Mambo Mutasa minoshanda zvinodadisa❤! We admire your excellent work. Pese paneSekuru muripo. Well done Sir. Very proud the whole team, Mambo, Sekuru MK and team Karanganda team. ❣️
😂😂😂😂😂Gogoooooo mati mukumugona mega here munhu wedu uyo ,ini ndikuda kubatsira ini 😂😂😂😂😂🏃🏃🏃🏃🏃🏃🏃🏃mondityora mbabvu mhinduro dzenyu ,kana murimi shuwa musaita bp kufara but kana murivepano pa youtube aiwa takawanda shaa😂😂😂😂😂
Mudhara uyu anondigonera zvamwariii chaizvo God bless
Ndozvandokudirai baba taps hamupedzi nguva zvino kumwe data rese kupera ne ngoma aahhh
Haaa taura hako
😂😂😂ndaimboti ndini ndega
😂😂😂😂
Zvinondisvota zvengoma zviye mxm
Zvaunechokwadi nhy iwe
Kkkkkk wareketa Dikoo reGwinyisoo
Famba tione ....famba tione ...famba tione....heyyyy
Doctor Mukotsaldo❤🎉
Mkotsaldinho
Mambo Mutasa minoshanda zvinodadisa❤! We admire your excellent work. Pese paneSekuru muripo. Well done Sir. Very proud the whole team, Mambo, Sekuru MK and team Karanganda team. ❣️
Karanganda Netflix woyeee 🎉🎉🎉🎉
Woyeee
Woyeeeee
How are you dear
❤❤❤❤Waivepo Bvondo Bvondo haaaa sekuru ndovafarira mhani ava vanoburitsa zvakawanda zvinenge zvisingazivikanwi nevamwe vanenge vangori zvituta
Ndopaunonzwa umwe achiti Dr Mukotsa anowanza nyaya
Doctor mukotsanjera pamakore 10 arikutevera ayo Zim inenge yachena
Tonamata mwari dai zvadaro kurege kuva nezvipomerwa
First give me likes
Ndir kutengesa Dstv rine 6 months full subscription for data re1 mnths rekuti ndione hangu tsoka😅😅😅
Hupenyu hwenherera ndimi munorasirwa zvese zvese,shuwa ungaroya vana vemunin'ina wako
Shungu dzangu sekuru ndinoda kukuonaiwo
Matigonera BaTaps🎉🎉🎉
Tsoka bae to the fullest❤
Ichoooo muriwadi er vabereki mukatsanjera akadzidziswa tsika nemagariro 🎉
My kule Tsokaaaa ❤❤❤❤
Famba tsoka famba naro bhora handizvoba 👏 masamabhuku muri tani muri tani nebuwa rese muri tani
No.81 hangu pa Zim Netflix powered by Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe, baba Taps
Karanganda TV wayeipo here sekuru Mukotsanyera sando dzenyu ❤❤❤❤
Bvondorai Sekuru we love u nebasa renyu ndinoku kudzai chose
Mhuri iyi
1. yakambotsikiswa mutanda
2. Vamboenda kun’anga yegirazi
3. Mukotsanjera
4. Mapostori
5. More to come
Tiripo babaTaps❤❤❤❤
Pasofa dheshe nditambireiwo karanganda family ❤
Ndoopandinodira Tsoka apa, vano vetter mudzimu kusvika zvabuda pachema. Tsoka bae havatambisi. Havanyeperi mudzimu kuti uite kunge chokwadi. kana mudzimu usingatauri zviri straight havaubvumi.
Isu tiriterendu ❤❤❤❤my one and only dark chocolate bae 🙈🙈🙈gogo Zambia rekugona kuchengeta babie wedu ririkuuya ❤❤❤
Veduweeeee musandidaro inini mbuya venyu purizi
😂😂😂😂😂Gogoooooo mati mukumugona mega here munhu wedu uyo ,ini ndikuda kubatsira ini 😂😂😂😂😂🏃🏃🏃🏃🏃🏃🏃🏃mondityora mbabvu mhinduro dzenyu ,kana murimi shuwa musaita bp kufara but kana murivepano pa youtube aiwa takawanda shaa😂😂😂😂😂
@@mesiMutepfa munodiwa imimi manzwa ❤❤❤
Hesi kani iwe kkk unozondidakadza hangu
@@TalentTakaindisa kkkkkkk hesi iwe aaah ini ndikufara ini futi futi Gogo mukadzi watsoka bae tinaye pama comment angu,futi vabvuma kuti ndiite second wife 😜😜😜😜😜ichoooo chimai Tsoka chepa youtube 🏃🏃🏃🏃🏃🏃
kotsa my crush ❤😂
Faaaambaaaa Tsoka❤❤❤❤
Mmmmmm murooora uyo akangwarisa hake. Muroora wakangwarisa usadaro muroora. Murooora usadaro. Muroora kaaaaa iwe muroora. Zvimwe nyarara.
