@@safeguardsecurity88 sometimes mazita ema album usaite sewakananga munhu plus kudzosera mamwe masong awakaimba ukumhanyirepi kuburitsa album usina masongs akakwana
Dai akapawo album zita ririnane oenda kuna Macheso baba ndokumbira ruzivo ndozvibatanidza sei chero ukabva pamba pababa vako enda uchitsvaka mazano Macheso haambomurambire cz haarwadxiwe
Sulu mashoko makukutu,thanks for supporting slomo,ndodada newe Sulu
Sulu aratidza kuva baba chaiwoo God bless you
Nguwa inosvikaaa zvingaite sezvisina basa but Franco he is going far
Thanx sulu ndiwe wega muimbi akasimbisa vamwe vanorwadziwa
Panevamwe vanotoda adonhe or arambe achingotambira Vamwe vachita cash
Sulu like father like son babavk vaivamunhu akanaka
Sulu murimudhara hamurwadziwe nevafana venyu
Young Matsito abva apedzisa episode
Calaz thanks nekungoita kut zvinhu zvinake dzoka fut kwamutare baba sharo
Respect Sulu
Big thumbs to all our zim artist pasi pemuto panenyama
Honestly speaking l used to go against the idea yekuti franco adzoke kwama cheso but after this album mmmm lm really reconsidering.
Ane achidzokera kunoitei ngaaite zvunhu zvake he needs support chete
Batsirai wo mukomana uyo veduwee
Franco ndaadzokere KwaMacheso sezvamataura, Macheso wodzokerawo kwaMadzibaba tione zvikafamba
Macheso akangeachi recorder ariku khiyama ko franco akambozvita here ukoyaingoro khiyama boys yaisinamukuru
Kkkkkk wakanyanya
@@talentshumba8875 wanyepa macheso waipihwa mukana we kuita lead vocalist kwete kurecorder
@@mwithoxmwithox9299 saka hautozive kuti macheso ane song kukhiama here wangu
@@talentshumba8875 inonzii song yacho shaaa
Hoooo ndo ma boss acho inga
Sure zviri kunzwisa Tsitsi izvi unoramba uri upcoming nekuda kwehunhu hwakapusa Zita re ulbum ndopazvakafira ipapo
Unorwara pfungwa mwana wehure iwe hauna kana song one kana sentence haugone kutoimba arikuti gonera franco rwadziwai varoyi ko munebasa rei
Kufira Pai , anogonesa franco
Sulu wadadisa
Sulu urichibba haurwadziwe
Obrigado mano sulumani
Slomo njuga dzirikurema.sulu haarwadziwe zvake thanks mupfanha wedendera takuda new album sulu
@@safeguardsecurity88 sometimes mazita ema album usaite sewakananga munhu plus kudzosera mamwe masong awakaimba ukumhanyirepi kuburitsa album usina masongs akakwana
Mmmmmm nzara dzega dzega
Shame on you
Calaz asimbisa
mukoma charamba
Mufana ngaadzokere kwamacheso uyu
Kudzokerei
Kwete anongoda support chete
Kunoitei kwaMacheso
@@mannext7287 taura hko , anodzokera kunoitei
Dzoka iwewe 🤣🤣🤣🤣🤣
Dai akapawo album zita ririnane oenda kuna Macheso baba ndokumbira ruzivo ndozvibatanidza sei chero ukabva pamba pababa vako enda uchitsvaka mazano Macheso haambomurambire cz haarwadxiwe