Mbida D naKhonangale voita zvibhagera kutanga Fight zvavo muStar Fm yabva yazopindirwa naMadedido 😂😂

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 52

  • @thomasdzinez6785
    @thomasdzinez6785 Месяц назад +2

    In short ndongoti ukwane😂😂😂😂

  • @lunarvibz9499
    @lunarvibz9499 Месяц назад +9

    From my point of view, khonangale has now improved, he is now good in doing freestyles, Mbida was good before but nowadays he is no longer performing. If you see someone overeating like what mbida did zvoreva kuti you have been defeated. Music clash is not personal, it should be intended for entertaining viewers, so l urge these yuts to grow up.

  • @GoldenPrince-mc9ey
    @GoldenPrince-mc9ey Месяц назад +1

    Mauto to the point 😊😊

  • @calvinsobha8458
    @calvinsobha8458 Месяц назад +2

    mautoooooooo ❤.....

  • @ZNTK-l
    @ZNTK-l Месяц назад +3

    urikachimoko unenge Lavender 🤣🤣🤣 mauto ma1

  • @IsahKasisi
    @IsahKasisi Месяц назад +2

    Mauto chibaba boiz mbidza hapana chinozivikanwa

  • @BysonMihavha-z2r
    @BysonMihavha-z2r Месяц назад +6

    Mauto 🔥 tu de world

  • @natanigel9529
    @natanigel9529 Месяц назад +3

    Ndakapfeka jean nekuti ndiri paOff😂😂😂😂

  • @AdmireMzheri-nt8bi
    @AdmireMzheri-nt8bi Месяц назад +4

    Chii chinonzi hewupu
    Mauto to the world 🔥🔥🔥

  • @king_bee04
    @king_bee04 Месяц назад +1

    Hah khonangale akugona

  • @nashseke9658
    @nashseke9658 Месяц назад +2

    Haaaaa ndanakirwa hanzi ReaLNass ikutambisa mari😂😂😂

  • @FreemanMakusha
    @FreemanMakusha Месяц назад +1

    Mautooo munhu mukuru

  • @maxpainmusic
    @maxpainmusic Месяц назад +3

    Mautooo🔥🔥🔥🔥🔥👏👏👏👏

  • @TapiwaBrian-c4s
    @TapiwaBrian-c4s Месяц назад +3

    Mautoooo vahombee3e mbida haamireee

  • @feretodeleeshan
    @feretodeleeshan Месяц назад

    mauto 🔥 🔥 🔥

  • @Takundachuwe-s8b
    @Takundachuwe-s8b Месяц назад +3

    Mauto ndiri baba vake

  • @Lildopeking_sB3p
    @Lildopeking_sB3p Месяц назад +1

    Zvakaita Blot kuna Silent Killer ndozvaita blot kuna Khonangale
    Kuwanza hasha pasingadi hasha

  • @clintwaison5304
    @clintwaison5304 Месяц назад +1

    Anga akuda Helpu Mbida

  • @EVIDENCEMUGUMBATE533
    @EVIDENCEMUGUMBATE533 Месяц назад +2

    Mauuutoooooooooo

  • @PanasheMbofana-x4h
    @PanasheMbofana-x4h Месяц назад +2

    Mauto weipapo anogona

  • @RichmanTandire-b8f
    @RichmanTandire-b8f Месяц назад +2

    Mautoooooo

  • @ClaiveChingore
    @ClaiveChingore Месяц назад

    Mbida aita mwana

  • @VilloneHyz3
    @VilloneHyz3 Месяц назад +3

    Mauto ma1 ...mbida is too small fir this guy

  • @IANSAMUJANGO
    @IANSAMUJANGO Месяц назад +2

    Ndakosora ndaisa cough

  • @DanmoreChikwanha-ui7ju
    @DanmoreChikwanha-ui7ju Месяц назад +2

    Ndomashura chaiwo ngavatikwanire

  • @Jaymwemaheatsrepresentyutzonef
    @Jaymwemaheatsrepresentyutzonef Месяц назад

    Parikudiwa help apo hakuna musoja anopfeka Jean avo vamhanyi vemadeko mbida aita mwana uyo dayi wakatomukwaipaidza anongotaura zve BMW muudze kut zvinoshandwa izvo akatenga mavanzi uyoo haana chaanogona mauto tinewe kuchando satya pamberi nengoma uri mukuru unopa kana kutora aita mwana konangale

  • @LadworkMutsambiri
    @LadworkMutsambiri Месяц назад

    Mauto haasibhoe guys mbida haasi wengoma uyo 😂Hoyoo

  • @Flex585
    @Flex585 Месяц назад +3

    Mauto to the fullest 💥💥

  • @Spyrockxwemafresh
    @Spyrockxwemafresh Месяц назад

    😂😂😂😂😂😂

  • @BlessingNjowo-c3f
    @BlessingNjowo-c3f Месяц назад +1

    Hapana mukuru apo you are same mafia ,you have to be friends siyai zvekuitirana beef izvo and stop fighting

  • @Leroytayitoni-E7xt
    @Leroytayitoni-E7xt Месяц назад

    Mbida d Mira wakadro

  • @KuzivaMagama
    @KuzivaMagama Месяц назад

    Mbida anogona kukundq khonangale paStage but pamq freestyles it's impossible..
    Ko akuita hasha dzei futi

  • @ComfortTakudzwaRusere
    @ComfortTakudzwaRusere Месяц назад

    Mbida haana chaanoita kumauto mauto I big boss

  • @bossgunners2602
    @bossgunners2602 Месяц назад

    tample man ngaaite kuti vanhu vawirirane gyz beef haina basa boyz

  • @Standeh_official
    @Standeh_official Месяц назад +2

    Mbida uyooo 😅😅

  • @RobertSibiya
    @RobertSibiya Месяц назад +1

    Mbida ndibaba zvake🎉🎉

  • @FelixChimambo-zj4jd
    @FelixChimambo-zj4jd Месяц назад

    The squable at the end looks staged.

  • @EdmoreMadeiwa
    @EdmoreMadeiwa Месяц назад

    Mautooooooooooooo

  • @leonchaparapata5258
    @leonchaparapata5258 Месяц назад

    mauto anovaremera

  • @PatsonMachekera
    @PatsonMachekera Месяц назад +1

    Mauto

  • @Tutall_Linkup
    @Tutall_Linkup Месяц назад

    Mauto anouraya

  • @lovenessNdemera-m8g
    @lovenessNdemera-m8g Месяц назад +3

    Mbida munhu mukuru khona dzikama zvako jakarasi

  • @NyashaNzou-r3v
    @NyashaNzou-r3v Месяц назад +1

    Mbida🎉🎉

  • @RonaldoRyne
    @RonaldoRyne Месяц назад

    Mauto muhombe

  • @terrencesithole6562
    @terrencesithole6562 Месяц назад

    Mbida d chibaba ichi 🔥

  • @LibertyFaraiMatondo
    @LibertyFaraiMatondo Месяц назад

    Mauto baba

  • @LeeroyKupara-l9c
    @LeeroyKupara-l9c Месяц назад +1

    Hapana musoja anopfeka jean

  • @calvinsobha8458
    @calvinsobha8458 Месяц назад

    mautoooooooo ❤.....