Ndosaka tisina kwatiri kuenda ,kutungamidza vachembera mberi ,cancellor ane makore mangani ,if first born ine over 50 , then you are looking for development ,
Vanhu varikufira mumvura with these called mapositori vanyanya government must stop this nonsense.chivanhu will never change kana nzvimbo ichiyera yeresai nzwimbo
Kuyera kupi. This is a simple case of murder. Muporofita murdered those 3 kids. Imi takarasima nedecoy yaarikutengeserai. ANDREW is concerned about a cleansing process and missing the bigger picture. The prophet is culpable of murder as arikuto famba hake nekuti nyika is believing this njuzu nonsense. No wonder Zim iri kuuraya vana nekuti vanoti musoro unokuitisa mari. You belief system is promoting this nonsense.
Where I grew up there's a river that we used to go and wash and swim. But there's another place where we used to hear drums played especially in the morning and the water was clear blue water and no one ever used to go there because it was so heavy and scary. Some people used to report that they have seen a beautiful white woman with long golden hair seating on a mat. Sometimes some people reported that they could see white clothes air drying out on reeds. I'm sure that place is still there.. it's been over 20 years since I last been there or talking to someone who is still residing in the area. People are scattered around the globe now.
Kuda masimba kuda kutora masimba kumvura asi ka hapana chisina vari dzi kwahii 14 yr old ndiye akabuda asi ari kurwara tatomirira imi mukoma shumba mutipe zvakazara thank you
Vaporofita venhema vari kuregwa vachita madiro munyika ndovari kukonzeresa. Madzibaba ngaasungwe akandiwa mujere makiyi ejere okandiwa mudziva imomo mavakachekeresa vana. May the Dead Not Rest until Madzibaba (muchekeresi) accounts for his evil works.
Andrew you are doing a great job in bringing us these compelling events. This is great reporting. Can you please put English subtitles on your productions so that the world sees. Zimbabwe is a place full of wonders and inenzvimbo dzinoera dzakawanda. Ive been narrating some of your stories to the people in the country I'm currently residing and they are intrigued. The world needs to see this.***
Masango ane varidzi madziva ane varidzi Oliver akaimba wani hapana chisina muridzi muchaziva zvenyu pasi richadzikera chinyakare vanhu vacharagwa nevari pasi kungoti tese tine mukaka pamhuno hatizive asi chivanhu is there asi long uine ganda dema chete igaroziva
@Drewmass Media No death should be looked at from simple villagers superstitious mindset. Murderers are getting away with murder. You trivialising the death of the young people.Superstition blinds a nation. Reason is suspended by promoting this type of mindset or another level of thinking. A fake prophet is claiming kuti injuzu ko kanan akachekeresa vana ava. This was a sacrifice to the Devil. Imi kwaku mhanya muchipomera njuzu iyo mhondi makaitarisa. What if maeye witnesses ese aya akabhahdarwa. Vana vakapondwa. Maporofita ngaasungwe. Kumira 7 days chitunha chaora kuitira kurasisa mapurisa. Andrew Neshamba tipe maserious. Njuzu ia a spririt being if you were to just agree. Mhondi ndi Muporofita akaunza vana panonyudza. Sei iye asina kupinda.
Mapositori are notorious for disrespecting sacred places. The same thing happened at Manhize Chikapakapa .Ipapa havana kutanga vakumbira dare remumvura. Munorangwa mhedzisiro yacho.
Vaporofita venhemaaa vachakurumbira ngwariraiwo hamaaa dzidziso dzenhemaaa dzichakurumbira ngwariraiwo hamaaa. Just singing hangu but zvava kuitika. Vanhu ngavasungwe vari kusvubisa zita re Postora. Mambo JESU vakati vasiri vangu muchavaona nemabasa
Ava hanzi hanzi they don't have enough info panyaya iyi .Mukoma Andrew can you please interview baba vemwana akatorwa akabuda ipapo ane 14yrs .Mwana iyeye ari kutorwara parizvino
Demons take advantage of the ignorance of people, ukatenda kuti kune nzvimbo inoyera it becomes so nekuti mweya yetsvina inobva yatotora mkana, ukatenda kuti kinemashavi nemhondoro mweya yetsvina inobva yaita iyo mhondoro yacho. Izvi zvekuera izvi mweya yasatani chete hapana chaMwari apa. Saka musakurudzire vanhu kuti varemekedze nzvimbo dzinoyera its the same as giving the devil respect instead encourage people to believe in Christ and the power of his resurrection and no evil shall befall them.Anyway great job Drewmas!!
