Anotiza Chete!!

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 7 фев 2025

Комментарии •

  • @goldfieldsintasect404
    @goldfieldsintasect404 10 дней назад

    Chokwadi chazobuda Baba Rusike,zvinoda kutendwa. Tinokumbirawo kuti shoko irori risvike Zimbabwe yese,ungave Mandebele,Chitonga,khalanga,venda,Zim sotho,Nambia,Vitoli.Neamwe ase marudzi dzandasiya shoko irori ngarinzwike Nyika yese nevana veZimbabwe. Ngatisimukei let's back up Baba Rusike to fight the enemy.time is now...how painful to be called by names in foreign countries. Look how our beautiful land Zimbabwe being treated in foreign country the same African Brothers and sisters...time is now Zimbabweans

  • @lovemorearozo9450
    @lovemorearozo9450 11 дней назад

    😂😂😂😂😂😂❤

  • @stevetailor7750
    @stevetailor7750 12 дней назад +4

    Latest mdara inzwai Zvaita maWAR veterans HSTV live Zim with Blessed Geza today demand ED to leave office Now

  • @justinemakusha2154
    @justinemakusha2154 13 дней назад +2

    You are part of the history of Great Zimbabwe mudhara. Chokwadi chinosunungura mudhara asi vanhu havadi chokwadi.

  • @jacobsengwayo2368
    @jacobsengwayo2368 11 дней назад

    Economy, future yevechidiki, service delivery and country rebuilding?

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 12 дней назад +1

    Mudhara Rusike how many times did I call your name?😂😂😂😂😂😂😂😂❤😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 11 дней назад +1

    Mazuwa here zvakataurwa nema War vets ana Cde Cheza nezuro mdara, vari kuti ngaende ED

  • @MartinSheha
    @MartinSheha 12 дней назад +2

    Ichikwadi taurai zvenyu munhu uyu taneta naye rambai muchitaura chete

  • @dumezwenimabuza4784
    @dumezwenimabuza4784 13 дней назад +3

    Mdara wangu taura zvako zvese chokwadi!

  • @lovemoredliwayo1744
    @lovemoredliwayo1744 11 дней назад +1

    Akutora nyika kuita yake

  • @elizabethmungwazi8192
    @elizabethmungwazi8192 13 дней назад +3

    Taurayi zvenyu vaRusike tos vika rinhi tichidya nhokodzezvironda

  • @michaelmanomano7412
    @michaelmanomano7412 13 дней назад +3

    Ichokwadi mukoma, Bumbwa Mnangagwa I dofo re munhu

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 13 дней назад +1

    HAANA PURAZI MHANI MUNHU UYU...NDEYE VANHU.

  • @StephenTembani
    @StephenTembani 12 дней назад +3

    Mdara Rusike pamberi nemi

  • @MarkNdati
    @MarkNdati 13 дней назад +1

    Arikugadzira moto kuvana vake rakapusa munangwa arikuzviona amwari anorarama nekusingaperi

  • @jacobsengwayo2368
    @jacobsengwayo2368 11 дней назад

    I hondo dzeZaNu idzo.
    Hapana chinochinja

  • @Jun-m7b2r
    @Jun-m7b2r 13 дней назад

    Madrone Mudhara sando dzenyu