Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ichi chaida part 2 guys ..Bee please ita plan...guys let's raise hands here for part 2
Senzeni kkkk hohyoo zvese bvooo
Senceni kkkk hanzi sekuru vakandirova ndoita inonzi taikondo
Bee weZhira unotivaraidza u are talented zvino zvawafumura sekuru
😅😅😅😅😅 haaaaaa senzeni ka wakufumura sekuru
Ichi chi hot Pisa keep it up m yr#1 fan
Haaa kkkkk Senzeni wakanyanya iwe wandinakidza kkkkkk ko kuzoti ko ini ndoenda nani gara nasekuru vako muchiita makuhwa
Iko kuzoitawo kunge kari innocent kakamira vanhu vachiudzana mashoko!!
Kkkkkmkkkkkkkk senzeni kaaa sekuru vachema kkk
😂😂😂 Senzeni wachemedza sekuru nemakuhwa ako
Senzeni wazondipedza kkkkk nyanyesiti sando dzako
Kkkkkk anga achifunga achainda kuKappa kkkkk
Manga mamunyanyira uyu anotaura Ichi umwe Ichi akati dhuu kufunga zvino magadzirirwa right size isingashinye for everyone kkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Bee anetsa sure
Credit to sekuru, he is improving on every video, Welldone everyone good acting.
Kkkkk haa senzeni kwakumberi
Chi best chikuindita bhoo😂😂
Chokwadi chochemedza sekuru😂😂😂😂😂kuvhara nyadzi hahahahahahahaah
Gegegeeeee Senzeni abed a power uyu. Munopesaniswa mukatinm ekeeee. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Aaaaaa maiwee kkkkkkkkk ummmmm nhaiwe Senzeni ndakurwadziwa nekuseka zvangu ini🤣🤣🤣🤣🤣
Very realistic. Impeccable acting skills by everyone including our star performer Bee Wezhira.
😂senzeni anozarura huru uyu
Kkkkk hanzi na senzeni koini ndoinda nani kkk
Vabva UK ndevapii avaa kkkkkkwaaa senzeni nyonga nyonga
Nyaya yasara yava yenyu sekuru kkkkkk
Kkkkkkjk iweka unogwisanisa
What shall we do senzenjani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣senzeni uri Ronda remumhino chairo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mumhino makatonaka ironda repaya pekuti unotadza kugara mota chairo senzeni 😂😂
Kkkkkkkk ndakangozvinyarara ini😂😂😂😂😂😂😂😂
Imagine apa Ari kutotaura😂
Senzeni kaaa iwe unorwisanisa kkkkk
Wezhira wezheve
Senzenikaa..kkkkk..hanzi " ko ini ndoinda nani?" Kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣senzeni abvondora zvese ;uchagara nani manje senzeni
Toda series...gadzirai next episode. Chakanyanya ichi.
I laughed and liked before watching
kkkk bee wezhira sando dzako
Dzikisa hembe Senzeni kkkkk anogonesa wena apa ane chikoro chake hake welldone
Kkkkk saka senzeni uchanogarep nhaimi
Senzeni return soja to be akazvimiririra. Akonzeresa then kupfava zvake 🤣
Senzeni kudambura makumbo kunge gurwe ASI kufamba richida zvino uchagara nani
Koini ndoinda Nani🤣🤣🤣🤸wanga uchiti uchaenda Nani nechipfuva chako
Vakangozvinyararawo hako vazovitaurawo nekuti Sekuru vataurawo zvako iwe senzeni ka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👏 you're one of a kind you're a star l salute you
Senzeni achaendepi 😂
This one finished me
Kkkkkk inga mose manukonewa wani mamuchiti mukoma Simba vanoita maune kkkkkkk
😂 😂 😂 🤣
Kkkkkkk senzeni kaa ndasarenda hangu
Ko kaboice booo here Senzeni🤣🤣🤣