Tiitireiwo FOREVER MISSED CHAMUNORWA NEBETA KUMASVINGO IKOKO DREWMAS MEDIA.PLIZ TAKE US TO ANOTHER LEVEL
mavhitori i love mutauro wangu hanzi vanhu vanga vachida kunyikana. hanzi ndosvika ndikaminyiwa kkkkkkkkkkkk
Wezhira. Tiri pano tiri kuhwa.
Hevo. Hatizati Tichada kunzi mavhitoro after fort Victoria. Tinoda kudanwa nezita rokuti makaranga
@@cdechirume2979 Ishuwa iyoyo.
ndomuda mutauro wangu, apa vari muraini mangu chaimo wena ummmm home is best amana
@@cdechirume2979 it's actually Kalanga. Read your history
Maita henyu Drewmas nerendzero iyi. Vanhu ngavakudze chiKaranga chavo vasati vamanya.
Ndopaunonzwa vakrstu venhema vachiti hakuna chivanhu muchazobvuma henyu makuna kuna anyanya kuzimbabwe plz
Hakuna mashavi....muchapera kuHell fire zvenyu tichiimba nengirozi
Vanhu vakutanangira tsvimbo dzinoera kana iri njuzu panenge pakakanganiswa maybe panenge pakuda kudzikamiswa nevanoziva yoooo zvotyisa shemu
153 watching ryt now,but u see only 20 likes,,like really guys really? Let us show some love n likes,,thank u.
Tete achihera taurai totodakuti varipe majuzu edu
Mmmmm ngatidzidzei kuzvinamatira vana vaMwari maprophet akuromba aya uye zvimaprophet zvongofamba izvi mmm inhubu
Nzvimbo idzi dzinoda vanhu vakachena nkt munodenha mweya yenzvimbo
Ndosaka tisina kwatiri kuenda ,kutungamidza vachembera mberi ,cancellor ane makore mangani ,if first born ine over 50 , then you are looking for development ,
kungohwaaaa!!.... inongova kwahi kwaaahi!! kwaahi😂😂kuti kwakatinhira😂😂😂
😜😜inongova kwahi kwahi
Makwahi kwahi makuhwa there is no solid or complete evidence to say that vanhu vakatogwa nemhepo "kwahi" "kwahi" waonawo zvandaona kkkkkkkk
Ko Rovai how far ?.rambai Nebasa mukoma Andrew
Vanhu varikufira mumvura with these called mapositori vanyanya government must stop this nonsense.chivanhu will never change kana nzvimbo ichiyera yeresai nzwimbo
Kuyera kupi. This is a simple case of murder. Muporofita murdered those 3 kids. Imi takarasima nedecoy yaarikutengeserai. ANDREW is concerned about a cleansing process and missing the bigger picture. The prophet is culpable of murder as arikuto famba hake nekuti nyika is believing this njuzu nonsense. No wonder Zim iri kuuraya vana nekuti vanoti musoro unokuitisa mari. You belief system is promoting this nonsense.
Nzvimbo ngadziyere kunevanodziyeresa. It's everyone's right to follow their beliefs
Chivanhu nenzvimbo dzinoera zvakagara zviriko
Ndini hangu wezhira, ndinogozhegwa nenyaya dzirikuitika mudunhu redu. Zvotyisa veduwe. Vanhu ngavasiye zvekusiya zvinhu munzvimbo dzinoera aaah tosvikepi shuwa.
Revesa hako iwe.
Tisu varidzi veko kwamapanzure kunoyera pavakaenda ipapo
Where I grew up there's a river that we used to go and wash and swim. But there's another place where we used to hear drums played especially in the morning and the water was clear blue water and no one ever used to go there because it was so heavy and scary. Some people used to report that they have seen a beautiful white woman with long golden hair seating on a mat. Sometimes some people reported that they could see white clothes air drying out on reeds. I'm sure that place is still there.. it's been over 20 years since I last been there or talking to someone who is still residing in the area. People are scattered around the globe now.
