A classroom needs kwamwe ka respect and composure soo watch special class, and learn from there, mu funnies enyu are just too much to the extreme and boring
musanza guys zvese ndezvekungo coper even kuto shandisa camera tetichi coper varungu ndovakatanga nazvoooo keep it up guys keep up ............... nyaya ingoripo ndeye kuti level rakasetewa ne comedy c rikumberii chete keep up hakuna mabasa atlist hamusi kubira munhu
Bvisai vanoseka avo kubackground, and humwe huspecial class hwacho makunge muclass memazim care, ngazvive nekunakidza not kakubhowa that's tooo exagarated pamaspecial class aaah
Is this class yemadofo or class yezvirema.....cause class yematofo inenge ine vanhu vanotadza and give stupid answers that makes us laugh but immitating chirema when you are not disabled wont make me laugh 😔😔😔
2022 who is still here amana ? Enjoying this good content
Kkkkk tichipoooo
Tiriko wena
Solo ave mahorror ikozvino❤❤
Tiripo dj
Solo tukumuoma zvedu
Zvinekamwe kakungo bowa bowa soo 😂😂😂😂😂
Hazvitarisike
True
Trying too hard
Haurevi nhema
Haunyebi
Hezvo solo u been there 😂😂😂😂😂
Imi solo aariko kubva kare saka kuuyu kkkk
Hanzi mungadrowe magaro PA board
saka solo was there
Zvine kushaya izvi nxaaa ..majokes acho haazvikunakidza nxaaaa
Bby mvuuu (hippo)kkkkk dhafu sooo kaaaaa
L am enjoying this video
kutedzera special class
But I rate it over special class
@@cliffordmusana6130 mira tichione
sure nhai
@@cliffordmusana6130 mmmmm special class yakanyanya Doc Vikhela vane talent
sylvester george varikuzvitadza
Ukawona wayita class yakadayikaa wapinda buzy kkkk
Solo i c u
Haa I class yemadofo shawa
TEAM REKUSPECIAL CLASS CHIMBOMIRAI YAMUKUITA MSARWADZIWE NEWORKS REDU........MUKARAMBA MUCHIITA YAMUKUITA TOSVOTSANA KUMAPENA MAKUFARISA MAIZIA
Ummmm siyana nespecial class wangu,havasi muleague menyu,accept criticism yamurikupihwa it will help you.
Solo was here too
Cool
Jatiweri naMatsanga makanyanya guys
Kkkkkkkk matsanga ano spakwa kuya kuchikoro kunonoka 🤣😂😂😂🤣🤣🤣 zvikanzi na na iyeye ndirikuda chair yangu hanzi ya dikidiki my head fucken hurts
A classroom needs kwamwe ka respect and composure soo watch special class, and learn from there, mu funnies enyu are just too much to the extreme and boring
Aaaah ko drunken master vaivemo kkkkk
Guys I miss Vovo
haaaaaaaa kukopera kunoda muchibva magona ......... izvi zvomara izvi .....muri madofo zveshuwa
Eish guys munonyadzisa
musanza guys zvese ndezvekungo coper even kuto shandisa camera tetichi coper varungu ndovakatanga nazvoooo keep it up guys keep up ............... nyaya ingoripo ndeye kuti level rakasetewa ne comedy c rikumberii chete keep up hakuna mabasa atlist hamusi kubira munhu
Zvakadhakwa izviii
ka babe kane black n white mumusoro ako,,,ummh kakaipa
une muonono wakanyanya..kwaaaaks
solo kuita seusipo hanzii
L like it
L like it
Oh sham
Paida
dhafu
jatiwero
senzeni
solo
jedza
team rakabva kure iri
😂 ndaseka zvangu 😂😂
vakaita kunge vanopenga ......Zimcare trust ...mukaita sevanhu vakakwana zvogona kunakidza
😅😅😅 jedza so
Solo chibaba
🤣🤣🤣🤣🤣🤣NB 🔥🔥🔥20100 tiripano munoita tigare tichi fairwaa🤣🤣🤣
