Alick Macheso Dancer is better than Majuicy

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 100

  • @ringsonchizanga1253
    @ringsonchizanga1253 7 месяцев назад +5

    He use his own style kwete juza uya anotqmba zvakqtambwa kare na franco

  • @RooneyWayne-w8o
    @RooneyWayne-w8o 7 месяцев назад +1

    Kariba ndizvo keep it up and ndomudira haapaparike he is so cool

  • @bernadettemadondo7055
    @bernadettemadondo7055 7 месяцев назад +3

    Kariba is really good, asi vanhu ndimi muchamuvengesa nezvamunotaura about vamwe vacho.

  • @elliotposiyano4289
    @elliotposiyano4289 7 месяцев назад +2

    These guys are all good in their own ways.. comparing them kwato kukanya coz everyone there does his job as assigned by the boss and I've never heard him saying nhingi akaipa kudarika nhingi. That's the reason why he gives them machances akasiyana

  • @tatendamaunganidze6649
    @tatendamaunganidze6649 7 месяцев назад +2

    Alick likes this guy.. I gues he is more disciplined.. And cultured.. Majuicy hokoyo

  • @TawandaMukavaidzi
    @TawandaMukavaidzi 7 месяцев назад +4

    Ribba ribba kuseri. Uye anotamba nehunyoro

  • @MusaMakaza
    @MusaMakaza 7 месяцев назад +7

    That guy anogona manje ....kariba to the fullest

    • @sekurujiridewamoyo
      @sekurujiridewamoyo 7 месяцев назад

      𝒇𝒖𝒕𝒊 𝑯𝒂𝒂𝒏𝒂 𝒗𝒉𝒂𝒗𝒉𝒖 𝒛𝒗𝒂𝒌𝒆

  • @MasimbaChiwa
    @MasimbaChiwa 4 месяца назад

    Majuicy momuziva mushe mushe hr or munofungidzira,,,,, Majuicy is the best on top of the rest,,,,, Kariba anotamba akaoma mutezo haasi flexible

  • @ArnoldMatewele-j4t
    @ArnoldMatewele-j4t 7 месяцев назад +1

    MaJuicy azori extra kunge chiGa

  • @JevasMhesvurwa-qn4dr
    @JevasMhesvurwa-qn4dr 7 месяцев назад

    Kariba is quite talented Dan chigure chamunoti majuzi dzungu rakawandisa panamajuzu

  • @herbetmagocha694
    @herbetmagocha694 7 месяцев назад +2

    MaJuice mdhara wavo and ivo vanotozviziva..Dzungu rake iroro ramakamuvengera ndiro ratinomudira

    • @bothwellmarshymaplanks
      @bothwellmarshymaplanks 7 месяцев назад +1

      taura hako iwe..juice ishasha

    • @gwav1a
      @gwav1a 5 дней назад

      Taura hako​@@bothwellmarshymaplanks

  • @onwardkamonzi8277
    @onwardkamonzi8277 7 месяцев назад +1

    Kariba maone.Majuicy ngadzidzire madances ayo.

  • @kelvin-mz5xz
    @kelvin-mz5xz 6 месяцев назад +1

    Kariba kariba chatamba icho kkkk

  • @STANLEYMADSON-fo2dl
    @STANLEYMADSON-fo2dl 7 месяцев назад +1

    mkomana anonzi Kariba uyu is a good dancer mmmmmmmm

  • @GeorgeNyamaende
    @GeorgeNyamaende 7 месяцев назад +1

    Kariba chibaba majuice anokopa zvewamwe

  • @edwinmufori4751
    @edwinmufori4751 7 месяцев назад

    Manager wepabasa pako unogona uchitoziva kudarika iye but akagadzwa ipapo, hapana yekutamba that's life. MaJuice ndi boss, right-hand man wemuridzi weband

  • @munhukwaye395
    @munhukwaye395 7 месяцев назад

    MaJuice anokundwa na Franco chete potse potse Franco akarivara ma1 futi zvana Kariba izvo imbomirai k7mukwidza ndege anogona but kwamakuda kumuisa makuda kumupedza

  • @ivainashembano4518
    @ivainashembano4518 7 месяцев назад +1

    he is good but musakombeya Majuice nezvinhu zvisina basa mhani 🙄

  • @elidiomarsalomao9897
    @elidiomarsalomao9897 7 месяцев назад

    Mudhara company ichazarisa ndokutimuribaba that's why we need Chesolodge academy

  • @lensomanda
    @lensomanda 7 месяцев назад

    Kariba the best
    Majuzi dzungu too much

  • @patrickdjjmushaikwa4392
    @patrickdjjmushaikwa4392 7 месяцев назад

    tsvagai vedio resong inonzi chikumbiro ichirohwa namadzibaba na macheso ..mozotaura zvamajucy kuti hagone..

