Sad Zimbabwean celebrities vopera nezvirwere. Sir Calaz vofumurwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 янв 2025

Комментарии • 46

  • @EdelineRakatsinzwa-o3l
    @EdelineRakatsinzwa-o3l 8 дней назад +7

    Wish you speed recovery Calaz

  • @IsraelMavhudzi
    @IsraelMavhudzi 3 дня назад +1

    Getting well soon boss yala wish you a spread recovery 😢

  • @levisjackson7780
    @levisjackson7780 3 дня назад +1

    Baba harare variku rwara ne muzvezve😂😂

  • @GladysMakirimira
    @GladysMakirimira 8 дней назад +8

    Only kuti muZim makazara madofo hobho anotanga kufunga kuti munhu akadzikira yatova aids. Those ages ndipo panobatwa ana diabetics, BP and heart so you will loose weight obvious kuti zvitoendeka bhoo cz of diet

  • @BrilliantMuswere
    @BrilliantMuswere 6 дней назад +1

    Get well soon calaz,ko zvokuti anevana hobho vakadzi hobho zvebasa Rei nekurwara kwemunhu dhemeti wenyu

  • @veronicamathabire5803
    @veronicamathabire5803 7 дней назад +2

    I only know one anzwa hake nehurombwa hwake. Vamwe vese get well soon kana musina huturikwa

  • @TendaiPedro
    @TendaiPedro День назад

    Sonn boss yala

  • @FideMaware
    @FideMaware 8 дней назад +3

    Get well soon mbhandity

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 7 дней назад +2

    Unotoshaya kuti mota idzi sei vanhu vasingatye,vanhu vanonyanya kunamata masocialites especially ane mari but magumo azvo kupinda mujeri,the likes of ana Mike Chimombe,mai tt dzidzai veduwe

  • @swishajenje6655
    @swishajenje6655 День назад

    so Kambucha mahwn heyi

  • @queensibanda711
    @queensibanda711 8 дней назад +1

    Being overweight doesn't pay I commend them all for losing excess weight

  • @emmysalimantando4892
    @emmysalimantando4892 8 дней назад +4

    There is no kamuchacha in UK iwe

  • @KassimuSalumu-b1j
    @KassimuSalumu-b1j 8 дней назад +2

    Akasvirana Namadamu boss

    • @AppolloniaEleven
      @AppolloniaEleven 8 дней назад +1

      ini ndinofunga kuti vakaita bonde na Feridhongo, sezvo ariye anemuzvezve!

  • @AgnesMugwendere
    @AgnesMugwendere 8 дней назад +1

    Get well soon boss yala

  • @PaulBlessing-q6m
    @PaulBlessing-q6m 8 дней назад +1

    Get well soon calaz

  • @EvansKauyani
    @EvansKauyani 5 дней назад

    It's true ndinawo maAcids anorwadza vnhu vanototaura zvavanoda

  • @domkat5421
    @domkat5421 День назад

    Acids asina “C”

  • @EdsonJohn-l2d
    @EdsonJohn-l2d 8 дней назад +2

    ko zva winky D zvapinda papi

  • @trmangena2463
    @trmangena2463 4 дня назад

    Kambucha is actually very healthy sorry sister

  • @symlexbrn5396
    @symlexbrn5396 6 дней назад

    Baba Harare must come back to circular music, zvekunamata is private life

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa 5 дней назад

    Calaz kana ari maacids tenga Multiforce alkaline powder will fix your problem of alcers

  • @allzimbabwenews5703
    @allzimbabwenews5703 3 дня назад

    Vazhinji obviously igonye

  • @NicksonMavaza-e6r
    @NicksonMavaza-e6r 3 дня назад

    Munopera guys

  • @slindsayharmon1086
    @slindsayharmon1086 8 дней назад +1

    Kombucha has always been there around the world! The one in 🇺🇸 is Ko not Kambucha & very light in color not the Zim brown one!

  • @SallyMassuer-f8z
    @SallyMassuer-f8z 6 дней назад

    Poreswai munyasha hama dzinodiwa munashe

  • @felofelocomedy7529
    @felofelocomedy7529 4 дня назад

    Saka Pepsi ne 7up ayina here ma Acids

  • @lovenessusayiwhevhu3765
    @lovenessusayiwhevhu3765 8 дней назад

    Get well soon

  • @JamesJasten-py5jr
    @JamesJasten-py5jr 7 дней назад

    Yaaa ma acids haasi boe dear .getwell soon dear

  • @MavisSithole-n9m
    @MavisSithole-n9m 7 дней назад

    Mota dzamuri kutora ldzo, muchema Mangwana makuti dakazova, musa Tamba ne vanhu ve ZANU PF!

  • @SokoMurehwa99
    @SokoMurehwa99 7 дней назад

    OMG

  • @collenhove1876
    @collenhove1876 7 дней назад

    Get well, sir calas ma acids haasi right ....research properly wangu kambucha haina kutanga muZimbabwe ...check Zambia

  • @TabithaMadhaure
    @TabithaMadhaure 8 дней назад +1

    Zimbos will never disappoint you 😂

  • @CleopasNhira
    @CleopasNhira 8 дней назад

    Kambucha

  • @slindsayharmon1086
    @slindsayharmon1086 8 дней назад +2

    What the hell is ditorieshin?? 👀

  • @ShamisoMburayi-hm3ew
    @ShamisoMburayi-hm3ew 8 дней назад +1

    Unonyepa iwe madam boss hanzi vakaita miscarriage

    • @NomsaSiyesiye
      @NomsaSiyesiye 8 дней назад

      Yes mamiscariage ma acids stress and some of the things she said she will let us know when she is ok 😢

    • @TatendaFeremba
      @TatendaFeremba 6 дней назад +1

      Tinozviziva but ya secalaz kkkk ikitooneka kuti ndiyo shuramatongo

    • @truthnjaira
      @truthnjaira 6 дней назад

      ​@@TatendaFeremba😂

  • @CleopasNhira
    @CleopasNhira 8 дней назад

    Kkkkk

  • @hoto-vg8we
    @hoto-vg8we 5 дней назад

    Iwewe wacho ndiwe urikudaro

  • @MemoryKambanje
    @MemoryKambanje 8 дней назад

    Get well soon Calaz