Classmanyama 😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Vapfana makanyenye level renyu ropfuura munhu arikutonga nyika yooo
Soloo takabva naye kure hey kkk
Am here to see Solo asina kudhakwa
Iyi iclass yevarwere vepfungwa nemudzidzisi wacho angotadza kuratidza student kune Toilet hanty vati mutsva here
Kana asina kudhakwa zvaanotova munhu kwaye nhai
Kana Kumba kwedu hatina kutsvaira
haa zvaramba, dai maimba henyu kana zimdancehall
Sando muri kuenda mberi ndinemi haaa munondiitisa mabayo yooo
😂😂😂😂let's not pretent as if tisirikuona hairstyle yaSir vacho kkkkkkkkk chidofo chirikutotangira kunaSir
True hey
Hakuna class yakadaro
Taonaishe Kamudyariwa
Jati munoti kudii naye amana kudherera teacher ka uku makumba aripai
Cut yaJatiwero 😂😂😂ndeye nhubu chaiyo
Kutungana kwembudzi
Madofo here or mapenzi😂😂
,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 naiz boom
Good at acting
Ko Solo anga atoripo mmm
solo i see you
Uniform yechikoro haifitwe nemachembere kunanya kuvakadzi
Tipeiworiddim rawakashandusa kanziyo
Solo kwakuseri veduwee🤣🤣
Bvisai vanoseka avo kubackground, and humwe huspecial class hwacho makunge muclass memazim care, ngazvive nekunakidza not kakubhowa that's tooo exagarated pamaspecial class aaah
Kkkkk jatwero haunzwi
2023 ndiri po 😂😂😂😂
thumbs up to special class
Special class
This is the best
Mmmmn makanyanya guys kkkkkk welldone keep it up.. I like yo progam
many r saying zvikubhowa,,ko ini ndikuspakwa sei,,asi humour yangu yakawandisa?
Taura hako ndikitoseka ini
Nhai
😂😂neni ndanzwa nekuseka vamwe meno nei vasiriwo kuseka
Is this class yemadofo or class yezvirema.....cause class yematofo inenge ine vanhu vanotadza and give stupid answers that makes us laugh but immitating chirema when you are not disabled wont make me laugh 😔😔😔
Vanhu vanogona asi,critisaiza une chakowo chawaita
Ndaona solo 🤣🤣
Neniwo
Sir i Dude🤗
Chiii ichi asi??? Maida kuyedza kunyatsodii? Aewa ngatitauriranei tinzwisisane! Aah izvi zvobhowa izvi ...maiwe!
Class ye dofo chayiyo
Mazondiuraya amanaka
Sakei Solo makabvira kare ku actor naye nhai
2023 tiripo
Shugeta kuzofitwa nehu
nehu teacher
Shiit weti ino shata😂😂😂😂😂
Solo solo was there
Kkkkk vhaya kadbumba mukakona
Chinhu chakaipa ichi musanyeperane mese chimbomirai zvekurwadziwa
DELY BOUY taura hako nyc comedy
Solo pawanga uri muspecial class wanga utori right wani
Special class yakapinda ana Chiwenga chaiyo
Kkkkkkk
Haaa zvobhoowa izvi
I'm andafu
Jus wandering mapenzi or madofo chaizvo kkkkkkk
hapana zvamakaita vakomana
copy notes from Special class
Ndofarira zvangu kuona ma comedy but izvi onai henyu mega
Hahahahaha
Kkkkk
Special class is the best
Kkkkķ
ko imi ne special class vakukopa ndevapi .. if iri special class ikukopa haa vakaipa .. ndapedza
Great and amazing acting 🎭
yes
Good
Kkkkk haaaa ma1 hakuna zvakadai
Haha😂😂😂 mondikwadza nekuseka hngu ini
Kkkkkkk pane zvimwe zvirikuuya mangwana ndoma 1
ngazviuye
Munogona guys
Solo 🤣🤣
Vapfana ava yey yey
munogona guys i like it
Jus the title tells it all ndokwaidzidza ED zidofo
Kkkkkkkk
Mapfanha aya mazimuke
iyi ndiyo yakafana nekungoti song yekushaya
kumba kwedu hatina kutombo tsvaira sir
Bus remangoma
It reminds me special class