  • @MunyaradziMhofu
    @MunyaradziMhofu 6 месяцев назад

    Ma juicy and franco havaenzaniswe nepwere idzi dziri kutamba P. E pa stage 😂😂

    • @KennybMushayi
      @KennybMushayi 2 месяца назад

      𝙏𝙖𝙪𝙧𝙖 𝙝𝙖𝙠𝙤

  • @oniasgaba3769
    @oniasgaba3769 7 месяцев назад +1

    Yes anogona zvake

  • @Mathew-pb3hs
    @Mathew-pb3hs 6 месяцев назад

    macheso wakuzoshaya oder majuzi ngadzoke ini handichaende ku show kwako kana pasin majuzi frango.wakanetsana naye nekuda.kwemari wanga.wakumuda back akaramba.piwawo advise not.kuvenga munhu vanhu vemagita.havabhadhare munhu aka complana unodzingwa ndochii ichocho majuzi macheso haasi iye mwari wako kana akavhaira musiye zvakawanda zvekuita.in life.

  • @StanleyGumbo
    @StanleyGumbo 7 месяцев назад

    😂. Kariba anotamba asi anonyanya dance yekubvundisa zvimakumbo majucy anotamba asi anozama kukopa ma dance afranco akare

  • @satosauli1018
    @satosauli1018 7 месяцев назад

    Majuicy is incomparable guys.

  • @khuthadzovuwani9125
    @khuthadzovuwani9125 7 месяцев назад

    poul mpofu jnr i think he is the best

  • @fariikarikoga1381
    @fariikarikoga1381 7 месяцев назад +2

    Kariba akanyanya

  • @MatiasChikara-qy4xv
    @MatiasChikara-qy4xv 7 месяцев назад

    Kariba and MaJuicy maPatrao grande pakutamba ....

  • @timothypiroro1073
    @timothypiroro1073 7 месяцев назад

    Pamwe pacho haasi kuteedzera tune arikungotamba iye uko magitare uko😂😂

  • @muno.chamboko7513
    @muno.chamboko7513 7 месяцев назад

    Kariba is way far ahead of Majuice..anotamba kukunda Majuice by far

  • @canmorechinhamo537
    @canmorechinhamo537 7 месяцев назад

    Anogona kukuda majucy wacho. Majucy always wants to force himself everywhere. Sometimes you should be reserved about it. Zvinopedzesera zvave common

  • @luciousmandirahwe3106
    @luciousmandirahwe3106 7 месяцев назад

    Majusi hapana choziwikana mutarisei pa every show haabve pana macheso

  • @justicepasipanodya1295
    @justicepasipanodya1295 7 месяцев назад

    Kariba ndibaba kkkkk haaa chochovha icho

  • @PassmoreAaronDodo
    @PassmoreAaronDodo 7 месяцев назад

    Beitbridge yakumirirai Baba Sharoe

  • @chamunodagodfreykupfuyaw-vg7pq
    @chamunodagodfreykupfuyaw-vg7pq 7 месяцев назад +2

    Hayayaaaaaa❤❤

  • @glistenmatangira3735
    @glistenmatangira3735 7 месяцев назад +1

    Anogona but ane ka dance 1 😂😂

  • @EdGoods
    @EdGoods 6 месяцев назад

    company yemunhu mutema pbm maJuic uchadzoka here ipapa handioni

  • @Mk2nilExclusiveEnt
    @Mk2nilExclusiveEnt 7 месяцев назад +2

    Chero akagona i think people should respect majuicy and stop sowing divisions amongst team inoshanda yese zvakanaka😢

    • @lakasmags9028
      @lakasmags9028 7 месяцев назад

      Waizviwana kupi asi ndiwe ghost rama Juzi wacho😂😂😂😂

    • @Mk2nilExclusiveEnt
      @Mk2nilExclusiveEnt 7 месяцев назад

      @@lakasmags9028 amaya I'm from Gweru but i think vanhu vanozonyanya kuita as if Kariba arikubviswa paStage nekuda kwaMajuicy yet he's there we actually enjoy him as well...i feel kuti dzimwe nguva we end up destroying a team nemashoko edu.... you never know zvimwe they really need majuicy kubackground so that they put up these good shows for us

    • @Stallie-zb7bn
      @Stallie-zb7bn 7 месяцев назад +1

      ​@@Mk2nilExclusiveEntWangu kariba anogona kudarika majuicy tatopedza newe.

    • @Mk2nilExclusiveEnt
      @Mk2nilExclusiveEnt 7 месяцев назад

      @@Stallie-zb7bn i think team work is more important

    • @Stallie-zb7bn
      @Stallie-zb7bn 7 месяцев назад

      @@Mk2nilExclusiveEnt Team work iri important baba hatirambe but zvakadaro performance yakasiya saka nyaya yedu iri pakuti Kariba ane better performance than majuicy chero iri one team kudaro

