Mukwasha Onzi Akaroora Kuna Tezvara Vasivo. Otaurawo Kuti Akaudzwa Kunzi Vamwe Vana Havasi Vake.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 дек 2024

Комментарии • 18

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 9 месяцев назад +3

    Mambo mahwumana mapromota hwunzenzq neudyire

  • @eviahgwasira788
    @eviahgwasira788 9 месяцев назад

    Vamwe vanhu carikurarama upenyu hwechikiribidi

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 9 месяцев назад +2

    Nyaya dzakadai ana makoni hamudzikone endai Kuna chief seke kana mutasa matongero ayo ndiwo anotadzisa mvura kunaya😊

    • @PedzisaiSixpence
      @PedzisaiSixpence 9 месяцев назад

      Ad a privilege to meet chief seke more than 5 times. The wisdom and intelligence with that guy is tall. That guy kana usina kunjenjera haukwanise even kutandara naye chaiko kkk

  • @BrightonNdlovu-x2i
    @BrightonNdlovu-x2i 9 месяцев назад +3

    Mambo marasika hakuna munhu anoroora munhu Ava nemumwe murume DNA first

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 9 месяцев назад +1

    mambo uyu anomborasika hake. Apa atadza kutonga last number.

  • @ronnahnjanji7264
    @ronnahnjanji7264 9 месяцев назад +1

    Ndoona sekunge ari kukurudzirawo varume out there kuti kana wagarawo nemwana vevanhu bvisawo something even though akazowanikwa bt wakambogara naye mnje vamwe vanoti dzawora mutswanda ndoona kuty idzidziso kunevamwe

  • @it3788
    @it3788 9 месяцев назад

    Mambo vedu vezvinyadzi bhoohere kachitsole tsole ndi problemo.yacho panamambowedu vkatopindq basa nesvondonesvondo bataps kana kuchurch hamuchapinda😂😂😂😂😂

  • @richardmaposa5876
    @richardmaposa5876 9 месяцев назад

    Mambo vanorasika kutonga , vanogona zvinyadzi chete, ungaroora pfuma yemunhu ava pamurume umwe, tezvara vanoda bhemba mumusoro chaimo

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 9 месяцев назад

    zvikomba zviri kuda kunetsa vanoda pfuti

  • @ADELMADZORE
    @ADELMADZORE 9 месяцев назад

    Cynthia, Cynthia, Cynthia ndakudana rungani?

  • @TheChekas
    @TheChekas 9 месяцев назад

    Patadzwa kutongwa nyaya apa

    • @tafirenyikashylet4707
      @tafirenyikashylet4707 9 месяцев назад

      But akagara naye poitwa sei

    • @TheChekas
      @TheChekas 9 месяцев назад

      @@tafirenyikashylet4707 madamages hongu but not roora since akaendeswa kune mumwe murume. Considering kuti pane zvakatombobviswa, square square. Unnecessary to burden ambuya avo nemuchato wakaparara.

  • @TerrenceMatamisa-dg1vl
    @TerrenceMatamisa-dg1vl 9 месяцев назад

    Mambo uyu haatotongi nyaya mushe anoda mari too much

  • @parrot7325
    @parrot7325 9 месяцев назад +2

    chii ichocho mambo, mukadzi wacho ari kuroorwa ari kupi

    • @makonidanies7851
      @makonidanies7851 9 месяцев назад

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 KUCHIKOMBA

    • @parrot7325
      @parrot7325 9 месяцев назад

      @@makonidanies7851 imagine kkkkkkk