True...there's so many spirits in the woods.
@@sirclassics no sprits anywhere, kana munhu asingagoni kudhidha unofira mumvura chero yakadzika 1 meter chaiyo
ruclips.net/video/tZimfz-Bmbk/видео.html
Hazvanzi yangu Neshamba plizz pamoendapo pakafira vana vacho padziva ipapo veduwe musanyanyo svika padhuze tingakushaiwai veduwe mamedzewao ummmm
😂😂. Zvawanyora zvakafanana nekuti kana mobika sadza ramandipa iri musasvike pedyo nemoto mungatsva. Apa uri kutodya😂😂😂
Gogo you really explained well zvatanzwisisa.Tbh..there's a lot of mysteries in the woods and caves and why would someone go there with kids.
Munhu chii pagonyeti? Mhepo inosimudza gonyeti rakasenga kuriita setissue paper kuhoti munhu chii?? Zvosangana nokusazivavo mvura veduwe
Aaa vanhu nenyaya dzekutambira mumvura nhaimi vaaakuzvinyanya
Ndiwo maporofita enhema kaaya zvino ouraisa vanhu manje
Uuum ngaasadaro maporofita aya nhema dzikuwanda
Vanhu ngatikoshesei chivanhu chedu nenzizi dzinoyera nenzvimbo dzinoyera angave makomo, mapako
Mapistori chiiko kandi kuda kuita simba nevadzimu. Ndosaka vaidzingwa kumakomo ekuDomboshava
Kuda masimba kuda kutora masimba kumvura asi ka hapana chisina vari dzi kwahii 14 yr old ndiye akabuda asi ari kurwara tatomirira imi mukoma shumba mutipe zvakazara thank you
Sandra my sister ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my sister
Thanks Drewmas media
tiri kudzidza chokwadi mapositori ibvai kumvura honai mangwana mangwana kufira mumvura
Iwe ko wenyu papa kukwira ndege kuenda kuDubai ku baptism mupositori here? Aisaita adultery here? Kuromba chete kwemunhu
Zvakaoma nyika yatave kuraramira yave kutyisa
Vaporofita venhema vari kuregwa vachita madiro munyika ndovari kukonzeresa. Madzibaba ngaasungwe akandiwa mujere makiyi ejere okandiwa mudziva imomo mavakachekeresa vana. May the Dead Not Rest until Madzibaba (muchekeresi) accounts for his evil works.
Muporofita haana kuchekeresa here
Mukoma Obert ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you mukoma
Andrew you are doing a great job in bringing us these compelling events. This is great reporting. Can you please put English subtitles on your productions so that the world sees. Zimbabwe is a place full of wonders and inenzvimbo dzinoera dzakawanda. Ive been narrating some of your stories to the people in the country I'm currently residing and they are intrigued. The world needs to see this.***
Mapositiri remekedzayi dzimwe nzvimbo . Chiwanhu chiriko
PaMapanzure pfeee! Maita nekutivonesa zvimbo iyi (pedo nepamusha pangu) ndanga ndoishuva chose!
Innocent mukoma, ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you mukoma innocent
ndabva ndafunga gwizi musogwezi paShumbayaonda apo
@@Kaflashi: sharp
Chief asi ndevemazuvano vanoiswa zvematongerwo enyika? Chief vasingazive nzvimbo dzinoyera munyika yavo????? Vanotaura zvainzwa sevana
🤣🤣🤣🤣🤣
First here
Masango ane varidzi madziva ane varidzi Oliver akaimba wani hapana chisina muridzi muchaziva zvenyu pasi richadzikera chinyakare vanhu vacharagwa nevari pasi kungoti tese tine mukaka pamhuno hatizive asi chivanhu is there asi long uine ganda dema chete igaroziva
@Drewmass Media
No death should be looked at from simple villagers superstitious mindset. Murderers are getting away with murder. You trivialising the death of the young people.Superstition blinds a nation. Reason is suspended by promoting this type of mindset or another level of thinking. A fake prophet is claiming kuti injuzu ko kanan akachekeresa vana ava. This was a sacrifice to the Devil. Imi kwaku mhanya muchipomera njuzu iyo mhondi makaitarisa. What if maeye witnesses ese aya akabhahdarwa. Vana vakapondwa. Maporofita ngaasungwe. Kumira 7 days chitunha chaora kuitira kurasisa mapurisa. Andrew Neshamba tipe maserious. Njuzu ia a spririt being if you were to just agree. Mhondi ndi Muporofita akaunza vana panonyudza. Sei iye asina kupinda.