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 7 месяцев назад

    amjuice dzungu riripo but can dance zvekurevesa

  • @leeroytandare3278
    @leeroytandare3278 7 месяцев назад +1

    He is very calm

  • @GodknowsMarange
    @GodknowsMarange 7 месяцев назад +1

    mufana ane one chete uyo

  • @PrinceShamuyarira
    @PrinceShamuyarira 7 месяцев назад +1

    Hamunyepi anotamba manje kariba chibaba maJucy anedzungu chete

    • @sekurujiridewamoyo
      @sekurujiridewamoyo 7 месяцев назад

      𝒅𝒛𝒖𝒏𝒈𝒖 𝒉𝒐𝒃𝒉𝒐 𝒑𝒂𝒚𝒂

  • @KennybMushayi
    @KennybMushayi 2 месяца назад

    𝙑𝙖𝙣𝙤𝙩𝙖𝙢𝙗𝙖 𝙯𝙫𝙚𝙠𝙝𝙞𝙖𝙢𝙖 𝙖𝙫𝙤

  • @iantakaedza7699
    @iantakaedza7699 7 месяцев назад

    Ma juicy dzangu

  • @charlesjoseph7718
    @charlesjoseph7718 7 месяцев назад

    Asi dai Kariba akatamba bhora ring raairova munhu nefast yemakumbo ake ayo aiva ma1

  • @samsontendwa7343
    @samsontendwa7343 7 месяцев назад

    Varidzi vemafaro = MBERIKWAZVO

  • @EmeldahMuza
    @EmeldahMuza Месяц назад

  • @lindanjerere
    @lindanjerere 7 месяцев назад

    He can dance

  • @nonomukayakaya
    @nonomukayakaya 7 месяцев назад

    Majuicy wachepa ukotse

  • @AllanChibvunye
    @AllanChibvunye 6 месяцев назад

    Kariba kuseri

  • @wellingtonchabaya8113
    @wellingtonchabaya8113 7 месяцев назад +2

    Franco huya

  • @biggiemurisa3903
    @biggiemurisa3903 7 месяцев назад

    Kariba product yedu yepa Mhangura apa

  • @ChiriaHillary
    @ChiriaHillary 7 месяцев назад

    Kariba huchi

  • @VincentSeremani-we5mi
    @VincentSeremani-we5mi 7 месяцев назад

    Ichokwadi icho

  • @LucksonMakero
    @LucksonMakero 7 месяцев назад

    Karibha kumberi kwete avo vanozviti vana juice zvakadhakwa inharo chete

  • @DouglasChamangwana
    @DouglasChamangwana 7 месяцев назад

    Majuicy kunyanya kuzvida chete asi vakomana ava zvibabq

  • @simbarashechirwa3607
    @simbarashechirwa3607 7 месяцев назад

    Ma fans anofarira kurwa nekurwisanisa ndabvuma hangu

  • @gertrudemambemba7455
    @gertrudemambemba7455 2 месяца назад

    Never!

  • @lovemoredliwayo1744
    @lovemoredliwayo1744 7 месяцев назад +1

    Kariba anotamba asi Majuicy ndibaba vavo vese

    • @LucksonMakero
      @LucksonMakero 7 месяцев назад

      Imika kuzvida handikutamba

    • @lovemoredliwayo1744
      @lovemoredliwayo1744 7 месяцев назад

      Vanotamba vakomana vacho Majuicy naKariba vese zvavo

  • @obeynash6791
    @obeynash6791 7 месяцев назад +9

    I dont know what agenda are you trying to push but i find it very diminishing comparing this young fella to MaJuicy. He might be good at waist dances and has not mastered it to perfection yet. On the other hand maJuicy is a versatile dancer , he accompanies his dance moves with great acting, energy, and enthusiasm. Let Kariba learn from Majuicy and grow achiri mwana

    • @dhereckmherekumombe1945
      @dhereckmherekumombe1945 7 месяцев назад

      Kkkk baba Kariba kuseri pakutamba

    • @tinashekamhapa4803
      @tinashekamhapa4803 7 месяцев назад

      Kusakwana chaiko kuda kusimuka nema zita ewamwe

    • @Hendsonsit
      @Hendsonsit 7 месяцев назад

      Kariba chibaba ma juicy mwana

    • @Hendsonsit
      @Hendsonsit 7 месяцев назад

      Macheso kna zvanetsa anongoti Karibaaaa

    • @bothwellmarshymaplanks
      @bothwellmarshymaplanks 7 месяцев назад +1

      unotoshaya ...majuice far much better ..vanomuvengera zvimwe zvisiri zvekutamba..zvekutamba deep down mumoyo they know

  • @brucemakoni8065
    @brucemakoni8065 7 месяцев назад

    Chikwambo

  • @iantakaedza7699
    @iantakaedza7699 7 месяцев назад

    Dzungu

  • @apostleblessingmakomeya8258
    @apostleblessingmakomeya8258 7 месяцев назад

    Majuicy lacks creative. Kariba is better

  • @TuboneMunsaka
    @TuboneMunsaka 7 месяцев назад

    kariba better than majuce

  • @JosephjonasiMandizha
    @JosephjonasiMandizha 7 месяцев назад

    Haaaa nyararai hamuzive chinhu imi maJusi kumberi kana franco wacho anotozviziva kt majusi ma1

  • @blessedmajaya8132
    @blessedmajaya8132 7 месяцев назад

    Sando kariba