Hilarious 😍
Senzeni keep the fire burning 😂😂😂😂
Kkkkkkkkk aaaah Senzeni weweka wakaoma chokwadi ungadaro sekuru sure🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣yhaaaa you are a real comedian 🤝
Kkkkkkkk senzeni akaoma shuwa agadzirira sekuru size inokwana
Kkkkkk senzeni unondipedza
kkkkkk has Sekuru vakasimba Ava kugara na Senzeni 😁
Finish sekuru muri pama1 kkkkkk kkkkkk
Ukuda kuenda kupi Senzeni iwe waits makuhwa kkkkkkk you killed me
Am the first to comment haaa Senzeni ndiitirewo chi party 😊😊😊😊
Kkkkkkkk ahhh iwe bee kaa hanzi ko ini ndoenda nani kkk weyi iwe wabvoronga kuna sekuru waakuda kuendepi zvee kkkk
Choooogona ichiiiii🔥🔥🔥
I never thought ndokuchaenda nyaya yacho
Kkkkk senzeni kufushunura guhwaaa
😂😂😂😂 zvese bvuu
Kkkkkkkkk nhai Senzeni
Yoweeeee sekuru vafumurwa
Senzeni u killed me
Senzeni
Welldone Senzeni. Wapinza sekuru bussy
Kkkkkkkk kunyarara zvake sekuru vachimuchengetesa secret
Umm Senzeni wacho🙌🙌🙌
Senseni ka! Sekuru vabongomora mhere kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣Zvokwadi senzeni hauna kukwana 🤣🤣🤣🤣 uchagara nani manji🤷🏼♀
Senzeni wemen best comedy
Senzeni aenda nechimuti. Kkkkkkkkk
Kkkkk senzeni makuhwa kuchemedza sekuru
Kkkkkkkl Senzeni haagariswe padare itai henyu at your own risk munokaura mese
Senzeni wanetsa haaaa kusimudza vanhu vakuru kubva mhiri shuwa kkkkkkkkkk
kkkkkkkkk achinyepe senzeni vakazxitaura sekuru kkkkkkkkk
Kkkkkkkkk senzeni y make my day
Oh yah, Senzeni kumberi.
Kkkkkkk maw chaiwo
Senzeni wakaoma ndati kkkkkkkk kkkkkkkk kkkkkkkk kkkkkkkk ndakusarenda
Good senzeni unogona still waiting for part 2 please raise up
😂😂😂😂 iri idzubvurandi remwana
Still remember ndakagadzikwa kadare kekunzi nanetsa ndichitoti mukandirova ndokuyendesai kumapurisa but ndini ndakazoyendeswa kumapurisa nikanorohwa zvekuti
🤣🤣🤣🤣 unofira mahara
Kkkkkkkk wakanakirwa dai ndaive mupurisa ndaishuwira kuvapo ndichikurova sterek
Sekuru wakandiudza ndikazvinyarara ini.....
Gegege mukadzi wechikwambo
kkkkkkkkk ha makuhwa so ummmmm
Kkkkk hanzi ko ini ndoenda nani kkkkk
……hona Senzeni sekuru vatorerwa chibhodhoro🤣
Munhu anonzi senzenikaa..anofanira kumboratidzwa kut mbama hadzinyimwe munhu chete..kkkkk
Senzen unondivhuna mbabvu aa makuhwa here aa kkkkkkkkkk
Atozvidira jecha zvake senzeni iye ndiye ozviita mutsvene 😄😄😄
Sekuru nhasi vakatodhakwa zvemashuwa pane azvionawo here
🤣🤣🤣 🤣🤣🤣 uyumupengo chaiye
Kkkkkk chocho sekhuru
Wachemedza sekuru senzeni kkkkkkkkk
One and only sekuru ka🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Asi imi maiidanao senzeni hezvo zvaakubudaizvo kkkkkk srnzeniiiii
God bless senzeni
😂😂😂😂😂wandigura kunorira
🤣🤣🤣ichi chandi killer Senzeni uneguhwa yohweee waparadzanisa vanhu vanga vachiwirirana ende futikaa
Guhwa rotyisa idi zve imi🤣🤣🤣🤣🤣 kuparadzira futi akapfava zvake
Senzenikaa, wakaoma
😄😄😄kuita seasipo hake Senzeni wacho
Finish bhora musango ndokuti seenzeni
Senzeni wemabasa😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk senzido taikondo
Sando dzako mukunda kkkk
Senzen kkkk wakanyanya