Drewmas media,, uuum thanks guys
Councella mataura henyu ...pamwe kuchekeresa kutsvaka masimba but muporofita ngaasungwe vanhu vatatu here veduwe😥😥😥
Maporophet apedza vanhu vanhu ivava havaite..inini ndakaurairwa mwana
Maria my sister ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my sister
What happened Maria? I hope you have healed...keep praying..your happiness is in heaven and your baby is an angel in heaven.....God bless you honey!
Drewmas Media wanyanya kusaririsa shamwari dai wachinjawo MIC yako iyo maitawo zvechimanje manje
zvakaoma mwaripindirai vanavavakutoregakudzidza nyikayorema maitazvenyu mukomaneshamba rambaimunacho
Thanks mkoma Andrew ,haa vanhu ngavakoshese madziva asinganzwisisiki aya
Mukoma crydon ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you mukoma crydon
Zvakaoma
I am loving the lion roar. Divine
Ko sei vanhu vasingaterere musiuno taiva neimwe yemumvura vanhuka becareful
chii nhai nemapostori kunyura soo umm dai dzambovharwa church idzi
Mukoma korovai nato isiya hr
anonzi Rowayi not Rovai kkkk
Rowai akazoita sei ,mukoma
Mukoma Jack ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you mukoma Jack
Hatirare zvekumhanya
kwakuromba uko vanhu avo vakachekereswa nemuporofita uyo.
Thanks for the update Neshamba n the crew keep it up guys luv u
Ko munoenderei madziva avaridzi musina kukumbira varidzi vawo kkkkk apa yangova kwahi kwahi aah
Uuuum mvura munoda vanhu vakachena shame ngaasungwe
rambai muchifamba Drewmas Media,,nyaya dzikunakidza
Thanks brother Neshamba
Mapositori are notorious for disrespecting sacred places. The same thing happened at Manhize Chikapakapa .Ipapa havana kutanga vakumbira dare remumvura. Munorangwa mhedzisiro yacho.
Drewmas media thank you so much tirikudzidza zvakawanda ko yamai vaisvikirwa vaye nemukomana ainzi akafa how far
Ndogona kusvika ndikaminyiwa
Ephias Vushangwe svika pano
kumusha kwangu ikoku, mugwizi imomo momatotogeza. Ndava ndasuwa kumusha
Ko sei usina kumbotorwa wo nemvura
@@amaiyeukai2310 Nzvimbo dzakadai dzinoda kurespectwa wangu
Zvakaoma zvirikuitika am waiting for tomorrow
Chivanhu chiriko chokwadi
Muporofiti uyu ndiye ayida masimba kubva kunjuzu vamwe vaakaenda navo avo yaive disguise ...muporofiti uyu ngaasungwe nevamwe maSabhuku ndava ndivo vanoziva hushereketa hwayiita coz they new kuti panoyera...akachekeresa pachena zvake
Mwari ariko asi hama dzangu kare nakare isu vanhu vatema taive nezhira dzedu dzekutaura nemusiki zvanhasi izvi zvana Madzibaba vazhinji vacho vachitungamidza chirungu maakungoita zvamunoda mu Mvura hamungopindwi hakuna zvakadero takakurira munzvimbo idzi asi taingodzidziswa kuti tisaita chino ne ichi paMadziva kana Makomo. Takazvarirwa munzvimbo idzi asi munhu anongouya kubva kwaanenge achibva woti unoda kubhabhatidza vanhu kana mosangana neizvi moshamisika remekedzai nzvimbo dzinokosha uye muchipindawo munzvimbo dzevamwe tangai nekuMasabhuku
Vaporofita venhemaaa vachakurumbira ngwariraiwo hamaaa dzidziso dzenhemaaa dzichakurumbira ngwariraiwo hamaaa. Just singing hangu but zvava kuitika. Vanhu ngavasungwe vari kusvubisa zita re Postora. Mambo JESU vakati vasiri vangu muchavaona nemabasa
Uyu anoti inongova kwahi-kwahi unoratidza kuti itype yevaya nanongoda kukura musoro nepasingadi kukudzwa musoro. Varikuindako varikushumwa nani iye zvaanomirira kushumwa.
