyu tsanangudzo dzacho dzanyanyisa
I had to watch this twice to appreciate the joke. Dhafu ka you are the last person l will lend money to 🤣🤣🤣Much love your biggest USA fan
Dhafu urizinyanyest
Same😂😂😂😂
@@natashagandi6710 these are the people you regret why did l give you my money🤣🤣🤣🤣
Dhafu ko huku ne mbudzi dzapinda papi pachikwereti 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Nhai 🤣🤣🤣🤣🤣 kutaurirwa ngano 🤣🤣🤣
The way senzeni is trying to follow the nhoroondo 😂😂
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
😂😂😂😂Dhafu nhoroondo yako yanyanya 🏃♀️🏃♀️🍷😂😂😂
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
its senzeni's body language for me when dhafu is explaining😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂🥂
Kkkkkk
Modadisa guys kkkkk nhoroondo dzadhafu dzinondinakidza🤣🤣🤣🤣🤣
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Aiwa dhafu you can't do that shuwa kuti munhu ateerere such a long winding story and then grave period aah no mhani!. Mutsomalanga!! Ndaseka well done
Dhafu cut to the chase😅 nhorowondo yacho 🤷🏿♀️
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Dhafu haukwereteswe ummm🙌🙌🤣🤣🤣🤣🤣
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Kkkkk Dhafukaa chivharo chicho kkkk ko iko kutaura akadzikamakkkkkk.....hiiii nhyimi Paida asimba imi kkkkkkk much love gyz makaipa 👊👊
Dhafu and Senzeni. You make my day guys kkkkk. Majokes enyu akanyanya
Hahaha apa mapedza sports dhafu🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🤣🤣🤣
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Mubairo we tsitsi dzimwe nguva!
Unotopinda panguva yakaoma kuti mari yacho idzoke, ipapo unenge uripari "tight"
Sometimes do. Not understand kuti dhafu zvaanotaura anenge azviwanepi kkkkkk zvakaoma
Haaa zvema Comedy fonerai NB 💠🌟✨‼
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Kkkkkk ngano tsuro abva atii kunagudo kk Dhafu ma1 Love you guys❤️
Paida hanzi hanty hausi mutsomalanga🤣🤣🤣🤣
Munhu ngachengete mari yake ega 😘😘😘😭😭ndachema zvangu
Grace period gore kana2 kana3,hanz hamusi mutsomalanga🤣
Dhafu ngano 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hapana Mari apa 🤣🤣🤣🤣🤣
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Dead by"hausi mtsomalan,a"😂😂😂😂😂😂
Gore kn 2 years here dhafu usazodaro 😂😂😂
Sabhuku haayenderwe zvechihwayihwayi😂😂😂😂
Guys munondiitira hngu well done keep it up
😂😂😂😂 Dhafu nyanyest guys
Watching from Zambia 🇿🇲 🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲🔥 keep it up naiza boom
Dhafu anonyepa 😂😂😂😂🔥🔥🔥
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Kkkkkkk anonyepesa
Was holding my phone ndapera simba patazosvika kumwena wegonzo .....😅😅
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Kkkkk haaa unopera strong yesee
Tsomalanga , vandipedza Dhafu😅😅😅😅😅🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
ruclips.net/video/Wz7V-1QdgCw/видео.html
Sabhuku haasi wekuendera zve chihwai hwai
Hanzi hamusirimi tsomalanga guyz dhafu chimhamha ,senzen keep it up paida keep srs yako haaaa boe
Kkkkk 2 weeks .6months gore kana 2or 3 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 dhafu 🙌🙌🙌🙌🙌
Dhafu nhorondo dzako dzinopedza simba 🤣🤣🤣🤣
Hehe hanzi hamusi mutsomalanga😂😂😂 i died
Mutsomalan'a 😂😂😂😂😂 oooooooh 🤞 ndokugura Dhafu
Gore here dhafu kaaaa unochemedza vanhu kkkkkkkkkkkkk naiza boooooooom to the fullest
Kkkkkkkk lol wonderful tsanangusheni dhafuu
Iiiii zvakaoma saka Mari yakatenderera iyi, so vanhu ava vese vakadya mari , kkkkkkk , kana usina Mari taura chokwadi , very patient kuudzwa nhoroondo kkkk APA pakunzi gore kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 the explanation oh my i just died a die
Body language ya Senzeni yandipedza kkkkkkk apo Dhafu achivhara hake
Ummm dhafu soo mavhariro akosoo kusvika kwasabhuku here kkkkk nyaya yacho yasvika kumbudzi yaivhuyiwa ummmmm dhafu sooo mari yatenga mbudzi nehuku nedoro kkkkkkk kwaaaaaa