Gorongoza ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Shumbaaaaaaa
Muri dherento ...haaaaa tsoka munondiitira❤
Muri kubata basa Doc mukotsanjera
Seat # 40 ini pfeee mbuya venyu pana bae wangu❤
Mwari ngaawedzere tsoka makore akawanda aponese vanhu vanhu varikutambura
BabaTaps murisei zvenyu ❤❤❤
😂😂😂 song irikumberi iyi
Veduweeee munenge maona ma notification nguvai sure 😂 surrender 🙌 sure
Kkkkkk
Kkkkkk kuda zvinhu kwedu uku
Kkk ndoona sekunge vanhu vakatotama vakugara pano😂😂😂
@@Joypausiri ndochokwadi bcz ini notification ichingopinda same time ndaveko but unowana pazara kare 😛
Apa sekuru mugaranyanga watonga
Tsoka Woyeee ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Top ten tapindira
Sekuru vanotekaidza matare ❤
More ❤❤ to Doctor wedu
Ini ndichanovaona chete tsoka nenhamo yandinayo😢
We need part 2/3/4
Regai tione zvopera mushe here
Kkkķk mupurisa wamambo arikutoda kurara zvake
Kkkkkk kanenge kaneta
Kuneta
Karanganda huyaiwo nasekuru Mukotsanjera kumba kwedu Seķuru 🫶munotigonera
Gegege chikwama ngachisimbe mukuru apa tabhai dzamosvikira mari inemumvuri ndoinodiwa kuzoona voti muri wadi muri wadi pamusha penyu
Ngozi haitizirwe nekuenda Muchurch.basa sebasa khule
👏👏👏
Kule fambai navo kubvondora chaiko,ndai mambouya chiundura 😊 haaa yakatakura😢
Kkk kutadza kurara nemkadzi kunge wakatambiriswa kkkk
Sekuru avo vakaramba kut mkadzi wavo abudirwe nemudzimu vaitya kufumurwa
Tiripo😂😂😂😂
Pa 3 ipapo
Hanzi msoro unenge weGurwe kkk
Mukotsanjera usanonokere mudzimu kumutaudza because at the end munozotaura mega mazvita
Ndisis nemunin'ina hr vanambuya avo
Obvious ihonde valley Hakuna kumwe kna mambo mutasa akataura Kuti honde valley ine zvese ..
Deadman ❤
Ndavapo baba taps
Kwawakatora zvinhu zvawo
Waiyepo ereeee
Sekuru mukotsanjera Sando dzenyu 😂😂😂😂😂
Wayiyepo ere
Kana vasingachazvigoni ngawadzosere hurombwa hwacho kumuridzi wezvinhu
Ndatangw nhasi
Tavepo number 6
wanhu wese huyayi muone😂
Ndawepo
Feja feja
Magona bb Taps weekend ino
KKK hanzi join company
Ndavepoooo
Tinoona pekuswera nhasi
Sekuru mukotsanjera munogona basa yooo shumba yengozi nezvikwambo kkkk rovai basa sekuru neniwo ndirikutsvaga mari ndirikuyako ndoda kuti mumbo pfumura vedzidza rekwangu kkkk
Dheshe
Rovai basa Chiremba
Kuty chulasto blastmina ❤❤
Bwino yeyiko nhai kule taurayi nerurimi rwaamai
Karanganda woyeee
Munyori waMambo kwaakutorara zvake kkkkkkk
Adhakwa nemishonga kkkk
Munhu uyo anga achitobudirwa zvesure here??uum ini hangu l doubt.
Hamusati maziva henyu
@@margaretkarirangombe ndotoziva and hakasi kekutanga kuona basa rasekuru Mukotsanjera.
Ndawana sofa risati razara
Bvisai mibobobo yekunyenga varoora kkk
Achanyepera kubudirwawo uyu ummm l doubt
Ndauya
Ndikondangandakaroriwa kumaraini kwacho
Avo amai pane kusvikirwa here kna kuti vari kukiringa kuti vazviti ndinomukirwa hapana mudzimu apo kuramba nezita ravo
Hauzive here kuti ngozi haingotaure zita rayo inotya kutsipikwa
@@vivianmugowa3918 😂😂😂imi Inga dzose dzino budiswa kwaSekuru Mukotsanjera dzinotaura mazita sekuru vachitaura kuwanga wakatsipikwa imi 🤣🤣🤣 karaganda pano tave kupaziva zvekudaro
Hazvina formula izvi...
Kwana Pani
Phuu urimbwa buda panze kkkkk
Wariko kwachicco wanhu awo pamhiri apo panaPartricia Nana Takazvida mushakabvu
Kuswera pano
Bhora mberi tsoka nguva yakwana
Pfeee hangu
Mupurisa wamambo mutasa anzwa nehope. mmmmmmmm
Kkkkkk
Imi vanhu makavata pano kahi kkkkkkkkk
Pasofa ipapo
😢mambo vakazvimba side vaita sei futi kusimba hr
Pamwe izino
Pane zviro zvisingabude mushe mukushopera umu, n'anga dzofanira kubvunza here kana kuti vanofanira kurova bhandi straight
Vanoita zvese
Mashandiro anosiyana. Plus apa you see sekuru vanotaura then family you bvumira.. like cross checking
Maybe kunzwisisa kosiyana this guy anongoita zviri pachena wani
Tavapo
Zete pa121 haa Basa range rakambundira
Zvambonzi mai avo havaroyi. Zvakunzi vanoroya futi chii chiri kuitika apo
Mudhara uyu anondigonera zvamwariii chaizvo God bless