Mmm zvinenge zvinekuchekeresa mukati izvi, chakapa muporofita iyeye simba rekungoenda kumvura mumusha wevamwe asina kusuma madzishe nemasabhuku enzvimbo chii
Ava hanzi hanzi they don't have enough info panyaya iyi .Mukoma Andrew can you please interview baba vemwana akatorwa akabuda ipapo ane 14yrs .Mwana iyeye ari kutorwara parizvino
muporofita uyu akachekeresa mapo rofita ari kuromba too much sabhuku akatodzima idzwa kuti asa ziva Chinhu
Zvakaoma
Tiri vanhu vatema nzvimbo nenzvimbo ine zvayo .zvinoera zvinoera.
Urukureveiko iwe? Vatema ndivanaani? Isu tirivana vamwari, najesu,. Ndekupi kwawakamboona mifananidzo yemadziteteguru aya, Jesu namwari varivatema? Iwe! Iwe!, Wanzwalka?
I totally agree.
@@makanakamaenzanise3602 hellooooo really?i shall not speak!!!!!!!
vaporofita nhema
It's Musvogwesi mhani
Gud gud job indid
Pakaipa ndiko kumaraini kwangu zvemashura akadai kutotanga munzvimbo iyi
0 to
Apa baba vakatadza kumirira nzvimbo yavo ava,ngavagare pasi nevanhu
mukoma wedu
Demons take advantage of the ignorance of people, ukatenda kuti kune nzvimbo inoyera it becomes so nekuti mweya yetsvina inobva yatotora mkana, ukatenda kuti kinemashavi nemhondoro mweya yetsvina inobva yaita iyo mhondoro yacho. Izvi zvekuera izvi mweya yasatani chete hapana chaMwari apa. Saka musakurudzire vanhu kuti varemekedze nzvimbo dzinoyera its the same as giving the devil respect instead encourage people to believe in Christ and the power of his resurrection and no evil shall befall them.Anyway great job Drewmas!!
Hehede
Vaera shumba ndivaaanani ku drewmas media?
Tiripo
tiripo ana Nyamuzihwa 🦁
We are here to support tomborara here dziva rinokara dziva renjuzu
Mmmm zvakaoma
thanks king
Mukoma Ishmael ndibatsireiwo kusvika mu 2k SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you mukoma
Mumvura mununyudza munhu
Mkoma Andrew while you are still in masvingo kune gomo rinobaka moto kwa chief mazetese rinonzi Rasha towards rainy season manheru so yooooh
Chipoko here iwe zvikadzingwa kudenga
Haha ha ndabva ndafunga kumusha ,nzunzu inofaya zvayo
Kkkkk ko zvakuri kumusha kwanguzve Nhaimi
kkkk mavakutiwo kujorodwa
Zvakaoma sure
Thank u mukoma neshamba for the update 👏👏👏👏👏
lni ndinoda kumbokuonai mukoma Andrew
Kumusha kwangu uko
Neniwo unobva papi pacho
@@Zimaestro kumachitenda
@@memoriegomana5341 wonderful homie ndobva ku Gondoi zasi kwe kumuchakata ndokwandakaurira ndakambodzidza pa Gunikuni
@@Zimaestro owk shuwa homie chaiye
AnDrewMasMedia- big up
Ummmh iyi shona yekuti kunyikana yakaoma havo. Ivo vanhu shuwa kuuya kuzonyikana panzvimbo inoera shuwa
😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 Iweka
Magudu, haubvi kwaRusape here? Kunyikana hazvi svodeseri kwedu kuMasvingo
Madhara aya ndoziva ese
Inonzi Masvingo iyoyo
division yacho ma1 chaiwo
Well done Drewmas keep it up
Vangu vatete salute 🗽
Nice place
Nhai veduwe kumusha kwangu
Munohi..kwahi....hwai hwaii hwooo
Ndiyo nyaya yaitaurwa kwasis Melly here iyi
Yasis melly ykaitika kuno kumuzans
Ndiyo yevana vakafira mumvura kwa Mapanzure vachi jorodhana