Dhafu to the fullest 💯 Senzeni you look confused nenhoroondo yaDhafu
ruclips.net/video/BxasKpQgd5g/видео.html
Gore bhoo
Body gestures dza Senzeni ma1 kkkk,apa ndokunyura uku,mari iya haichadzoki,from 2wks to 1month,to 2months,5months,kusvika kugore rese here kkkkkkkk
Hanzi zita handina kuudzwa hangu,but ndoziva hamusi mutsomalanga kkkkkkk
Uchimbokweretereiko dhafuuuuu kkkkkkkk kkkkkkkk àaaa explanation yese iyo here amana
Senzeni andigonera ku actor apo 👍👍👍🔥🔥
Kkkk iyi ndomari yatorova manje. Kutokanganwa nezvayo kunobatsira
Kkkkkk iiiih ma Statements acho akarebesa dhafu usadaro shamwari..kkkkkkkkkkk
😂😂😂 Sisi dhafu mukunyasotsananguraaaaaa senzenii nzwisisaa kkkkk paida rowai pasiii
Senzeni haana patience 😂
Dhafu akanyanya ahhh kkkk anopedza power rose apa hanzi after gore kķkkk aiwa
Chihwai hwai,mutsomalanga kkkkk
Is the 'hameno' for me kkkkkkkkkkk
Gore bhoo Madhiri Senzeni🤣🤣🤣🤣🤣unoiwana mari haisi nyaya
Senzeni newe unatwowo kukweretesa Dhafu Mari chiona kwayava manje Sabhuku VZ zvavharana apa kkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌 huku, mbudzi nyaya dzacho...dhafu ka
Panoti NB ndopanoti talent keep it up 200k subscribers tapinda tapinda
Uuuuum Dhafu mafambiro akaita marii bhooo hr.Senzeni ko kuzotedzera nemiri wese.Paida apererwa finish
🤣🤣🤣🤣🤣zvatove zvemwedzi hobho kkkkk hanzi kana gore
Senzeni usaramba uchingochema-chema deni warova munhu😄😄😄
Kkkkkk dhafu kkkk haana kana matyira kuzonyatso explainer akasununguka zvake sando grace period kkkkk
Gegegegege Senzeni kuteerera nenzeve nemusoro nemaoko nemaziso hayas kkkkk
Kkkkkkkkkkkkkkk haaaa dhafu ma1 gore kana 2 kana3 kkkkkk plus mutsomalanga
Ndoziva kuti hamusi mutsomalala.....Dhafu ka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dhafuuuuuu kani usandidaro wandibaya dzosa mari 😂😂😂😂😂😂
Dhafu usadaroo sooo kkkkkkk hanzi tongomira Kan pagore or 2years or3 yearskkkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkk haaaaa dhafu vakanyanya ummmmm
You guys your drama is on point
kkkkkkk nhorondo yacho murabadhadha chaiwo ine manetworks hobhoo kkkkk sando dzako dhafu
Hamusi mutsomalanga 😂
Tsomalanga😂😂😂I can't😂😂😂
Hahahaha from 2 weeks to mwedzi from mwedzi to gore from gore to 2 years Dhafu ka
Make sure gore richingopera mari dhooo kumunhu kkkkk
Dhafu chiiko newe kkkk pasabhuku pachivhiyiwa mbudzi kkkkkkkkkk
Dhafu huya tisangane face to face unondiitira 🙌
I am so exited 😎😎😎😎😋😋😋😋🤣🤣🤣
Dhafu Mwari ave newe kkkkkk sure ungavhare vanhu mari yavo zvekudaro
Nhoroondo dzaDhafu soooo🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌😂😂😂😂😂😂😂
Hanzii hamusi mutsomalan'a kkkkk😂🤣🤣
Vanhu imi saka murikuti dhafu ari bhoo bhoo here kkkkkkkk. Dhafu wakanyanya
Changa chandi jambaaaa dhafu kaaaaa ma1chaiwo chivharo boe kkkkkkkkkk
Senzeni atofa kare netsananguro 😂😂😂😂😂
Kukweretesa Dhafu mari it's at yr own risk🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Zvinenge zvatovharana
Kkkkkk munhu anopihwa grace period pachikwembi kkkkk apa senzeni dzakarohwa ne fear dzosvika kunzwa 3yrs kkkkkk
Keep it up gyz makanyanya
Dhafu masasi kkkkk
Haa kutongozvisiyana nazvo hako wongotsvaga imwe Mari yacho coz dhafu hauhwine kkkkkkkkk
Senzeni ka kkkkkkk
Zva dhafu kkkkkkkk Gore rese ma one
Haa dhafela usadaro weeee kuvhara kwakadai kkkkkk gore here
Kkkk mutsomalanga
kwai sisi amusii mutsomalan'a kkkk dhafu kumberii
Kkkkkkkkkkkk Dhafu naSenzeni Heyaaa
😂😂😂Dhafu l give up 🤭🙌🙌
Kkk dhafu kuseri anogona kuvhara apa senzeni wacho kkk
Haaaa ende dhafu sarendii nhoroondo yke ndakuvara nekuseka hngu
Dhafu uyu zvaitobva mumusoro panguva iyoyo azvina kutombonyorwa pabhepa,natural talent.
Kkkkkkkk kkkkkkkk Mari ye mwana wangu yaakapihwa nemwana wake Dhafu kaaaaa kkkkkkkk ayas
Hahahaha😂😂😂😃 .....goree here amana
😂 😂 😂 😂 Haaa but dhafu ka bho here apo