Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Simudza Baba Gari munhu anezvigunwe zvidoko doko zvinobata panonaka
Weldone guys..kubatana kunounza huMwari
Peter chibaba,obert ita seunodzikamisa hana
Ndokuti ana Dhewa muchina muhombe 💯💯
Spencer Spencer pasi hari guti chokwadi zororai murugare Dhewa
Tulikaaaa baba venyu varikumgosekerera kwavari ikoko vachiona mabasa akanaka
Kkkkkk ma voice kunge makamedza ma tissue haaa tongai wakatisiira maduzununu
😂😂😂
This guys are both good ,to Obert l think when you are dancing take time to listen to the tune ,some other areas you have to slow ,your dancing skills thank so much guys
Haaaa Peter ka . 😂 yeah pakaipa .
Well done boys kubatana kune simba. Keep improving pama vocals apo zvinoita chete
Obert akangoita dzungu shoma anoenda kure uyu
Hapana hapana zvomongoti imbora dzababa zve NHAI vedu weee
I'm dead loving this boys.Mukoma Dhewa ba ri Ku nakidzva ka wari.mwari a bhatsire.🤝🙏🏽🙏
Stay together kwete kuteerera zvemakuhwa ne jealousy revanhu!
Very good boys dhewa is alive kkkk mukugona
Obert you have to play lead guitar as well
Thats awesome the two brothers performing to Together
Blood is thicker.
Imika imbai zvenyu mosiyana nezva Tongai moyo chii chamuri kutiitira ichi sometimes listen to your Voices ahhh ndochii chamuri kuimba
kkkķkkkkkk vakomana havagone kuimba ndabvuma hangu....kutaura kudaro. only instruments
Well done
Gud Dhehwa boys keep it up
Becarefull
Mavoice haasi ekwaMoyo ayo ndekwanamai vacho vakahura naTongie
😂😂😂😂😂
Ko chingobatanai kah muite chinhu 1
Mavoice acho kuramba pakutanga bt magitare ndozvoo Tongai juniya kkkk anogona kutamba yuuuu
Amanaka kana musingagoni kuimba dzaTongai imbai dzenyu imimi mupiringishe idzdzo
😂😂😂😂😂😂😂😂 zvanzi mupiringishe idzodzo
😂😂😂😂😂zvakaoma hama yangu
unit is power
I like the love😍
❤❤❤ Well done guys❤❤❤❤❤
Iri team ririkumanikidzira
😂😂😂Ndocoment yoga iri valid iyi
ndoo paunonzwa kti Obert ane voice rekuimba...Pita akunvoimbawo hake semunhu akakwanisa kusara nematurusi ababa ekuimbisa....hakuna kana ma BV akadaro ayewaaaa🤣🤣
Matanga
Chokwadi
Peter is excellent in singing,he is soft which is good ,he can't blow like wind on the stage and it's nice for us to understand what he was doing
kugona uku zvisekuru zvangu
Ramadan makabatana sehama nehama blood is thicker than water
Tulikaaa
Mufana anonzi goda moyo musheedzei ndokuseri manje
what is that mmm do you guys practice mmmmmm discord ma1
Ungavadiiii vanyamunhu
I like the love.
Good move
Mavoice makaisep vapfana imi
Kkkkkk obert idofo zvaro kkkkk pasina auto tune ma cd ake anobuda nyemba kkkk plus dzungu obert
Kushanda mose masimbisa zvizhinji munogadzirisa muri pamwe
Yes ❤❤❤
Bvumavaranda boys
Famba nayo Dhewa boys
Thanks
Good one
Zvekudai dai hazvidi kudai amana
Comment section haii hanzi kumedza ma tissue
Peter tora mic iyo
But team iri vanombotarisawo nekuterera mavoice pamalive shows hr vachipushika masongs ababa wavo kudaro soo nxaa😂
Kkkkkk imagine
WELL DONE GUYS YOU'RE FATHER WILL REST IN PEACE ❤❤❤
Ummmmm
Famba naye Mhuri yemucheno
Obert is a better dancer than Peter . Unity is the best
Kkkk siya kuputa maparacet
Siya mbanje
@@dhereckmherekumombe1945kkkkkk hanzi asiye kuputa chiiiii😅
Peter haasi kumuziva 1 move chete wakutoti Peter anokundwa
Peter chibaba
I can sing Tongai Moyo songs far much better than these guys kkkkk
Wakadii kuimba ako siyana nevanogona iwe
They can do than this, Farai the first is beta at doing song
Ma voices haasi kubuda pafeya